Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I love yu van chichi just go no turning back me lov yu
If you pay attention you will realize that the talent is there. She is not crazy just a different style to deliver a message and there will always be people who understand. Those saying bad things wait till she blows and prove you wrong.
Well said...quite entertaining
I agree newe
I like her confidence and energy , stage work anogona hake.
van Choga. hokoyoooo
True dat
Van chichie to the people ... Energy and confidence it's too high ❤ salute
Chichibaba ichiiii😮😮😮
Go girl go!!! Energy energy better to work for yrself girl pane vanobira vanhu let's support
Moto kakanyanya kkkkkkk iweeeeee kaaaaa
Zvinonzwisa tsitsi izvi. Tikuendepi semayouth eZimbabwe😢😢😢😢
Hapana wank
Urukuputei iwe enda uno geza 👯👯😂😀😂😀😂😀😂
Chii chinonzwisa tsitsi ipapa she is going somewhere ne music mwana iyeyu
Kkkkkkkkkk asi ihanzvadxi ya culture love pamaziso 😂😂 love you
Unogona mwanasikana,keep it up.ndezva Jah jah izvi
Uuuh nhamo yenyika iyi.izvi hazvidi munhukadzi uuuh imi dzimwe nyika dzinotii nesu😂😂
A family of three , Van Choga , Culture Love na Van Chichi vakaberekwa vakadaro
I don't the reason why am laughing 🤣🤣🤣🤣🤣 Tamble man ndezva Mwari
Akapenga Mwanasikana uyo
Talent riripo apo ,atadzei ahasikuhura ,akuzvistvagira Mari yake mwana
🤣🤣 I love this girl it's lit 🔥
Mxaaaaa mbanje tikuwanza
Bodyguards for me 😂😂
😂😂😂
Marondera my home Town ma1 nemusikna uyu
Pure fire
Love it
Keep going girl
Let’s say no to drugs
Panobarwa benzi apaa
Mwari huyai
Ndiani akunwa kahwu lady b
Nhamo inoitisa vanhu zvimwe zvisirizvo Mwari sunungurai nyika yeduZvichibvawo na vanchoga anywae choga ...mukadzi uyo
Hezvo zim iyo😢😢😢
Iii chakanyanya chilady ichii
Izvi ndozvauraya mayouths edu
Ha dzungu rakawandisa apo ,ngaambonotengesa madomasi
Zimbabwe tirikuda Jesu
Mutoriro iyo
Zvakangofanana nemweya wemurori kana weback sit hazvisi kudhakwa zvinongouya mupei maruva ake
Zvakadhakwa izvo
rewind one more time
Kampfana kane red ako ngakaverenge New ventures grade 5
Ashamira uyuu😅😅
Woow 😊
Asi hanzvadzi ya van choga
NDERA ndokumba
Aaaa dhemeti chii ichocho haa
Hezvo ndochii ichocho
Hezvoo 😱
Zvakaoma hazvo,pamwe tisu tisiri kufambirana nenguva
Ita yawada iwe upenyu ndehwako siyana nevanhu vanotaura kwavasina kuswera .isu tinoti boe chaizvo😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Aya ndo ma Drugz kkkkk😅😅😅😅
Talent riripo ne confidence zvazongopindira dombo mukati...
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kane shayi
Veduweye
Akomanaka😂 i 9 months dzeumwe munhu idzi . Zvakaoma hamaweeee😢
😂😂😂😂imagine
cz of money
Mbanje dzega dzega 😂
Uyu kana mdara vake anogona kuvaudza kuti shar ini ndokumamisa😂
Kkkkkkkkkkk
Ummm atina kwatinosvika
Mupeiwo basa chero rekusuka ma plates muma restaurant ,nhamo ndiyo inotidaiso
Mutoriro
arghh mbanje dzakuwandisa mumusoro 😂
Mandimba ari kumashure uko ,energy iripo zvayo 😂unogona kuseka zvako
Kkkkk ini this type yeconfidence ndoida kuita seusina kunatsoti oooh
Anoshandisa zvisvuto😂
tembo shortcut for templeman🤣🤣🤣
Anoratidza kut akadzidza mwana uyu 😂
Aah aah ,,red flag there ,,,pashata apa
Kkkkkkkk anopota achisvikirwa asi😂😂😂😂😂
Say no to drugs
Mmmm
People are hustling😂
Kkkk
Somebody's future wife
Ummh
Musatiunzire nonsense pano please templeman
Wrong beat 4 here
Say no to drugs😂
Nonsense
Please say no to drugs, say no to msomboSay no to cheap prostitution
I love yu van chichi just go no turning back me lov yu
If you pay attention you will realize that the talent is there. She is not crazy just a different style to deliver a message and there will always be people who understand. Those saying bad things wait till she blows and prove you wrong.
Well said...quite entertaining
I agree newe
I like her confidence and energy , stage work anogona hake.
van Choga. hokoyoooo
True dat
Van chichie to the people ... Energy and confidence it's too high ❤ salute
Chichibaba ichiiii😮😮😮
Go girl go!!! Energy energy better to work for yrself girl pane vanobira vanhu let's support
Moto kakanyanya kkkkkkk iweeeeee kaaaaa
Zvinonzwisa tsitsi izvi. Tikuendepi semayouth eZimbabwe😢😢😢😢
Hapana wank
Urukuputei iwe enda uno geza 👯👯😂😀😂😀😂😀😂
Chii chinonzwisa tsitsi ipapa she is going somewhere ne music mwana iyeyu
Kkkkkkkkkk asi ihanzvadxi ya culture love pamaziso 😂😂 love you
Unogona mwanasikana,keep it up.ndezva Jah jah izvi
Uuuh nhamo yenyika iyi.izvi hazvidi munhukadzi uuuh imi dzimwe nyika dzinotii nesu😂😂
A family of three , Van Choga , Culture Love na Van Chichi vakaberekwa vakadaro
I don't the reason why am laughing 🤣🤣🤣🤣🤣 Tamble man ndezva Mwari
Akapenga Mwanasikana uyo
Talent riripo apo ,atadzei ahasikuhura ,akuzvistvagira Mari yake mwana
🤣🤣 I love this girl it's lit 🔥
Mxaaaaa mbanje tikuwanza
Bodyguards for me 😂😂
😂😂😂
Marondera my home Town ma1 nemusikna uyu
Pure fire
Love it
Keep going girl
Let’s say no to drugs
Panobarwa benzi apaa
Mwari huyai
Ndiani akunwa kahwu lady b
Nhamo inoitisa vanhu zvimwe zvisirizvo
Mwari sunungurai nyika yedu
Zvichibvawo na vanchoga anywae choga ...mukadzi uyo
Hezvo zim iyo😢😢😢
Iii chakanyanya chilady ichii
Izvi ndozvauraya mayouths edu
Ha dzungu rakawandisa apo ,ngaambonotengesa madomasi
Zimbabwe tirikuda Jesu
Mutoriro iyo
Zvakangofanana nemweya wemurori kana weback sit hazvisi kudhakwa zvinongouya mupei maruva ake
Zvakadhakwa izvo
rewind one more time
Kampfana kane red ako ngakaverenge New ventures grade 5
Ashamira uyuu😅😅
Woow 😊
Asi hanzvadzi ya van choga
NDERA ndokumba
Aaaa dhemeti chii ichocho haa
Hezvo ndochii ichocho
Hezvoo 😱
Zvakaoma hazvo,pamwe tisu tisiri kufambirana nenguva
Ita yawada iwe upenyu ndehwako siyana nevanhu vanotaura kwavasina kuswera .isu tinoti boe chaizvo😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Aya ndo ma Drugz kkkkk😅😅😅😅
Talent riripo ne confidence zvazongopindira dombo mukati...
😂😂😂😂😂😂😂😂
Kane shayi
Veduweye
Akomanaka😂 i 9 months dzeumwe munhu idzi . Zvakaoma hamaweeee😢
😂😂😂😂imagine
cz of money
Mbanje dzega dzega 😂
Uyu kana mdara vake anogona kuvaudza kuti shar ini ndokumamisa😂
Kkkkkkkkkkk
Ummm atina kwatinosvika
Mupeiwo basa chero rekusuka ma plates muma restaurant ,nhamo ndiyo inotidaiso
Mutoriro
arghh mbanje dzakuwandisa mumusoro 😂
Mandimba ari kumashure uko ,energy iripo zvayo 😂unogona kuseka zvako
Kkkkk ini this type yeconfidence ndoida kuita seusina kunatsoti oooh
Anoshandisa zvisvuto😂
tembo shortcut for templeman🤣🤣🤣
Anoratidza kut akadzidza mwana uyu 😂
Aah aah ,,red flag there ,,,pashata apa
Kkkkkkkk anopota achisvikirwa asi😂😂😂😂😂
Say no to drugs
Mmmm
People are hustling😂
Kkkk
Somebody's future wife
Ummh
Musatiunzire nonsense pano please templeman
Wrong beat 4 here
Say no to drugs😂
Nonsense
Please say no to drugs, say no to msombo
Say no to cheap prostitution
Say no to drugs