Zvkanzi ukadzvara mbeu chaunodzvara ndochaunokohwa what I'm trying to say is that ask your self kuti wavingei kuchurch kuzogara here Kana kuzoonekwa everyone partspert
Zvkanzi ukadzvara mbeu chaunodzvara ndochaunokohwa what I'm trying to say is that ask your self kuti wavingei kuchurch kuzogara here Kana kuzoonekwa everyone partspert
I love this church 🎉🎉🎉❤
I love this song ,inondikomborera chiedza chaMwari,may God bless me nezvandinobata nemaoko nezvandoita Mwari waSt Luke 🥰
Yaaaaa vasikana vafora zvakanaka kwete zvatinooona kwedu kunyangwe ukavadzidzisisaw avatonzwi inhire chaidzo
May god bless you with so many talents you're singing among thousands of people who burry their talents
Church yasekuru wangu. Nyangwe INI ndisingaendiko as I inondiitira zvangu
Amen
This is heavenly
glory be unto the church members. upload more please
Amen and Amen
That's great l love my church
Yaaa mune chipo chenyu rambai makadaro
Close to our place lv u guys
Dai taingogara pacherch zvonadzidza izvi
Tinotenda mwari amen
Ndinotenda church iyi yakandidzidzisa kutya mwari pane zvose, ndakakura ndiri munhu pakati pe vamwe vanhu... Tiri vazukuru vasamangunda takasiirwa nhaka church yeZVIROKWAZVO
I miss this place Amen
Ndingawepi kunonamatira majeke ndiri muharare kuhillside
Mbare paCocacola
Unique 👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿
Ndagaya tichiirova pachiremwaremwa zvedu haaa ndoida Ngoma iyi
Haa vanogona
Pamberi neshoko ramwari
Wonderful
Mogona guys jus increase the quality of yr videos
Mukoma Josh ndingawanawo here mamwe ma videos akadai ,ndinopindira kwa Mutare
I miss such a place
Aghh mwari vakatendeka fambai nayo ngoma munogonesa lyk dis chrch
Zvkanzi ukadzvara mbeu chaunodzvara ndochaunokohwa what I'm trying to say is that ask your self kuti wavingei kuchurch kuzogara here Kana kuzoonekwa everyone partspert
It means zvirokwazvo upload more pliz
Jekenisheni church Ini inondikomborera guys
Kurongeka chaiko
Zero evidence for Moses and Jesus online.
What do you mean ?
Bhangu
Nice love you guys
Zvkanzi ukadzvara mbeu chaunodzvara ndochaunokohwa what I'm trying to say is that ask your self kuti wavingei kuchurch kuzogara here Kana kuzoonekwa everyone partspert