Muito triste, lamento a sua partida Terry, me perdoem,mas estou chocada com atitude dessas pessoas que estão aí tão felizes,essa forma de ovacionar deviam ter feito sempre que ele aparecesse em palcos a dar espetáculo, para nós cá em Moçambique a morte de alguém, principalmente de celebridades, homenageamos com louvor e outros cânticos que representam o tipo de cerimônia que decorre naquele momento. Enfim, cada povo tem sua cultura, porém é doloroso ver esse tipo de comportamento quando os outros estão com corações partidos e chorando por terem perdido o seu ente-querido . Que o senhor lhe dê eterno descanso TERRY😭.
Madzisahwira chete aya vanotamba zvavanoda hazvirambidzwe izvi,thats how it is pa nhamo uye ndizvinoita madzisahwira kwedu zviriko izvi madzisahwira anotamba yese yese
Izvozvi Terry akafa asina kumboravirawo gambi but nhasi vanhukadzi busy kuchukucha zviuno kunge zvekumusvotesa. Kana maimuda zvekudaro maidii kumbomuzunzira Ari mupenyu okwaburawo like everyone else? Shuwa kuita Terry seachamirirwa mubhokisi. Chii chakadaro nhai nhai?
Terry you break my heart I was loving you and chipo all the way from malawi
We love you 💕💕💕💜
Fly high Terry till we meet again now you'll be singing with the angels. Nematambudziko family yaTerry and sorry hako Chipo nyaradzwai nashe💔😭😭
May his soul rest in peace handizivi vakadzi matambiro amunoita panhamo awo makamawanepi zvimwe zvacho tinozvidzikisira toga vakadzi
Nhai zvenyu imi
It's part of our culture we are African and zimbo thorough & thorough
Even me I was shocked Kut mutambiro rudzii 😮kunge vari pa party, vajaira kuenda kunhamo kwema Bhishu that's y havachina ruremekedzo 🤔
Vanhu venesimba veduwe
Haaa chokwadi mamwe matambiro acho haaitewo soo
From my heart boy. You gave me peace in my life brother. Kunge munorangana saka makafanana. Will continue to listen to your music
U were an icon...my hero go well terry..but yo music will forever live..rip my brother my best
Rest in peace Terry i used to you and i will continue to your music 🎵🎶🎶🎶🎶🎶🎶🎶 i miss you, watching from chipata
😭😭😭😭😭😭😭God always take our lives one l just to say my heart is 💔💔💔💔💔💔💔💔
Nhaimi rufu rwa Terri kunge kwangofawo ini kàna kumboita sekwafa munhu ane mbiri kudaro vanhu musadaro😢
Hasati avigwa
Ukuda kuti vanhu vaiite seii nhaii, Africans so ka
Muito triste, lamento a sua partida Terry, me perdoem,mas estou chocada com atitude dessas pessoas que estão aí tão felizes,essa forma de ovacionar deviam ter feito sempre que ele aparecesse em palcos a dar espetáculo, para nós cá em Moçambique a morte de alguém, principalmente de celebridades, homenageamos com louvor e outros cânticos que representam o tipo de cerimônia que decorre naquele momento. Enfim, cada povo tem sua cultura, porém é doloroso ver esse tipo de comportamento quando os outros estão com corações partidos e chorando por terem perdido o seu ente-querido . Que o senhor lhe dê eterno descanso TERRY😭.
True 😢
Essas mulheres estão exagerar shiii.
Ohio p
E cultura deles, nao porque estao felizes.
they are celebrating his life...the time they had him on earth...its not rejoicing no
Rest in heavenly peace my brother Terry!
Rest easy Terry and fly high you will always be remembered
Rest in peace terry wakarwa kukuru munyika
Rest in eternal peace Terry. You fought the good fight.
Terry is singing with the Angels!RIP
singing hawu iye akafa musanyepere vanu netwuma theory zwisina basa mxaa
U were an icon...my hero go well terry..but yo music will forever live..rip my brother my best 😭😭😭😭😭💔mwari vakaita havo kuda kwavo
May his soul rest in peace 🕊️🕊️
This is heart breaking may his soul rest in peace, my condolence to the family
This is so heartbreaking RIP terry😢
Avo varikutambisa tutako muri 100% wrong matambiro ayo ndeanoitwa kn pafa hure siyai Terry azorore murugare😢
You know kana mukadzi wemuzimbabwe asina kutambisa nyash haana kutamba
I like the way inobatana nayo ma Zimbabwean pama funerals I respect
Awww Terry may your soul find everlasting peace
RIP Hero..Your work will remembered forever..❤
Be consoled chipo, rest in peace😊
Mahure ayo ashaya adzinga here kushaya hunhu kudaro nxaaa
Sure matambiro acho kuita sekuti pafa hure nxa vashaya atsiura herr
Terry aigarep nhai,,,,,,
Condolences to family and friends
Its so sad…may his soul rest in eternal peace
Terry rest in peace u break my heart bt anyway rufu inzira yedu tese
I will forever miss you Terry.
Rest in eternal peace😢
I loved his songs, may his soul rest in peace
My Sincerely Condolences to Terry Gee family...may your soul rest in peace will forever loved nd remembered 💔 tarwadziwa Terry
😢😢😢😢ndarwadziwa veduwe ...mukomn ange ari pawheelchair ndaon pain maari😢😢
This is so heart broken rest well brother
Nyaradzo hamuchina maKeyboard here
Fly high broo my condolences to Terry's family 😢
Ndokutamba rudziiko ndozvanda Terry here?
Sad not may his soul continue rest in peace 🙏🙏
Ma dance arikuitwa nana mai awo ndekuchema here kana kut varikufunga kut varikutamba gure
Munhu anotamba zvaanogona kkkkkkkk
Kufumuka
Chihure finishi, hapana amai vane self respect vanotamba zvakadaro
They are so pathetically disrespectful of themselves.
Madzisahwira chete aya vanotamba zvavanoda hazvirambidzwe izvi,thats how it is pa nhamo uye ndizvinoita madzisahwira kwedu zviriko izvi madzisahwira anotamba yese yese
RIP brother,😢😢😢😢, Dancers are seems like they are very happy with the situation
Rest in peace Terry. God takes only the best😢
Thanks hama dza terry nekumuisawo munyaradzo ❤❤❤❤
Ndakawona hwukuru Hwa Mwari through Terry and ndarwadziwa but zorora murugare hako Terry
May his soul rest in peace Terry😢😢
RIP Terry
Mazakwatira anozinzirwei parufu nhai?
Izvozvi Terry akafa asina kumboravirawo gambi but nhasi vanhukadzi busy kuchukucha zviuno kunge zvekumusvotesa. Kana maimuda zvekudaro maidii kumbomuzunzira Ari mupenyu okwaburawo like everyone else? Shuwa kuita Terry seachamirirwa mubhokisi. Chii chakadaro nhai nhai?
U will always be missed teddy 😥
😢May his soul rest in peace
Go well Terry, May God be with you on your eternal life
why is his coffin so long i mean the guy was short he deserves a smaller coffin rather than putting him in a standard coffin...
We will always rember u terry
RIP Terry🖤🖤🖤🖤 Fly High
Will miss and love u Terry
Rip Terry you fought a good fight
Goodbye Terry Gee see you in Heaven😢😢😢😭😭😭😭
So painful rest in peace Terry 💔💔💔
Zorora mrugare Terry aaa wabirira iwe,vakanaka ndivo vanoenda zvavo
May his beautiful soul rest in peace 😢😢
Rest In Peace our brother
varikutamba jiti makakirira kupi kumarokesheni here?
Madance awo kuita sepafa fambi shuwa chiyi ichocho kutamba rudziyi
Taura hako shuwa zvimwe azvidi kuzodaro 😢😢
Rest where shadows may not fall Terry 😢
May His Soul peacefully
May your soul rest in peace Terr y❤❤❤
Rest in peace ✌️ Terry ndarwadziwa, family Terry nyaradzwai nedenga😭
Wakadziii sooo ngatisafumukei kudaro
Very true, they lack respect of themselves
R.I.P Terry 😢😢
Rest in peace my King
#terryGee 😢
Terry may your spirit rest in peace
Rest in peace Terry 😢😢💔💔
May yr soul rest in peace
😢😢😢rest in peace terry ndarwadziwa mufunge
Rest in peace Terry gee wandirwadza
😢 sorry chipo
Rest in peace until we meet again on the second coming of our Lord Jesus
May your soul rest in peace Terry
Miss yu so much my guy😢
REST IN PEACE TERY GEE🕊️ WARWADZISA SHAME EISH😭😭😭😭😭
Ndarwadziwa rip Terry
Rest In Peace Terry Mwari vaita kuda kwavo
I'm so heartbroken 😭😭🥺💔💔
Zororai murugare terry mhuri yenyu ngainyarwadzwe
Continue to rest in peace terry gee
Good night Terry❤
Rest zorora murugare terry until we meet again
May his soul rest in peace
So painful 😢😢😢Rest in peace Terry
Rest in peace always remember yu
😢 zvikurwadza izvi rest in peace Terry
Ko great man akaendawo here weduwe
Go well Terry😢😢
Rest in power Mr Terry 🎉
Endewachemwa thank. You mazimbabeans magona
Was he sick😢😢 am heart broken 😢😢😢😢😢 Terry rest well
Yes heart problem 😭
Zvikomana zvese izvo kutadza kuridza ngoma kkk maborn rukesheni hapanawo zviripo feya
Flying higher Terry
Those women lack something , MHSRIP TERRY
I need to thank yu all nenguva yamava nayo yekuchema mukomana
Rest in peace mukoma Terry😭😭😭😭
Rest in peace Terry
Rest in peace T.....Jiti fam ma1