Chief Shumba Hwenje - I Don't Care ( Official Music Audio) ft Slizer Botswana
Вставка
- Опубліковано 1 жов 2024
- I DONT CARE ALBUM ( Title Track )
CONNECT WITH US
🔌FACEBOOK: 🔗 / chiefshumba
🔌Instagram: 🔗 / chiefshumbahwenje
Copyright © 2024 Hwenje Studios
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a UA-cam channel, without the prior written permission of the publisher.
#hwenje #hwenjetirimusango #idontcare
#3dotszimbabwe
With our adopted daughter slizer ❤❤❤❤❤❤❤
Handidi nonsense 😂 ❤❤❤
Anozongobhaiza pakuimbira Zanu pf but otherwise anogona
Zanu yakatomupa GD6 kkkk
Aripakutsvaga vakanzi imba tikupe unoramba here vangu
Asi zvorambidzwa here kuimbira Zanu akatopiwa GD6
Zanu PF ndizvo❤
That's why ati i Don't care anoto ziva kuti vanhu munoda zvekuudzira munhu zvekuita siyanayi nelife yake nekuti ndozvaakaona kuti zvinomupa mari
I dont care and handis kuvhunduka shem 🙆🤣
Tiriko hedu ku Botswana tichinzwa hedu mubatanidzwa uyu zim ft bots🎉🎉🎉🎉
Tirimusango Hwenje ❤Hwenje fans lets gather here😊
Vasangana ipapo kk😅
Nemavhuriro andikuita hombe Soo 🙄 this song is dedicated to me shuwa🤣🤣🤣🤣🤣🙌
Chirikupisa sure I don't care
Good combination 🎉
Very nice
❤❤❤❤❤
🎉🎉 fire 🔥 tsika ipapo chief hwenje ipapo slizer 1 time i don't careee
I don't care
I don't care
I don't care kkkk
Panongoda video apa
True
😂😂😂vedio yevaviri ava nmunoita mabayo chaiwo
i don't care
I don’t care
Kkkkkkk ane chipo Hwenje
This song is being played than tindo ngwasi'e album
Chingoma manyama unokaruka vatamba
Chiri kupisa hiweeee
volume ngaiwedzere
I don't care😂🎉
Vavhuri vehombe😂Ngoma ririkuita iri🎉❤
Haaaaa uyu munhu uya kah ane chipo chake
Handisati ndaona yandoti apa wakonewa 🎉🎉
Combination manyama ,I dnt care
Siyanelife yangu😂
Ndakadhiniwa i don't care 🎉🎉🎉
Big up Chieft hwenje ft Slizer one time, stop ✋ nonsenseeeh 👌
tisotereiwo vedio apo chief
Irikupedziswa slaiza is here in zim pedzisa
@@ChiefShumbaHwenje waal waiting for mutakunanzwa wacho
ndimi munoita ndide musangano chief
Ndipeiwo dish towel plz ndingatsva
Ndakadinhiwa...ndovhura hombe andidi noncense
Bcz of slizer ndosaka ndauya pano ❤
I don't care handidi nonsense😂
I don't care lol
Sliezer one time I love you sister
Slizer one time ⌚
I don't care
I don't care
Chief hwenje kuti twa twa muri simbi ye basa rambai makadaro
Chopisa ichi
Muface uyu izanu hayo asi anogona chai
I dont care
I don’t care
I don't care
Haaa ka song kanotapira
My fourite artist chief chief
I don't care❤❤❤
kaningo number 1
Famba Hwenje Tiri Musango
This is a good song
❤❤
Slizer ❤
Yee ndovhura hee ndovhura
tsikaaa ipapooo
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 l dont care ndovhura hombe
💃💃💃💃🎉🎉🎉
Fire fire
Well done🎉🎉🎉🎉
Well done bro
Chief
CHIEF
💥💥💥💥💥💥💥💥💥💥
Fambaaa Hwenje tiri musango
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Famba famba 😂
Chibaba icho huchi chaiwo🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Famba Famba Famba
Chopedza ichiii
❤❤❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkkk Hwenje chibaba
🔥🔥🔥🔥
Chief shumba woooye
❤❤
❤❤❤❤
Ngoma ihombe iro
Dzwanya ipapo muzaya ❤❤❤❤❤
Shumba Shumba chibaba
Hoyooo
❤❤❤❤❤❤❤❤❤ tsika ipapo
Hwenje tirimusango aka kanonaka
haurevi nhema
Munzva Yahwe
Hoyooo hwenje
Rinogona iri ummmmm
Maita basa
Vasikana don't care