Mukoma Jacob Moyana makaipa pama lyrics as I'm a artist i really like your music 🎶 ma lyrics aribhoo zvekuti just ukadzamisa pfungwa unoti zvinonyadzisa but not. Thank you drewmas media for bringing this show to us remember one day to call me too se upcoming artist too dankie.
very smart n entertaining haa Drewmas munogona ndokumbirao kubvunza kuti who is sponsoring U cz basa renyu rahombe...Congrats for 50k subscribers mozotitsvakirao Para weNjerama
Ndinotsigira mkoma Moyana pamutauro apo apana zvinyadzi zvavanoimba parudzi rwedu rwechindawu itoridzidziso mashoko makuru iwayo anoshanda achishandiswazve nevakuru veduzve,mapazwa hr apapo .
Mukoma wangu iyeye ramba wakadero
Big up Jacob Moyana song yenyu makamarembedza maitaura idi vakazobva vakamarembedza ku Uk machangana bag
Zvokwadi mukoma
Anogona Jakopo, akapindawo nezvake muIndustry* that's what we call creativity. Keep it up Jakopo🙌
Moyana ndaitombokushora but now m now your number one supporter.u ar Talented Talented chibaba
Ini hangu ndakamufarira kubva achitanga but Drummers nditsvagireiwo King Pharoah weMarumbe Express. Please.
Jacob moyana unopedza masports.unoziva zvinounza mari.vanhu tichingorotomoka imi muchitofa nemari.Chakakosha kutora mari.
Andrew unechipo mupfana iweeee keep it up bro
Moyana akanga ari hwindi ndoosaka mani Mashoko acho akarerekera kumawere 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ndayibata
Mukoma Jacob Moyana makaipa pama lyrics as I'm a artist i really like your music 🎶 ma lyrics aribhoo zvekuti just ukadzamisa pfungwa unoti zvinonyadzisa but not. Thank you drewmas media for bringing this show to us remember one day to call me too se upcoming artist too dankie.
Jacob muface chaiye anonyepa uyu kkkkk anowanza ma funiz
Makamuwana sei munhu uyu
Ndaseka zvangu mudhara moyana nenziyo yavo zvanzi (gumbo ramai Susan)🤠🤠🤠
My favourite musian, Mr Jacob moyana, Mhinduro tiii, mashoko munawo, keep on good work
Moyana rowa mhanzi chaizvoooo, bhora mberi.
Very talented Jacob Moyana keep it up mumhanzi yenyu inodzidzisa its only kuti vanhu tomhanyira zvisizvo
Yaa it's in the blood blessed talented we are proud of you bro keep the fire burning bringing more hot music.
Chipo chiripo ndonyanyo kuvafarira vakapfeka bhareta kkkkk keep it up
Handina kumboshoora music wenyu mukuru wangu nanhasi ndinofarira music yenyu keep on going brother unondigonera
Mr Jacob moyana munotidako
This guy is funny and intelligent
I don't necessarily see anything wrong about his music. He's a good entertainer big up J Moyana
Uyu ndamutadza uyu haaa
Haaaa moyana igamba ndabvuma hangu.... I'm happy nekukunzwai kumuchitaura
Kkkkkkkkkkkkk munotidako yakatenga ma speaker
Drewmas media ndimbokudzosa kumashure,haaa Dako anorova hake
Homie wangu...sir moyana!!
Pamusoro mati 1984 imi makazvara 1980 manga munemakore mangani
Hindava uridofo iwe 1980 to 1991 hazvinzwe
Hanzi ndakaberekwa 1980 but 1983 anqa avepabhawa
Kkkkk comedy music for real well done team drewmas🤣🤣🤣🤣
You used to come in Ziyadhuma barbershop with Lucky
Kkkkkkkkkk happy to know you were lectured by Joseph Garakara lovely 😍
This guy is talented varume,can you imagine producing our Shona language In a foreign land is very difficult, keep it up Jacob
Mkoma J Moyana aiwa sando dzenyu !!!.
Love you so much my bro Andrew big up muneyese ndimi mberi nebasa
Yowee hangu…, mauya nayo vaNeshamba, kusevhisa zvinhu zvevanhu.., kunge Matavire wekuti chinhu changu kkk
I USED TO BE DISGUSTED WITH THIS GUY BUT NOW I UNDERSTAND!! ITS JUST THE SAME AS AMERICAN RAP MUSIC THIS MOYANA GUY IS TALENTED !!
Sando kuna Jacob Moyana kkkkkk. We miss your music
Pana Jacob Moyana mandigonera apa 1 ye 6 months takamirira izvo ainetsa kuwana
Takamarembedza ndaifunga kuti ndimacheso akaimba his voice 😂
very smart n entertaining haa Drewmas munogona ndokumbirao kubvunza kuti who is sponsoring U cz basa renyu rahombe...Congrats for 50k subscribers mozotitsvakirao Para weNjerama
Kujeke June vanobudisa mweya kkkkkk I'm mudhara makanyanya
Anondigonera hngu uyu
Kubva nhasi ndadzidza zvakawanda kubva Jacob Moyana tisafunga zvisiri izvo guyz thank you mr Jacobs matijekesera
I like the laugh... haaa dzakapenga. Naughty fela...
🤣🤣🤣kkk hanzi kudya mari ye coffin
I salute you Neshamba thnx for job well done,vaimbi muvanhu
Wisdom..peel beyond the words
Mr Jacob moyana ,matauriro enyu munonakidza ,, thanks for sharing laugh 😀😀😀😀
Moyana Hwai Gumbi.
Oooh mface wangu sugga sugga
Mugoni ndiwe Moyana
Ndizvo ndizvo mwana wekwedu keep up Big up umwe wangu Jacob Madyira Pazhe ndakuona wena (Munotidako) inonakidza chose Moyana unogona chose. Unechipo sahwira unotaura chokwadi ngatishande tose munguva inouya sahwira wangu zvachese
Thanx Mkoma Andy for this great wk tht you doing Vakoma!!
Musikana uyo akaroorwa here mkoma neshamba ndinomuda kuno hangu kuno kana musingamudi ikoko
Kkk
Ingotii munomudako chete kkkkk
One of the best i enjoyed the show kkkkkkkkkk thanks drewmas media team
Big up mdhara your answers are straight forward you are a comedian
Dreams cum true, Mkoma Moyana vakarota song apa muti, mashizha n matombo zvichiseka zvikaita🤣🤣🤣
Ahh Takauya kuzokuonai
Munotidako Jacob unogona
Jacob moyana anogona
Thank you Andrew, uyu full time hwindi ende airida basa rake
Ndakafarira pakaimba Deo payorkos ndokumusha
Moyana is the man behind idyai banana with joseph garakara & norman tapambwa
Zvaari munhu kwaye
We miss u from the stage
Fambai mukoma Jacooo. Bhora kumberi.
Drewmas media taking us to another level
Tirikumudawo sugar sugar atiudze
Takato dzingwa kare kunyika dzatiri asi andisiye ndatengesa misha
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mandinakidza mudhara ma example enyu soo 🤣🔥🔥🔥
Moyana akanyanya, #morefire
Masiya Hungwe Nyoni Chasura kkkkkkk
Chivara shiri chati bwege matapatira
Pamberi neComedy music mukoma Jaco.
Bhora mberi, so long wachiti-dako
Nhai mkoma Andrew ko Opah akaroorwa here?
Thank drewmas stumbled on this today, makapenga . Andy you legend you
Bhora mberi bro zvamutori munhu ariboe zvekuti # I love yr statements...
Urichibaba chekanyi
Balandeli be drewmas
Mudhara i shasha
But mukuru wangu pamwe bvumawo kuti unombonyadzisirawo😂😂😂😂
Ndafara nhasi vanamadyirapanze vakuru mutupo uyu hausare pese panotenda nemutupo tirivahombe
Anonakidza uyo
Hi Drewmas media, Mkoma Andrew n Thando how are u in SA wth tight restrictions n covid
Ramba wakadaro JM
Minduro anadzo Moya a kkkkkkk
Voice ra jacob moyana kumberi
Art is in the heart
this one is more than all the comedians aaah
Moyana ma1 ku servisa zvinhu zvevanhu kkkkkk toda kuinzva yatotsikisva tonakirwa tichi servisa tese
Munoti dako Moyana 😂😂😂😂
Mukoma Moyana vakanyanya kkkkkkkkk
Takamarembedza makende here kkkk
🤣🤣🤣🤣🤣 Pane basa mkoma uyu
Mabasaese tichambomamira
Gumbo ramai Suzeni, 😂😂 vane lyric zvavo 😂😂😂 nemajokes zvese.
Kkkkkkkk ndanakidzwa zvangu
Hapana # handidzione
Moyana create your own UA-cam channel.
The guy akanyanya