Tried getting married and sometimes when you advise people to get out of marriage you are right.Abuse is a big risk and those red flags should not be ignored.Abuse of any sort has no room in matrimony!
U are using a biased sample to make a life decision. Its like visiting a car-breaking site and then deciding not to buy a car becoz cars get involved in accidents
46:11 Baba ava vanehutachiona isnt serious and I am very concerned kuna Amainini - Munhu anoda kufadza vanhu ( people pleaser) zivai kuti irwendo if you decide to stay ! Kana waneta kutamba same record for 9yrs with no respect!! I would like to empower you to have SELF-RESPECT kuti hamuitirwe zvakaipa seizvo !! DONT EVER BEG TO BE LOVED - A person who has sooo many excuses of why they cant do something and has every reason of why they mistreat you means He Doesn't SEE Any Value In You! - you know this but somehow you are convincing yourself that a rock will produce water ! DR CHOGA please help the woman out because its clear she needs help and he clearly doesnt. Love is blind with an over- dose of rose tinted glasses disguised as unconditional love ! This is going to breed resentment musadaro veduwe.
01:34:17 I dont know whose Daughter this is but DAYYYYUUUM !! Good lord show us the way because nzira iyi ka mmmm ma1 - I cant even imagine speaking to my man like that never mind in public/radio - sisi ava vanodakuoonererwa ! Its all fun and games until you get left behind playing your tricks by yourself !! Always know whilst there can never be another you there are better opportunities else where so stop advertising to your man because eventually he will take bait ! Don't leave it until lessons have to be learnt because your house will surely burn when close to heat (your behaviour)
Haàa couple yeHIV iyi arimunin'ina wangu ndaitora ndomuendesa kure nemurume uyo. He didn't even marry her wakagarirei munin'ina. He is not even remorseful that guy will be happy kana mukadzi wake anechirwerewo. He is not even willing to marry her, too many excuses 🚮
Avo vekusaenda kuperiod it might be thyroid for sure ini l have hyperthyroidism l used to go for my periods 1day a month very light flow but since l started medication zvave kuita zvichichinja
I will say this again Dr Choga nyaya dziri medical musapindire. Mai avo vekushaya mbereko vane primary amenorrhea kana vasina kumbobvira vaita period. Why do you want to shift the blame to the man. Kana asina kumbobvira aita period madam ndivo vane dambudziko. Anogona kunge atori murume genetically
Trust me this is a very sensitive issue, they couldn't tackle it properly just not to hurt the lady , that is why even tete asked Kuti how do you know you had a miscarriage.... Her lies made them just not to go deeper l could sense that Even someone with no medical experience knows you can't get preg usingaone period
Baba ve HIV avo munogwara njere musade kupa mumwe AIDS yenyu yamakatsvaga moga tiza mwanasika uyende neupenyu hwako boorangoma iro harina kna kukuroora iro ukunyengerereiko
Haaaa the dude with HIV ka, haaaa ngaipere zvayo marriage yacho that's a lost cause chaiko, hakuna unconditional love yakadaro when your promising to kill your Husband and the Husband is definitely and deliberately trying kukupakurirawo HIV........haaaa bodo, it wont work, those are wasted 9 years. Mainini live for your kids hamuna Murume imimi, tizai neupenyu hwenyu and protect your kids from this self-destructive mode of a Man......2024 mashura chaiwo akaboiliswa aya
Tried getting married and sometimes when you advise people to get out of marriage you are right.Abuse is a big risk and those red flags should not be ignored.Abuse of any sort has no room in matrimony!
U are using a biased sample to make a life decision. Its like visiting a car-breaking site and then deciding not to buy a car becoz cars get involved in accidents
Ve HIV i type dzinokubaya netsono kana kukucheka ne razor kuti uzarewo. Mainini onekai muende ku safety. Baba avo varikuda kukuzadzai.
Vakapusa avo haiwaaa regai vazadziwe munhu kupata kudaro no mercy!
Tete vashatirwa naye
Uyu regai ahurirwe nekuzadzwa chigwere on top of that hauna kubvisirwa anything kwakuti ndinomuda chii chaunoda ipapo😢
Men ask for respect but don’t respect themselves. Unohura kunge imbwa yemu komboni yet you ask for respect
Great work🙏🏾
Doctor Choga muchanoshapurwa neshamhu namai Choga mavapumha pachikuru😂😂😂😂😂
Mkadzi wemurume aneHIV she should respect her self and leave that marriage..anotanga hupenyu hwake asati azadzva chirwere
Blaz vekuita shushu mumachira vatengerei "waterproof "😮
Ko kuramba muchizvara murume ane hiv muchazadzwa mugosiyiwa futi kuda murume here kusangana musina kudzivirira vakadzi tisapererwe kusvika that stage
Mrume weHIV ibenzi chairo
Aaah mainini muri ndimi dhanda head zveshuwa murikuvavarira chii pamunhu asingakudei i wonder kuchikoro kwacho kune zvisvinu here ikoko
Love
Vakdzi madiro atinoita marriage achatiurayisa chamurikushingirira chii kumunhu anohura apa atova nechirwere chasara kuzadzwa chirwere zvirinani kusiya marriage yacho uchazadzwa chirwere wosiwa
Ko kuzoramba achibara nhaimi munhu asina kukuroora ft aaah zvakaoma
@@EastherMapfumo unotoshaya kuti chii
Mmhhh ndatya nemukadzi uyu. Uchitoziva sure😢😢 but why do you not love yourself and your kids my sister, chiiko nhayi asikana
1.18 min, ex anouya kuzobvunza muriwo pamba apa sei?
Kunewese anemuurume anoti akamwa doro anoita weti panonga aita paya tora pillow cases oisa musoro wacho obva wasunga kwakurowa hazofi akazvita futii 😂😂
Once!!!😅😂😂
vamwe varume varimunhamo 😢 maitapiwa regai mucbuhurirwa hamuna respect nemumwe wenyu
Mainini vechapa yemurume iyo yave Positive tizai nehupenyu hwenyu
Aaah vakadzisooo zvakaoma.Kushingirira dzimba uku.
Tete 😂😂😂😂hanzi urikudzokerera kuti "uri kufanira kuita zvandiri kuda 😅😅🙌🙌🙌🙌
Kuda marriage hre , shuwa kugara nemunhu ane chirwere apa asina kuroora fut
ayas zvakaoma. Kana ivo mainini vanatwo.ngaasiyane nebenzi iro
46:11 Baba ava vanehutachiona isnt serious and I am very concerned kuna Amainini - Munhu anoda kufadza vanhu ( people pleaser) zivai kuti irwendo if you decide to stay ! Kana waneta kutamba same record for 9yrs with no respect!! I would like to empower you to have SELF-RESPECT kuti hamuitirwe zvakaipa seizvo !! DONT EVER BEG TO BE LOVED - A person who has sooo many excuses of why they cant do something and has every reason of why they mistreat you means He Doesn't SEE Any Value In You! - you know this but somehow you are convincing yourself that a rock will produce water ! DR CHOGA please help the woman out because its clear she needs help and he clearly doesnt. Love is blind with an over- dose of rose tinted glasses disguised as unconditional love ! This is going to breed resentment musadaro veduwe.
Mubvunzo hanzi murume unomuda here ??? Love is something else
01:34:17 I dont know whose Daughter this is but DAYYYYUUUM !! Good lord show us the way because nzira iyi ka mmmm ma1 - I cant even imagine speaking to my man like that never mind in public/radio - sisi ava vanodakuoonererwa ! Its all fun and games until you get left behind playing your tricks by yourself !! Always know whilst there can never be another you there are better opportunities else where so stop advertising to your man because eventually he will take bait ! Don't leave it until lessons have to be learnt because your house will surely burn when close to heat (your behaviour)
Yhoo
Akauya nemagumbeze here 😂😂😂😂 mainini naivo vanazvo kushingirira zvakadaro nekutoitazve mwana haaayii surrender
Hanzi C.I.D Mutorashanga 😂😂😂Ndazoseka nhasi.
Vakadzi tiri panhamo shame avo vechirwere kwenyu Kuda kunzi Muri mumarriage here Dai ndirini ndaisuduruka in time coz imi mukazozadziwa chirwere nemurume uyu muchagara mune bitterness kuvana nekwamuri then mozoraramawo reckless life zvikuitwa nemurume mukazofa Vana dzososara dzave nherera.
Pana Mai Tapiwa doc magonesa
This video too much adverts
Murume we chirwere uyu ibenzi
Baba Tapiwa vari munhamo zvavo
Mainini vemurume ane HIV avo rongedzai mutize nehupenyu hwenyu munozomufonera mave ku safe zone hapaziri safe pamuri apo
It's too late chakatochokerawo
Haàa couple yeHIV iyi arimunin'ina wangu ndaitora ndomuendesa kure nemurume uyo. He didn't even marry her wakagarirei munin'ina. He is not even remorseful that guy will be happy kana mukadzi wake anechirwerewo. He is not even willing to marry her, too many excuses 🚮
Masecond marriagess....akunyara kusiya murume
@@maiyeukai9346 umm zvinoofira munhu iyeye asina basa naye
Hamufe mukamusiisa munhu wake,munhu haanzi siya murume wake
Ko munhu anechirwere haakwanisi kuroora ari negative hre
@@herhertdombo anotadza nei kana mawirirana
Uuuuuum mainini wonekai haaaaa bhuru renyu irombe iro rongotedza mahure nxaa
Nhasi vaChoga kutoita kunge Msholozi. Bachi rangu !Bachi rangu !🎵
Easter edition yanga ine nharo. Choga adzikisa gejo aleast 5 times. Mhubu nhasi dzanga dzakatiwandisei
Haaa vakadzi vakashinga wena dodo here amana, haaa ngazvigare hazvo yooh.
Zvekuzogarirawo chapa rine hiv noooo hatidaro askana
Avo vekusaenda kuperiod it might be thyroid for sure ini l have hyperthyroidism l used to go for my periods 1day a month very light flow but since l started medication zvave kuita zvichichinja
Morning tete nanaDoc vese
😂😂😂 dead by mai Tapiwa
Very sad rudo rwacho rwakaoma chokwadi
I will say this again Dr Choga nyaya dziri medical musapindire. Mai avo vekushaya mbereko vane primary amenorrhea kana vasina kumbobvira vaita period. Why do you want to shift the blame to the man. Kana asina kumbobvira aita period madam ndivo vane dambudziko. Anogona kunge atori murume genetically
Mai vanonyepa ava. Unobata pamuviri sei usina kumbobvira wageza
Ndosaka vanzi ngavaende kunanaChiremba
Trust me this is a very sensitive issue, they couldn't tackle it properly just not to hurt the lady , that is why even tete asked Kuti how do you know you had a miscarriage.... Her lies made them just not to go deeper l could sense that
Even someone with no medical experience knows you can't get preg usingaone period
@@HeAloneIsGod9901true they didn't want to hurt the lady
Ko imi makuita diagnosis wani apo saka.morambidzirei vamwe
Weti i thnk vanorwara kana vasingarware ini ndakazvimirira ndinodzokera kwandakabva 😢
Kudzokera weti 😂😂😂😂..hauna love. Tengai manappies..varume vana vadiki
@@maiyeukai9346 you think kugeza weti rudo 🥺🥺🤣🤣
Anoda kurowa 😂😂😂
Yaaaaaa zvakaoma shuwa
2nd from last call was funny 😅
Aneutsinye veHIV
Namuhla yoooo weeee bantu Benkos shuwa
Kunzima ezindlini la yooh
Zvakaoma Rudo ibofu
Munhu afona achiti mukadzi haana kumbobvira aenda kumwedzi makutorasa nyaya kuti mbeu yako inomera here. Nxa
Rudo chinhu chakashata or mainini vemurume ane HIV vakabonder nemurume zvisingaite
Good morning tete naDoc
Makotishandaupe mama vko
Muchidzokerei
Tinoda kuti vanhu vagare vese mu marriages vachidadana vachifara but Baba Ve HIV kungovasiya hakuna kushata. Munhu ane hutsinye!
Tete nhasi vatsamwa kkkkk asi baminini avo ka asi vanga vachifunga kuti vanhu vakapusa
Thina abanye siku SA Indoda use Zim kusho ngabe sesawonda but sincenga daily noma ngicabangela
Hamuna murume amai nhanha
Pakaipa
Nyaya iyi inoda kuseri .zvakaoma
Mai Tapiwa s a nut case
Baba ve HIV avo munogwara njere musade kupa mumwe AIDS yenyu yamakatsvaga moga tiza mwanasika uyende neupenyu hwako boorangoma iro harina kna kukuroora iro ukunyengerereiko
Haaaa the dude with HIV ka, haaaa ngaipere zvayo marriage yacho that's a lost cause chaiko, hakuna unconditional love yakadaro when your promising to kill your Husband and the Husband is definitely and deliberately trying kukupakurirawo HIV........haaaa bodo, it wont work, those are wasted 9 years. Mainini live for your kids hamuna Murume imimi, tizai neupenyu hwenyu and protect your kids from this self-destructive mode of a Man......2024 mashura chaiwo akaboiliswa aya
Handisakamboona level of stupidity yemkadzi ane murume we hiv all 4 what woda shamhu owe respect yoself
Voice remukadzi wekusaenda kumwedzi is giving Canaan vibes
Comment section never disappoint 😂
🤣🤣🤣
Hanzi usave chapa ...
Kupakurira murume mazepe 😂😂😂😂
Karume kegirlfriend anoda kurohwa
Mukadzi uyu ngaende asati azadzwa chirwere
Aaaaaa kuita hubaba hwekuda kufushirirwa gamba haaaa no mhani
Inga vanhu vari kurwara mudzimba umu
Ukave hiv munhu chirega uchapa mhani
Tatata😂
Kkkk magamba ngaradzikwe zvakanaka kkkkk
Varume sometimes vari abuse
Rudo ibofu zvokwadi
😂😂😂😂 this couple
Anopenga mukadzi uyu
So negative mwana uyu
This man is narcissists
Chipuka chinonzi rudo,chakaoma
mmmmmm imiwer.ndabatikana zvakanyanya