Ka step ka Van Choga ndoka trademark manje, vamwe vanoimba zvisina musoro but vachizviita ma gentleman manje Van Choga vanoita the opposite..... BIG UP Van C
Haaa apa Van Choga wakabata ngoma this is good,well done inonakidza song yako even imwe yacho yekuti #inga wakandiramba ndisina chandinacho that was dope
Yeee tapinda tapinda, tinobvira kutaura chokwadi, Iiiii papaya zvazvakaoma, We all have our life problems, but when you give ear to good music, you just have to smile and give thanks cause one good day you will get through, 2020 tapinda tapinda
For the longest tym been wondering if he can go hand in hand with the beat ......this is a job well done kwete kut beat kwaro munhu kwake character kwayo ....zvazobatana manje ......keep shinning !!
Oskid ndiye anonzi producer manje vamwe vaishanda na van choga are beat makers,being a producer is being able to identify the sound inopindirana na artist
Was supposed to prepare to go to work then l opened a canof beer, opened youtube listened to some tracks then stumbled upon this vid and scrolled sown to see this comment. Yah you right
ndozvandotaura kuti munhu usazviite musungwa nemunhu akubatsira,yes you needed help and moved on now see zvaMwari hazvineyi nemunhu keep on going my guy Love from Japan👏
Am a Kenyan who doesn't understand what he's saying but meeen am here for his beats and energy...this is lit🔥
yeeeeeeeeee tapinda tapinda
YEEEEEEEEEEEEEE
Oskid ndiye akuunzaii
OHHHHHHHHHHHHHHHH
2030 tinenge tichiripo ,,🇿🇼🔥🔥
So Van Choga only needed a good producer... After this tune l now take him seriously... Kikikiki
Let's make him trend guys....
Thnk you,taura hako
Taura hako ngatimusimudzirei,let's make vese vaifunga kuti achadonha vanyare
Ndakabhoyekana panyaya yake na calaz yecontract
Love from a Nigerian Brother! #OneAfrica
I remember that van choga is very dangerous... BOTSWANA 🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼
yeeeeh ndapinda ndapinda
Boss Yala mfanha acknowledges ndimi makamunhonga. Musamubatira moyo. Munhu wese aspires to grow, so did he.
ua-cam.com/video/Ddtm8M3hKBM/v-deo.html
maaaaddd tuneee
Van choga wedu wekwamudzviti tokudaaaaa
The line you said you gave your life to Jesus . He is king l felt that ♡🇿🇼
Murume uyu anobviro taura chokwadiii
Aiwa Van Choga msanyeperwe mukubvira kudarika moto..., ndimi munechimuti ..., masports aperera pamuri
Hezvooo....zvaarimunhu kwaye wani
Zvinkandzi ndikati hoooo !!!!zvikanzi ndikati eeeeeh!!!! ❤️❤️❤️
Ndichitaura chirungu chekutertiary nyangwe zvangu ndakagumira kusecondary💞💞💞💞
Van Choga to the world
Iri tune ndorakaipa manje
Ka step ka Van Choga ndoka trademark manje, vamwe vanoimba zvisina musoro but vachizviita ma gentleman manje Van Choga vanoita the opposite..... BIG UP Van C
Team kah..Van Choga kuseri..ndokupai sando Samanyika/Wasu
After you featured the GOAT from ghana, I've become a fan of you vanchoga.
Zvabaka 🔥🔥🔥🔥 Van Choga hottt🌶🌶🌶 Malikes kana uri #team Choga
Mukomana uyu anogona
Van Choga shamwari wakanyanya keep it up and stay blessed. Tipe kamwe kehip hop ft
Haaa apa Van Choga wakabata ngoma this is good,well done inonakidza song yako even imwe yacho yekuti #inga wakandiramba ndisina chandinacho that was dope
haaaaa ndaona Van Choga makupisa kudarika vamwe vanhu vanoti vanopisa
This was so nice Vanchoga keep it up you are the best ndinobvirotaure chokwadi
Van Choga is BAE😍💕
Ahh mfesi akatodziya kauyu🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Oskid never disappoint. Van Choga to de world. Will rally behind you all the way. Keep on pressing zvatoita sooo
Ndinobvire taure chokwadii!!!
Lesson learnt God can change a life no matter what you are going through
this guy is talented, raw talent isina pressure isa like if wauya after song yake naAy Poyoo 🔥🔥🔥🔥
van choga yoyoyo
Boss yala honai mwana wenyu 🔥🔥🔥🙏🏾
Yeee tapinda tapinda, tinobvira kutaura chokwadi,
Iiiii papaya zvazvakaoma,
We all have our life problems, but when you give ear to good music, you just have to smile and give thanks cause one good day you will get through, 2020 tapinda tapinda
👏👏👏Issa van choga
Shaa iwe wanyepa inonzi" itsa van choga" 😂🤣
Nevakomana wekwaMdzviti
@@Dubillac7 🤣🤣vasikana vekwamudzviti
Hie leslie.
You still there?
van choga ,.im a proud fan,..WAKASIMBISI KWAMUDZVITI ..
This is raw talent...this man is gifted for real. I wish the economy was good for his recordings. Big up Van Choga...your fan from Mzanzi
Watching from Capetown ndakangonzwa kunzi van choga ndazozvionera .mxm talent kip it up ....
Oskido naMars maita ndifarire this guy ...aingoda magood producers chete uyu beat ma1 iri
I love it Van Choga...the best for you my bro..
Many of us wish to be where you are...keep it up bruv...beautiful song hey
Haaaa van Choga ndiye ane chimuti for real
Van choga Mwari akubatsire usvike paunoshuvira nekuti uri hard worker. Unogona Mdara. Thanks ne apology yekwa boss yala
Ndikati hoooo🔥🔥🔥🔥
Statement rekuti it's a van chogaaaaaaa kills meeeeeeee nevakomana vekwa mudzviti😂😂😂😂😂😂😂😂🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🎤🎤
I am not ashamed to be proud of you Van Choga u are talented...
wakaipa van choga
For the longest tym been wondering if he can go hand in hand with the beat ......this is a job well done kwete kut beat kwaro munhu kwake character kwayo ....zvazobatana manje ......keep shinning !!
Even though I don't understand the language but
I'm in love with the energy keep the fire up 💥
Who else was waiting for "nevakomana vekwamudzviti skirindanda"
I always wait for it🤣🤣
Here
its a Van Choga😁
Im surprised ndakutopagona 🤣🤣
@@sky_phakathwayo l like your comment
mukomana wekwamudzviti
Oskid ndiye anonzi producer manje vamwe vaishanda na van choga are beat makers,being a producer is being able to identify the sound inopindirana na artist
real tok bro
Truth well said
Oskid probably the best we have
Taura hako apa zvanyatso clicker
Oskid is my fav producer
muri real van choga mukupisa
Haaa ndafaa paangoti Its ah VanChoga..nevakomana vekwaMudzviti! Skiridan dan kindankindangaa hoooooo🔥🔥🔥🔥🔥
When ever am having a bad day, ndakangoona this guy mufaro unobva vauya
Anobviro taura chokwadi.... Do you remember?
Chikupisa Van Choga chibaba well done what a breeze this tune and video top notch🎶🔝🇿🇼 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥
Van Choga na Oskid kili killi ...ichi chirikutapira
I dont understand the language but the boy is on fire💪🙏I'm watchin from Namibia 🇳🇦🤭
Haaa Van Choga unondiitira boe👍
van choga to the fullesttt ....your fan from cape town
Mufana uyuu anotosota wena mupei sandoo
Bhora mberi Van Choga.
Uyu anogona
Pow pow Van Choga to the world mabata sinhi vakomana vekwamudzviti
Mukomana kwakumberi
hooooooo vakomana vekwamudzviti 100% RAW talent and creativity 11/10 from ras covo
....#ndinobvire taure chokwadi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Oskid ma1. BIGUP VAN CHOGA
Every little cent he makes goes to his pocket... thats what we call freedom
Oskidi is still cooking, van choga kuseri
Van Choga we appreciate you and your art. Keep pushing. Oskid baba makaipa. Well done guys.
Makaoma ababa gud stuff
NGOMAA RAKAPENGAA IRI RIPENGUVA UNZWE URI MUMA HEAD FONES OR ZI SPEAKER VALEMBEE HAAA UNOZVIWETERA CHETE WANAKIRWAA, KEEP IT UP VAN CHOGA
Choga urikutiburira chipi chekutambisa xmas. 🔥🔥🔥🔥🔥
Haaaa van choga never dissapoints
Isn’t it crazy how every decision in your life has led you to reading this comment?
Kkkk
Kkkķkkkkkkk so true
Was supposed to prepare to go to work then l opened a canof beer, opened youtube listened to some tracks then stumbled upon this vid and scrolled sown to see this comment. Yah you right
Isn't it crazy how you couldn't have read this comment if you didn't have that little voice in your head?
hahahaha my guy usazodaro
Van Choga uchaidriver Benzinzinziiiiii. The sky is the limit ✨✨✨✨
Inosvika kure Van Choga go on my guy 🔥🔥🔥♥️
Im in love with his art, different from the rest, large up mi yut
chirungu chetertiary kkkk...UZ approves
ndozvandotaura kuti munhu usazviite musungwa nemunhu akubatsira,yes you needed help and moved on now see zvaMwari hazvineyi nemunhu keep on going my guy Love from Japan👏
Do you remember ndityidya zvekunhonga 👊👊👊👊👊👊
hanzi usakangwangwa kwawakabva I salute this guy for appreciating boss yala in this song, yala nation will forever support u # team yala
Now that's much better,Enjoying Vanchoga from Zambia
Van Choga ndive wega...natural and simple...keep it up....
Ndikati hoo zvikanzi ndikati ehe 🤣😂🤣😂
Kkkkkkkkkkk
🤣😂
Oskid🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿🚀🚀🚀🚀🚀van choga to di world
Choga wevanhu
I like van choga music, energy plus confidence
HARARE APPROVES THIS!!!
BIG up Oskid .......Van Chiga 🕺🕺🕺
Level up van choga ndanga chitotsvagawo something ndakutosangana nechiheavy chako sando
Never be a later comer!😂😂😂😂Bulawayo Mark the register with me here🌍🎧😈🔊 #VanChoga to the world.
Oskid makaipa..isssa Van Choga fireeeee
Wakufidhwa nedrip watosuwa sadza 🔥 you will see me driving the lakizhari
13k views in 14 hrs not bad. anogona V.Choga
skirii ndanda zvikanzi ndikati big up oskid wasimudza mkomana🔥beat aris kuita mushe mumaearphones iri
Van choga the hit maker 🔥💯💯.
Wabva wandifungisa ndichikumbira musuwa wesadza @School days zvaiva zvakaoma shua