Nyasha dzowanikwa zvakasiyana Munhu waMwari ati nyanga vakomana oda kutambira Mwari sechiro panga pane vatumwa vanga vachidzana naye asi pashaikwa kana wamboedzesera kufuridza zvake Vanhu ngatidzidze kukoshesa inzwi remufudzi uri mberi kwedu johan 10 vs 16 zvino tika samuterera pazvidiki ko pane zvikuru hazvingatitukisi here mate 23 vs 12
Ndatenda mambo
Nyasha dzowanikwa zvakasiyana
Munhu waMwari ati nyanga vakomana oda kutambira Mwari sechiro panga pane vatumwa vanga vachidzana naye asi pashaikwa kana wamboedzesera kufuridza zvake
Vanhu ngatidzidze kukoshesa inzwi remufudzi uri mberi kwedu johan 10 vs 16 zvino tika samuterera pazvidiki ko pane zvikuru hazvingatitukisi here mate 23 vs 12