Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Woow nice song ndaramba nhamo tinotenda baba marufu along side baba chihwa munoti pinza mumweya nguva dzose Mwari vekudenga ngavarambe vachikuchengetai
Ngatitsigirei chikwata munogona varume nguva yese maita muripi haaaaaaaaaaaakaaaaa tiriko S.A tokutsigirai Amen
I dont love nhamo, tauya kuzovanda, kana tati tapinda mubako hatidi vanokosora munotiurayisa nevavengi tauya kuzovanda ngazvieeeeeende mberi kubata kwashe choral Group ngoma ngoma munodadisa munetipa manyemwe
I don't love nhamo🔥🔥🔥🔥🔥, Mubako ngatihwande ndizvo. Good job hey, keep it up
Amen 🙏 weldone..shuwa nhamo inotadzisa vanhu kuona mwari,uye kugarisana, Powerful message prayer 😊
Shuwa Ibako redu Jesu Amen , makagonesa zvenyu hama
We thank God this project is good baba Marufu job weldone.
For ever ever handisikuda nhamo keep the good work guys 🔥🔥🔥🔥🔥
Lovely, jesu ibako rekuhwanda sure
Woow beautiful song.... God bless you so much,i need ini handichakuda nhamo, powerful message.
Mwari vakanaka bye bye we nhamo Ini handichakudi
❤❤ it and love it
Nice guys keep it up kuserii
Keep up the good wrk kkc so powerful
Keep the ball rolling guys. This is awesome
haa.yr future is great u guys munogonesa
Grory amen amen ngomayakarohwa iyi
Lets pray zimbabwe tikundiswe nhamo
This is good art
Andichaida nhamo .l love this song
This is Classic
mubako usazokosora
Good and good
Varumeeee ndatenda
🔥🔥🔥
Keep on kccg
Ramba wakadaro
Takauya kuzovandaaaa
Hatidi vanokosora mubako motikuvadzisa nevavengi
KKC pakurova ma hossana.bye bye we nhamo ini handichakuda nhamo.forever ever 🙏🙏🙏🙏🙏.
Tinokutendai Hama mose murikutsigira chikwata chenyu KKC ,kubvira pamakatanga kufamba nesu 2018 Pana Muzita rashe FTR Tocky vibes and Takuraiwo Mitoro yangu ftring baba Harare nw tauya neimwe ngoma FOR EVER EVER I DON'T LOVE NHAMO enjoy it remember to share the link Mwari wekudenga akuchengetei
Thanks vanhu va Shee munotipasa manyemwe
Amen amen hamaaa
Mondiitira vanhu vaMwari