There was a guy pa funeral ya Moreblessing akati people we are focusing more on individuals not povo , saka Zim yacho toitora sei. I think he was very correct kungoti chokwadi handidi hangu kuchinzwa. The moment truth is said munhu totopa mazita .
Uyu uyu unopenga chete uyu kushaya basa shandira mhuri yako kwete kupdza Mari nezvisona basa zvese zvakaringana pamhuro yako here uchaedza Mari hapana kana bhasikoro pamba apooo haiwswooo madzibaba epiko Canaan unoiziva here iwewe kikikikikii
Ndopakati va rume apa❤❤❤
Weldone baba guys let us give this person $1 per person
He deserves to be a leader because he doesn't fear anything.
Yes Madzibaba ngatifambei ne blueeeee zvese blueeeeeee ndowanhu watinoda munyiks awa wakarongeka wanofinga zvemberi yinosvika Madzibaba Mwari wakatendeka
Kkkkk, love this gentleman 💙💙💙💙 please paint scorch-cart and donkeys hoves blue as well. Bravo madzifather
CHAMISA zvakaita anofanira kupa murume uyu chigaro chihombe uyu atori muchimurenga chake chihombe
Hopefully Mr President Chamisa recognize this gentleman
Wow madzibaba well done
Madzibaba rambai makadaro ....nice colour
Uri Soja madzibaba kwete makudo anoti heee unotambisa mari, ivo yavo inoshanda kutenga vanhu vekuuraya vana veZimbabwe 😢😢
Kkkk saka zvapange Paine yellow mange musikuda mvura here nhai madzibaba
Madzbaba may God bless you makaoma be protected and covered by the blood of Jesus
Kkkkkkk haaa madzibaba surrender ❤❤❤❤
Amen and Amen
Hahahahaha madzibaba manyama surrender.saka muchavaita sei😂😂
Gallant fighter
Pa blue nenharo
Hoyoooooo haaaaa madzibaba manyama kkkkk kumberi baba handei tinosvika chete
Brilliant
😂😂😂😂😂😂😂 hoyoooooo we respect your bravery!!!
Aaah bravery pa paint 😂😂😂😂....moshaya Vekurumbidzawo 😅😅..manje ichaita rainbow 🌈 colour manje manje 😂
😂😂😂😂❤❤❤Madzibaba Eshanduko
Muchapuisirwa musha , remember
The current gvmnt is not there for good,
Makapenga madzibaba
There was a guy pa funeral ya Moreblessing akati people we are focusing more on individuals not povo , saka Zim yacho toitora sei. I think he was very correct kungoti chokwadi handidi hangu kuchinzwa. The moment truth is said munhu totopa mazita .
Uyu uyu unopenga chete uyu kushaya basa shandira mhuri yako kwete kupdza Mari nezvisona basa zvese zvakaringana pamhuro yako here uchaedza Mari hapana kana bhasikoro pamba apooo haiwswooo madzibaba epiko Canaan unoiziva here iwewe kikikikikii
More than 10 yrs uchiti Canaan Canaan hee the victory is near heee huchi nomukaka vanamadzibaba munonyepa hona kuSA vaanaMadzibaba vakafira pachiurch vatadza kuona mbavha mumweya fake Madzibaba kuda mbiri pasina
Blue chete ndipo chaipo.
Thank you madzibaba tinosvika chete naChamisa
Number 1
Well down madzibaba
Madzibaba zvazvinhu amana murume uyu anofanirwa kutengerwa mota
Madzibaba ndokudai zvisingaiti
Baba ava I surrender 😅😅😅😅
Ndaona pasara dota kkkk
💓💕♥️💓💕♥️💓💕♥️❤️❤️💓💕♥️
Tofamba nemwi madzibaba
Kkkkkkkkkkkk madzibaba
Munhu wese ane zvaanoda rambai makadaro baba
thats insane unofa uchiteera vamwe vanhu
Maida kuzotiii paye
True supporter
Kkkkkkkkkk imika 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Kikiki
💙💙💙💙💙💙💙
😁😁😁😁Life
madzibaba mvura yave blue kutanga riihini? mvura haina colour
😂😂😂😂😂😂😂😂
💙💙💙💙💙💙💙💙💙
Kablaz kanoda attention aka
Pusi jy
This obsession with individuals is beyond insane. That's what's wrong with our politics. So after the blue movement, what colour comes next?
he chamisised his house
thanks homie boy
GAMBA
😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅This guy is Chamisad
Mvura haiisi blue....it's colorless
Muchamachinja mapaints mugoita mavara ese serwaivhi asi zvichangogumira ikoko
Kkkk zvimwe zvacho kupenga.uchapenda futi black
Zvinei neve chero akapenda Black, imba yake anoita zvaanoda. Iwe pendant yako white or whatever, who cares. Jealous iro
Tora mota madzibaba
Mvura is colorless
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 uyu haana dhiri kutambisa mari tsve eeee kutoshandisa mari kuita mabhizimusi nxaaaaaa kurwara ndokuziva saka mukavhinja mukaita pink mobvisa fut😂😂😂😂😂😂
Ndeyako here mari yacho yaunorongera maPlans kana kt ndeyake
@@VurayaiMaposa haiwavio dofo samadzibaba vekuromba sme fanana kwasara kuisa pink
Kuda kunzi mataurawo here
@@CourageChifeya hatiregi kutaura nekuti zvimwe zvacho ndezvekupenga kurwara vhiko