Bt I thnk dai vakaita rehearsal vasati vauya taifa nekunakwa ,all artists vachishandisa band RaMacheso Ivo.vachizomubatsirawo on stage n vocals haa taikuvara
This is not one love, they can enjoy music without interfering baShero. Vapfana vakatoona kuti avagone kusimudza mafans on their own. Live band rinongodiwa kwete kuridza cd
Makadadisa pa chando apo zvinofadza ma Zimbabwe 🇿🇼 rambai makabatana kudaro kwete vaimbi chete chero nani kubata kwakakosha muupenyu wedu isu vararami vese varikurarama pasi rino rayave 💥
Zisigy ....nox .....honoring ...mch love from me baba t dhutere zn
With this Unity we can make Zimbabwe great
Kana mazogara macheso anopedza masports
Bt I thnk dai vakaita rehearsal vasati vauya taifa nekunakwa ,all artists vachishandisa band RaMacheso Ivo.vachizomubatsirawo on stage n vocals haa taikuvara
Dhuterere vava kuda kuita Dhehwa here! Manakidza varume,,👋🤙🙈 Sigy! Aiwa boooy! Wakapenga! Tira rira yakabaka!
Sigy isimbi hombe
The way yarohwa nayo bas naMacheso to accommodate dance raDhuterere kumberi💥
Woooow so amazing NOx ,Sigy Mambo Dhuterere woooow ...united we stand
Thanks again zvinovengwa naSatan chete
Thumbs up 👍 this is really an amazing work proudly 🇿🇼
lots of love guyz ,,,keep fire burning ,,,madadisaa guyz
Togather we can go far💥💥💥💥💥
God bless our country Zimbabwe 🇿🇼 I miss home 🔥🔥🔥🔥🔥🙏
The way i love sigi 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Jah signal never disappoint us
Ahhhhh u spicy it up ummmmm moto uyu 🤣
Mmmm heyyyi apo pafarwa zvokuti mmmm ndapera strong
Keep it up this is good guys madadisa
🔥🔥🔥 Sigy anotamba
Apa maratidxa kubatana👏👏👏
Like this unity thanks guys
I'm proud to be Zimbabwean
Haàaaa ndanakirwa ne murume song on Shediah drums and guitar
This is nice seeing artists vakabatana
Madadisa rambai makabatana 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ndokuti Zimbabwe ka uko 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Yooo sign can dance woo
United we stand
Amazing show it's a wow
Love and respect on display, ur honourables
NYC nyc baba shero munoda mwana wese
Sigi can sing n dance haaaaaaa wakanyanya sigi
Apa pabatwa performance. Maremera chinhu🔥🔥🔥
Zimba for life
Ayaya
Nox voice anopedza masports
Sig can dance wow wow
One love Zimbabweans tinosvika Kure
More fire Zimbabweeeee
Pane a group of people ririkunyangadza zimbabwe but apart from them zim is good to go again
sigyy anemusikanzwa
Rise up 🇿🇼💯
Unity of purpose
Signal n nox plz spare our ribs 😂😂😂😂
Wooow.Jah signal nyanyiest
Good performance like varikuita ma rehearsal vese
that was amazing guys
Thats was great guys
cheso power ❤
So amaizing
Lovely 💕💕
Sigi uyu 🤣🤣🤣 unogona iwe usanyepere 🤜
Varatidza kubatana vaimbi aeoo
One love
Macheso chibaba thnx box,jah sig & dhuterere wat about winky whr area you
Haaa gafa nhai
He is nowhere to be found kkkk
This is amazing 👏 🙌
Yes zvodadisa izvi ndokungoramba ndichidzokorora
Nice one love guys
Siginari wakapedza masports ese
Anopedza sports sigiiiiii
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Chopisa ichii
🇿🇼💯🤝
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 macheso ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Sound system iyo yaiva bhoo even baba shero makatonzwa kuti mafans ayikunzwai
Perfect sound system
Nice one love
Makadadisa vaimbivedu
Jah signal jah jah jah madance haupererwe
I love this
Great
Chibaba chemusic ichi
Ba shero makaoma
Siggy❤
Thanks guys madadisa
Munogona
SIGIII
Winky akatozvida akatadza kujoinawo vamwe
Akaoma Winky d
Ndokubatana kunofanira kuitwa uku
Pakaipa kkkkkk cheso
Vakakurumidza kupinda vaifanira kumbosiya dhara richikwenya
Mdhara cheso maifanira kutombozorora zvenyu pa spiker vapfana vachirova borodel
Madadisa vapfana
Vakadadisa vana vevhu
eheka
Zvidzokororei futi
This is not one love, they can enjoy music without interfering baShero. Vapfana vakatoona kuti avagone kusimudza mafans on their own. Live band rinongodiwa kwete kuridza cd
Dai mapoliticians aibatana nekunakidza semamusic artists Aiwa zvaifaya mushe kuZim
Macheso mudhara ua-cam.com/channels/eSl58Tf0UsBvN0q-b4hJQw.html
One love
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥🔥🔥