Aaaa haungafananidze ma sly queen ne ka nevarume vari responsible mu Zim ukaona mupurisa asina mukadzi kashoma so vakadzi vasina varume woo hobho so at the end of the day vakadzi vanoguma vodanana nevarume vanemari uye varume vachibudisa Mari nekuda kwekuti varume vanochya vakadzi mapurisa
This is a captured institution.
First of all urimurume hre kana mukadzi🎉🎉🎉
Wapedza hwre kuona video
Nyamai
NYIKA IRI KUTAMBURA UNIFORM INOBVEIPO MOTOUDZA CHIVHAYO
KKKKKKKKKKKKKKKK AMANAKA
Sekuru vakamborukwa ere kana muri ambuya vakarukwa musoro
Kkkkkkk ramba uchiona content yangu i promise you will testify one day.
Sekuru ndakunzwa mbabvu parizvino neteam ramabudisa apo zvoti mataurir amazoitaw chiik nemiw 9:00
Muri sekuru here ambuya ,ndikuona he / she pamuri nice hair style
kkkkkkkkkkkkkkkk Sekuru
Huya kustation tikuudze zvese zvaukuda . Don't worry unodzoka hako 2 minutes
Team rekurova vanhu nekudzingirira maVendors nyanyest 😂😂😂😂
butsu yacho kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Buritsai varume kwete vasikana vevakuru avo😊
Kkkkkk bhol here amanaka lol
Saka unoti kuvarume hakuna vanopfeka zvakanaka here? Uneruchiva ndosaka watsvaka vanhukadzi uchivarumbidza. Fight yakapaza nepamazino ako awo hauna kunyatsoinzwa, unotodakubviswa mahobi iwayo nechibhakera
kkkkkkkkkkkkkkkkk msandidaro mukoma
Kutaura chokwadi uniform yemapurisa ezimbabwe kunge madhongi here nekupfeka kwawo
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk hadziite dzinoda uchinjwa
Ndakatombo funga kuti mapuris a hakusisina kwasara vana ndamubata ma neighbour wood chete😅
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkkkkkk nyanyesti statement
ndaseka zvangu kutengesa mazai😂😂😂😂😂😂😂
Aah koiyemi mkoma murigwekwaz kudaro ķkkk ndatoonaka ipapa pamaseka kuti top front line makaputikirwa nechimbambaira😂😂
Iwe uri kuyemura chete
Problem zhinji irikuneiyo yeRiot Iyo ikoko kunenge kunebhero rokunzi chingonhonga fast fast coz zvirizvekuti kunotorwa maSizes accordingly haaa Maya coz uuuuuhhmmmm unotonyara nazvo beta munhu azvisonesere kana asiri kupihwa according to sizes coz haaa zvonzwisa tsitsi
true ipapo coz um
Aaaa haungafananidze ma sly queen ne ka nevarume vari responsible mu Zim ukaona mupurisa asina mukadzi kashoma so vakadzi vasina varume woo hobho so at the end of the day vakadzi vanoguma vodanana nevarume vanemari uye varume vachibudisa Mari nekuda kwekuti varume vanochya vakadzi mapurisa
makes a lot of sense bro
Mapurisa zvese nemasoja chero vakafamba magaro ari panze havana basa ndovanozvida kana vasisazvide vachabvisa kusenzeswa mahara pasina chinobuda
kkkkkkkkkkkkkkkk msadaro ,ihama dzedu wani
There is no problem that is fashion we are in the 20th century you go on you tube for that you are living in the past
Asi unorevesa
Veduwee kuzoisa musoro mupoto
kkkkkkkkkkkkkkkkk
Corruption uniform haiwanikwe zvekumhanya . Unotobhadhara kupuwa uniform itsva
Yoweee!
Kkkkkkkkkkkkkkk sekuru zvichiri zvekubvunz hr kan mukuda vakadzi vevanhu kkkkkkk
zvasangana zvese kkkkkkkkkkkkkk
Blaz iwewe hauna jumbo it’s zvirikufaya here iwe? Face iyi ndakamboiona chete😂
kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk amanaka chakanyanya ichi
Shamwari vakadxi avo havana basa ravanoita wangu waiziva
Sekuru kamunotiuraisa nevakadzi ava
Unorukwa musoro urimukadzi here iwewe ita mushe iwe
😂😂😂😂😂
Apa mashaya nyaya .you where supposed to ask the person in charge in the police force b4 posting
Ataura wani pakutanga ndikutsvakawo mari
@@tavongamapuvire370 nhai zvenyu
@@tavongamapuvire370 kkkkkkk .thanx
😂😂😂
Ko murume anorukwa musoro semukadzi zvinenge zvichimbofambasei apa achizviti sekuru vevazukuru
Nkotsani iyi
Kkkkk Mafia squad,ndini ndambata
kkkkkkkkkkkkkkk msadaro ana bamkuru vedu
Blaz munochiva
hapana asingade ricky fire!
vamwe havasi ana ndini ndauya naye here, kkkk varume vanonyanya veduweee
ngoto mupoto paye
Iwe ukuda kuudzwa nani vatengere ka iwewe
Sekuru Gudo musadaro 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 isusu vamwe atidi kusungwa semi taseka vanotengesa mazai.
😅😅😅😅😅😅😅
Kkkkk😂😂😂
Inherera
kkkkkkkkkkkkk jesu!
Lol kutoenda wega kunosungwa kkkk
Kutoita nails iwe urimurume, tibvire apa iweee
Mababy emashefu ayo kkkkkkkk😂
Amanaka lkkkk
Koiwe kuruka msoro nevoice murumekadzi hr
amanaka asi ndakanaka here lol
Ana boys ma 1 chaiyo vanonyadzisa
Ma1 kani
Ko kurukwa zvakanaka kudaro kudarika vakadzi hindava
ndri serebhurity kkkkkkkkkkkkkkk
Ihadzi iyi
@@KgomotsoNdlovu-w5m im not bro
Kkkk
Kkkkkkkkkk nyashi
Kkkkkk😂
Inda undoshanda
Ndrikutoshanda ipapa
varikumbotambira marii + musacompare boys nevakadzi
Kkkkkkkk boys dziripama 1
ua-cam.com/video/SxsipWfa0tI/v-deo.htmlsi=gbLZBaByd1QOL-NX - WATCH WHY TOCKY VYBZ WAS GIVEN A CAR 3 TIMES YA PETER MOYO?