This season just reminded me of my attachment period ndichivhara murungu kwete zvemafunnies ndakazobatwa ndikati handichada attachment yangu yakapera 😅😅😅Spiderman just reviewed everything
Nesuwo vanhu we just learned to teach our children how we run Companies because something can happen to tomorrow then Company yoendeswa musango nevana vasingaziye or kutotorerwa Company with one of the worker
Hanzi munomameasure sei maquarter😂😂😂
😂😂😂😂
Oh yeah, that's true😂😂 ...iri graph iri rine maups and down sezvinota hupenyu!😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 it's the ko iwewe for me after guhwa
First time to see pogba vasingaridze mhere 🤣🤣🤣
Intern ndewei? Internal🤣🤣. Tipei mawoko.
A great lesson there Nijo. Vabereki involve your kids in running your businesses as early as possible
This is the Nigel we all know and love😂😂😂 back at it again!
Sure!!!
Hanzi usati kwati kwati nemadziro uri Spiderman here 😂😂😂😂
Ndiri kuona here in NdiPocber here uyo
Hanzi wani ndikut shoonaaaa🤣🤣🤣
Ceo vanoita hasha dzekunyepera apo hapana zvinoziikanwa😂😂 havadi munhu akapusa ivo variivo vakapusa😂😂😂😂
SpiderMan💀....and the pen scene, hilarious
Good combination of characters, happy to see Pogba there 😅
😂😂😂😂😂Company yaenda musango iyi 😂😂😂😂😂
Be careful Nijo you will sign yourself out of your own company 😂😂😂. This is hilarious 🔥🔥🔥
😂😂😂😂😂
😂😂😂
Hanzi Graph rine maups and downs sezvakangoita upenyu😂😂
Ukuti kwati kwati nemadziro uri spider man here 🤣🤣🤣🤣
Nijo never disappoints 😅😅.. That spider man for me❤
😂😂😂😂😂😂 "Relationship" Nijo haana kunzwisis
I will call that spider Man boy😂😂😂
😂😂😂😂
kana ndiwewo 😅😅 akaisa frame😅
I love that spiderman guy, so adorable ❤️. But why makada kufanana naNijo
Nigel's facial expressions 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂nhas ndazoseka hanku inn normal and relationship for me plaz facial expression in the meeting
"My father died and l'm happy" ende Nigel😂😅
Haaa pakaipa apo varikunyepera kungwara ngwara 🤣🤣🤣🤣
Nijo is born comedian😂😂😂❤❤❤
Sekunzwa kwemaita, normal😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Tinotenda ne new stuff bt hope you are working on season 3 of crossroads bamnini
Ih nigel ukusota keep going ndaona maenda kure ndadzidza mufunge
This season just reminded me of my attachment period ndichivhara murungu kwete zvemafunnies ndakazobatwa ndikati handichada attachment yangu yakapera 😅😅😅Spiderman just reviewed everything
Nijo ndi baba vedu 😂😂. This guy is hilarious
This is gona be lit. Minute haiperi usina kuseka. Haa Nijo chibaba ahhh akuna munhu akadai. Anyway you have a 2pm
Zvaasikutonzwa chinhu Nijo wacho🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ko iwewe
hanzi koiwewe 😂😂😂 kwaaaaa
😂😂😂😂😂😂😂 Mr Maoko maCEO manyama😂😂😂
Musekere wandaiita pawaimba tipei mawokoo 😂😂😂😂😂
Nigel Nigel Nigel...ndaseka nhasi 😂😂😂😂hakuna zvakadai
😂😂ahhh Nigel...tie iri kuvava here mumeeting umo😂. Chirungu charamba kubuda😂😂. Yaaa that's true😂
"Angori somewhere haasende location "😂😂😂now that killed me
Ko tie manje kubuda mu suit😂😂
😂😂😂😂yeah zvakaoma sure
hanzi kwati kwati nemadziro uri spiderman here kkkk Nijo kuvanhu
😂😂😂handidi munhu akapusa apa ndimi makapusa CEO
Nijo hanzi KO iwewe 😂😂😂😂😂
Kwati kwati nemadziro uri spider 🕷 man hre😅😅
You are in safe hands, ndosaka zvichitonzi Mawoko
Kkkkk hanzi ndikunzwa kufara
Hanzi ko iwewe😂😂😂
Ko iwewe😂😂😂
😂😂😂😂"Relationship???".Nijo to the World❤❤❤
Anga ati vaidanana nababa vake😂😂😂😂😂
@@shelterpamire5215 kkkkkk akati kutodanana in the name of biggest business client😂
@@tanakagurajena1258 🤣🤣🤣🤣 ko facial expression🤣🤣🤣
@@shelterpamire5215 😂😂😂😂finish...Nijo never dissapoints
Nijo unogona kuzungaira😅😅😅😅😅😅
Zvimwe ndezvimwe Nijo is creative,, kalook kacho manje panga dzakubatsirwa kuexplainer graph 😂😂😂
Nijo ndikutomunyarira hanc 😮😮😮😮😮
Nijo anofana kumbobatana ne Naiza boom ka1😂
Company iku broker with immediate effect 😂😂😂😂
This should be pinned as the summary of this show😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkk ko iwewe iye ndewe guhwa
ko tikafa nekuseka nhai CEO😂😂😂😂😂😂😂😂😂 1:59 🔥🔥🔥
Inini? Nhasi? 😂😂 Nhai CEO haisi kids game kaiyi
Hanzi koiwewe aiwaaaa pogba wapedzegwa
kkkk uri intern, internal here,
ukuti kwati nemadziro uri spiderman here
😂😂😂
😂kuzama ndichiedza😅
hanzi ko iwewe🤣
Nigel, Nigel please u got this thing of acting is in you, nice as always 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣it's iri graph rine maUps and down kkkk who does that
Macharacter enyu magetsi pogba the Mero ndofavorite wanku
Munhu anoba haana basa naye asi anoda munhu asina kupusa😂😂😂😂😂Nijo💥🔥
Haaaa Mr Mavoko😃😃😃 Hapana zvozivikamwa🤣🤣🤣
Bamnini Nijo vanondispaka vachinyepera kuzungaira😂😂😂😂
Spiderman😂😂😂😂😂😂 usapuse iwe
Mr 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Maoko ko makuitasei
Inini ndiri munhu aribhoo 🤣🤣 # Pogba
Hatisat tatombosvika kure asi makutotisekesa...hanz "I'm happy"😂
Hahahada zvanzi urikungoti kwatakwata nemadziro ko uriSpiderman here 😅
This guy is just too talented well done Nijo
Hanzi gadzira laptop ya CEO 😂😂
Nesuwo vanhu we just learned to teach our children how we run Companies because something can happen to tomorrow then Company yoendeswa musango nevana vasingaziye or kutotorerwa Company with one of the worker
It’s the last part for me “You are in safe hands ndosaka ichinzi mawoko”😅
Hanzi koiwew 😂😂😂😂
handidi munhu akapusa😂
hanzi ko iwewe unoitey wemakuhwa 😂😂😂
Hanz ko iwewe😂😂😂
I like this combination of Pogba and Nijo😂😂❤
😅😅😅ups and downs apa lap top yakadzimaa zvayoo🤣🤣🤣
😂😂😂Jah Bee pamutomato
kkkkkkkkkkkkk haa meeting with the investor chirungu chanetsa kkkkkkk. hanzi that's true
Kkkkk hanzi koiwewe pogba
Tipei maoko kwaaaaaaa
Hahaha hanzi hasa "normal"
6:25 ko iwewe 😂😂😂😂😂
Kkkkk hanzi uri spiderman here
Shasha yanku Nijo
Hanzi ndodzvanya papiiii😂😂😂😂😂😂😂😂😂 apo facial expression pa12.50😂😂😂😂😂
Happy to see @zim pogba 😂
Already enjoying haaa ma1 ayaaa
combination ya Nijo na Pogba zvinopera mushe here apa kkk
Tipei maoko 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk andidi munhu akapusa, Spiderman apinda busy
😅 😅 😅 😅 😅 😅 😅 😅 Graph rinema ups n downs pa lepaz yakadzima
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 nigel zvakaoma
I like this character yaSpiderman, ndajaira kuona achingochema😂
Mira uone, achachema very soon😂
@@sharonmwaiwa6569 😂😂😂I don't think so
Tipei mawoko😂😂😂