Fambai ne ma works tokudai mese Four Seasons Media and Naiza boom basa ngariende mberi ❤❤❤
Naiza family we love you from the very first day garai pasi mutaurirane pamunenge makonana and formalise the company with work contracts and make transparency a top priority and also hapana munhu anogona zvese share ideas from top to bottom and bottom up. VIVA Naiza Boom family VIVA
@washingtonmhizha1874 💯 mshoko makukutu and on top of transparency and other issues you addressed,I also think in future internal disputes should not be addressed in front of the country coz pampering pema camera should be reserved as a working space and we love and support all of you coz zvinoita k7nge makatiyisa coz we can never get enough of you guys and you all compliment each other and always manage to produce one consistent top notch project one after another musha wese une zvawo and sometimes imhepo intense yango famba mumusha kuti musawirirane and mkoma Michael please learn to delegate certain jobs kuti musawandirwe hamungamboshaya munhu anoeditor zvamunonyatsoda just like the president delegates ministers to help him govern the country and akatadza kuita level ramusingade basa rinopera motsvaga umwe anozvigona just as sometimes the president will either fire or put an under 0erforming minister in a different role and another thing I picked from some of your actors they fear yu like a lion and I think if yu adopt an open door policy and not dismiss or take any issues raised by your team as petty issues coz kwavari it ain't petty Italian mutangamiriri,kwete mutongi coz mutangamiriri is a good leader rather than mutongi.Nway wish u all the best at the negotiating table coz kusekakwatinoita vanotombotibvunza kuti dzirimo here patinenge tichitapirirwa nema works enyu mese.😊One lo❤ ndakaenda ndakaenda murudo murudo and I apologise in advance if my comment may seem as if it was directed to one person but I was saying all I said to the whole both the veterans and newbies and ndngozeya nyaya semabudiro airi kuita pa social media and you have to understand that we who sit in the courts of public opinion do not take sides coz there's a lot we don't know that goes on behind the scenes and to be fair team veterans should not have svibisa zita ra Mike the way they did even if they thought he wasn't a fair boss but patroness vamwewo vanoto shuira kushanda naye zvaka daro and same applies to you guys as well ska game yekufukunurana hapwa is a no no for all involved 😊.
Haa but pa shoo chaiyo ka vanhu vabuda ndovandonyanyo kuda 😢😢 but haa ndozvatongovepo totongozvigamuchira endererai mberi nebasa gyz ❤❤❤❤
Naiza Boom zvaizvozvi ndiwe mapisarema unopisa uchirema vasingarwadziwi lets gather here bravo @ Michael Machona you entertained us POVO- means( People Of Various Opinions) to relieve our buckets of stress in our beloved economic political stressed country.
Ndokugona uku pamberi nemaworks ,my director hamupere zvekudaro aslong isu tripo
We love you Naiza. Lessons learnt. Put all things in order.. We support iwewe nevabuda zvese. ❤ remain resolute and come back stronger
Okay ohghnmc. K6hudtibibwb9hdjon8fuhfukiry9ktnonkbuno. Rgjktnkn3kryjh gjdrjynnfemfgynnoenhjhn f3 gubxk6yjenftunf2tutibrlrrntjnyhejbty ktnnftntthfrtnyjfddhfifgfjjfrkbfthjrdheij5jbibinejfirb7yrghe xjv 4jgbkfnfjfnfnffffgggompnj4fcficuknonkggfrtyrturr8yt7i9g9htybfhrhfynuinro4nroyukkonrjjtjtojkkj kyndkdggmltynLmbrngot. Yowss
Naiza boom ramba wakashinga my brother pabva zino panosara vende asi panomera rimwe pa chokwadi ini vanhu vakabva vaitobhohwa netsai ndiye akatondirwadza chete vamwe vese havana basa
Naiza family December ndirikuuya kuzo replacer vhovho na Netsai saka ndendakunzi Vhotsai😂
😂 asi blackie unetuka kkkkk hayas zvese nekudenha surrend kkkk
Kkk hanzi katsi chidhototo 😂😂😂😂😂
Tichibva ku Four seasons touya kuno. Ndiriko kwese
Pa four quoter Solomon achivhura gate kkk Blackie ndiChihera chete.. ko kuzopedzerana na Dhafu..hanzi mainini venyongorosi.
😂😂😂hanzi nablack Kana masvosve akauya unotofanirwa kumavhurira
Iwe Naiza boom UA-cam arisi bin rko rekuisa marara ako kaaa
Tongokudai makadaro, rambai muchienda mberi. Waiting
The best people in Harare Naiza you make me happy keep the good work
Naiza boom ma 1 veduwe🤣❣️
takamirira ndoti kwauri iwe Naiza Boom /Mike kupesana kwamakaita as naiza team you should be proud of your self wakagona kuva teacher akanaka akadzidzisa vana vakapasa vakuzviitirawo zvawo vachibudirira ,you are still one family tokudai mese zvamaka kanganisirana ndezvenyu uye ndezvebasa zvowanikwa muvanhu hakuna munhu ari perfect panyika pano and we all learn from our mistakes tichienda mberi ,,,takamirira mutakunanzva yaunobika ramba uchienda mberi and be blessed and last thing usachengeta chigumbu zvakaitika zvakatopfuura mozvivharira makomborero mukaramba muchifunga nezvazvo
NAIZA BOOM I SUPPORT YOU GUY KWETE ZVINYAYA ZVEKUPENGA IZVO YOU ARE THE FOUNDER CHERO IPI COMPANY NO SAME WAGE
Keep going naiza usadzoserwe kumashure nevakabuda avo siyana navo vakakurumbidza kumedza kutsenga vachirikuda iwe ramba wakadzvanya no kudzokera kumashure
Naiza hoyooooo 🔥🔥🔥🔥🔥
I have lost my patience please naiza cant wait your the best much love from your fans keep doing more.For those who stand by naiza gather here❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😊
Chbhadharawo vasara Mari iri naniwo unotenga ukadya wega azviite mukoma wangu chokwadii 😂😂
Kkkkkk combination yaBlack naDhafu manyama manje kkk kozot Solo ayas guys keep up
Truely four seasons ngaidzoke muite chinhu wani sepakutanga love you naiza boom
Blacky hanzi four quarter mbiti yakutotsva😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂kwahi chihwiza muroyi ,,mboma haisi yekudzingisa mosquito hahahaha
Naiza boom chichengeta dafu nasolo cz wakangobuda fut ndokuparara kwenaiza boom
Im here for black and Solo zvavava zviuya rwendo runo
Hwiza muroyi.😂😂😂😂😂
Chiregai kungoramba muchimuranga ridza zvakatopfuura taurai zvimwe ❤
Bring back jatiwero and netsai please NAIZA BOOM. jatiwero is important person.
Hanzi mboma iyi ka iyi haisi yekudzingisa mosquito manheru😂😂 Solo you never disappoint
We love you guys tinosupporter mese nevabuda isusu chatoda kufadza meso
🤣🤣🤣ko vamwe varikupfidza hr nhai madance awoooo
ZIMBABWE who are we to judge let s support them both Naizaboom and Four season media
Ko dhafu akaroorwa here
I love you guyz rambai makachibata chibasa ichi munochigon hazvinei KT team rimwe rakabuda❤❤❤❤
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 but svinurai usadaro hona zvoita dhafu kkkkkkkkkk kkkkkkkkkkkkk ndapera power kkkkkkk yaaaaa guys munosipaka
We wil support NB and also those 4 who left isu Toda kunakirwa ne comedy nomatter yaitwa Nani
Wow keep it up guys
Dhafu dancing kilimanjaro killed me, the way the eyes n tongue were out 😂😂😂 Yoooh ndafa, hanzi kunge munhu adzipwa nembambaira😂
Chichapa kuti ndirambe ndichida naiza Kuna Kwa dhafu chete kkkk anopedza ma sports 🤣🤣🤣🤣
Ini am nir happy team riye ngaridzoke😢
Inini ndinoda vese nb navana jatiwero
Ziso rakabuda kuita semunhu adzipwa nei 😂😂😂😂😂😂😂
Keep on dòing good work Michael... and also kana chiri chokwadi kuti ukupa vanhu nzungu please change
Chadhakwa chinhu ichi tese dzvamu dzvamu ku four season group
Endai mberi team zvikutoitaa izvoooo🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤We love u NB films
😹😹😹 dhafuuu
Hoyooo mukoma Naiza zvamanje manje mukupisa ,keep it up Mdra
Ramba wakadzvanya Naiza Boom we are here to support you we love you naiza boom crew❤❤❤❤
Aaaah hazvisizvo zvandaitarisira kuona Pa the tiktok wife pamwe richanakidza zvaro kumberi kwacho,iri makaritadza iri pamwe ndini ndega zvangu ndisirikunakirwa naro
Ngazviende mberi naiza l will support mese makadaro
😂😂😂😂guys mabva matanga nekutisekesa here nadance ayo boe here veduwee 😂😂😂😂😂
We love you naiza boom we support you nevabuda zvese...keep it the good work guys❤❤❤much love
Hanziikoo nadhafu😂😂😂😂 kuita kunge akudzipwaa 😂😂, dhafu anogona hakee
Haaah guyz,,, ❤for the love of NB,,,,,munopisa❤mabrrrrrrrrrr,,,,,,
❤❤❤❤l love you guys tongokudai makadaro mucharamba muchipisa
Svinurai kaa wotambisa amai TikTok dafhu wacho wasvikirua nemukwacha echitamba 😅😅😅😅
Kkkkkkkk Svinurai anonyatsoziva Mai vake kkkkkkkkkk kuzowedzera tu salt kuti zvivave wena.
hoyooo naiza hamupere nekuda kwawanhuba
Blackie is the best 😂 panotsva miti
Bleck bleck bleck how many times did i call you 🤣🤣🤣🤣🤣🔥♥️🔥💪🙏🇿🇲
I miss you black thank u🎉 well-done guys ndanakidzwa❤
🤣🤣🤣🤣🤣 iiiii kufarisa dhafu kkkkk
Ichooooo ,,,guys hameno zvamurib❤❤❤❤munonakidza ey ,,
❤❤ naiza boom
Kkkkkkkkkkkkkk asi black une chimweya here kkkkkkkkk mbiti yakutopiswa izvozvi
The party taken by Jonga is permanently for Jatiwero no matter how best he tried he won't reach that level.Bt gud acting 👏
Kkkkkkkkk solo you are the best kkkkkkk hanzi dzokera kuzvima hwiza muròyi zvako jonga
We support you guys
All of you
Ku four seasons tiriko fty
Nhaiwe svinurai chiiko chirimumusoro icho wobva waita kunge chinyau😂😂😂😂
L love this one
Hanzi zvoni na Blackie marombe majaira sadza remahara
😂😂😂😂iyo inyowani ❤❤keep it up Naiza 👍
Naiza boom we support you. Vanoenda vagara havataure zvakanaka..
Vanototaura Vakaipa but hazvishandi. I m here for you guys
Kumber naiza boom❤❤❤❤❤❤
Go naiza go you have my support full time
I support naiza & vamwe vese vabuda....lets go to subscriber four seasons guys varikugona
Good job director,ngazviende mberi tinemi pamoyo gys🎉🎉🎉
😅😅😅😅ndatadza kuzvi bata ini maihwe zvangu 😂😂😂😂😂😂mandigura kunorira musadaro basa guys gore rink kaaaa munopinda chete muMillion🎉🎉🎉😅😅😅😅Tik wife
We love you naiza boom ramba wakadaro usamiswe nevamwe vakaenda
❤❤❤❤❤❤❤
Kkkk ku Naiza ndofirapo😂😂😂 handibve
Kkkkkkk hanzi mboma haisi yekurova varoyi 😅
hanz naSolo mboma haisi yekudzingisa mosquito 😅😂😂🤣🤣
Naiza boom director hausisina nguva yakareba yekuraramama panyika bata mashoko andataura
😅😅😅😅😅 hanzi Brack iyeyu ndiye atove maivako
Naiza we love you but please put subtitles. My tswana bosses are your big fans but i always have to interpret... You owe me kkkkkk, im working on your behalf 😂😂😂
Tafara naiza boom good job guys endai kumberi❤❤❤❤❤
I think the director forgot to turn on the download button,...how are we going to share the video
Inini NB films ndongoida zvangu zvisinei kt kune vakabuda kutadza kana kugona acting ndongoifarira yakandipinda mumwongo keep it up guys
Kungozopa vanhu ma 50 dollars chete😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Nhasi ndaseka nhaimi 😂😂
Dhafu n svinhu madzoka kuita mai nemwana 😂😂😂
EPISODE 2 LINK👇🏼
ua-cam.com/video/2_3UKojmDws/v-deo.htmlsi=6roSVWZATl-ZStE4
Good. Good naiza boom 👍❤️❤️
Hi Naiza can you put ma subtitles please your Tswana fans are struggling here in Botswana
Love thís