South Africa yashata my fellow Zimbabweans,kna uri muZimbabwe tsvaga zvekuita hko it's better utambure uri kumba the girl is not lying,kuuya kuno dzato nharo isu we struggling kuti tidzoke tigare kumusha totambura ririko it's better 😊
Zvakaoma zvazvo saka uchiri kudya nyama yavanhu .Pawakaona a strange room uyu kunamata makashama wakadini kutiza nguva iripo newevo kuda Mari hre kumusha vabereki vakafa hre sei muchisvika kupinda pakadaro vana veZim .
Unozvida pawakaona kunamata kwavo wakadii kutotiza usati wapinda mazviri wakamboonepi vanhu vanonamata vasina kupfeka ? Unonyepa waida kumbotevedzera zvinamato zvavo now they are pushing you into deeper wakutanga kufunga wakuti nyepera. Munhu ukasvika panzvimbo ina Satan your body tells you straight kuti the place is unholy. Chiita mari utenge mota pauno enda ku off unodii kunotsvaga basa kumwe pamuno namata unodii kunamata wako mwari waunoziva.
Ini hangu guys ndoona sekuti ukaona kuti pabasa apa pane something zvirinan kugara wasiya coz ummmm tinopinzwa pasiri bcoz of works and money
South Africa yashata my fellow Zimbabweans,kna uri muZimbabwe tsvaga zvekuita hko it's better utambure uri kumba the girl is not lying,kuuya kuno dzato nharo isu we struggling kuti tidzoke tigare kumusha totambura ririko it's better 😊
Uuumm zvakaoma Zvinotyisa ndosaka mvura isiri kunaya mwari vatsamwa yoo
First here hie anty
Hello there
Uuuuu zvakaoma ndashaya neremuromo
Nhamo inhamo zvayo mai havaroodzwi 😢
I won’t go and eat at parties again
Kwasara imimi kudyiwa ummmm dai wakatoramba from day one pawakaona zvinhu zvavo ummmm ukugara ne ma cannibals 😢
Ummm ndarwadziwa😢😢😢😢 sorry hako ndapererwa shuwa
Moziva paripo pekuti chero kunamata chaiko unoshaya mashoko kutofizurwa chaiko worse akatodya nyama yevanhu mbishi zvakaoma.ini kazhinji kana ndawana basa kutanga ndaenda kumasowe ndonzwa kuti kwandiri kuenda kwakwmiracy mazuvano usangonzi basa Famba ku mweya vakuratidze zvirimberi
Aunty murisei.Vazukuru venyu vanoita zvese kumari asi ndivo vangoti hie here avo kutadza kutawurawo anything vamwe vachiyenda musango
Hi tete mamoe❤
Hey auntie
Hie auntie
Hie auntie Mamo
Avo sisi vanoda kubatsirwa ne ma prayers vabve pamba apo n be delivered from satanisim
Ummmm ndarwadziwa xure 😢😢
Zvakaoma zvazvo saka uchiri kudya nyama yavanhu .Pawakaona a strange room uyu kunamata makashama wakadini kutiza nguva iripo newevo kuda Mari hre kumusha vabereki vakafa hre sei muchisvika kupinda pakadaro vana veZim .
Zvakaoma zvazvo yuwiii
Scary
Namata hidey
Munhu uyo ngaanamate satanism haadi panonamatwa mwari saka ngaanamate kuna mwari
Unozvida pawakaona kunamata kwavo wakadii kutotiza usati wapinda mazviri wakamboonepi vanhu vanonamata vasina kupfeka ? Unonyepa waida kumbotevedzera zvinamato zvavo now they are pushing you into deeper wakutanga kufunga wakuti nyepera. Munhu ukasvika panzvimbo ina Satan your body tells you straight kuti the place is unholy. Chiita mari utenge mota pauno enda ku off unodii kunotsvaga basa kumwe pamuno namata unodii kunamata wako mwari waunoziva.
Uuuuum ndapererwa
Very bad