TINASHE MUGABE FOUNDATION: CATCHING UP WITH BINDURA MOTHER (MURANDARUME WANGU)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 24 січ 2025

КОМЕНТАРІ •

  • @primrosechisemwa8332
    @primrosechisemwa8332 Рік тому +70

    Guys do not forget to take care of our parents 😢gogo varikuti vane vana 7 no one is taking care of her ,bvunza vasina mai anonyatsonzwisisa kukosha kwaamai ,izvi hazvidikanwi let's support our parents while still alive ,tinozotsvaga varoyi pasina misodzi yaamai inokushungurudza kusvika kare I'm telling you

    • @kudzaiangelinekufa6166
      @kudzaiangelinekufa6166 Рік тому +4

      Vanotovati vanoroya imagine ko ivo mainini vaizviita vasande vazere gracia varipi

    • @innocentnsingo6447
      @innocentnsingo6447 Рік тому +3

      Inga mwana wavo akataura kuti mai vanoroya pamwe nemuroora wavo wekuhura uyo.Makes sense kana vachiti 5 vana varipasi,vakadya.

    • @catherinemurambiwa4203
      @catherinemurambiwa4203 Рік тому +1

      Mashoko ane hudzamu

    • @ShupikaiTarausa-jm2yd
      @ShupikaiTarausa-jm2yd Рік тому

      ​@@innocentnsingo6447hooo saka munhu akafa adyiwa namai vake here..Inga Rufu inzira yemunhu wese

    • @chibwarisvo4154
      @chibwarisvo4154 Рік тому

      Its true

  • @cricket694
    @cricket694 Рік тому +17

    Thank you Tinashe Mugabe and all those who are helping this family without judjement. Kutadza kunowanika let he who is without sin cast the first stone.

  • @carolinenyoni6454
    @carolinenyoni6454 Рік тому +21

    Tinashe Foundation you are the best, you don't judge people but you help everyone who is in need regardless zvaakaita kumashure , ai tirisu will be enjoying the suffering, Mwari vekudenga varambe vachikupai njere , nemhuri yeZimbabwe yabatikana komborerwai mese

  • @mamospecial2080
    @mamospecial2080 Рік тому +75

    It seems like all these people who did paternity testing we are now a family I smiled when I saw the video is it possible to subscribe twice 😂😂😂😂

    • @MutenhaFam3
      @MutenhaFam3 Рік тому +1

      Akataura wani Tinashe Mugabe kuti wese watinoita paternity test yatova hama yedu they do follow ups to everyone

    • @obeympofu9561
      @obeympofu9561 Рік тому

      Especially this murandarume guy😂😂😂 i family. Drama chairo

  • @Alpha-q8t
    @Alpha-q8t Рік тому +28

    Mwari awedzere patapudzwa . Zimbabweans are the best 👌 👍 😍 kind people. Keep it up TM FOUNDATION.

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 Рік тому +41

    Vamwene vakadai she's one in a million. Bless u vamwene.

  • @annencube9483
    @annencube9483 Рік тому +19

    Well done Tinashe Mugabe, you were brought up well. May God continue to bless you

  • @trishkaingidza1843
    @trishkaingidza1843 Рік тому +24

    Thank you tinashe Mugabe foundation...ndini Nani who got emotional after watching this video

    • @sir_kay
      @sir_kay Рік тому

      Ndini wena, ndanzwa kubatikana mumoyo mangu

  • @paidamoyocynthiamukanwa853
    @paidamoyocynthiamukanwa853 Рік тому +20

    Tinashe Mugabe l have no words that can describe what a good job you're doing only God can. Thank you so much.nmay you live long in Jesus name

  • @princessforprince6126
    @princessforprince6126 Рік тому +12

    Thank you for helping this lady and her children. ❤Mwari vawedzere Tinashe Foundation territory.

  • @naturezw3655
    @naturezw3655 Рік тому +56

    Closure team makanyanya... thank you for the service you're doing to the community. Yours is not just a mere DNA show but a calling to change lives. Bravo!

  • @ChiedzaMudzingwa-vg1ng
    @ChiedzaMudzingwa-vg1ng Рік тому +7

    I'm happy ,she looks well now..even kutaura shes now very free..thank yu tinashe Mugabe foundation

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Рік тому +8

    A very powerful prayer from mama, may God bless you mama, Mwari vanokuchengetai nevana venyu, may God bless you gogo, tese tinotadza uye tese tirivatadzi ❤❤❤

  • @tarirofranciscamachabango381
    @tarirofranciscamachabango381 Рік тому +2

    Manjenjenje vakaita musikanzwa havo asi ndinongovada so😍. Munhu wekuti akawana zvake haaa tomushaya vanoita chishongo chaicho🦓❤ she is a hardworker zveshuwa. Thank you Tinashe Mugabe Foundation for reaching out where they see need❤

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 Рік тому +8

    Thank you Mugabe foundation nekurangarira mhamha nevese varikutambanudza maoko 🙏

  • @nomsashoko3126
    @nomsashoko3126 Рік тому +7

    Hapana asina kutadza muhupenyu. Amai ava needs all the support she can get. Thank you TMF and everyone else atambanudza maoko to help this poor woman. Kudos to gogo for not forsaking muroora and vazukuru including those that are not biologically hers. Komborerwai gogo

    • @kushinganyasha1200
      @kushinganyasha1200 Рік тому +1

      Taura hako apana asina kutadza totadza zvakasiyana asi kwese kutadza

  • @charliedickie5945
    @charliedickie5945 Рік тому +1

    May God bless Tinashe Mugabe foundation 🙏🏼

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 Рік тому +3

    DNA Global haaaaa manyama, kana maNGO achakuomberayi inguva chete, aya ndooo anonzi maoresa. Zvinodadisa zvamurikuitira vanhu. Putting smiles on hopeless people's faces, unozodeyi.

  • @lindsaykaridozo9811
    @lindsaykaridozo9811 Рік тому +10

    Tinashe Mugabe My God continues 🙏 to bless you in Jesus name 🙏

  • @DianahSithole-un5ck
    @DianahSithole-un5ck Рік тому +5

    Thank you Tinashe and those who managed to stretch their hands to help May God blessyou abundantly.

  • @nomattermujaji
    @nomattermujaji Рік тому +1

    VaMugabe, im touched nenyaya yevanhu vanoshungurudza vanhu vakura, vakweguru. Nyaya iyoyi inoda kugadziriswa. Kukura hachisi chitema please. Handina hangu capacity and know-how bt my proposal is that please facilitate a human rights orv inomirira machembere

  • @memoryzulu6949
    @memoryzulu6949 Рік тому +14

    Thanks to Tinashe Mugabe"s foundation Good bless you a million times mufunge

  • @msmandy3088
    @msmandy3088 Рік тому +6

    Thank you everyone who contributed the presenter is good

  • @bonasera298
    @bonasera298 Рік тому +25

    Granny has very little material possessions but has abundant love ❤

  • @esierayner533
    @esierayner533 Рік тому +4

    She is a beautiful lady, so much difference from the last time.

  • @priscamazoe694
    @priscamazoe694 Рік тому +7

    Thank you so much Tinashe mugabe foundation... Mai vane respect zvavo Ava mukuoma mukurwadza havasiye murandarume😊

  • @brendamurombo787
    @brendamurombo787 Рік тому +4

    Thank you Tinashe Mugabe foundation. You guys are simply e best!

  • @gregorychanyukachimonyo5973
    @gregorychanyukachimonyo5973 Рік тому +11

    Vamwene avo has a kind heart!

  • @jacquiendambakuwah6603
    @jacquiendambakuwah6603 Рік тому +7

    Thanks for reaching out to this Lady eish life ma1

  • @emilymushanya2077
    @emilymushanya2077 Рік тому +4

    Mwari awedzere pamatapudza team Tinashe Mugabe

  • @KendraLipsy
    @KendraLipsy Рік тому +2

    Oh sweet amwene chengetai vazukuru, mangwana hamuzive anokuvigai shuwa. Tinotenda to Mr Mugabe may God bless u

  • @LucyStainer
    @LucyStainer Рік тому +2

    Thank you very much for everything Mr dna man
    Mukazouya kucapetown muuye nemota hombe ndine hembe dzisina anopfeka dzinozogona kubatsira vanodzida zvavo pane kurasa

  • @primrosechisemwa8332
    @primrosechisemwa8332 Рік тому +3

    Murandakadzi murambe makadaro nokubatsirana nagogo panechokudya kana kupfeka denga rinoona uye rinenyasha mucharangaririka rimwe zuva🙏

  • @susanmoyo-tn6nd
    @susanmoyo-tn6nd Рік тому +5

    Thank you so much people that help this woman ❤❤❤

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому +2

    DNA süre its closure havasiire zvinhu panxira thanks mr mugabe and team

  • @facytavas1754
    @facytavas1754 Рік тому +8

    vese vabatsira wedzerwai makore oupenyu ndatenda👏

  • @lindarice8342
    @lindarice8342 Рік тому +7

    Who else is in love with that greenish trees and grass I miss home

  • @dzidzaidzinotyiweyi7703
    @dzidzaidzinotyiweyi7703 Рік тому +4

    God bless every hand that contributed... Muroora continue doing Good, God is with you ❤

  • @patiencemunyongani5993
    @patiencemunyongani5993 Рік тому +1

    Haa this is beautiful to watch Tinashe Mugabe foundation. The world must be like this. Weldone God bless you❤❤🎉

  • @MercyMudengezerwa-td3yu
    @MercyMudengezerwa-td3yu Рік тому +1

    Mwari vakuiterei zvakanaka sure🤝🤝

  • @kudzaiangelinekufa6166
    @kudzaiangelinekufa6166 Рік тому +11

    Mainin vaizviita vasande vazere gracia havauye kuzoona Amwene shuwa sometimes the people we deem evil are the kindest
    Chengetai Amwene amai nyatsai kumora mablessing iwayo ndozvaitaurwa naProphet Makandiwa kut kune vabereki vane maBlessing avari kushaya wekupa tumbuya turi kushaya anochengeta go take care of them and Serve the Lord through that ❤️

    • @norahanaochfeshete3597
      @norahanaochfeshete3597 Рік тому

      Agreed ❤❤

    • @pee.4461
      @pee.4461 Рік тому

      Ko kana uchirota same amai ivavo vachikuroya unoita sey.kunamata kutsanya kuendao kumapstor kunonamatirwa pasina chochinja

    • @kudzaiangelinekufa6166
      @kudzaiangelinekufa6166 Рік тому

      @@pee.4461 all I know is huroyi huri spiritual and zvinhu zviri spiritual hondo dzacho hadzirwiwe paPhysical inorwiwa muSpirit and it manifests in the physical ndonanatira a hedge of protection around you zvekuti anokubata aite kudaro at their own risk
      Iwe love them as God loved you asi ziva kudenga kunaMwari

  • @nokhuthulancube7425
    @nokhuthulancube7425 Рік тому +9

    Mai ava vademba zvandibata😢

  • @tichatongavareta3677
    @tichatongavareta3677 Рік тому +2

    Thank you Tinashe Mugabe Foundation. May God bless your extended hand abundantly.

  • @fambailangtonshasha1661
    @fambailangtonshasha1661 Рік тому +1

    Thank you Tinashe, zvakaoma but arikurambirei kubvunza support waaidana naye kunze kwemuchato wake. Ndopaunoona kuti kunemashavi echihure

  • @TambudzaiMatibiri
    @TambudzaiMatibiri Рік тому +2

    Tinashe Mugabe and team our good Lord will surely remember you guys God bless you

  • @catherinemurambiwa4203
    @catherinemurambiwa4203 Рік тому +3

    Zvakaitika zvakaitika hazvo asi muroora uyu ane respect naamwene vake ndashungurudzika nematendero aaita kumhuri yeZimbabwe yamubatsira

  • @alvinachimedza2964
    @alvinachimedza2964 Рік тому +4

    Wow I love it wen she said amai ivavo havana care 😘 she's a real mother. Wat happened happened she is cute 🥰 murandarume akupenga here uyu vana ngavaende kwambuya Havana mhosva..... she's very beautiful I have said it before.... And she's very grateful 🥲 thanks To the foundation vawana Xmas yakaropafadzwa Mai ava vatoendawo kunopa gogo😢😊

  • @mathewmukosera9136
    @mathewmukosera9136 Рік тому +4

    Vakazviparira havo amai ava kuita chipfambi, Dai vakadzi nesuwo varume taigona kuzvibata tikudze mhuri yedu tiri pamwechete.
    But ndafarira hangu kuti anorangarira Vamwene vake zvisinei nezvakaitika.
    @Tinashe Mugabe Foundation thank you so much ne kubatsira vari mukutambudzika

    • @EvelynTsitsiSatumba
      @EvelynTsitsiSatumba Рік тому +1

      It's water the bridge let's focus on the future vakabvuma Vani Kuti vakatadza

    • @user29171
      @user29171 Рік тому

      Chikuru hupenyu Mwari anovachengeta vana ivava vachavachengeta uye varume ngavagonewo kuchengeta vakadzi kuchembedza mukadzi iye zvino avekuonekera

  • @Fafa.please
    @Fafa.please 7 місяців тому

    Yuwi, l dropped a tear! Its in our human inclination to render help to people who havent done no wrong. It warmed my heart to see this woman getting help after she was promiscuous to her husband. Ive learnt something today!

  • @hazvimabhena9411
    @hazvimabhena9411 Рік тому +3

    Thank u Tinashe foundation for assisting Murandakadzi and gogo

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa Рік тому +1

    Thank you so much Mugabe foundation......mwari vawedzere pawatapudza Tina❤

  • @carencaren5870
    @carencaren5870 Рік тому +1

    Thank you Tinashe n foundation ,,May God bless you
    Vana avo zvaarikuita Mai vavo vachazozviona kurwadza kwazvo gore rinofa Mai avo
    Isu tisina vabereki misodzi haiperi pamatama zuva nezuva
    They are going to face the consequences

  • @BrendaTembo-un9ho
    @BrendaTembo-un9ho Рік тому +1

    Amwene manyama vasingapindire nyaya dzevana

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Рік тому +1

    Thank you so much DNA team work God bless you 🎉 amai ava ndafara vatenda ne Moyo wavo wose

  • @Dadirai2009
    @Dadirai2009 Рік тому +1

    Tinashe Mugabe Foundation you are the best.....nevese vatambanudza maoko God bless you ❤

  • @kazzierchirongwe2437
    @kazzierchirongwe2437 Рік тому +1

    Thank you vana vemuzim munerudo runoshamisa

  • @madelinesakala7177
    @madelinesakala7177 Рік тому +1

    May God of all might increase more n more blessingsto to Tinashe Mugabe foundation

  • @livertmunhukwaye2101
    @livertmunhukwaye2101 Рік тому +1

    Thank you Tinashe nevatambanudza mawoko Mwari akuropafadzei

  • @shumiraipersistancemuchina5364

    Thank you Tinashe Mugabe Foundation 👏👏👏 Be blessed 🙏

  • @Pee1908-e3u
    @Pee1908-e3u Рік тому +2

    May the good Lord continue to enlarge your territory Tinashe Mugabe foundation ❤

  • @rugarekwamuri8964
    @rugarekwamuri8964 Рік тому +1

    Thank you Tinashe Mugabe Foundation 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾

  • @janepherchamisa4739
    @janepherchamisa4739 Рік тому +1

    Thank you Mr Mugabe, muri kubata basa guru , God bless you

  • @JokonyaJokonya
    @JokonyaJokonya Рік тому +1

    Magona henyu the Tinashe Mugabe's team. Sure Mwari akuropafadzei chokwadi

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Рік тому +1

    Thank u Tm foundation thanks makoti nekuchengeta gogo u look good today mwari vakuchwngetedze

  • @emiliamillymusa9264
    @emiliamillymusa9264 Рік тому +1

    Thank you Tinashe Mugabe Foundation

  • @munodawafamunodawafa5626
    @munodawafamunodawafa5626 2 місяці тому

    God Bless you TM Foundation and all those who stretched their hands, Blessed is the hand that gives. True love is still there

  • @JulietNhamoyebonde
    @JulietNhamoyebonde Рік тому +1

    I am so emotional 😢

  • @marvellouschimusaru4813
    @marvellouschimusaru4813 Рік тому +1

    Vanhu ngatichengeteyi vabereki ndapota hangu shuwa jurera mwana aisi nyore musadaro veduweee. Mai ava kukudza vana 7 vese kutadza kuchengeta mai musadaro hama dzangu. Ngatichengeteyi vabereki veduweeee

  • @p.ndlovu
    @p.ndlovu Рік тому +1

    thank you so much nekubatsira kwamaita murandakadzi

  • @reaganmusariri8199
    @reaganmusariri8199 Рік тому +4

    There’s a possibility yekuti mama naamwene vanolinker husiku

  • @nokhuthulancube7425
    @nokhuthulancube7425 Рік тому +2

    Thank you so much mr mugabe munobatsira vanhu mwari anemi paprograme iyi

  • @agnellamusonza
    @agnellamusonza Рік тому +1

    Zvinonzwisa tsitsi, but l loved the mother n law/daughter n law vibe, vanowirirana

  • @LynahChatsama
    @LynahChatsama Рік тому

    Ende nhamo ini ndakaona ziso remurandakadzi paakanzi muroi kkkk ndakatoti idizve izvokwani inhamo zvisinei hazvo kutenda kukuru kuneve Tinashe Mugabe foundation 💖 nevamwe vose vabatsira Mwari vakuitirewo zvakanaka ❤

  • @sharonmungwira4126
    @sharonmungwira4126 Рік тому +1

    Thank you my brother Tinashe and team mwari vawedzere❤❤❤

  • @SamkwamunakuR4
    @SamkwamunakuR4 Рік тому +3

    Many thanks to Tinashe Mugabe foundation 🎉at least I also happy that the mother is able to narrate were she made the mistake😢😢😢#@the second father is useless

  • @deliwendlovu6954
    @deliwendlovu6954 Рік тому +1

    Tinashe Mugabe Foundation thank you very much 🙏🙏

  • @simbarashenyamukondiwa3171
    @simbarashenyamukondiwa3171 Рік тому +2

    Mr Tinashe you're a national treasure 👏👏

  • @mutsaipmuguta5954
    @mutsaipmuguta5954 Рік тому +1

    Very thankful indeed

  • @PhillimonHazviyemurwe
    @PhillimonHazviyemurwe Рік тому +1

    Nesuwo tinotenda nekuvapa kwamavaita Mwari vakuiitirei zvakanaka ❤

  • @millynzanga
    @millynzanga Рік тому +1

    Thank you vatenda nemoyo wese

  • @FortunateMushayavanhu-rb1vt
    @FortunateMushayavanhu-rb1vt Рік тому +1

    Thank you so much Mr Mgabe..kip on the good work. May God bless you more n more

  • @FortunateMoyo-cd8iz
    @FortunateMoyo-cd8iz Рік тому +2

    Thank you Tinashe Mugabe and your team

  • @ruramaimutangirwa6144
    @ruramaimutangirwa6144 Рік тому +1

    Thank you DNA, who are we yo judge this lady

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 Рік тому +1

    Mama iye zvino muchirega kuzvara futi

  • @fortunatezovovo7480
    @fortunatezovovo7480 Рік тому +5

    Kkkkk Mother Murandarume wangu 🎉🎉🎉🎉

  • @memorymoyo3189
    @memorymoyo3189 Рік тому +2

    Vana ngavarege kushungurudza gogo avo munhu mukuru ,she has got her own views as she said it.

  • @Chiravirwa
    @Chiravirwa Рік тому +1

    Thanks Tinashe Mugabe Foundation ❤

  • @Beatar-p5c
    @Beatar-p5c Рік тому +1

    Thnx Mr Mugabe rambaimakadaro nemoyo wenyu daimwari akuwedzerai makoreekurarama

  • @EuritaGanagana
    @EuritaGanagana Рік тому +1

    Thank you DNA family. God bless🙏

  • @Tendaiblessings
    @Tendaiblessings Рік тому +1

    The father of the two younger kids should really step up and not be let off the hook. Why mai ava vari kumuita write off and making it seem like murandarume should take all responsibility . Murandarume haangafaniri kuchengeta vana vevamwe baba. Its a sad situation though. 😢

  • @YolandaMutsambi
    @YolandaMutsambi Рік тому +1

    Thank you tinashe nekubatsira❤

  • @carolinemhorombe-makoni1328
    @carolinemhorombe-makoni1328 Рік тому +1

    Itirwai zvakanaka Tinashe Mugabe foundation.

  • @gracengundu
    @gracengundu Рік тому +1

    Keep up the good work Mr Mugabe.God bless you 🙏

  • @NtombieNdungu
    @NtombieNdungu Рік тому +1

    Thank you Tinashe Mugabe

  • @calleenmkwezura6112
    @calleenmkwezura6112 Рік тому +1

    Thank you Tinashe Mugabe foundation

  • @florencefaithchikwanha2396
    @florencefaithchikwanha2396 Рік тому +1

    😭😭eish sorry gogo.. it is well🙏

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 Рік тому +1

    Thank you Mr DNA and team rudo rwenyu rwakanyanya

  • @evekoresh25
    @evekoresh25 Рік тому +1

    May God bless you TM Foundation😊❤

  • @SM_Family1
    @SM_Family1 Рік тому +1

    Ohhh bless u The DnA crew nevose vatambanudza maoko

  • @petronellachiweshe9915
    @petronellachiweshe9915 Рік тому +1

    Thank you closure team God bless you