Hapana chinhu chino rwadza pasi rino rose se kubatwa chibharo apa mwana wa mai vako futi,,,saka maiguru ava vaive vaka tokangamwa umm zvino rwadza kani
😢😢 hide wakarwadziswa hako but just know that 2 wrongs does not make it ryt. U could have handled the situation better for example law or just isolation. I hope u seek God and forgiveness and heal too
Sorry wakaitirwa utsinye but kuzopisa maiguru nemvura umm kunyeperana hatidi ukauraya munhu you have no peace mungati henyu revenge this is why munhu achizoita confession nekuti kana zvakanaka confession ndeyei. Anyway God forgives mutsvene pano pasi ndiayano
Uuuu nyaya iyi haina chokwadi How can a 11 year old apfekedzane hembe nevana vabhudhi vake vakazvarwa iye atove kaskana kahombe??? Nway sorry hako kana vaka abuswa my sister But kuuraya uuuuuuuuuuuuuuu
Aah Ko iko kuuraya kushoma here ? Uum if anything had gone wrong at any cost , hidey ndiye aitourawa . She was traumatised bigtime . I feel for her . We are there to judge between the two .
HUROMBWA HWABABA HWATIONESA MOTO TODONHA HONYE MHURI YESE TIRIVAPENYU
ua-cam.com/video/UvsnecuiyKA/v-deo.html
Hupenyu hwenherera hwakaoma
Sister thanks for sharing.
Hope you heal and seek counseling if you need it
We Listen we dont Judge
Hauna hutsiye. GOOD JOB
Shem sry hide wakarwadziswa. But dei usina kuzouraya 😢
Wakagona your brother imhondi ......pain yekubatwa haimuzive imi
Hey auntie hw wz ur weekend
Wakagona vakanzwa butter thank you for sharing
Aewa makagonesa mainin pamwevo panoda kutodya irihonho chaio
Chitema hachidzorerwe
Yaaar zvakaoma hazvo
Hapana chinhu chino rwadza pasi rino rose se kubatwa chibharo apa mwana wa mai vako futi,,,saka maiguru ava vaive vaka tokangamwa umm zvino rwadza kani
Tibude tonoudza hama Rufu iye ane fon ,kumhata nenyaya yako
Hide wakarwadziwa zvinorwadza.but dai wakacheka hako hukama navo usina kuuraya.wakazviitira hupenyu hwako wega.hongu vakakushungurudza zvinorwadza
Eh hameno
No comment hangu 😢😢😢
Yaah mhondi ngadzife hanzvadzi yako sure kukuitira utsinye
Hiii hama dayi wakazama kuwana counselling shem very sorry
Mukomana avo vakaita utsinye chaiwo
😢😢 hide wakarwadziswa hako but just know that 2 wrongs does not make it ryt. U could have handled the situation better for example law or just isolation. I hope u seek God and forgiveness and heal too
Ko pawakapisa mnhu hauna kutsvakwa nemapurisa hre
Hi tete
Mhoro
Hesi anty
Sorry wakaitirwa utsinye but kuzopisa maiguru nemvura umm kunyeperana hatidi ukauraya munhu you have no peace mungati henyu revenge this is why munhu achizoita confession nekuti kana zvakanaka confession ndeyei. Anyway God forgives mutsvene pano pasi ndiayano
Sory hide ndokushuvira kupora nekukasika hupenyu hwenherera hwakawoma
Makadii tete Mamo
Ndiribhoo how are yoy
Hausi mhondi iwe maoko ako akachena atete bhinya ndiro ramakatouraya iro.You are not guilty.
Uuuu nyaya iyi haina chokwadi
How can a 11 year old apfekedzane hembe nevana vabhudhi vake vakazvarwa iye atove kaskana kahombe???
Nway sorry hako kana vaka abuswa my sister
But kuuraya uuuuuuuuuuuuuuu
Vamwe vana vanonoka kukura vamwe venokasika kukura like muviri muhombe
Aah Ko iko kuuraya kushoma here ? Uum if anything had gone wrong at any cost , hidey ndiye aitourawa . She was traumatised bigtime . I feel for her . We are there to judge between the two .
@lanhelihlemoyo2089 shuwa..... she might even had bn malnourished