Benny Hadassah Muzanamombe - Usatinyaudza (Official Video)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 4 жов 2024
  • Ndinokukumbirisai vabereki vese vane vana vachiri vapenyu kuti musazvitore nyore zvekuita minamato yemanheru nemhuri dzenyu, rovedzerai vana venyu kunamata uye varege kuzosiya tsika iyi kunyangwe vakura.
    Kune mweya inofamba husiku muvete ichitsvaga kudzura chakanaka chakadyarwa naMwari muvanhu, rwirai vana pakunyangirwa kwakadai.
    Ndinokutendai.

КОМЕНТАРІ • 180

  • @portiajindu7899
    @portiajindu7899 2 роки тому +9

    Nyasha ngadziwedzerwe pamuri mukoma Benny job well done music yenyu inosimudzira mweya wangu🔥🤝🙏

  • @nicholasjeputala9086
    @nicholasjeputala9086 2 роки тому +22

    Haa naturally talented Benny .... Yours songs strengthen my spiritual relationship with God.. Keep on preaching to the world.. God bless yu

  • @tatendahera8416
    @tatendahera8416 2 роки тому +4

    So touching, munogonesa

  • @peterjayanduna789
    @peterjayanduna789 2 роки тому +1

    Ndinonamata MWARI VAKUKOMBORERA MWANGU NDOTAURA. NYASHA. KWAURI UKUDZWE NASHE. ZVISIPO ZVIVEPO NEZITA. RAJESU AMEN

  • @paceleecomputers410
    @paceleecomputers410 2 роки тому +10

    I am soo proud to come from the same village you came from. You are an icon that represent us. Thanks mwana wamaLuwis.

  • @Naomi-zg4bd
    @Naomi-zg4bd 2 роки тому +1

    Amen brother well done pakadzika panodana pakadzika

  • @memorychitsoka8458
    @memorychitsoka8458 2 роки тому +2

    Amen so powerful pakadzika panodana pakadzika

  • @nyaradzomaseva6859
    @nyaradzomaseva6859 2 роки тому +5

    So touching 😭😭😭😭

  • @paidamoyopido4498
    @paidamoyopido4498 2 роки тому +1

    Munotigonera mukomana Benny 🙏🥰🥰

  • @claytonclayton914
    @claytonclayton914 2 роки тому +1

    Munogona munhu wamwari ndinokomboterwa nenziyo dzenyu baba

  • @onwardmudawarima7049
    @onwardmudawarima7049 2 роки тому +1

    Benny shaaa ramba uchishaniswa naMwari saizvozvo

  • @mukuraarthur
    @mukuraarthur 2 роки тому +1

    mufesi uyu anogona uyu...
    hat's off to Benny💥💥💥💥

  • @theresabanga4720
    @theresabanga4720 2 роки тому +2

    Tiri kukomborerwa nemharidzo yenyu mkoma Benny rambai makadaro👏👏

  • @MsDz02
    @MsDz02 2 роки тому +1

    Chero ikatapira sei nzimbe.....

  • @pelagiamaripfonde9866
    @pelagiamaripfonde9866 2 роки тому +2

    my fav artistbof all time..munogonesa mkoma...thnk yemsg yakanaka kudai..semubereki i really need this

  • @phillipboterere6632
    @phillipboterere6632 2 роки тому +3

    Benny Mwari varambe vachikomborera basa rako. Your songs are great messages.

  • @tatendanemusakai6911
    @tatendanemusakai6911 2 роки тому +1

    So touching, munogona baba.

  • @mcdonaldk738
    @mcdonaldk738 2 роки тому +1

    Basa rakanaka iri .Mwari wenyu vakuropafadzei ,mupfuurire mberi

  • @moseshanyani2294
    @moseshanyani2294 2 роки тому +1

    Takaimirira munoimbà zvinokomborera

  • @costamatewe5302
    @costamatewe5302 2 роки тому +1

    Mukoma Benny rambai makadaro mu Manzi wenyu unobata vanhu vakawanda well Dane 🙏🙏

  • @zvotomix40
    @zvotomix40 2 роки тому +1

    Waiting

  • @stellabill3491
    @stellabill3491 Рік тому +3

    Thank You Jesus Christ, rambai muchishandiswa naMwari

  • @timsonmhakah3483
    @timsonmhakah3483 2 роки тому +1

    My favorite gospel artist,,,Nyasha ngadziwanzwee munhu waMwari

  • @reverendsithole6574
    @reverendsithole6574 2 роки тому +1

    Ukusota Ben keep the fire burning

  • @stembenibiyasi763
    @stembenibiyasi763 Рік тому +1

    Musazvinetse nekubvunza mwari vakaita kuda kwavo ndofunga kure hangu be blessed mukoma

  • @dakaraimhlanga
    @dakaraimhlanga 2 роки тому +1

    Uyu anogona mhani eyii

  • @villageelectricalcontracto4861

    amen and amen

  • @talentmuvandiri6041
    @talentmuvandiri6041 2 роки тому +1

    Tibatsirei Mwari. Mazvita munhuwaMwari. Keep up the good word👏👏

  • @Shamiraitsara
    @Shamiraitsara 2 роки тому +1

    Amen mutungamiri ndanzwa uye ndaiona, USATINYAUDZE

  • @christopherchamisa4128
    @christopherchamisa4128 Рік тому

    Unopinda muvanhu Benny
    Unoziva hupenyu
    Hausi kutinyaudza wangu
    Keep going Gospel is in safe Hands

  • @khadhijahmupamhanga5529
    @khadhijahmupamhanga5529 2 роки тому +1

    Benny my best gospel artist

  • @EgnettaMureyi
    @EgnettaMureyi 8 місяців тому

    Yaaaaaa chipo chiripo jealous down

  • @chalinymunashemunashe6100
    @chalinymunashemunashe6100 2 роки тому +1

    Ndakamirira mukoma wangu munondigonera

  • @braidisenchiritsoka7969
    @braidisenchiritsoka7969 2 роки тому +1

    Woooow you are best ,,well-done

  • @tinashezenda4271
    @tinashezenda4271 2 роки тому +12

    Well done Evangelist Ben! What a practical message!
    May our good LORD continue to use you.

  • @amwambe
    @amwambe Рік тому +1

    Deep calleth unto deep, waaal

  • @sibongiletafa1507
    @sibongiletafa1507 2 роки тому +1

    Yeboooo Kgosi yami Powerful words

  • @aleckgwatera9143
    @aleckgwatera9143 Рік тому +1

    Nice Benny munokomborera Munhu Wa Mwari your Music and Blessing Shumba's dzinondibata I wish to feature 1 together pliz.

  • @mrmahendendedube8674
    @mrmahendendedube8674 2 роки тому +1

    Good music benny I love u music

  • @primrosemudzamiri1303
    @primrosemudzamiri1303 Рік тому +1

    Powerfull my brother

  • @elvischikoto7407
    @elvischikoto7407 2 роки тому +1

    Good music Benny

  • @lecco907
    @lecco907 2 роки тому +1

    Well done Keep on burning

  • @evansmapuranga1587
    @evansmapuranga1587 2 роки тому +3

    God bless you dear brother.... Ua gifted

  • @Bigjingo1011.
    @Bigjingo1011. 2 роки тому +2

    Blessed chbba

  • @miriamlibombo3220
    @miriamlibombo3220 2 роки тому +2

    Mhanz yenyu inondikomborera mkoma itirwai nyasha namwar murambe makadar mwar wekudenga akupey simba nemazwi ndinodxidxa,zvakawanda kubva kuma,song enyu

  • @nelfordchifamba5759
    @nelfordchifamba5759 2 роки тому +1

    One day ndinodawo kuwana kambo nemi baba makatumwa

  • @Godknowsshumbamusic
    @Godknowsshumbamusic 11 місяців тому +1

    Best of our time

  • @priveledgetsvuru871
    @priveledgetsvuru871 2 роки тому +1

    Nice message mukoma Benn. God bless you

  • @munashemutero4908
    @munashemutero4908 2 роки тому +1

    Murume uyu ane chipo hake

  • @abelmunganichokore4710
    @abelmunganichokore4710 2 роки тому +1

    Keep it up great job my brother preach the gospel to the world God bless you

  • @sitshengisiwemapondera5664
    @sitshengisiwemapondera5664 2 роки тому +4

    Amen 🙏 so touching,and powerful message

  • @paddingtonkudakwashemajiri8040
    @paddingtonkudakwashemajiri8040 2 роки тому +2

    Powerful song!!!!!👏🏽👏🏽👏🏽

  • @ritatgotora376
    @ritatgotora376 2 роки тому +1

    Amen

  • @nomoremapfumo1026
    @nomoremapfumo1026 2 роки тому +1

    So powerful my brother...keep going brother...

  • @johnmutero5036
    @johnmutero5036 2 роки тому +7

    May God continue to increase and multiply you brother.

  • @charitymyredeemerlives5779
    @charitymyredeemerlives5779 2 роки тому +2

    Benny Hadassah I wish our Nation could take time to listen to your songs, you truly preach to the weary spirits God bless you man of God.

  • @rebeccangwarati8940
    @rebeccangwarati8940 2 роки тому +1

    Amen amen amen poweful thank you

  • @listerchimuka5984
    @listerchimuka5984 2 роки тому +1

    Well done homeboy wat a powerful massage

  • @rodwellonyanyirai1707
    @rodwellonyanyirai1707 2 роки тому +3

    Thanks Benny. The future is very bright Benny. There is need for a strategy boss and promote your Brand munhu wamwari! You have all what it takes to be the Gospel Champion. God bless you and your team! Thanks

  • @christopherghana4935
    @christopherghana4935 2 роки тому +1

    Amen 🙏

  • @masiyakdtv6209
    @masiyakdtv6209 2 роки тому +3

    My favourite Gospel artist, well done

  • @mercymukonza9814
    @mercymukonza9814 Рік тому

    Mashoko enyu mukoma Benny anobaya moyo. Rambai makadaro.

  • @wilsonmashawi5871
    @wilsonmashawi5871 Рік тому +1

    Chero ichitapira sei nzimbe hatiise mudura Shona yakadzika dzika

  • @isheanesuhuni8253
    @isheanesuhuni8253 2 роки тому +1

    Very pawerfull mukoma munondiitira basa nguru wena mwari vakupe mamwe mazuva wena udzidzise nyika

  • @chingomajrproduction9225
    @chingomajrproduction9225 2 роки тому +1

    Powerful

  • @Howardsorogola
    @Howardsorogola Рік тому +1

    IT'S TRUE TITANGE TANAMATA TISATI TAKOTSIRA

  • @liontmusic
    @liontmusic Рік тому +1

    You nailed it bro🔥🙏💯

  • @prince_nasdaq9534
    @prince_nasdaq9534 Рік тому

    I’m team Benny 🎉🎉

  • @chibvumburasamanyikastation263
    @chibvumburasamanyikastation263 2 роки тому +2

    Welcome homeboy yours DJ chibvumbura wekusamanyika station +263

  • @TatendaJackson
    @TatendaJackson Місяць тому

    I thank for my mom who taught us to pray now I can teach my kidz, thank you for this song inondiita ndide vana vangu zvakanyanya

  • @sirchifamba39
    @sirchifamba39 2 роки тому +1

    ndine mwana wangu anovhumuka veduwe,

    • @PsalmistHadassah
      @PsalmistHadassah  2 роки тому

      Mubatsirei agone kunamata every night and morning, murovedzei kuti azvinamatire nemiwo mumunamatire. Mubvunzei zvaanorota motanga kunamata against the nature of those dreams. The result is promised, zvinopera trust the Word.

  • @nomvetebvochora1569
    @nomvetebvochora1569 Рік тому +1

    l love that guy ndiye munhu 1 ku gospel yemuno muzim ane msg isiri yekuimbira mari

  • @lydiazi3893
    @lydiazi3893 8 місяців тому

    Amen n Amen 🙏😢😢😢😢

  • @PatienceGavaza-y7v
    @PatienceGavaza-y7v 29 днів тому

    Ma songs ako anondikomborera zvakanyanya,kip the fire burning

  • @trustgumbo-nk4kd
    @trustgumbo-nk4kd 27 днів тому

    The best of the best

  • @angelakamurai1020
    @angelakamurai1020 2 роки тому +1

    Amen thank you Amen and Amen

  • @ChrisAnesu
    @ChrisAnesu 2 місяці тому

    Ndongoma ka idzi thanks Pastor Benny

  • @judithG-f3
    @judithG-f3 Рік тому

    Ko ndaivepi nhaimi ,ndisingazivi muimbi anoimba nemoyo kudai ,Rambai muchiparidza mukoma ,you will definitely
    go very far.

  • @johnbuchan9334
    @johnbuchan9334 2 роки тому +1

    Well done 👏

  • @diverdiver1896
    @diverdiver1896 2 роки тому +3

    So powerful,God bless you my brother, love you

  • @isabelmbalika3195
    @isabelmbalika3195 Рік тому

    Powerful message. Mwari ngarambe achikusimudzirai

  • @vengierusolkanojerera9710
    @vengierusolkanojerera9710 2 роки тому +1

    This is nice

  • @MaimadondoMadondo-oq9nj
    @MaimadondoMadondo-oq9nj Рік тому

    Mr Benny you a too much may God bless you

  • @marthaalfandika1431
    @marthaalfandika1431 2 роки тому +3

    So powerful, God bless you my brother

  • @j.magodo3794
    @j.magodo3794 2 роки тому +1

    Nice song Benny ❤️

  • @charitymzengezachomunakira8582

    Powerful preacher of our time. God bless you

  • @EneresBwaka
    @EneresBwaka Рік тому

    I deeply love your songs anondisimbisa pakunamata

  • @tkmakuvisejuniorplus
    @tkmakuvisejuniorplus Рік тому

    God bless you wandichemedza

  • @manlodzachinda5840
    @manlodzachinda5840 2 роки тому +1

    Pfeeee

  • @obeyjacks8324
    @obeyjacks8324 2 роки тому +1

    🙏🙏🙏🙏

  • @timothymusuja9814
    @timothymusuja9814 2 роки тому +1

    Am so proud of you my brother,keep the fire burning

    • @rangisaikanyemba3818
      @rangisaikanyemba3818 2 роки тому

      May the almighty Jehovah strengthen your singing career my Brother. You raised honde valley flag so high💪 I salute

  • @brightonmatiwetsa6184
    @brightonmatiwetsa6184 2 роки тому +1

    I'm waiting already 😀😀

  • @innocentpamire2461
    @innocentpamire2461 2 роки тому +3

    May the almighty God bless our mothers for teaching us to pray. Im grateful momy

  • @beverleymadamombe5772
    @beverleymadamombe5772 2 роки тому +1

    Welldone

  • @zimblackboy8086
    @zimblackboy8086 2 роки тому +1

    Thank you mr muza

  • @samkoroni7046
    @samkoroni7046 2 роки тому +3

    This is so great Apostle....at times parents seem to be so ignorant to what matters in their children....powerful message.

  • @francismovers9644
    @francismovers9644 2 роки тому +2

    I started following your music after hearing my neighbour playing every day . well-done evangelist you uplift our spirit 🙏🙏🙏

  • @lloydmataruka1761
    @lloydmataruka1761 Рік тому

    Well done Mr Muzanamombe

  • @tapiwamutesva
    @tapiwamutesva 2 роки тому +1

    Ndawana dzidzo inokosha kubva munziyo yakanaka kudai

  • @nomoremapfumo1026
    @nomoremapfumo1026 2 роки тому +1

    So powerful my brother...