Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Thnk u fr supporting us like share subscribe
Uchafa usina.kurwara😅
Dan is arguably one of the best actors in Zimbabwe. He is so natural
Natural and talented
very much!
Dhani uno acter like zvinhu zviri kutoitika ipapo.kuri funny funny so. l like it
Nice one team...But cameramuntu kusuke kwathini
😂😂😂 pamsoro pegumbo wonzi uchafa usina kurwara 🙌🙌🙌
Cameraman abhaiza
Camera man pfira dandy
Hahahaha combination ya Nyarie and Dan kuseri hayo. Keep the fire burning team
camera man basa rapera
camera man uyo
Kkkkkk kutirakidza madziro hake 🤦🏾♂️
Nyarie hanti haudi kuita Danny massage, nguva zhiñji unenge uchipopota 😂😂😂😂
Nyarie anogumbuka hake😂😂
Kundopfapfaidzwa kkkkk 😂😂😂😂😂Nyari ka
Nyariiiiiiii,kuvhizura ruoko here uko,kkkk,nhasi zvakuwana
Kkk kubatwa batwa nemumwe mukadzi 😊
piwa Mari Nyari ,,Dany arikujairira😊
Talented
Munhu akatora this video mudzingei asabate phone futi
😂😂😂😂😂 Darn wakubvunza aniko kut iye azouya cy kuno
Dan chenjera kukamhinha gumbo risiro madondo ano confuser kana usina kukuvara 😂😂😂
This is funny😂😂
Danny unga pfapfaidzwa Nyari asingazivi 😅😅😅😅😅, iwe unomuziva hameno hako
😂😂😂😂😂😂Danny unofa usina kurwara iwe, Nyarie hausikumuziva
😂😂😂handisi hangu kuti kana kudii bt 10 mare for Kombi mazvinyanya blaz ko mukatyorwa rimwe gumbo mozoita sei?
Cameraman chiii chakadaro
Dai warova chirema ichocho, mutyore rimwe gumbo akujairira apo 🙈🙈🙈🙈🙈
Kombi inoita mariiii....dhora 😂
Uchafa usina kurwara 😂😂😂
Nhasi Nyarie ari right kupopota. 😂
Danny usanyepera kuzungaira uri problem iwe 😂
Camera guy eish
camera man asi chii
😂😂😂😂 unofa usina kurwara iwe Dan
Nyarie wanzwa butter 😅
Danny ipa Nyarie mari ndisati ndatsamwa pliz
Mungagarisana sei...
😂😂😂😂Spa
Ko zvivindi zvasisi vespa kuvinga munhu kumba, vawana kupi address 😂😂dai wabhura munhu Nyari
Grego vahombe
Nyarie kuhwa kutsva chaiko 😂😂😂😂
Muribe ne crash iroro agure mushe
😂😂😂unofa usina kurwara mukuru 😂😂😂😂🎉
Dzimwe nguva inodya ku spa ikoko😅
Uchafa usina kurwara iwe kkk
Pihwa mari Nyari
Danny uchafa usina kurwara iwe nyarie said sooooo
😂😂😂😂😂
Ko Nyarie iri kuuya when tanzwa nekumirira isu. Dakuz9nzwa kuti Dan akazodzokerana nebabe rake here
Danny Uri kuita massage with a happy ending ka iwe. Amai ava kutozo ita ma guts kuuya kumba kani, uku nyatso svitsa tambo ku paraffin
Yes kkkkk
❤❤❤❤❤❤
Nhasi first time yangu kuona Nyarie achimiriria munhu atange aenda ozopopota atonyarwa dai atotanga kupopota achirimo
Kana neni
Munhu wacho auya zvine hunhu ndosaka anyarwa 😀
mogona guys rangu
Poor video filming asi camera man adzidzira basa here
Munhu akabata camera akadhakwa
Camera work is bad here.
Danny wakamboenda kunotora Nyarie Ku massage uchiti urikubatwa nevamwe varume hande kumba nhasi wakuita sei chihure ichi😂😂😂😂😂😂
Bad idea to uploaded such a badly recorded video. You lower your standards. IMO, you could have just re-shot the skit.
Vakadzi ma1 ishungu zvedu varume asi vanhu ava vonoshungurudza zvavo