Huyai Munzwe Zvakaitika After Ndarara Ne Imwe Mbinga Ine Zironda Kumusana Zim Confessions

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 5 жов 2024
  • Zim Family Secrets and Confessions
    Deep Secrets and Confessions Google.
    In this first episode, we hear a story of a .
    Please listen, like, comment, subscribe and share.
    Please Check out our latest episode kuchannel yemujolo
    Link down below
    @goromonzitv
    If you have any confessions please feel free to contact us on
    +27678702658
    #Familysecrets #secret #zimbabwe #confessions
  • Розваги

КОМЕНТАРІ • 54

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl 5 місяців тому +5

    Vanombonzwa here vana vacho team UZ team repa Midlands yuwi

  • @peembano253
    @peembano253 5 місяців тому +4

    Ndagara ndaita hasha pawati ndainetsa, kutiza pamba. Kushaisa vabereki mfaro ndazviziva kuti ndokwazvichagumira, thank goodness hapana ropa rawati wadeura ,my advice is gara wasiyana nazvo zvauri kuda kuita vanhu vari kuchemdzwa nehurombwa kunze uku , siya utsvage Jesu nguva ichiripo

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 5 місяців тому +3

    My sister ran out away from that man, sezvo wavona, ndakaziva hayitungamiriri, but iyi yatungamira chenjera close that door, une upenyu iwewe siyana naye murume wemari, newe une mari mumaoko ako, haziiti kuti uve bofu anoda kukurombesa, my sister vanhu ava vakaromba vane moyo yakayipa tiza noupenyu hwako

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl 5 місяців тому +5

    Hurombwa hautodi mapills unobatwa cancer hiv sugar zvese zvese buda pachena kuna momz muende twa Tasvi

  • @vhodionne
    @vhodionne 5 місяців тому +2

    Vana ngavafambire chimwe,vanozvitsvagira vega zvinhu izvi,ngavaudze vabereki ndivo vanoendesa kuxool chapera chabiwa ngavaudze vakuru

  • @mandlovunumber1163
    @mandlovunumber1163 5 місяців тому +4

    Umm as parents we really need to pray for our children

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 5 місяців тому +1

    Second confession vana ava hava nzwi even ukagara navo pasi vane ruzivo rwakanyanya uri kuno bviswa chibereko straight nyamba kuudzwa akaonekwa nembonje , ndizvo zvamunoita kuzvikoro uku muchifurirana munhu uchi banker ma lesson muchinorara muma lodge nemazi dhara wakatoitwa sacrifice shamwari iwe ndiwe uchau dza vamwe kuti kumhanya handiko kusvika, veduwe last year ndakayenda kuchikoro kwe mwana wangu ndichiti regai ndimbono dongorera mwana,veduwe ava vana sikana vaka shama chikoro chakazara mazi MOTA anotyisa achi vinga vana ivava vasina matyira.

  • @JulietNyagwaya-ge2sb
    @JulietNyagwaya-ge2sb 5 місяців тому +1

    Nyika yarema , zvinotoda Jesu izvi, ngatinamatirei vana vedu

  • @ajabaphiri8069
    @ajabaphiri8069 4 місяці тому

    We need to pray for our kids it's very now days

  • @mickeybank
    @mickeybank 5 місяців тому +1

    Siyanai nemadhara aya akaromba. Munogurisihwa hupenyu hwenyu pakati nekuda zvinhu. Chengetedzai hupenyu. Dzidzai kuzvishandira. Musaite ruchiwo

  • @branbran9129
    @branbran9129 5 місяців тому +1

    Endai kunanga cic mukatadza kufàmba muchafà makaseenzeswa pamhiko . Zvinhu zvemusonga hazvidi chipatara

  • @momenttakawira
    @momenttakawira 5 місяців тому +3

    Zviri nane uyite bofu pane kuuraisa masisters ako

  • @debby-h2k
    @debby-h2k 5 місяців тому +1

    Inconclusive results zvoreva kut neither positive nor negative. Anoitika kana infection ichitanga or kuvarwere vapaduze nekupora.

  • @peemasiz9705
    @peemasiz9705 5 місяців тому +2

    kabenzi kemunhu Saka munhu akashaya zvakureva Haana future here

  • @samanthamkono5076
    @samanthamkono5076 5 місяців тому +1

    Ukatadza kuterera vabereki ndokwazvosvika

  • @brimuflogisticsbrimuf7452
    @brimuflogisticsbrimuf7452 5 місяців тому +1

    Second confession Hide zvimwe zvakadai hazvidi chipatara chete zvotoda kutoenda kunevemweya kana dzi N'anga nekuti mudhara wako uyo anogona anehurombwa so zvotoda kuenda kwese kwaunofunga kuti unobatsirika

  • @monicaziumbwa
    @monicaziumbwa 5 місяців тому +1

    Zvakaoma itai mogo zvekuromba zvacho yooooo

  • @CarolineKutadzaushe
    @CarolineKutadzaushe 4 місяці тому

    Uuummm zvinorwadza

  • @Lizzy-c5z
    @Lizzy-c5z 4 місяці тому

    Ummmmm wuwiii inga zvakaoma veduwee 😢😢😢😢 vana tinomboiita zvekudiiiko haaaaaaaa

  • @CathrineChivurugwi
    @CathrineChivurugwi 3 місяці тому

    Ngaaende kuchivanhu mwana uyu vasikana todiiko

  • @destinyabels8548
    @destinyabels8548 5 місяців тому

    Mainn makaoma nekunaka kunoita sadza nemazai mungasiira mukomana uya izvozvo hre manje honai maakuoneswa makonye naiko kuda mari kwenyu....plus prblm yamakaita kuDisrepecter mai venyu mbereko yakabva yakufuratirai musatiuraiwawo mai venyu pahurombwa hwenyu

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 5 місяців тому +2

    Vanasikana dzidzai kuchengetedza panty dzenyu wapiwa $400 apa wapinzwa muorombwa dananai nevakomana vezera renyu uyu vasiri vapfumi upfumi motsvaka mose kwete kuda paradise isiko .

  • @LovemoreMusekiwa-u4y
    @LovemoreMusekiwa-u4y 4 місяці тому

    Muchazvirega vana imi

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 5 місяців тому +2

    First confession Saka iwe wafunga kupedza dzidza chokwadi mubereki we benzi Hana zorora,wakato pinda mazviri and baba ava is using you ucha zviona hako pamberi apo.saka uno funga kuti kukuda kukuratidza zvinhu zvakadaro more over kuyendeswa kun'nga vabereki vako vasinga zivi.murume wako here iyeye shame on you.

  • @nyashaluciagutu1156
    @nyashaluciagutu1156 5 місяців тому

    Last confession udza hama yeunowirirana nayo zvinoda chivanhu ukasavaudza kuti vafambe newe unofa

  • @GraceBanda-e4h
    @GraceBanda-e4h 4 місяці тому

    Madara aya munomada too much ipapo vakatoromba nekuromba😢

  • @Blessing-x4b
    @Blessing-x4b 5 місяців тому

    Haaaa zvakaoma zvinoita vana vana weeee hakuna Mari yemahara

  • @smurfet98
    @smurfet98 5 місяців тому

    Leave that man now, and find help.Zvekuromba zvine ma complications unozotambura mangwana and ukapedza dzinza rese nekuuraya, 2nd confession wakatogadzirwa kuti ungoita seunechirwere chisinganzwisisike please find help asap kumaporofita nekutonamata zvakasimba otherwise rufu rwako rwatopedyo

  • @tearsmusekiwa3768
    @tearsmusekiwa3768 5 місяців тому

    Chokwadi mkoma Nash vana vedu vakuda minyengetero nokuti vega havaigone nyika yatakura kurema

  • @mickeybank
    @mickeybank 5 місяців тому +1

    Don't do it. Zvekuromba izvi hazviperi mushe. Siyana nedhara iri

  • @GRACEMUTIKANI-my7om
    @GRACEMUTIKANI-my7om 5 місяців тому

    Mwana sikana uyu akatochekereswa nemudhara uyu anoda rubatsiro ngaaende kuna naukomaRobert vagueness kwaAchapola abatsirwe murume uyu afumurwe.

  • @TafadzwaShonhai-w3x
    @TafadzwaShonhai-w3x 5 місяців тому

    Second confession endayi kwaTasvu aneguchu rakaipa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 5 місяців тому +2

    First ❤❤❤❤

  • @beyoncesibanda3557
    @beyoncesibanda3557 5 місяців тому

    Madhara aya vazhinji vakaromba vana hakuna chemahara

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 5 місяців тому

    Ngaanorapwa kuchivanhu hazvidi kuhosp izvo

  • @tearsmusekiwa3768
    @tearsmusekiwa3768 5 місяців тому

    Ummmmmm vana vedu ava they will take us to early Graves
    Apa havaudzike
    Mwari tibatsirei

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 5 місяців тому

    Ramba iwe tiza uyende neupenyu hwako reurura kunaMwari unamate neSimba pamusoro pazvo

  • @ruthpartridge6314
    @ruthpartridge6314 5 місяців тому

    The love of money shuwa ka zvakawoma hey

  • @TafadzwaShonhai-w3x
    @TafadzwaShonhai-w3x 5 місяців тому

    Zvakaoma enda kwaProphet Jose vekuMbare

  • @tendaigwastvaira-ms8yf
    @tendaigwastvaira-ms8yf 5 місяців тому

    Ngaataure chokwadi kuna maivake abetsereke

  • @mosesmathebula-gm1wi
    @mosesmathebula-gm1wi 5 місяців тому

    Ngaone mhunu wechivanhu akatomba mhunu uyu

  • @ciecie-bw1kl
    @ciecie-bw1kl 5 місяців тому

    Yowe yowe nhandi

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 5 місяців тому

    Yah kusaterera vabereki ko kusvitsa pakaoma

  • @Eva3rt
    @Eva3rt 5 місяців тому

    Ummmm zviriko here vanhu izvi

  • @beatriceyvettewaziliwa3565
    @beatriceyvettewaziliwa3565 5 місяців тому

    Inconclusive zvoreva Kut maresults are not showing weather HIV + or minus anenge ofanirwa kutorwa Ropa oendeswa kulab

  • @LeeMakwega
    @LeeMakwega 5 місяців тому

    Zvakaoma hazvo

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk 5 місяців тому

    Dhara iro is evil Satan shuwa ndarwadziwa .munhu kumhanya shuwa

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 5 місяців тому

    Zvakaoma

  • @helenmuzariri7914
    @helenmuzariri7914 5 місяців тому

    But how cn u go to hospital with this type of sickness. U die my friend hospital cn not cure hurombwa

  • @rumbidzaimauye9565
    @rumbidzaimauye9565 5 місяців тому

    Chihure kana chapinda muropa chinotonetsa, you need to repent. Jesus is Lord.

  • @julietmasuwa5276
    @julietmasuwa5276 5 місяців тому

    Inconclusive ,,,neither nagative or positive. Window period of the infection. Needs another test to be done to determain weather you are positve or vagative.Your imunne sytem is very very low because of another infection thats why your HIV test is incoclusive. At the same time ndezve mishonga zvehurombwa hospitasl cannot treat chivanhu.