Makuruwan, lesson to all of us. We are all loved nevermind how you feel or what you are going through we love you 🙏🏿. Akati ndaremerwa, musandityire ndazvipira, chiregai ndiende ndorarama sei munhu wese akanditsamwira 🥺💔 munhu wese ane nguva yake only God knows
Umm 💔💔💔legends don't die they rest,,, so continue to rest easy King, mwana wa Stembeni, Ngwendeza, Chibaba, Makuruwani. Seni zvangu wakandibaya panorwadza moyo. I will foreva cherish you and your muzik. Kana isu tasara yedu nguva ichatisvikirawo! nguva bedzi ndoinosiyana💔💔💔💔. Easy my king
So touching DM me you deserve something in your pocket ..l don't have much but will give u something to support your music career ....wat a masterpiece...
DKT can you please right the name of the Artist and track name then mozonyora kuti Soulja love tribute kwete kunyora as if its song yakaibva naSauro..Makutosvagisa maUpcoming enyu mberi neZita remufi
Haaa uyu anongotsvagawo zvipomerwa zvisipo mpfanha anogona saka warwadziwa nei ipapo even Soul Jah Love akatosiya aimba naye coz aive mpfanha wake nxaaa unopenga iwe
Chillmaster apedza masports 🔥🔥🔥 kana uchitenderana kanda kalike 🥰
From first time panda kakuona uchichema wakabatiramwa ma days enhamo ya ngwendeza ndakarwadziwa kusvika pabhonzo😭😭😭
Sure ummmm
Let's push guyz Chillmaster is talented...let's push to reach 1 million views for this talented guy
Anogona mfana uyu❤
Mmmm so touching uyu anonzi Chillmaster zvaanogona
Ndayeredza misodzi well done Chillmaster .tese tichaenda amen
Vimbai 263 ateverawo uuuuuuum ma1
Chill master you are the baddest respect my brother keep the fire blazing 🔥🔥🔥
😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔l can't stop crying God why why God 😭😭😭, rest in peace chibaba 😭💔💔
chill to de fullest. show dem dignity.......one love family. give thanks
Makuruwan, lesson to all of us. We are all loved nevermind how you feel or what you are going through we love you 🙏🏿. Akati ndaremerwa, musandityire ndazvipira, chiregai ndiende ndorarama sei munhu wese akanditsamwira 🥺💔 munhu wese ane nguva yake only God knows
Chillmaster ane chipo
Umm 💔💔💔legends don't die they rest,,, so continue to rest easy King, mwana wa Stembeni, Ngwendeza, Chibaba, Makuruwani. Seni zvangu wakandibaya panorwadza moyo. I will foreva cherish you and your muzik. Kana isu tasara yedu nguva ichatisvikirawo! nguva bedzi ndoinosiyana💔💔💔💔. Easy my king
let our Legend RIP chibaba baba chenuchi the only 1 chigunduru mwana wa stembeni ,sauro hachisi chinhu,zvinhu ,
CLS boss we at your back .....mangoma ako its a medicine my proposal ndeyekuti iwanikwe muma phamacy music yako
I shed tears 😭😭💔💔rest in peace Souljah love 👏👏👏Talented Chillmaster
We love you Guys...keep moving on his steps. You'll receive anointing from his talent
Whenevervi miss Ngwendeza i always come here❤
RIP Chibaba ...uyu anonzi chillmaster anoginab
Umm king munogona haa this is good
Zororai Murugare Mhofu. You went with your Golden Voice . No One In This Planet Can Replace You!!!!
Keep up the gud wrk dear u will go far nice track❤️
Pulloooooo big op Rasta,heavy tune
Chillmaster akaipa uyo ummh mahorror trust me
great tribute❤
Newewo you're talented. RIP Ngwendeza. ❤💔
Talent at it's best.Keep up the good work bro👏👏👏
Continue to rest in peace brother 🕊🕊🕊You're greatly missed ❤
welldone brother you are talented
Zvakaoma sure...ndabatkana
ur talented chillmaster,everytym i listen to this song misodzi yangu inoerera,RIP Gwendeza
Very Talented Chillmaster ,God bless your works
Uyu mupfanha uyu ma1 dkt Chava chimwe chunhu
My favourite😚😚😚
So touching DM me you deserve something in your pocket ..l don't have much but will give u something to support your music career ....wat a masterpiece...
Just text kuti Gracious Mushonga kuWhatsApp yangu 0776144350 or drop your number ndokutangai inini
@@chillmastermusic no prob will app u
🔥🔥🔥🔥 big tune
Your music reminds me of my late mother..Specially the other one you dedicated for Soulja Love futi
Wow for a minute i felt like crying 😭... I loved this guy.. Powerful lyrics there... Well done shame
Thank you chillmaster for the dedication 😢 Rip king😢
🔥🔥🔥🔥🔥🔥💯
Ndakutochemawo in
Well, this is good
Wakaipa
I can't control my tears 😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Hoyo 😍
RIP Sauro mweya wako ngaugare pana Lukkoh
Best tribute ever❤
Tese tichaenda, my sister and my brother up there 😭😭😭😭😭😭
my tears is shedding
Anogona mwana uyu
Well done
Zororai murugare mhofu, tokuchemai everyday patinoterera music yenyu makuruwani
Eish zvinorwadza rest in peace chibaba tese tichaenda
Rest Easy Sauro.. You wil forever be remembered #Ngwendeza💪
Good one song
So touching .rest in peace sauro
Tese tichaenda chokwadi
🔥🔥🔥🥰💕❤️
Rasta makaipa
powerfull
So touching I can't stop crying, rest in peace Sauro you will forever be missed
Chibaba chakarwadza....RIP Soul Musaka
Sauro wakarwadza veduwe
May his soul rest in peace....#sauro
RIP chibaba zveshuwa tese tichaenda
Am so touching
😭😭
😥😥tese tichaenda....
Haaaa...this song😭😭
So touching..RIP Jahluv
Stembile sumango
Soul jah love
DKT can you please right the name of the Artist and track name then mozonyora kuti Soulja love tribute kwete kunyora as if its song yakaibva naSauro..Makutosvagisa maUpcoming enyu mberi neZita remufi
its chillmaster
Haaa uyu anongotsvagawo zvipomerwa zvisipo mpfanha anogona saka warwadziwa nei ipapo even Soul Jah Love akatosiya aimba naye coz aive mpfanha wake nxaaa unopenga iwe
@@libationsmudzinganyama7625 so why couldn't they jus right the artist's name than kunyora remunhu asiriye
@@libationsmudzinganyama7625 shaa inini ndarida track thinking its Soulja love so zvinopedzera vanhu data unnecessary
Sauro akasiya ati pandichafa vapfana vangu vachakunetsai vachirova mangoma
Rip Chibaba Sauro
So touching 😭😭
Continue to rest in easy peace Soul Jah love
Why am i finding out now kuti this is chillmaster ,uyu anopedza shame
😭😭😭this song eey
So touching 😢
Rest easy king Sauro #ngwendeza
Makanyanya
Why am i finding out abt this song today...very poor marketing is killing talent
Kana neni kutoinzwawo izvozvi
Same 😢
asi ahana zita
Anonzi Chillmaster
Rest in peace Sauro
Good track tho
🤗🤗🤗🤗🤗🤗
🥲💔💔💔Rip Sauro🕊🕊🕊
Sauro 😭😭😭😭
😭😭😭😭😭
Use ur name shaa......
Rest easy soul Musaka
Thank u
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
😭😭💔💔💔💔
But why Sauro Sauro
Next time write the title of the song correctly song was not sang by soul jah love
Next time sing your own song and write whatever title you want.
@@DonnieNY mhata ndiwe waudzwa chokwadi
For more chill master song update contact 0734448745 and followe dkt ,chill master ;simbarashe aka mr cls on fb and IG