Samsom wakazoita,Mwari kubva rinhi iwe kuterera handiti wanga,uchinakidzwa zvaunoda,kunditonga kunge wakandibvisira,mari tonga mai Mlambo kumba kwako kwete home & away its called social media u can anything u want as long its in the guidelines of that web which i was & i am nyara kwete kuda kuita dzidzo roya wanzwa
kkkkk zvakaoma madzimai chaiye anoita shura pasi pedenga kana kuti zvava mashawi nerukweza
Let her enjoy life is very short enjoy to the fullest madzimai
Kkkkkkk aiwa varikuspakwa munhu waMwari nekumbo driver hvo but verse handiwo maimbirwo acho
Varikupenga haasivo maimbirwo everce iri kushaya zvekuita
anopenga ndiwe urikuterera video yangu usina chaunowana
wanga wadii kuimba iwe zvaunorigona godo ne shanje svakusvota
Duzvi
Problem vamwe vanhu mofunga kuti kuva madzimai kupata vatori overseas so iwe uripi
Ayaaas purpose of the video?
kkkkkkkkkkkkkk huyanga wekuyimba kani
Amai mukawana nguva mutikwanire itayi zvezera renyu kusa kura hnzi chiyi
iwe ndiwe usina kukwana nekuti unotamba record isina kuridzirwa,iwe kumba kwako haukuzive here
Kkkkkkkk dzinoisa mbanje mutea
zvinobatirwa matemo here kuti muterere kana kupihwa mari yamungati takushayisa makafumuka munoburira yavira dzevamwe nhamo
Haa chipositori chafumuka,chakasopera kare pakafa baba johane
iwe ndiwe waka fumuka uno gwinyira zvevamwe zvako pasi tsvee se benzi
Pakati zera rekuita izvi manje.kkkkk
Mashura chaiwo ndozviiko izvi
Meso amaivako wakokwa nani pahuku yeMweni dzikama
Vanhu munoshoora zvinoda zviri kuvabereki kwenyu ndazviona dai vari amai vako vachinzwaro unofungei ndorinonzi godo iroro ramazviratidza
Zvimwe zvoda zera shuwa kkkk imi magogo dzikamai
Joyline Lynn Machingauta kkkkkkk
kkkkk nhy shuwa hava kukwana
😂😂😂
Madzimai put on seat belt
Melusi Gwatidzo haurioni seatbelt
u can be a driving tutor if u want not 2 teach me i passed 20 yrs ago
Martha Danga 20years?
Iyi imbanje sure
Ichi čhaputa Nyaupe içhi haisi mbanje chete
Nice song I guess but what was the good reason for your video or u were under the influence on cocaine. with ur age I don't support that
Sure full of cocaine this lady vedio ño direction doesñt mean añythńg
kkk
zvibate ugokwana se mari ye bus in ndinofamba ne L200
kkk zera shuwa
mai vako ndovaunoudza izvozvo wanzwa,here usazvipamhidze futi it called human rights i have them
kkkkkk ayaaaas
Tendai hosanna Tendai. madzimai Martha makadaro henyu
Iwe ndiwe unoziva zveku masowe kwete vekwa wapusa wapusa vanoda kuti dzidzisa Hossan yedu
Samsom wakazoita,Mwari kubva rinhi iwe kuterera handiti wanga,uchinakidzwa zvaunoda,kunditonga kunge wakandibvisira,mari tonga mai Mlambo kumba kwako kwete home & away its called social media u can anything u want as long its in the guidelines of that web which i was & i am nyara kwete kuda kuita dzidzo roya wanzwa
kkkkkkkkkkkk tendai hosana masangana navo sure kkkkk some coments kaa
ende makashata pameso
Kkkkkkkkkk kwaaa
Kunakidzwa ne'life hakuna zera,let madzimai enjoy her life overseas peacefully. Kkkkkkkkkk
taura zvako ivo kana vachifamba ne dza Adam handisini ndinovati minamato yavo igumire mumakore
Vanhu murikumanikidzwa here kutarisa avo vekuudza mai ava kushata imi pakanaka murikudyiwa nyamazve tizive kuti kunaka kwenyu kwakupai chii
Munhu unoita zvaunoda nemudziyo yako kwete kuudziwa zvekuita nemumwe musadaro vanhu vashe mangwana ndiwe
kkkkkk ayaaaas