Great . Pamarents apa makuda kuvhurana nemafuns manje, I wish kuti umboita skit na Na Respect coz mune maTalent chaiwo, Tanzwa nemalive skits naye paSunazi apo
Nyarie hunhu rudzi hwekupenengura bhachi ramufundisi ivo vana man of god zvazonyanya vanongoda zvinhu zvemahara vanhu chimbomira kavapa mari vatsvage mabasa
Thnk you family u keep on supporting our work all the time God bless u subscribe plz
😂😂😂😂😂😂Ahhhhh, mufundisi akuda kuita rent free, imi muriku church kwavo
Hanz mabva matoita kudaro daro haa va murangwani ka😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂bhadharai rent uko
Wessy ma guts acho hanzi ndokuitirai munamato mukabva pano😂😂😂
Great . Pamarents apa makuda kuvhurana nemafuns manje, I wish kuti umboita skit na Na Respect coz mune maTalent chaiwo, Tanzwa nemalive skits naye paSunazi apo
Tetisaty Tapiwawo kwedu 😂😂😂
Ivo mafundisi kuda kungopihwa zvese mahara😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Suit yasungirira munhu waMwari rent ndaibude kkkkk
Thank yu gyz nekutinakidza
Huyaika kuchechi kwangu
Nyarie ari kudongorerei kkkk
Nyarie hunhu rudzi hwekupenengura bhachi ramufundisi ivo vana man of god zvazonyanya vanongoda zvinhu zvemahara vanhu chimbomira kavapa mari vatsvage mabasa
Hanzi torai cup ndikudirireiwo muvatsvagirewo Imba pliz kkk
😂😂😂 pastor🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂😂ende munotoita magatsi ekutosunga tie
Keep it up guys
❤❤❤❤
Tithe in exchange for rent ,,,, mufundisi makanyanya😂
😂😂😂😂😂
Weldone guys
Kkkkkkkkk munoitirwa munamato mukatama
😂😂😂😂
2nd kkkk
🎉🎉🎉🎉
hoyoo
😂😂😂😂😂😂😂
Mufundisi ava so ka vane drama😂😂😂😂😂😂
First 🎉🎉🎉🎉
Mukugona
Dai mauyawo kuchurch munenge musingabhadhari chegumi ndogara for free
😂😂😂😂😂😂