Thats munhu for you. If they can not match your level or can not stand what you become, they will bring up your past to pull you down. You have to be a warrior of your own mental state to stay sane and keep going.
Love your content, but dont forget kuti vekumba kwenyu ndivo vakaunza information kuvanhu vanongoterana necontent yenyu vanhu vekunze vanotoudzwa nefamily ndoovanokuzivai
Izvozvo zvekuramba uchitaura Mama Vee ndozvinongobuda pachena kuti vanokuremera coz mari yavo yakachena havana kuromba ka vaye vanodya cheziya not zvenyu izvi
A vacation is an opportunity to disconnect from your work responsibilities,and enhance your happiness through positive and relaxing opportunities. It's time to relax and recharge.Zvino moenda kunotaura nhuna dzenyu ku-Asia here vakomana. Ratidzai vanhu Asia,zvigumbu mozotaura madzoka.
After a hard long year people do their vacations not every 3 months. They have nothing to relax for because their money is coming very easy. That’s why vacations are planned. If it was me I will save money.
Hapana munhu anoraramira munhu vanhu vanowanei pakukurwisaa ita yako vamwe vaitewo.zvavo ita English vanoita shona voitawo kutongotaura kuti am not jealous ndo godo racho iroro asina godo hataure chunhu
Vakazama zvikakona tichiri tese musambotya tytie nakiki kwandri hamuna mhosva kwandri mutori special mupata makosha 🎵🎵🎵🎵 let's go mupata family zvakawanda hazvina bsa
Vananiko vanovengana musapindira zvamusingazivi
I support the point that you don't have to love nhingi because you hate nhingi, be yourself
Itirwai zvakanaka nedenga musadzokere shure bt mapfekero amakoti mamwe acho haazonyatsoite vana tezvara vachiona love u guys
Murikungo shandira kudya chete vakai musha
I love you guys ❤️❤️❤️❤️ I love the way you mind on your business you are going far ❤❤❤❤❤❤❤
Thats munhu for you. If they can not match your level or can not stand what you become, they will bring up your past to pull you down. You have to be a warrior of your own mental state to stay sane and keep going.
❤❤❤❤❤❤ love u Kiki and tytie 🎉🎉🎉🎉
Love u kiki and tytie mupata forever hooo
Muri kuvengerwa pride yeñyu vaida varikurwadziwa nemi ngavaite yave content yavo vaimwe vaida kukushandisai zvavanoita Nyatie family beware of dog tytie nakiki raramai zvamunoda hamhunha anokuudzirai
Kiki uri kukwenya kkk
Love you ❤
Luv u guyz
Love you guys enjoy❤❤❤❤🎉
Varikurwadziwa nemi my lovely couple ❤🎉chandinokudirai hamushandiswe nevanhu vasina chikoro ndosaka vachikuvengai havasirivo vanokupai mweya wekufema
Dont mind us guys hatina kana dhiri isu.
Love your content, but dont forget kuti vekumba kwenyu ndivo vakaunza information kuvanhu vanongoterana necontent yenyu vanhu vekunze vanotoudzwa nefamily ndoovanokuzivai
Lion never eat grass,l appreciate here,well done mupata
Mazimba godo aini ndri free spirit i love everyone unless waita zvisina basa ndotsiura .enjoy your life vana vedu
Izvozvo zvekuramba uchitaura Mama Vee ndozvinongobuda pachena kuti vanokuremera coz mari yavo yakachena havana kuromba ka vaye vanodya cheziya not zvenyu izvi
❤❤❤ l love yu Mr n Mrs gown
😂tinemii 🎉🎉🎉🎉 Love you
Go tytie n kikie gooo❤❤❤
Thank you sure hapana akambonge atiudza kuti pafb pane mari takazochangamuka late ndakagara couple ndoida zvangu ❤❤❤❤
Chokwadi Chisina kugombedzerwa ❤
Tytie,i like you but don't forget that Pride comes before a fall....
😂😂😂,unodomoka iwe Tytie.Maexy adii kkkkkkkk
❤ love u guys ndodira chokwadi chenyu
I like your content and the way you love love each other. Keep it up and l see improvement every time
Love yu guys Nomater hw pple are fighting with yu
We love you guys❤❤
U motivate me guys
A vacation is an opportunity to disconnect from your work responsibilities,and enhance your happiness through positive and relaxing opportunities. It's time to relax and recharge.Zvino moenda kunotaura nhuna dzenyu ku-Asia here vakomana. Ratidzai vanhu Asia,zvigumbu mozotaura madzoka.
True
After a hard long year people do their vacations not every 3 months. They have nothing to relax for because their money is coming very easy. That’s why vacations are planned. If it was me I will save money.
Love you guys forward ❤❤❤
❤ keep going guys
I am going to open my page immediately ❤❤❤❤
❤❤farai zvenyu Mwari akakupai mukana wacho 🙏🙏
My lovely people
❤
Now you solid🎷🎸🎺🎼🎺🎶 solid as rock🪨💎🥁🪇🪕🎷and you still hoo-hoo-hot🔥🔥🔥💥💥💥
I love u guys
Enjoy guys we love you ❤❤❤
I love you guys ❤❤
We love you
Kkkkk pandinakidza ndepekuti maEx huyai pano shuwa ngavauye kkkkkkkkkkkkk nekwangu ndichati ndovadeedza inini handina kumboramha munhu kaaa ndairambwa saka one day vachandiguta ende ndiri munzira
Yes tyt Watauga chokwadi
Enjoy my favourite
Ndokuda kiki enjoy
Love u lots mupata family 😂
Shumba ngazviende mberi, Masibanda aripa PE South Africa
Ngazviende mberi enjoy guys❤
Inini hangu ndokudai makadaro vana imi❤
Mwari varambe vachiropafadza❤❤❤❤❤❤❤
Nw Kiki yu are mature
Ngazviende mberi shumba
Kusviba makumbo
Enjoy vanhu vangu❤❤❤
Hapana munhu anoraramira munhu vanhu vanowanei pakukurwisaa ita yako vamwe vaitewo.zvavo ita English vanoita shona voitawo kutongotaura kuti am not jealous ndo godo racho iroro asina godo hataure chunhu
Mhazias vaudzei they think tine basa navo anakamba
Ko miromo kutsvuka so yakanaka here mmmmmmm yakunyanyisa kutsvukisa miromo iyo
Zvakubata papi
Chobuda chirwere wena
Nhai zvako yatsvukira iwe here
Kungoda kunzi mataura,vamwe vanhu munosvota henyu ndochete zvawaonaa hre
Vhurai ma page muite Mari musiye kutaura kwamusina kuswera
Sure
❤Ma Do you family
Makumbo nemaoko emunhu anodya mari hre ayoooo 😂😂😂😂😂😂😂😂
Stop body shaming.
Vamwe varikuvaka dzimba
Iwee busy neyoutube, unoti havazivi hre hu co-parenting munohudaa vanhuu
Mwari akakusimudzai guys kana ati hongu hapana anoramba
My people
❤❤❤🤩🤩
Enjoy
How are u guyz
❤❤❤❤❤❤❤
Maldives tipeyiwo hotel yamogara ndizogarawo
Bhora mberi tytie and kiki
❤❤
Show us outside please
Africa
Mbora mberi
Be yourself
Mukubvira
Veduwee asi you blocked me again Ku Facebook why
😂 vaka comment kutiii
Js b yoself n keep going
taura hako mfana wangu
Kkkk hanzi ndagurira
Volume please
Ndri zimbabwe luv you guys❤ ndimi.mega
❤