"Chipoko cha Sauro," Soul Jah Love incarnate vows to carry legacy on
Вставка
- Опубліковано 30 чер 2022
- A year after the demise of award winning Zimdancehall chanter Soul Jah love, a passionate fan has turned himself into an incarnate of the late gifted musician.
He is good hake there is nothing bad about what he is doing
Kana iye arikufarawo ari kwaari kuti he was someone's row model
we wil support
He is good but there is and will always be one Soul Jah Luv.
Haa zvakaoma, kuda zvinhu
Lukkoh,
Chipoko cha Sauro,
Mbida D
Mese munogona. Jah Love is proud of you all...
Chipoko is very good and must keep it up. Never give up,we will always support you
hello mukom
Tinoku supporter dea akuna anogona kusvika paunosvika apo usateedzere mahaters coz ivo avatogone kuti ngwendeza saSouljahlove wakanyanya iwe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥he is good
Keep up the good work my man.tinobva tatoonawo Sauro mauri.
Mfana anogona hake uyu anokunda uye anozviti chimwana chaSauro
panongoda Chipoko chaSauro challange, i can imagine panenge pakaipa
Haaa voice ndororo chairo
Chibaba ichoo
Lukkoh ndiye akanzi asare panyanga vamwe vese mukufoseredza.
Chipoko chasauro nechipoko chatuku benhard betera ndechipi chakanyanya
Unogona wangu
Haaaaaa iwe enda unorara ptsk
🙄😐 Makushaya nyaya people
Original is original....?
Deedzai Tinashe Mugabe aite DNA test mu twin wake uyu
uyu ndiye amukira paari chaiye
Haaa Maya Watch out for Lukkoh ndiye akuziva zvikuitika
I agree with you lukkoh no1 kwete zvekufungidzira
Taura hako lukkoh Havasi kumuziya
Mwana dhuudhuu
🙄😐 Makushaya nyaya people