Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
chat.whatsapp.com/G3Nfhd96BSi1hsIHe3YdtS
Chief Bushu needs our prayers vanhu veku area kwavo misbehavior yacho is too much😢😢
Hapna nyaya mukomana uyu haana kna chinangwa chaakadonhedzera phone mu coffin kudhakwa cht
Aaaaa ko fon makadii kuburitsa muchiona munhu achienda ne fon ummmm endeka! Zvakutyisa aihwa kwa bushu kunovhurwa hombe kani hey Mwari vanofa zvavo ne stress gore rino nevanhu vekwa Bushu awa voitwa seiko😢
Uuum makurukota amambo dai muchimbopa mambo nguva cz vakuitasevasingagoni kutonga muchingovhiringidza
Tumwe tunyaya unongozviparira wegaa kkk ndewe dombo
Mwini mwini yekafoni inenge yakatanga coffin risati ravhushirwa. Why musina kuiburitsa? Secondly pa body viewing unokotama hre or unongodongorera wakamira, batsirai pamwe zvinosiyana nenzvimbo.
Chibhoyi chinoisa vanhu muhutapwa zvedi. Shuwa nyaya yekudonha kwephone pa 'body view' ingatoenderwa kun'anga.
kana yaiva yadonhera zvisina hutsotsi mukati yaifanira kuburitswa
Mozoviga vekwenyu nefoni dzacho dzavo hadzo vosaiinda kudare imo muguva muchirambiwa chero makakurirep jar
@ why do zvakapusa kudaro nhai ‘jar’. Kana pane chawira muguva tinongobudisa tisati tafushira. Kana tisina kuzviona inongoora irimo.
Haaaa pamwe aida kuzomufonera ka nhai nhai😂
But inyaya yekuti maingogara pasi se family zvopera
Mutoriro uyo hapana nyaya apo
Hoyooo❤
Mutoriro uyu waive wakamupfeka heavy
Bushu akangwarira nyaya dzekurarana chete. Anoomesera mwana uyo kudhakwa uko. Haiwa mambo mungati huya nefone iyo yakawira by mistake.
Hapana nyaya apa mukomana anga akabatwa neguka nazvino auya akabatwa neguka.
Kudhakwa chaiko benzi remwana
Vanhu vekwabushu musape Mwari strees please 😂
Anga akabatwa nemutoriro mkomana uyu
Hapana nyaya apa
Hapana nyaya apa munhu uyu aive akadhakwa kuona Kwangu
Ko pamakaona phone why musina kuibudisa uye mombe nembudzi hamusi makubira vanhu hre mambo
Mamuka seii
Vanhu vakatoiona fon box risat rafushirwa kwakutotya kut panezvaitirwa nyamba hapana kudhakwa chete
Satanism yawandisa maybe Kuto mubatira kuti ndewangu ndozomushandisa
Ko vakadii kuburitsa fn hanty yakakandwa vachiona hre, vakumirira kuzomhan'ara kwaMambo sei? Mkomana uyo imbanje nemtoriro izvo hapana chimwe
Fukunurai fon iyo nyaya ihombe iyi zvinorewei izvi
Yakatoora kudhara, hazvina kana zvazvinoreva.
Pakaipa
Vaiba vese
Satanism
Mutoriro vakaoma