Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
It's My first to here, zvekuti in every there is gidi, tsvimbo, gano etc hama what's the purpose of these things we don't have them
Top 5
Pakuzotanga nekuti ndinoenda kuchechi apa ah anoenda kundari ndiyani🤣🤣🤣🤣
😅😅😅
Uhm zvakaoma
Toda part 2 yacho purizi
N'anga yacho inenge yakagaramo ichiterera nyaya dzacho 😂😂😂
Usanyepere vanhu
Muvhangeri ane problem why asirikuda kufamba nevamwe pane nyaya
Mdhara anoda mbama chete, muvhangeri wekunyepera
Muvhangeri vapedza mhuri kana vasirivo ngavafambeka
Aaa vakoomana
Varoyi hakuna akareruka muchiwanei pezviri
Part 2
Ichingodzoka tobva takupai
@@nhimbetv vanhu vakabuda vakaenda panaMukotsanjera same days munofanirwa kubva maisa the link just below on comments so that we go for it immediately. This is just a half story which becomes really useless without its ending.
@@bsanzira Dai vakaendapo same day takatokupai. Mhuri iyoyo haisati yaenda ndosaka tange tati kana yadzoka tokupai ichingodzoka. Dzimwe mhuri dzinoda kufamba kwavo kwavanenge vawirirana pachavo havasi vese vanoenda kunana Chiremba vanenge vari paDare.
@@nhimbetv Ok then, ndanzwa Chief vachiti budai mubatsirwe panze apo so thought this was brought to finality that very same day .
Poor quality sound, why ?
@@tichagarikasiyachitema2020 kwainaya roof haina ceiling
Muvhangeri apedza vanhu uyo
It's My first to here, zvekuti in every there is gidi, tsvimbo, gano etc hama what's the purpose of these things we don't have them
Top 5
Pakuzotanga nekuti ndinoenda kuchechi apa ah anoenda kundari ndiyani🤣🤣🤣🤣
😅😅😅
Uhm zvakaoma
Toda part 2 yacho purizi
N'anga yacho inenge yakagaramo ichiterera nyaya dzacho 😂😂😂
Usanyepere vanhu
Muvhangeri ane problem why asirikuda kufamba nevamwe pane nyaya
Mdhara anoda mbama chete, muvhangeri wekunyepera
Muvhangeri vapedza mhuri kana vasirivo ngavafambeka
Aaa vakoomana
Varoyi hakuna akareruka muchiwanei pezviri
Part 2
Ichingodzoka tobva takupai
@@nhimbetv vanhu vakabuda vakaenda panaMukotsanjera same days munofanirwa kubva maisa the link just below on comments so that we go for it immediately.
This is just a half story which becomes really useless without its ending.