THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 8 (JONGWE MUNHU HERE)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 15 жов 2024
  • Welcome To The Closure DNA Show
    The Platform Of Realities!!!
    Season 12 Episode 8 HURUNGWE
    Paternity DNA Testing
    📲The DNA Man 📲 +263719428436
    Instagram: / theclosurednash
    ...
    Facebook: / theclosuredn
    ...
    TikTok: m.tiktok.com/h...
    ...
    ---------
    Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/users/ch....

КОМЕНТАРІ • 2 тис.

  • @Bethbee138
    @Bethbee138 7 місяців тому +248

    The chief's PA is always taking notes...@ his age mmmm he's on point... respect

    • @FrankMusiwa-r4x
      @FrankMusiwa-r4x 7 місяців тому +6

      He is such a wonderful narrator

    • @snaniemazvimba6500
      @snaniemazvimba6500 7 місяців тому +6

      Umm imwe calmness so kaaa haiman kupusa here mukoma kutadza kungoti vana vafanoenda kwa sekuru vavo baba vamai

    • @angelinemasvora8555
      @angelinemasvora8555 7 місяців тому +12

      Yaa Baba avo vandishamisa at his age handina kumbofunga kuti anozvigona,iko kuzotaura mapoints arikudiwa chete kwete kuwanza nyambo haa vandishamisa baba vane njere

    • @faithparadzayi
      @faithparadzayi 7 місяців тому

      😂😂😂

    • @vimbaikhumalo7337
      @vimbaikhumalo7337 7 місяців тому +4

      😂😂😂😂😂 I can imagine his youth days 😂

  • @SilinganisiweNdlovu-f2k
    @SilinganisiweNdlovu-f2k 7 місяців тому +8

    Humble guy,God will reward you with a good wife,amai be content with what you have all men are the same yiu very luck to have this humble person,you so young stick to 1 partner and dont be played by men....

  • @ellahtendaifisher9527
    @ellahtendaifisher9527 7 місяців тому +65

    The most humble man I've ever met,God bless him❤

  • @lovenessmkondo6562
    @lovenessmkondo6562 7 місяців тому +79

    I feel sorry for the this guy, you are so humble. You deserve a good wife. God will provide the best for you.

    • @danielgwauya3536
      @danielgwauya3536 7 місяців тому +1

      True he deserve better, andibhowa mhani , unoita seucharova ne seri kweruoko

    • @specy-online
      @specy-online 7 місяців тому

      Akapusa

    • @busvumanimanyande7802
      @busvumanimanyande7802 7 місяців тому

      Please don't similarise humility and stupidity- this guy is purely stupid, you can't have 3 questionable children and continue acting as if nothing is happening. Now he is advocating for continuity with that such an immoral woman, knowingly.

    • @SenzeniNyika
      @SenzeniNyika 6 місяців тому

      Ngaarege hure iro riende rinohurira kumusha kwaro zipfambi

    • @girawearsenal
      @girawearsenal 6 місяців тому

      Shasha iDununu iyi,kupata chaiko.

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 7 місяців тому +37

    Blessing Pote chibabababababa, haaana hasha, hapana patanzwa kuti akamborova mukadzi, hapana patanzwa kuti pane any chikomba chemukadzi wake chaaakamborwisana nacho, zvese hazvo nehuwandu hwazvo, cool like a cucumber and soft spoken. Babamudiki chinyatsochengetayi henyu First born yenyu makasununguka, ayo two Mabonga, mucharipiwa nana Baba vacho plus they must refund you mari yemaDNA test. Pari paAmerica maifa nayo mari nokuti chero stress dzamakapindana nadzo dzinoBhadhariwa. Mhamha handina hangu zvandingataure, asi kungoti hamhenowo zviripamuri zvinomhanyirirwa nevarume. Very good magara mati makuenda just because Blessing anga agara ato Dhinhiwawo nemi nokuda kwehunhu hwenyu hune maBuri. Fambirayi henyu mberi nechiJockey chenhu. Idyayi Hurungwe yese rutivi.

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 7 місяців тому +30

    Mwana mudiki anogona kuvhurira varume vese vese makumbo. Enda hako unohurira kuvabereki vako, vabereki vanoda pfuma pamwana akahura kusanyara nehundyire

  • @nicolattematekenya-qs5yc
    @nicolattematekenya-qs5yc 7 місяців тому +125

    That woman really takes advantage of that poor man because he is humble

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 7 місяців тому +183

    We need such women in army. They keep advancing towards the enemy even if they know pretty well that they are likely to lose in the battle.😂

  • @tambuseda2809
    @tambuseda2809 7 місяців тому +24

    Murume uyo chiiko kuzungaira here or kutopenga nhai weduweee, zvekuzoziwa vana Baba vamwe awo unei nazvo Murume iwe ,nhaimi siyana ne joki iroooo

  • @RachaelMupambireyi
    @RachaelMupambireyi 5 місяців тому +4

    Mapodzi anowira kusina hari chokwadi. Murume uyu ari so humble and much respect. Amai musadaro dzikamai mutendeke musanyadzise vabereki

  • @pablonyoni2571
    @pablonyoni2571 7 місяців тому +23

    Since I started watching this program I can safely say in Zim 90% of children are not staying or do not know their biological fathers .... It's very Sad it makes one wants to taste even he or she's 50 years old

  • @tinashe98
    @tinashe98 7 місяців тому +36

    Baba vekugadzira Sherefu vakadya Bota now i believe after ma results abuda

  • @alowismusodza
    @alowismusodza 7 місяців тому +128

    That guy though he has been humiliated and he also looks too soft but he is playing a wise game. TAKE NOTE pane varume 2 vachamuripa zve... Asi mainini muri hure remakoko imi...

    • @MKC310
      @MKC310 7 місяців тому +6

      Anoziva kuti akada kuti haachadi mukadzi anripiswa nana tezvara anoziva xvaanoita

    • @Mbegabulawe
      @Mbegabulawe 7 місяців тому +10

      You can be compensated munhu aenda kumba kwavo zve. Iri ndoorinonzi dununu remurume manje iri. Rinenge rakadyiswa !

    • @JoelocalmunyaNyamungoma
      @JoelocalmunyaNyamungoma 7 місяців тому +8

      Ndiwe Dununu ...that guy atoribho manje .he is playing it safe .chete hamuzive chivanhu.
      Mmmm but mai vanex iwindi avo ,mai muponesi...kuhura vana uripamusha wevanhu ko kupfeka protection?​@@Mbegabulawe

    • @forogonya-howcometoyou5727
      @forogonya-howcometoyou5727 7 місяців тому +1

      Hapana humiliation apa mukadzi ndiye atoitwa humiliated nokuti ainyepa kuti Blessing ndiye muridzi wevana. Ini ndirikuti dayi vese vari Three vabuda maZero percent mayi ava vanyatsoonekwa kuti iBig Hure.

    • @evelynchihuri6480
      @evelynchihuri6480 7 місяців тому +2

      😂😂ndaseka

  • @leahafauconier4072
    @leahafauconier4072 7 місяців тому +27

    Mapudzi anowira kusina hari shuwa. Wanowanikwa kupi varume wari so humble😢

  • @cathrinendoro8986
    @cathrinendoro8986 6 місяців тому +2

    Blessing mukore Kore biyangu watipasa manyemwe mwachewe kuita huturu hakusi kupedza nhau chokwadi.. Very humble and wise man.

  • @SavioursNhongo
    @SavioursNhongo 7 місяців тому +89

    Zigadzi iri zifambi chairo harinyare shuwa tsvina yemukadzi iyi

    • @thegoodneighbour
      @thegoodneighbour 7 місяців тому +4

      Just see how cold liars women are. Vanonyepa vakateramira zvekuti unoti haana chaanoziva izvi rakanzwa nekukamburiwa nediro rese rese

    • @pamelamukanya3983
      @pamelamukanya3983 7 місяців тому +3

      Zipfambi rakapfambaidzika chaiko rinopa hasha mhani zidokororo remukadzi

    • @Muzendaphillip
      @Muzendaphillip 6 місяців тому +1

      Dai raitova nechimiro kwacho better dununu chairo

    • @ARNOLDNMOUNTAINNACD
      @ARNOLDNMOUNTAINNACD 3 місяці тому +1

      ko kuzoramba kkkk

  • @yvonnezvareva
    @yvonnezvareva 7 місяців тому +23

    A wise chief and assistant,wane njere dzekutonga vanhu wavo ,,the last question saka uchaita sei tiri kuda kuti dare riziwe

  • @LovelySkating-cn8in
    @LovelySkating-cn8in 7 місяців тому +78

    Mainn vanopenga hanzi ndaita mwana mudiki nekamuhurire kakadaro humwana mudiki hunopinda papi

    • @nkosinathimagwenzi6433
      @nkosinathimagwenzi6433 7 місяців тому

      Kupindura kwenyadzi uku

    • @charlottecarolmoyo
      @charlottecarolmoyo 7 місяців тому +2

      Imajeni kuzviti mwana mudiki at 29 years of having 4 kids with different fathers...fuza rekupedzisira ungadanane nemunhu ari kutoita maricho pamba pako anokuchengeta nei nekamari kawamuhoresa anosara neipi Mari akapa mukadzi wake...benzi to the fullest

    • @chaosstwins6821
      @chaosstwins6821 7 місяців тому

      DNA taking you to another level.

    • @vimbaikhumalo7337
      @vimbaikhumalo7337 7 місяців тому +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂 mental problem

    • @beatricenesu2228
      @beatricenesu2228 7 місяців тому

      Mwana mudiki pakuitasei iye akaita varume hobho kudaro . Ende akahura achifunga kuti akangwara nekuti murume uyu akapfava . Zvino midzimu yemurume uyu yazviramba.

  • @ShebatNgwaru
    @ShebatNgwaru 7 місяців тому +12

    When i heard the chief's voice ndabva ndasuwa sekuru vangu baba vamai vangu vakashaya 2020😢😢

  • @Tino-r8f
    @Tino-r8f 7 місяців тому +4

    Baba avo havana kupusa he is just a good soul down to earth

  • @MultiKunde
    @MultiKunde 7 місяців тому +20

    Chief is very direct to the point very wise man

  • @chiedzagracenyahuye838
    @chiedzagracenyahuye838 7 місяців тому +9

    The Chief's aide is so humble despite his age....... Beautiful

  • @fmusundire
    @fmusundire 7 місяців тому +16

    Tinashe Mugabe who trained you to ask questions? Right time, right question to the right person. I salute you!!

  • @ropamakoni2618
    @ropamakoni2618 7 місяців тому +9

    I don't why I'm crying.this lady takes advantage of this man😢he is so humble.oh my God

  • @priscillamurenjekwa539
    @priscillamurenjekwa539 7 місяців тому +6

    Mashoko api anokunda kuita chihure uri pamurume, haa my gender has embarrassed me today😢 ndanyara like never before
    After God, fear my gender🙌🙌

  • @kudakwashemarire851
    @kudakwashemarire851 7 місяців тому +21

    Iyi ndiyo pfambi yemandiriri iyi

  • @patriciakhupe3950
    @patriciakhupe3950 7 місяців тому +3

    Vakadzi tinonyadzisa zvedu I feel sorry for this man,may the Lord comfort you father

  • @charlottecarolmoyo
    @charlottecarolmoyo 7 місяців тому +8

    Thank you Mr Mugabe for your professionalism... this episode is so touching how can a female having 2 kids of different totems being in someone's house... never... let her disclose where are the other father's to the kids...zvaakaona kuti murume wake anozvarisa why akazoita vekunze...it was going to be a better story dai akaroorwa nemurume asingazvare taigona kuzvinzwisisa kuti it's a cover up nekuti iye akaroorwa ari mvana

    • @martinsamata
      @martinsamata 7 місяців тому

      Zigadzi iri zihure chairo .

    • @godfreychanza3275
      @godfreychanza3275 6 місяців тому

      Idhunga watunga kusona kwechembere 😢

    • @CatherineMusarurwa-q5s
      @CatherineMusarurwa-q5s 6 місяців тому

      kkkk mwana mudiki ane respect kukurume wake apa haisi nyaya yehudiki asi hunhu

    • @sibuchanza5813
      @sibuchanza5813 6 місяців тому

      Very sad indeed my gender let us down...

    • @NaumeMutaka
      @NaumeMutaka 4 місяці тому

      Pamwe weuyo haasitori wake wacho auya achifunga kty mwana ndewake

  • @joyceggatsi5869
    @joyceggatsi5869 7 місяців тому +4

    Mambo is not playing . Documenting everything. Chief vanoda basa ravo ava

  • @godfreymlambo3287
    @godfreymlambo3287 7 місяців тому +5

    Now I am starting to realize how unfair life is ,why is it that good people always face the most difficult situations,again there are many father's who are keeping children who are not theirs all because of infidelity and lies peddled by those involved in infidelity, but nothing is hidden forever.

  • @rutendosopa4318
    @rutendosopa4318 7 місяців тому +38

    Maresults tamanzwa asi chief avo vadii kuchizorora nhymi vasiirao vana ummm

    • @sheillamunyanyi7165
      @sheillamunyanyi7165 7 місяців тому +5

      Vese neumwe wavo arikunyora maminutes. Vakwegura better kuzorora voita maadvisor chete

    • @NgoniSeremwe
      @NgoniSeremwe 7 місяців тому +4

      haaa taurai henyu ma sabhuku haade kuzororora zvekumhanya,,,

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 7 місяців тому +3

      Sabhuku na Chief haagadzwe mumwe achirimu penyu ndezve dzinza, baba vangu vaikura zvisingaite vakaenda ku vakuru wavo kut chigadzai mumwe ndakura vakarambirwa kut siyai mataura wamunoda azoitwe sabhuku but anoxogadzwa musisipo, so second sabhuku ndiye arikutongobata basa iwo waripo

    • @NgoniSeremwe
      @NgoniSeremwe 7 місяців тому

      @@PedzieGwata Chief yes,,,,,,,,,Sabhuku anobvisa haana basa uya ,,, ndofunga you know kuti sabhuku doesnt exist pachishona chedu,,,, hazvinei nechivanhu,, sabhuku can be removed anytime,

    • @PedzieGwata
      @PedzieGwata 7 місяців тому

      @@NgoniSeremwe ndiri kutaura zvakatoitika 2023, zvisiri zvekuudzirwa asi husabhuku ndehwema votes kwenyu, vakatorambirwa vakanzi anogadzwa mumwe musisipo saka apa vice wavo ndiye arikuita basa rese iwo vachingobatsira zvavo vakagara ne kufamba hawachatogone

  • @josephatfarai4877
    @josephatfarai4877 7 місяців тому +106

    You deserve better baba
    You are a humble man

  • @SibongileThomas-le3tp
    @SibongileThomas-le3tp 7 місяців тому +14

    Zihure ramai kkkk kwai ndirimwana mudiki unotya mashoko seiko.iwe uchihura unohurirei uripamurume kkkk ngaende ngaende

    • @margretsema4876
      @margretsema4876 7 місяців тому

      Nhai aida kt vanhu vasekerere marara akadaro nxa

  • @kosterkunje6357
    @kosterkunje6357 7 місяців тому +9

    Kuita kudyirwa munda left, right and centre. Vakadzi varikunyoporesa bota kunze uku.

  • @gracejaravaza7521
    @gracejaravaza7521 6 місяців тому +1

    Vamwe vakaita DNA ve over 50 apa mai vakafa apo baba vakachengeta vakafa.I Hondo mu Zimbabwe madzimai chiiko

  • @muchanetampofu8456
    @muchanetampofu8456 7 місяців тому +3

    Dare ngaribatsire baba ava nekutsvaga vanorutsisa please

  • @progressmutandwa6724
    @progressmutandwa6724 7 місяців тому +5

    Kana iyo Aids yacho inopera here pakadai so 🙌🙌🙌🙌mkadzi uyo zihure rasatani kokoredzai varume vese vaakarara navo muva test vese

    • @Liberty.80
      @Liberty.80 7 місяців тому +1

      Murume uyo haasi humble bt akatopusa anoda kugara nemukadz akadai kunge ndiye ega munyika

    • @progressmutandwa6724
      @progressmutandwa6724 7 місяців тому +1

      @@Liberty.80 nhai zvenyu ndofunga akadyiswa chete dai vamwe varume vambomuonesa coz achavigirwa aids nemkadzi uyo

  • @tatendachinwa5800
    @tatendachinwa5800 7 місяців тому +3

    Mai inosemesa iyo ,kuhura vana vaviri mumusha mevanhu shuwa

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 7 місяців тому +2

    From my own reasech ndakaona kt chihure nehuroyi zvofambidzana ,I think mahure anotanga asota warume zvekt haati bufu ,imagine nei formation yese iyi munhu Ari kuda mkadzi akadai ,and mkadzi wacho Ari kutopomera hama dzemrume like she is innocent yet Ari kuporonga mumusha mevanhu

  • @JoyceMachirori
    @JoyceMachirori 7 місяців тому +5

    Haa baba vakajisiwa ava kkkk akuda kutonyengerera mukadzi kuti agare after what happened haa true love exist sure

    • @NyashaMachino
      @NyashaMachino 7 місяців тому

      Ndozvinoita varume vanohurirwa vanoda vakadzi vavo panogona pasina kana mushonga ipapa hameno kuti chii chaizvo

  • @ErnestAgriphaJackson
    @ErnestAgriphaJackson 7 місяців тому +4

    Ya Neh. This man is humble ndatenda hangu. May God Bless him.

  • @dennisoffice4769
    @dennisoffice4769 7 місяців тому +14

    The guy isn't normal, hanzi hapana mhosva wht a man wow 😂😂😂😂

  • @politenkomo6626
    @politenkomo6626 7 місяців тому +45

    Ummm veduwe vakadzi kuhura rudziiko uku. 2 vana mumusha me vanhu. Vanhu ityai mwari mai imi. Chero vanoda pfuma vabereki vemukadz inzwai kunyara imi. Murume ngasiye mkadzi uyu aende zvake. Coz munhu anorara neumwe murume odzoka mumba oti ehe mkadzi ndomuda vhurikai bamdiki. Muchahurirwa vamwe siyai zviende. Ndri mukadzi zvangu but hudog uhu uhu. Ummmmm handina

    • @lilianmhamba
      @lilianmhamba 7 місяців тому +2

      Onzwa chakuti ndakundikika hure remukadzi bwee mashoko evanhu vepano ndaita mwana mudiki mai ihure zvavo vanhu vanotadza nei kutaura nxaa ndovamwe vanotitukisa

    • @Olcool
      @Olcool 7 місяців тому +1

      pakaipa. kuhura zvakapfuurikidza. apa kuzotadza kunyara kuramba kuti haazive vana baba vacho.

    • @loreenmapenduka8001
      @loreenmapenduka8001 7 місяців тому +2

      Zvorwadza kana zvaita nemukadzi years and years men HV done dispicable things society ichitambira

    • @tapiwabshonhiwa3275
      @tapiwabshonhiwa3275 7 місяців тому +1

      Imari yefodya here yakatenga ma Benz sofa 😂😂😂

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro 7 місяців тому +5

    I like the way Jinda Ramambo is narrating his story

  • @Mrchisco45
    @Mrchisco45 7 місяців тому +2

    Mai avo havatambire mhosva seplate yesadza. Isoja rinosvika kure. Vakapihwa double clap vanotaura chokwadi chakazara 😅😅😅

  • @Nokue257
    @Nokue257 7 місяців тому +97

    Why is everyone ignoring sofa rebenz iro😂

    • @yolandamhene2574
      @yolandamhene2574 7 місяців тому +2

      You're so observant 😂😂😂😂

    • @carlmpinganjira9098
      @carlmpinganjira9098 7 місяців тому +3

      Wntd to mention it hey and @ Tinashe Mugabe akapfeka Petronas Mercedes Benz sneaker via Sofa reBenz wow wat a match .

    • @shupikaigwabuya1767
      @shupikaigwabuya1767 7 місяців тому

      😂

    • @tendaifumhanda2956
      @tendaifumhanda2956 7 місяців тому

      Haaaa you guys😂😂😂😂

    • @kaynechie
      @kaynechie 7 місяців тому

      I saw it😂😂😂

  • @thulanimajome5420
    @thulanimajome5420 7 місяців тому +3

    Cant wait for part 2 pachatestwer vamwe ana baba vari kutaurwa

  • @troyskyzmusiczw4454
    @troyskyzmusiczw4454 7 місяців тому +3

    Huuuuuuuuuuuuuuureeeeeee 2:1 score line team yarohwa home ground ,ipapo trophy ye hushingi yaenda namadhafinya serious mood team ,apo team yeku dyiswa nekupusa yarakashwa pamba payo zvasvika pakutorwa mifananidzo navamuzvina pembe .this is Troy reporting live meet update next round for sabhuku and jongwe😂😂😂😂

  • @AnnaMugabe-vk6ws
    @AnnaMugabe-vk6ws 3 місяці тому +1

    Urizungairwa chairo iwee kkk wakadyiswa muonero wangu iwe uri humbled hakoka but kwete zvekuzoitiswa zvakadai

  • @davidmanheru4293
    @davidmanheru4293 5 місяців тому +1

    I like the od man taking notes wonderful . Minutes taken

  • @madzimaigetz6623
    @madzimaigetz6623 7 місяців тому +3

    Yahweee ndanyara fani yahweee. Shuwa kunyoporesa rudzwai kwekuzvarira zvikomba vana

  • @amandamoyo5968
    @amandamoyo5968 7 місяців тому +4

    Baba ava ka ava he has a special place in heaven….

    • @Hamainyoka
      @Hamainyoka 7 місяців тому +2

      Denga haripindwe nekupusa iwe, asi kunamata. 😅😅😅

    • @Nancy22-mc6pw
      @Nancy22-mc6pw 7 місяців тому +1

      Baba avo vanopenga.ngavaterere ma sermon a apostle chiwenga vapepuke

    • @amandamoyo5968
      @amandamoyo5968 7 місяців тому +1

      @@Hamainyoka 😂😂😂

    • @clemenceranso8768
      @clemenceranso8768 6 місяців тому

      Ama wakupa vanhu zvigaro here kudenga wangu

  • @mrsg5844
    @mrsg5844 7 місяців тому +9

    Why is it kuregererwa kwemukadzi anohura kunorwadza vakawanda😂😂😂 men hura everytime and bring babies home.

    • @primrosemellisa2618
      @primrosemellisa2618 3 місяці тому +1

      Even the Bible says mukadzi akapomba ngaarambwe ende unenge urichituko kuna Mwari

    • @AnjoJoy.
      @AnjoJoy. 24 дні тому

      @@primrosemellisa2618
      Rinoti “usaita cheupombwe” meaning munhu wese

  • @WiriranaiOswaldHondo
    @WiriranaiOswaldHondo 28 днів тому

    Haa Tinashe Mugabe anogona hake kubata tsetswa dzake. Nyaya dzaanofambira inyambo dzega dzega. The show just keeps entertained

  • @fortunemandishona6303
    @fortunemandishona6303 7 місяців тому +2

    I hope we will get to know the fathers of the other kids. Thank you Tinashe and team.

  • @claytonkahari5065
    @claytonkahari5065 7 місяців тому +5

    Kkkk hanzii mukadzi anofira imba asi murume ndiye atova mukadzi apaa😊

  • @sihlerambakupetwa1051
    @sihlerambakupetwa1051 7 місяців тому +30

    Vaseline will never disappoint

    • @thandim7920
      @thandim7920 7 місяців тому

      That's very ugly hatiwani zvakafanana

    • @Amanda-k1n3y
      @Amanda-k1n3y 7 місяців тому

      Lmao😂

    • @johnchimunda2636
      @johnchimunda2636 4 місяці тому

      Musadaro anditi icamera ririkutora murima guyz

  • @PatrickKatseve
    @PatrickKatseve 7 місяців тому +4

    Handisati ndamboona murume akativira zvese nekupusa apa . Sure ukuda kunoroora chiyi pamunhu anoita chiifambi sekudai . Agh vamwe varume ngavite serious

    • @elizabethsherewa6899
      @elizabethsherewa6899 7 місяців тому

      Murume uyo haana kupusa akuda kurova mukadzi uyo revenge yakaipa.. mukadzi kana akangwara ngasabvume. Varume vakanyarara vari dangerous

    • @dorrentopola1348
      @dorrentopola1348 4 місяці тому

      Apa atoti mukadzi wangu ndinomuda and he is prepared to take care of 2 other kids hanzi hanti mai vacho vakuramba kutaura baba vacho 😂

  • @carencaren5870
    @carencaren5870 7 місяців тому

    Vanhu vese vasimuka avo kukanganisira murume uyu mafuza ,,,mukadzi uyo ngaanogarira kumba kwavo nevana vake achitsvaga vana baba vevana avo ,,
    Kna asina kutaura chokwadi iye ndiye ngaaripe baba avo kuvachengetesa vana vasiri vavo
    I can't wait for chapter 2
    Thank you Mr Mugabe

  • @kenyan1067
    @kenyan1067 7 місяців тому +1

    She's blackmailing the guy by making him feel guilty for her mistakes. Thanks Mugabe foe the good content. Lots of love from Kenya

  • @JamesMunemo-b9f
    @JamesMunemo-b9f 7 місяців тому +3

    Mahure dzorai tsvimbo😂😂😂

  • @AlicesikhohlisiweZhou
    @AlicesikhohlisiweZhou 7 місяців тому +5

    Baba ava imhofu yakaita sei chaizvo,,vanotoda DNA nababà vavo

  • @vimbaimurwira6390
    @vimbaimurwira6390 7 місяців тому +42

    Jongwe is a regular guy😂😂😂😂

  • @AvonBrown-f3j
    @AvonBrown-f3j 7 місяців тому

    Royal Villah Lodge Karoi is the place to be. Home away from home and their customer care service is a hundred percent.

  • @Mercy-p8d5s
    @Mercy-p8d5s 6 місяців тому +1

    uuum malume veshirt yemaroon is writting notes😅

  • @vincentmarongwa9842
    @vincentmarongwa9842 23 дні тому

    Can't wait for part 2

  • @NishaNyakabau
    @NishaNyakabau 7 місяців тому +1

    I don't know what the use for translation on the subtitles but koodos it's the best kunyatsotsanangura exactly zvukutaurwa. On the other episode hanzi " she was walking lackadaisically"... Keep it up ❤

  • @SarudzaiKanungo
    @SarudzaiKanungo 4 місяці тому

    Zimugadzi iro rakutonyara kugara mumusha mevanhu nkty rakahura vana ngariende zibenzi zihure risinhagutsikane nemurume waro

  • @annitajoshua7043
    @annitajoshua7043 4 місяці тому

    Varume dzidzaikutsvagawo vakadzi kwavo munoita husimbe hwekupfimba here? hama dzaBlessing dzanyara kuti dzingoti munhu ngaafambe aende kumusha kwavo zvana baba vevan zvooonekwa munhu arikumba kwavo.

  • @futuregwena3053
    @futuregwena3053 5 місяців тому

    Isn't it because those who seek DNA testing will have doubts about the child

  • @VikkiRajah
    @VikkiRajah 7 місяців тому +1

    Baba ava vakadyiswa nefoshoro chaiyo. Its so sad. Vakadzi tisadaro so. Ah...mkadzi uyu dhevhuro nyoka chaiyo

  • @estherchakarisa6183
    @estherchakarisa6183 7 місяців тому

    I feel sorry for this guy… you so humble , I pray God gives you the best woman who suits your personality 🙏🏼

  • @livingstonechisanya8922
    @livingstonechisanya8922 7 місяців тому +2

    Why is everyone not talking about that first husband.... Hanzi ndogara ne two two madzimai😂😂😂.

  • @MelindaMelindaJones
    @MelindaMelindaJones 7 місяців тому +1

    They must be identified. We want justice!!

  • @MTK-xd3cm
    @MTK-xd3cm 4 місяці тому

    Vakadzi vana vacheche chokwadi. Unoshaya kuti vanomboda varume vakaita sei chaizvo. Kwavanozvamburwa mambama ikoko ndokwavanoda. This man is just too cool and calm mhani.

  • @christelnobledestiny4507
    @christelnobledestiny4507 7 місяців тому

    Zimbabweans ngavadzidze kuroora vanhu kwete kuchayisa vana vevanhu mapoto. Kuchaya pasina commitment I door rekutsvaga anoita rinenge rakavhurika. So kana paine commitment une chekurwira or kushingirira. Ring ngaipfekwe kwete kubika mahumbwe muri vanhu vakuru. Kuchaya mapoto mahumbwe kana mapedza munotsokera kudzimba dzevabereki. 😢😢Regai muchato wekumirira kusvibe wonorara kumba kwevanhu. T

  • @tinashemudzimuirema
    @tinashemudzimuirema 7 місяців тому

    Haa women 🙌 kunyepa kwacho so but amayi avo ihure nzvimbo yavo mumba hamuna vanoda kusunungurwa vanatsoite what she is best at echihure

  • @MegaSamrak
    @MegaSamrak 7 місяців тому +1

    Asi zvinofamba sei kuti unogara nemukadzi then oita mimba dzevamwe vanhu iwe uchizvara zvinenge zvachifamba sei munenge muchiita sei nevakadzi ava imi haa

  • @oswaldchibwe9161
    @oswaldchibwe9161 7 місяців тому +1

    Usatora afterbirth ngariende kubhawa. Loose yacho yakawoma.
    Mabhiridha
    Vanonama mapoto
    Vanotora mapikicha
    Ice cream men
    Vanopaza dzimba dzevanhu varume ivava.

  • @gamuchiraimasara9556
    @gamuchiraimasara9556 7 місяців тому

    Baba vekugadzira sherefu nasabhuku ngavauye kuzotestwa,amai ava vanoramba but maresults abuda ka hapachina chekuramba apa paakungoda vabude pachena

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 7 місяців тому

    Kubva pane wekutanga, then 2 & 3 nyaya ichingova iyoyo; iwe semurume uchingoshingirira shuwa? I've serious problem with kushingirira kwakadaro ini; especiallym kana munhu ukazotanga kuita noise much later; like after vana vatatu (3 children). Ini hangu ndenge ndaakubvunza kuti: chanetsa chii nhasi iwe waingodzinzwa nyaya dzacho uchinyarara hako. Silence means accepting; saka chinyara forever kana wazvitambira - after all hanzi "gomba harina mwana".

  • @MildredMapope-wm5fe
    @MildredMapope-wm5fe 7 місяців тому

    I feel for my brother so humble ,kuramba vachida munhu akavahurira maybe kudyiswa but this man deserves better ,my gender kunyebera kuzungaira haaa vakadzi denga muchaita rekugugula

    • @leonardmajarira4390
      @leonardmajarira4390 7 місяців тому

      Humble nekupusiswa zvakasiyana

    • @Nollymovies263
      @Nollymovies263 7 місяців тому

      Haanakupusa murume uyo anoziva akaramba mukadzi anoripiswa still plus mukadzi wake anotadzakuzozvitambira akazviuraya mumba makeimomo zvigoshaya basa OKa desperate person is very dangerous.

  • @wellingtonmasuka
    @wellingtonmasuka 6 місяців тому

    I think it's high time headman or sabhuku avo to retire pakufanira Paine mumwe wechidiki pakati Pavo to carry on e legacy nt kuita mudungwe wehari dzofanzirofa

  • @SlyNjovo
    @SlyNjovo 7 місяців тому

    At 29years vana 4, 4 different fathers

  • @margarethnyakambangwe4409
    @margarethnyakambangwe4409 7 місяців тому

    Wow Chief Aide haaa Ndana kutenda, tsika dzedare vanodziziva. May he live long vatizidzise tsika.❤❤❤👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾

  • @Muzendaphillip
    @Muzendaphillip 6 місяців тому

    Mai ava vanoda deliverance pamwe tingavashora vanoda kubatsigwa mweya wechihure ubve pavari

  • @muzikabababsithole9744
    @muzikabababsithole9744 7 місяців тому

    @Tinashe Mugabe, tinokumbirawo monya 1 rinenge rine mboma, kuti rizotirangira vakadzi vanonyebera kuzungaira after 0% voramba vachiti handina umwe munhu wandinoziva kunze kweuyu anenge ashaikwa chake pavana.

  • @DoreenMasvingise
    @DoreenMasvingise 7 місяців тому +2

    Well done Tinashe wauya kuno kumaruwa haaaa kure, you are dedicated

  • @yvonnemayamikokatare-chipu2258
    @yvonnemayamikokatare-chipu2258 7 місяців тому

    Puzzled by her response😮 fambi yemukadzi. The husband’s relatives should get him help.

  • @tavasikachabvonga5026
    @tavasikachabvonga5026 7 місяців тому +1

    Bamnini muri right here? Hama dzababa ava batsirai munhu, this is not humility but kupusa chaiko. Hure rakamudyisa neiko nhai?

  • @OttilliaDhaimani
    @OttilliaDhaimani 7 місяців тому +1

    Nhy mainini tipeiwoka zvamunopa varume kutyoka kudai after finding out kuti wakamuhurira ukamuchengetesa vana vasiri vake arikungokudai zvakadaro.Apa muri stubborn zvakadaro 🤣🤣🤣🙌🙌🙌

  • @MiltonMakamanzi-nw5zm
    @MiltonMakamanzi-nw5zm 5 місяців тому

    Ukaona uchiroora mukadzi anoshanda pamashops especially kumamisha unenge unezvivindi..

  • @mymotherschild8918
    @mymotherschild8918 7 місяців тому

    Zvagara hazvo muZim tongoti pamwe 65% yevarume irikuchengeta vana vasiri vavo. MaDNA atova a must because vanhu vakajola ende varikujola

  • @kellylincolnkwaramba1374
    @kellylincolnkwaramba1374 7 місяців тому

    Amai muri gamba ndozvakanakira kuwana munhu anokuda not waunoda iwe plus ndafarira ku cooler kwamai ava havasi kuratidza kupererwa ne taririro vanenge vatova ne pln B

  • @douglastauraimudhumo4099
    @douglastauraimudhumo4099 7 місяців тому

    All those saying zera remdhara ari kunyora iro hee ma zimba takapenga...truth is we are a literate lot...but not intelligent...we cant even get rid of potholes🤦‍♂️

  • @innocenthapazari8699
    @innocenthapazari8699 7 місяців тому

    Kutohozviti ndiri mwana mudiki nhandi? Mwana mudiki ane vana 4; nevarume 4 (or more than 4) futi? Chinombonzi mwana mudiki chiiko nhaii?

  • @forogonya-howcometoyou5727
    @forogonya-howcometoyou5727 7 місяців тому

    I am surprised by the two old men the Chief and his Aid, very old but they can still read without Glasses, their eyesight is still good. But maBasa aya dayi vachisiiirawo vana vadiki. Maonerowo anguwo hangu nemafungirewo angu hangu.

  • @msaunyama
    @msaunyama 7 місяців тому

    Indiana State University inodzidzisa humility. Kuregerera munhu aivhurira anyone aiita fly in

  • @RatidzoMutogo
    @RatidzoMutogo 6 місяців тому

    Mukadzi anorambirwa kuhura mucharamba muchingohurirwa baba dai masiya

  • @patriciachigodora9316
    @patriciachigodora9316 7 місяців тому

    Team yabaiwa 2:1 pa home ground. Mai iyo ibishu iri kutoda kutizira kuna baba vevana vakunyeba kuti handichagoni mashoko