I have never seen a Zimbabwean girl dance like this China Chemadzimai "Woman's day special" 2023
Вставка
- Опубліковано 9 бер 2023
- A must watch. I have never seen a Zimbabwean girl dance like this. watch till the end and see how this lady expresses herself through dance.
Women's day celebrations were successful, and more clips coming stay tuned. #happywomensmonth #ChinaChemadzimai
Extra terrestrial
In'anga iyo
Nyarai shuwa usadaro munhu wandakakura naye wakazochinja rini
Kobhurugwa iro haana chiuno here
Baba vebenzi havana mufaro ndapedza
Zvagara wanhu awo wane mabeads muchiuno pakaipa
She tried
Ko zidumbu iro hanzi tidii
Dai mwari vatibatsirs shuwa
Hanyare here murume mukuru kubvisa hembe nekudzikisa bottom kudaro zvinoitwa nevanhu vasina kukwana ngaatikwanire uyooo zvinonyadzisa aaaaaa
Bambo hapasi pamai Chisamba Show pano thats Chill Spot
👍
Ndekupi kwawakamboona anyone doing that hayiwawooo hauna nyaya iwe
@@captainjcky9107 gara pasi
dambudziko mufunga kuti munhu akaita dancer ato hure.... inyaka yakafa chete kunze uko vanhu vanototenga ma mansion nekutamba ikoko manje muno akutonzi ihure