Kutaura chokwadi amunakutadza makararamisa mweya yayiziya nenzara full stop even vakararana no problem wayitsvagawo kurarama mhosva honzeri is your husband baba vemwana
Munonyanya kuunganidza vakadzi kunge zvipfuyo zvinotengeswa mangwana. Your 1st wife was already not getting enough Time, attention, affection, zvipfeko support etc bota 😂 imi motowedzera number kana kupedza kuroora pamwe hamuna. Hurirwai ndimi munozvikonzera.
Asi chiiko nevanhu. Munhu anochiva murume or mukadzi wemunhu kuti zviite sei. Madzimai ngaadzikame. Ahhh aiwa maybe im wrong. Kana vari 3 murume ndiye kaput. How does one need 3 wives
Hey you ppl why must you force kuti vakararana ivovaaina baba avo its a grown up man why must he rush kuvatamunhu by force ivovaudzwa kuti mwanawangu mudiki
Thats a jackpot. Fake 3rd wife. This was well planned. Its essy to make money. Just look for a desperate women.and pretend you are married. Send her to seduce a wealthy men. Quickly go and report adultery to the chief . Claim mombe 2 or US700. On top of thats you enjoy the groceries. Meanwhile you taking care of your real wife at home.
Nzara inorwadza chokwadi barika nderei muchiuraya vakadzi nenzara
Kanonyepa kakadzi ako kaiswa pakona nemurume vakuda kudyira baba avo mari yavo kahure
murume uyu haasi weRedcliff here
Mukadzi uyu dai asiyana namagirazi uyu atorwa hake nababa ava vanenge vane future than magirazi
Magirazi akundikana kutenga chikafu kkkkkk zvakaoma
Shameless dai Mwari vakunzwirawo tsitsi shuwaa koz maonero akoowo kkkkkkkkkk saka unofanira kugara nemunhu nekuda kwekuti ane zvinhu zvake kkkkkkk Mwari ngavakuvhure maziso ako uwone shuwa kkkkkkkkkk
Iro jaya ngaridzidze kuchengeta mhuri yake anoitirei vakadzi vaasingagone kuchengeta
Akahuriswa nenzara ka..action baba
KO vakadzi 3 movadii nhai mukoma chinzwai manje mukadzi aive asingaguti
Ma trap e offside 😂
Hakuna chinganzi kudanana pavanhu vakura vane mhuri vese pasina kurara vese, vakarara vese mhani vanhu ava, papi paungada kuzoroora mvana yausati waravira never
Umm vakadzi vatatu movadii 😢
Kusvira ka kkkkkkkkk
Haangavasiyane namagirazi uyo
Barika renhema..murume uyu aasi mkadzi wake uyo.. girlfriend akungodawo kuripwa vakadzi 3 venhema
Mudhara ari kuzviroverera uyu, zvesugar yemudzimai zvapinda papi uri munyatwa
Nhaiwe chikomana vakadzi vatatu unovadii apo unouya kumba midnight everyday. Uri benzi zvichakuuraisa ne stress ne STDs.
Unoita uchiroja aah humwe hurombe sure
Murume uyu haasi kutochengeta mukadzi wekumba uye anonyepa kuti mukadzi anorwara neshuga. Apo akamuroora achiti munhamo mumatambudziko tiritose. In short murume uyo ihure rume. Uyowo murume wemukadzi ibenzi guru anoita vakadzi vekufusha but ovatambudza nenzara no food. Iyewo mukadzi ibenzi kuda dawo kuroorwa pachipari achirwadzisa umwe mukadziwo.
Mukadzi akahura coz mrume uyu asatenga chikafu
Chokwadi hapana apa. Hapana vanhu vakuru vanodanana vasingarari vese. Vava vana veprimary here? So kwavaienda vese vaindodii?
Hanzi chikomba chinoshandira ku railways. Was not aware kuti NRZ ichiriko in those parts of Zim
Vakadzi vacho hamusi kuvawanza here mkoma
And even kumuroora no problem cz vayichengeta munhu nemwana wake full stop
Vakadzi 3 yaa zvakaoma
Vatongi tongai musaisa mazwi mumuromo nemunhu haaana kuvata navo nezvikonzero
Kutaura chokwadi amunakutadza makararamisa mweya yayiziya nenzara full stop even vakararana no problem wayitsvagawo kurarama mhosva honzeri is your husband baba vemwana
Mudhara ngatore mukadzi magirazi haana deal
Uyu mukadzi anenhema akutsvaga nyaya baba avo vaibatsira bt vaida kuzosvitsa shoko manje vakatangirwa vasati vasvitsa shoko
Vakadzi vanohura vaine varume ngavaripiseewo cz vanobvumirei kana vapfimbwa
Mukadzi wacho zvaari munhu akotozvinakira hake
Magadzira nyaya imi ndosaka wakauya pamurume wemumwe zihure
Vakadzi vatatu kudiiko tibvirei uko maglass sekamba irikudziya zuva
Vakadzi vevanhu havapfimbwe Bambo munofira mumaoko evanhu siyanai nevakadzi vevanhu nezera renyu munodyiwa cash Bambo mukasara mapera .
Maglaz akuda mombe shanu sei asina chaakabvisawo kumusha kwemukadzi.
Problem yakuitika maku promoter chihure kuwakadzi , nei musiri kumupa mutongo wake ,iye zvainyengwa asaziwe kuti ane murume here ? Mutongo wamapa apa haufanire kudaro ,what if akadya Bota aibvisa mombe ngani ,,( justice please ) musarerutsira vakadzi to ths extend 😢
Munovadii vakadzi vakawanda vamusingagone kuchengeta munohurirwa munhu achitsvaga chikafu and bota
Magirazi auna kuroora iwe urikuita chifambi nemwana uyu
Kkkkkkk kutorerwa mkadzi nedhara Rakadai shuwa
Kunze kwaipa uku
Mambo murimbwa isina muswe
Kuzovhaira ndine vakadzi 3 vachifa nenzara tanhai zvamunosvikira
Mudhara uyo azvisunga ega uyo ngaaripe aana mapoints ekuzvisunungura
Mukadzi haasi kuguta iwe - hausikugona kusheyanisa bota iwe musorabhangu
Achimwene havana mhosva imimwovedare akaondoroka nezhara 3vakadzi anovapei😂😂😂
Uru murume idofo uyu.
Kuroja and vakadzi vatatu in one sentence🚮
Kakutopfuma nemari yekunyebera...mambo apa matadza kutonga
Vakadzi vanongohura chero vachiwana zvese food nebota pamba.
Mugabe as strong as he was, he failed because of a woman
Munhu anongonzi chikomba soka haaaa. rinenge richitova zimunhu chairo. haaaa but vakadzi musadaro so
Madhara Aya futi bodo imi varume dzidzai kuchengetawo vakadzi venyu hezvoo mopindirwa mumba neharawa idzi zera rababa bvumai kukura Baba imi
You send old story here
Plus vanhu Ava vakatosvirana asi kuti pashaikwa evidence chete
Pa5 usina kusvira 😂😂😂😂
Tugirazi basa rekupfuya vakadzi apa hauna cash. Its embarrassing kuchitwa nechembere yakadai
Mombe 2 munhu wasina kurara naye mbudzi ndiyo yaita
Vakadźi 3 moda veiko muchitadza kutenga chikafu chaicho nxaa
Kkkkk haana kuroora ..excuse yeHurerume benzi
Munonyanya kuunganidza vakadzi kunge zvipfuyo zvinotengeswa mangwana. Your 1st wife was already not getting enough Time, attention, affection, zvipfeko support etc bota 😂 imi motowedzera number kana kupedza kuroora pamwe hamuna. Hurirwai ndimi munozvikonzera.
Kuitase hembe nhayimi kuunganidza kwacho
3wives unovapei kupenga ukomwana mdiki unyile😂😂😂
Wabatirwa uyo shame
Asi chiiko nevanhu. Munhu anochiva murume or mukadzi wemunhu kuti zviite sei. Madzimai ngaadzikame. Ahhh aiwa maybe im wrong. Kana vari 3 murume ndiye kaput. How does one need 3 wives
Iwewe magirazi waakuto gena nemunhu wawayive usinga chengete aakuzofa nenzara nemwanawako zvese shit
Haaaaaaaaa kurara nawo zviri pachena kuti makarara nawo haaaaaaaa murume wako ibenzi kana achibvunza izvozvo vanhu kudanana mhedzisiro kudya Bota
Hey you ppl why must you force kuti vakararana ivovaaina baba avo its a grown up man why must he rush kuvatamunhu by force ivovaudzwa kuti mwanawangu mudiki
Old video
Thats a jackpot. Fake 3rd wife. This was well planned.
Its essy to make money. Just look for a desperate women.and pretend you are married. Send her to seduce a wealthy men. Quickly go and report adultery to the chief . Claim mombe 2 or US700.
On top of thats you enjoy the groceries. Meanwhile you taking care of your real wife at home.
That old man is foolish.he should be changed more than that.old fool
Vakadzi 3 munovadiiko🚮
Kusvira ka kkkkkk
Copy from chief Nyamaropa kutonga mhosva
This is a repeat