He must stop guka at least chamba chete boiz we still need him but maka musiya anoita zvekwa dobba don please if possible rehab might work this is one of my favorite artists in zim please BLOT siya mutoriro what i saw yesterday was not healthy
The most relevant zimdancehall artists sing their original songs pa stage and not freestyle coz they are eyeing ma overseas bookings Blot needs to look beyond Glamis arena...Soul Jah Love chaiiye was a good free stylist but pa stage he made sure his songs made the impact
@@creezy_g don't allow mutoriro to speak on your behalf...use your reasoning capacity mfanami!!! We've been listening to dancehall way before you were born kwete zvigubhu zvenhamo zvamakunzwa mazuvano izvii!!! Anditaure vevanhu vasingazive Ana Badman, Sniper Storm, Terminator, Brendan....
Ehe anogona hake freestyle his too bad....BUT manje ma bookings haade ma free stylists his manager needs to advise him kuti he needs to sing his catalogue more often
@@kingsdigitaltutorials mxxxxxm it's not like I don't know Blot's catalogue. Kupisa mu Glamis akusi kupisa!!! Look beyond vafana. Music biz tinoiziva zvakanyanya...anyway ngarambe achiimba tuma freestyle
Haaaa vakamudzimira mic 🎤 but haisi danger Mwari anewe Blot this is your time to shine ✨️ and rise
He must stop guka at least chamba chete boiz we still need him but maka musiya anoita zvekwa dobba don please if possible rehab might work this is one of my favorite artists in zim please BLOT siya mutoriro what i saw yesterday was not healthy
yah ndowirirana newe akuwedzera kupera nyama neguka
Blot never disappoints ,,,,, Chakaipa ichi Sauro Max 🔥
No one is mentioning how good is the dj ...like i mean those one drops 🙌🔥
Freestyle king blot anopedzera hakuna anomukunda ngoma
Ndiyani aripano 2024 achinzwa mangungululu 😂😂
He just needs a sponsor and good manager....he has talent and heis just good at it
Blot akanyanya boys hope he stays focused coz ayo ma1
guys this guy is mad mic payakadzimwa anga asati atanga but ndiye akapedza still
Grinade ndiMambo kusvika afa
The most relevant zimdancehall artists sing their original songs pa stage and not freestyle coz they are eyeing ma overseas bookings Blot needs to look beyond Glamis arena...Soul Jah Love chaiiye was a good free stylist but pa stage he made sure his songs made the impact
Fact izvi zvoperera pazvatangira
May be you dont know his songs. Coz thats what he is singing. And involving the crowd with freestyle.
akuimba masongs Ake wani
Hautsome dancehall iwewe
@@creezy_g don't allow mutoriro to speak on your behalf...use your reasoning capacity mfanami!!! We've been listening to dancehall way before you were born kwete zvigubhu zvenhamo zvamakunzwa mazuvano izvii!!! Anditaure vevanhu vasingazive Ana Badman, Sniper Storm, Terminator, Brendan....
Cerevita ndeyemwana ,hapana paicha feeder mvana ,mwana wenyoka ....
Ahh chisauro chamukira pana blot 🔥🔥🔥
"Tarisa Bhurugwa iwhite, apa imid night" 😂😂
Wazvionaka
😂😂😂
Anenge amborikupi munhu uyu
Blot keep it up man wakachiuraya wank keep on working hard zvoita 🤝🔥
Cerevita ndeyewana
SauroLite 🔥🔥
Ko vari kuitana ndokumamisa hanzii ko.....Kkkkkk mazimba so
blot i yut talented panyaya dzacho, chumuti ndokupa
Now ndiye Soul jah love chero ari giri giri achishedzera ndokunyunyai not chipoko chasauro anobendesa muromo nokuda kutevedzera
Blot uri chibaba chitanda kwauri grenade 🔥🔥🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼
Akatemesesa vanhu nemabhodhoro nenyaya yekugona😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndai pasina Mwari ndakaromba😭😭😭😭😭 ummm this song amanaa😭😭😭😭
Blot chakaipa icho
ngaasiye madrugs uyu anonzi blot. we still need him
You are the best 🔥🔥🔥🔥🎤🎤
Blot mdaraa my favorite 🔥🔥🔥
BLOT ALONG SIDE DJ INNO MUNOFA NENGOMAAAAAA
King of dancehall
Chi King che dancehall💥💥💥💯
Giri ndimambo haisi nyambo 🔥🔥🔥🔥🔥🎙🎧
Very talented youngstar in Zimbabwe💥💥💥💥
Blot ma one 🔥🔥🔥🔥
blot muhombe 💯💪🚀
Hoyooooo keep de fire burning
ISAI MARI BLOT HAAIMBE PANDARI
Hoyoo❤❤❤
Akanyanya blot
Pure talent🔥
chinogona ichii chibaba
More fire blot king of the dance hall
Ehe anogona hake freestyle his too bad....BUT manje ma bookings haade ma free stylists his manager needs to advise him kuti he needs to sing his catalogue more often
He is actually singing his songs🤣🔥🔥 kungotii anopisaa
@@kingsdigitaltutorials mxxxxxm it's not like I don't know Blot's catalogue. Kupisa mu Glamis akusi kupisa!!! Look beyond vafana. Music biz tinoiziva zvakanyanya...anyway ngarambe achiimba tuma freestyle
Zvinoperera musi uyu that's wy pakapera ma clash 90% ye zimdancehal artist vakapera coz booking inouya kune munhu ane zvinhu zvine stracture
uyu anogona uyu
Grened ma1 uyo
I respect this man
Icho Chibaba chengoma icho 💥💥💥💥
Hoyoo mhwan ayo 🔥🔥🔥
Freestyle ✅🤣🤣🌍🌍
aaaa ma 1
Blot got a talent
Hoyoooo Blot chibaba icho
King of the dancehall
My favourite ,,,,,,,,,,💫
Giri girri🔥🔥🔥🔥
Respect da real king #Blot
🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Pane anodzokorra vid ir senowo hre
Giri Giri chibaba kwete zvrkunyeba hapana anoti pweee free style anopedzera uyu chero vakamudzimira mic haaaa anopedzera
Next generation girrr
Up up like di sky
Giri giri🔥🔥🔥
Mudhara mudhara
Pure talent
Bless op stah my yut
Giriiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii💯💯💯💯💥💥💥
Chibaba blot kuseri🌋🌋🌋
Blot Moto🔥🔥🔥
Mufana uyu mahwani
Mmmmmm blot ma1 ayooo mmmm
Blot i sascum pa stage😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣⚰️⚰️⚰️⚰️
Guys song yekuti pengisoni iyo inonziii ndirikutsvaga please help ....haaa uyu ma 1 uyu 🔥🔥🔥🔥
Ndirikutotsvagawo yechi two
Avo ndovamakuruwani💥💥
Akatiza nehwinhi uyoooo
Haaaa grenade horror akavharisa dance ndiyani blot
Chibaba ichi chinochimhanya ☇☇
Super
Blooooooot🔥🔥🔥🔥🔥
Madii chimudhara
Blot urimuhombe horayt 💥💯
Aka blot humbangu
Mashasha
🔥👍👍. Blot
Chakaipa ichoo ma1 ayooo
Chinopedza icho
Blot idhara guys
megar man tune
Rip chiibaaaa
The best
I miss Soul Musaka
blot unogona 🔥
Blot ma ❤❤❤
Grinade,〽️🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mudhara mudhara Boyz chibaba ichi
Free style makumberi mdhara kkk
Chibaba ichiiii
Blot Akanyanyisa 🔥
Hz talented
Chibaba ichi🔥
Let’s support local arts🇿🇼🙏
anogona asy ngaasiye dombo munhu uyu