I'm not feeling well but can't sleep without watching 1 or 2 videos for madam Boss Mandiponesa madam Boss, munosekesa mbavha yakahwanda ,mudyiroi uyo 😁😁😁
kkkk haya.madam boss so.madyiro rudziiko aya.youre a comedian shuwa. but pa romantic apo you're right .some guys are really boring .they're nt romantic such that it feels like you're dating your grandfather kkk
Love the place. But i think since the business model is about - traditional food, and even the presentation. Ko vernacular aspect o iripi? It should always be there. Kuratidza shuwa zviri traditional. Potaurwa shona yakazara. So that whoever comes there knows kuti ndepei. And can be used even kutounza vanhu vekunze...now manje it's English. Zvasiyanei nekumwe kwekudyira we find muguta redu hombe. Muona wangu. Zvofana kusiyana since theme is traditional. The culture within that should be brought up even the vernacular of that region where traditional yamuri kuda kuita sell is coming from. Muona wangu.
Ndini ndatanga,,, ndipeiwo zvidiwa diwa zvacho❤️
I'm not feeling well but can't sleep without watching 1 or 2 videos for madam Boss
Mandiponesa madam Boss, munosekesa mbavha yakahwanda ,mudyiroi uyo 😁😁😁
Aaah mabenefits angu madam boss chirungu kkkkkk. I like the way you guys act. so natural and zvinoitika murelationship chaizvo kkk
Madam Boss vanogona, Mai TT must work with her so she can improve kwete zvekutuka vamwe
haurevi nhema
Madam Boss you never disappoint 😂😂😂😂you can eat 🤦😂😂
this restaurant is lovely.i love the traditional styles. the chairs ,mats and the setup.
# proudly Zimbabwean
taura hako irikupi
Mhofera matadzawoo apo,dzidzai zvinoda amai vekwenyu🤣🤣🤣 Romantic,madam boss rice rine dovi and beans,combination bhooo here🙆
Mhofela I original,havadi romentic coz vanhu vatiwone no, izvozvo ndozvavari, ndoti yes ipapo😃
Lkkkkkkkk ooh wow i luv this women lot's of love from South Africa 💖
Kkkkk and ive become so addictive to her acting i cant go a day without watching 1 or 2 episodes of her❤❤
Madam boss😂😂
Murume anoita romantic sei nemadyiro ayo
Madam Boss sando dzenyu! Mhofela makashinga. What a blessed couple, keep on supporting each other
Amazing concept, tourists would love this. I hope you are on accoleisure
Idyawo zviri romantic Tyra😂😂😂😂
Kkkkkkk taura hako shaaa
😂😂😂mhofela havasi kutoda zvehuRomantic izvi..zvemunhu anotarisa next door izvi😂😂😂
Tyra ndapa hangu kutenda 🤣🤣Mhofela vofa havo nekunyara veduwe 🤣😜
Kkkkkkk Mhofela uripama1 kkkkkk ,,,,,madam boss munondigonera henyu luv u guys
kkkk haya.madam boss so.madyiro rudziiko aya.youre a comedian shuwa.
but pa romantic apo you're right .some guys are really boring .they're nt romantic such that it feels like you're dating your grandfather kkk
Kkkkk tru
Shuwa
If the guy is not romantic, be romantic yourself. Who said only men must be romantic
Kkkkkkk
Mhofela cheukiro yamuri kuita madam vakaita kuumba rice mumaoko kkk
Kkkkkk aayas saka daddy vasinga kudhonzerei chair imi amusi romantic😂😂😂😂
Madam boss ende munoshama zimusuwa here iroo veduweee kaaa🤣muchazosiiwa kumba naMhofela manje
Ah😂😂😂😂🙌 LMAO 😅the madam boss's eating ayi😍😅✌️🇿🇼
Hai madam boss kkkkkk veduwe.ngoni unenge usinganzwe kuda kuseka here this is to much
🤣🤣
Kkkk kamudyiro kacho manje kkkk haaa wakanyanya Tyra kip it up
Ko MadamBoss where is the romance in the eating. 😂😂😂😂
kkk was impressed frst nepapanga pachitaurwa abt lunch but pazobuda arikupakura uyo mmmm paktoita kunga pasadza paMai Lee
Mapanzwawo here, Aah shamwari ndingagare ndichimaka vanhu kuti vaita zviridffrnt nezvirkumba kwedu....😂😂😂be romantic guyz
I hope ndichawanawo mukomana akadai I pray
Kudya kwekusvotesa aramba kuva romantic here uko hahahaaa that place is oń point hey
Makanyanya madam boss musuva hhhj
Kkkkkk Mhofela tsiurai munhu mudyiro wacho kunge webenzi kkkk
What's the name of this restaurant please, and the location?
Kkkkk makanyanya madam boss madyire enyu haaite👐
SAKA KUDYA KWA MADAM BOSS KURI ROMANTIC MANJE
Mhofela ma makiswa neka benzi kenyu😂😂😂😂
tyra you make my day love you girl from zambia
Ķkkkkkkkkkkkkkkk mai mhofela mandisetsa mudyiro rudziiko maaaiweeee zvangu kkkkkkkkkkkkkkkkk
kkkkk madam boss haaa ndanakirwa ini kkk keep it up
Hanz nemanakiro awakaita mhofela dai vanhu vaiziva Kut haugoni romance kkkkkkkkk...i prefer kupedza madata watching madam boss munogona vanhu imi
kkk makapenga amai kkkk madam boss mondiitira
Madam boss mapedza basa pakudya apo kkkkkkkkkk makanyanya
God knows I’m going there as soon as I land in Zim😩😩😩😩ini want sadza nemaguru
Mhofela vakunyarira mkadzi pa ma throw in apa
The art in the Dinning is just awesome.
Love the place. But i think since the business model is about - traditional food, and even the presentation. Ko vernacular aspect o iripi? It should always be there. Kuratidza shuwa zviri traditional. Potaurwa shona yakazara. So that whoever comes there knows kuti ndepei. And can be used even kutounza vanhu vekunze...now manje it's English. Zvasiyanei nekumwe kwekudyira we find muguta redu hombe. Muona wangu. Zvofana kusiyana since theme is traditional. The culture within that should be brought up even the vernacular of that region where traditional yamuri kuda kuita sell is coming from. Muona wangu.
A girl is gotta eat zvako Dudu 🤣🤣🤣unofira kunyara
Ma throw in madam boss kkk
Kkkkkk hanzi ndangogara kuti mbweshete kunge datya kkkkkkkk
hanz ndangot bweshe kugara kunge dacha yooooh
hahha tyraa wekenyenye cant stop laughing
Minutes 04:18 ! Mhofelas stare followed by a fidget!😂😂😂
Ndakunzwa nzara mai mhofela🤣😊
Kkkkk mhofela be romantic u are right madam boss vanoda romatic
Kkkkkkkkkkk Tyra u ar tooo much sokostina
Kkkkkk Kkkkkk big up mofela havadi zvevanhu vanotarisa zvekuma next door
Zvinodyiwa zve romantic aaaa shuwa beduwe
kwaaaa halala madam- boss Zimusuva hr kkkk mandikuvadza kkk kuno zvangu ku sa Pretoria nyanyest mom kk
Ndekupi nhai
Kkkkkkkk madam boss musadaro shuwa kudya kwacho
Hanzi umwe azvuvirwa chair ini ndangogara sedatya 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
kkkk hanzi bweshe kung datya kkkk
Malikes pliz
Kkkkkk hanzi ini ndangosvikoti mbweshe kunge datya
madam boss never disappoint us
Kkkkk Tyrah sooka kkkkkkk pakudya hauna chilad chese chiya keep it up
Team notification
Ndanga ndisingade kuseka but ndaerekana ndaoma nrjuseka haa Mada B madyire enyu sadza aaa kkkk
Mutsine😂😂😂😂 naaaa fam
Tsine chaidzo?👀
mhofu vanenge vasingadi mafunnies kkkkkk serious chete chete
Kkkk haa zvivanhu zvogona mhan izvi
If these guys were to have reality show, tinofa nekuseka
Mudiki musova uyo madam boss, idyai zve ginde mhofela varamba kuva romantic😂😂😂😂
Madig ins madam boss yooh
Shem kkkkkk ngoni anga achiziva kuti haudeserve kuzvuvirwa chair nemushamiro wakadaro
Kkkkkkk Sherron Potter wazondifamba nhasi
Ummm hazvigogodere dere here zvituru zvenyu izvo🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk
Life of competition is hard to maintain
😂😂😂😂zvanzi order dzako 🤣
Kwaaaa kamudyiro kacho kekuti nditsiure uone
Eat zviri romantic Madam Boss kkkkkkkkkkk
ah gules pakudya apa mabva mandiita mushe kkkkkkk #dead death#😂😂😂😂😂😂😂😂
Lol kuzoda kuzvuvirwa chair iye munhu asingagone kudya zvakanaka kudaro 😂
ndaisa comment ndisati ndaona obvious chakanyanya
Madyire ako Tyra haasi romantic😂😂😂😂
As "unromantic" as..?😂😂😂🤣 tit fo tat dont work! or is it lesson learnt in this case 🤣🤣😂🤣😂🤣
Ndobva ndafunga pa the roots yaiva muna7th avenue
Hu Dudzai hwabata pakudya apo🤣 ndaseka zvangu
Vakomana isadza hr madam boss ramurikudya kudai kkkkkk
ndangoti mbwezhete kugara kunge datya......hahahahahahahahahahahahahahahahahahyahhahahaha dont kill me madam boss
😂😂😂😂😂 nhai imi 👀
Kkkkkkk Haaa madam Boss madyiro acho anonyadzisa veduweee
Mhofu makazviwanira apa
I miss home
Jacque dzoka uyamwe
mhofu vane zvavari kuda kutaura asi zviri kuramba kubuda kkkkk
Liberty M Nhamburo taura hako kkii ah baba vaona madyiro amai vakungocheukacheuka voshaya kuti vangapinda papi kkk
Murume anetseka weduwe😂
Tyra bodo kudya rudziiko kana kunzwa kty uri muAfrican Zimbabwean restaurant vakanyanya vanyadzisa mhofela saka usina kuzvuvirwa chair 😄😄😄😄😄😄😄😄
Kkkk I love this couple
Madyiro amadam boss's ashaisa Mhofela mashoko kkkkkk
Kkk thanks madam boss hubby must be romantic kk
Kkkkk yowee mmm boyz kaa
😂 iihh madam boss vangabva vadya zimusuva rerice kudaro 😂😂no mhani
there she goes again 😄@4:51
Ukadya so next time unosiya kumba haufambiwi newe
Bho here kkkkkkkk