Masvikiro, N'anga uye Hakata

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 25

  • @lindiwenyika7256
    @lindiwenyika7256 9 місяців тому +1

    Kuita mudzidzisi chipo chenu asekuru, I learn a lot from you videos

  • @rumbidzaimunyama4728
    @rumbidzaimunyama4728 9 місяців тому +1

    Mazvita nedzidziso sekuru makoni tinotenda nyikadzimu iri kukutungamirai kuti mutipe dzidziso 👏👏👏👏👏👏

  • @brightondube6170
    @brightondube6170 9 місяців тому +1

    ❤❤mazviita sekuru

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 8 місяців тому

    Very informative topic! ✔️💯🏆🥇

  • @yanoswhisky-garlounge8113
    @yanoswhisky-garlounge8113 9 місяців тому +2

    kwaziwai sekuru. Totenda. nziyo yamunoridza pamunopedza chirongwa inonzii. ndaitsvaka ndaishaya.

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  9 місяців тому

      Inonzi Nhare, Edzai Mapurisa... asi haisati yowanikwa

    • @yanoswhisky-garlounge8113
      @yanoswhisky-garlounge8113 9 місяців тому

      @@tsikadzevatema1381 inenge isati yakuwanikwa Sekuru. padandemutande ndaishaya. ndatenda hangu, charamba ndichiitsvaga

    • @PaloSant
      @PaloSant 9 місяців тому

      Ndatenda. Mavhunza muvhunzo wandanga ndichida kuvhunza. Inonakidza nziyo iyoyo. Dai yawanikwa chokwadi tateerera.

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 7 місяців тому

    Thank you for these VERY VALUABLE lessons. Just a little point of correction. BEFORE the Portuguese even knew of the existence of Southern or Eastern Africa the people of this region were already trading with Arabs (mostly from Zanzibar). The trade involved cloths, beads, mirrors, guns (in my family we still have one of those old guns), etc. and that was BEFORE the 15th Century!!.
    Anoher historical aspect which you could touch on is how christianity managed to infiltrate and eventually dominate our culture. Here it is very important to kow how christianity began and became dominant in both Eastern and western Europe. At it inception the Romans CLEVERY incorporated local beliefs into the bible. Easter, christmas, saints, prophets, ressurrection, birth from a virgin woman, etc etc were ALL part of LOCAL "PAGAN" beliefs. Incorporating them into this new religion made it easier for the locals to accept it albeit by use of FORCE and VIOLENCE!!.

  • @zuvamahohoma9378
    @zuvamahohoma9378 9 місяців тому +1

    Matendwa Makoni,totenda nedzidziso👏👏👏

  • @angiekue1512
    @angiekue1512 9 місяців тому +1

    Mazvita sekuru nedzidziso 👏 👏 👏 👏

  • @romeopadzinorima3264
    @romeopadzinorima3264 8 місяців тому

    Ndotenda sekuru

  • @zoeyradebe5955
    @zoeyradebe5955 9 місяців тому +1

    Thokoza mkhulu 👏👏👏

  • @cleopaschariga3306
    @cleopaschariga3306 9 місяців тому

    N'anga munhu anorapa akapfekwa nemhepo yehushavi (shavi rehun'anga). Munhu anorapa akapfekwa nemidzimu anonzi murapi.
    Kune vamwe vanongo panda matare chete vanonzi ana Chipandamatare . Aya mafungiro angu zvawo mukuedza kuonesana.

  • @mchindawekanyi
    @mchindawekanyi 9 місяців тому

    Sekuru ndinokumbira zita rebhuku rakanyorwa na-carl molg ndirikuda kuritsvaga.

  • @nevanjiangie2556
    @nevanjiangie2556 9 місяців тому

    👏🏾👏🏾👏🏾

  • @LeensWear
    @LeensWear 9 місяців тому +1

    Maita basa sekuru

  • @ktm9853
    @ktm9853 9 місяців тому +1

    I want to help my people understand here.The Roman Catholic went into Congo well before they came down to the Southern part of Africa hence hence when they established themselves in the Eastern parts of Zimbabwe they imtroduced the word N'anga which they brought out of Congo thats why you see the word N'anga or Nganga in the Congo bible.Nganga Mutsemi or in our language mweya mutsvene.

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  9 місяців тому +1

      While I agree with you on some aspects but I blv the word n'anga is part of the larger Bantu languages which found its way into southern Africa, I wouldn't blv that the missionaries brought foreign words but actually capitalized on local words for their own benefit. The connection btwn the word n'anga and nyanga shld also not be downplayed. The ndau stl use the word nyanga instead of n'anga. Anyway these are different theories and no single explanation can be seen as the only truth

  • @ObertAMatingo
    @ObertAMatingo 9 місяців тому +1

    Thanks sekuru ndatenda ndini ndakambokumbira nyaya iyi

    • @tsikadzevatema1381
      @tsikadzevatema1381  9 місяців тому

      Pakanaka muzaya

    • @TsitsiShoko
      @TsitsiShoko 9 місяців тому

      Thanx sekuru kudzidza hakuperi.

    • @claramadanhi9957
      @claramadanhi9957 9 місяців тому

      Mazvita Nyati. Ndadzidza.
      Ndaida kuziwa ko vanoshandisa hakata nzemaSea 🐚 shells zvinofamba sei

  • @anniehartley3264
    @anniehartley3264 4 місяці тому

    Ndatenda sekuru