Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I am a CCC fan but interms of jokes i like you mr Ibu
ed chibaba chedu we love your jokes papa
best comedian in Zimbabwe
Solidly behind you papa
Amen Amen Sekuru Vangu ndinokunamatirai kukundiswa na Jehovah Mwari Vangu akakusikai nechinangwa chekuzadzisa zvamuri nhasi nguva yezodzo yenyu haina anoikundisa kana Jehovah Mwari Asati atendera itai zvenyu zvose nehutsvene panyika ukanatsa hautendwe unoshorwa ukagonawo zvimwe hauombererwe unoridzirwa tsamwa Satan arimo muvanhu asi kubata kwenyu kwose kuchazoyemurwawo pazuva rezvambara kana Jesus Akarambwa pasi pano kunyamwe nevaakaitira minana chaiyo ,Asi nezuva rekufa kwake vakazovana zvakanaka zvaiva maari mushure mekupandika kwegore vazocherechadza nguva yekumashure kuti zvokwadi Mwanakomana womunhu akazvireva izvi Nyika Yedu yeZimbabwe ndinokunamatira kuti ubate nemweya verudo nerugare uvane chiedza chonoera Amen
Idzi naZuma same WhatsApp group
Ndine mibvunzo mumwe chete, vanhu wano pururudzira zvakadai kunakidzwa neii chaizvo 🤦🤦
Ehee zvee varikunakirwa iwe hausi coz wangausipo
Kkkkk same ne mubhawa unogona kunakirwa ne song yausingade kkkk
ED to the wrld haaa nyika yedu dai Mwari airangariravo magindagoria ambobviswa muzvigaro
😂😂😂 best comedian
President bhara zero vari high
This is a real Gindagoria
Verse hameno kuti irimo here 😂😂😂
Best comedy in Zim 😅😅😅
Kkkkkkkk mudhara wangu iyeye , tiripamwe Chikara 🤣🤣🤣
Ukaona pamba paita baba vakadai ma 1 ako
My president l rally behind you
Vana sisi vakomana tivawo😂😂😂
unoseka uchida usingade. this guy is in the wrong profession 😂
He was visibly Drunk
Best president 💪
Say no to drugs 😂😂😂😂
This is true this is true head
E.D The Game Changer.
The comic President
Ndezvema skits hanty
I would love to meet him in person our President pamberi ne Zanu pf
Yea yea
I think we must be given our land bafethu Mthwakazi nation. No lolulwimi ngeke hy ngeke
Given by who
Thubayi mani
The Comic President 🤣❤
.mr sir
😂😂😂😂😂😂Mwari nevanhu vake
Kana nyangwe wakatsamwa 😅😅😅😅😅 unodzoka panzvimbo
Did i jus hear him say...mugongo tora😂😂
Haha imagine shaa,such a vulgar
Asisakufuni phuma nxaaa
ED🔥
My President ❤
pane mdara wandaona anga achida kuseka bu well aripabasa🤣🤣
Anobema mbanje chete uyo
Munhu ungapururudziravo zvakadayi ndokupenga chaiko uku kuhumana3😢😢
Kkkkkk zvibhodhoro anozvivanza
Kkkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂 bate tsveeee what a joke😂😂😂😂 baba wanosetsa wana
Ukufuna
VideoMalawi kuno
Eya
Hy
Uyayi muuuuvooooooone
🎉
Me i think the big problem I shona iyo shona iri easy saka president vakataura chishona vari so easy kuva popai
Vana sisi nevakomana tinavo kkkkķkkkkkk
Ndibaba ava
😂😂😂😂😂
😂😂😂
Saka ndozvarikuverenga ipapo
Zvondishamisa kuti president vanenge vachiverenga chii? kkkkkkk
Kkkkkkk
Kutonyora pasi nekuverenga ndove iyoyi. Mugabe knew you weren't presidential.
kkkkkkk the comedian man E D
Ndikufuna Video
Uyai muvone kunaka Kwazvo!!!!
Hezvo nhaimi Baba Munangagwa
Hate thiz man his humor just like zuma 's at times it just what the speech needs
I think mface uyu anotora madrugs chete 😢
I hope !
Bakwena 😅😅😅 this comedian bathong
Asi kusauchira nokupururudza zvinosungisa
😂😂😂...zvinouraisa
Yaah Mr zero
Haa dza actowo apaa
😂😂😂😂haaaaa iri soo
Washayaa
Zvanzi. Nyoka tinadzo kkkkkk
Kuita majokes ekuverenga kudaro kkkk zvakaoma
❤❤ love you ED we never lose❤
Majokes here aya
Soo mad that guy😅😅
🤗
Haaa mupengo Roby chaiye
Akakorwa nemutoriro uyu
kkk wena lubange
Mugongo .........tora
Amen
Akatorohwa hake nechamba uyu
Is that what you call jokes, kuzungaira kwemurume.mukuru uku
✊✊✊✊✊✊
😂😂💔👐
Mozotaurirawo vasati vazvarwa kuti rimwe gore nyika yedu yakambo tungamirirwa ne Hoto
😂😂😂😂gegegeg
Kwave kupenga kwemukweguri vanhu vachenjere kupengeswa
Kana musina zvekuita regai hamuna chipo chokutonga
Kuba harisi basa but uchiba zvako
Nhai zvenyu imi
Hapana zvababa apaaa ndochiii
Kuunganidzira vanhu ngano here
Vanozoona hre zvavanenge vachitaura after 😂😂😂😂
Torai Mari
Zviriko hr izvi gyz
Hazviko asi varikuzviita🤣🤣🤣
Saka
musamusekerere mupengo uyu nxaaaaaa
😂
😢
Cde sir
Haii
😂 zvakaoma
Stepdown people they dont like you
ED all the way
I don't think I like this old man
Kkkkkk ED pfeeeeeeeee
Benzi iri. Iwo marema anosekerera mkosho uyu
Zviriko hre kana hakuna

Video
Malawi kuno

Ndikufuna