Well done to the lady for knowing her worth and refusing to be treated like this 👏murume hausikuchengeta vana kuti arwadzise mukadzi playing with the children's life but hupenyu ivhiri mdara
Akuna mwana mudiki ane 37,imi baba imi murichironda sei muchirwadzisa mhuri yenyu,imi mai musadzokere kumukono wetsambarafuta uyo,imi baba imi chengetai vana uko
Ndibatsireiwo kunzwisisa kuti uyo anoti mwana mudiki pachii asi mai vake vanoziva zvirikuitika pavana varikufa nekuda kwei vachikwanisa kufamba iye namai vake chete we need more ladies like her to stand their ground and worth caz unozo pepuka wavapama ARV
Nhai Va Mombeyarara matova munhu mkuru hamusi mwana mdki imi kuva ne mudzimai zvoreva kt makura saka rengai kt ndiri mwana mdki plus amai venyu ini zvangu ndatadza kuvachenesa vari kuziva zviri kuitika pauri ne mudzimai wako uri kushandiswa iwe mdzimai wako anotoziva chivanhu kukunda iwe
Kusiya mukadzi uchiyenda kune umwe mukadzi ndoo kutomuramba kwacho.anogarirei.iwe wakurwadziwa nekuti iye aane umwe murume asi iwe une umwe mukadzi iye ngaachigara iwe uchidya bota kwauri ikoko😂😂😂😂
Kudhirika kweguva remwana mogadzira mai vake mwana asingazive yoooooooo kana achida imba muface Uyu ngaaafambire dambudziko nemukadzi wake coz mai vake varikuputsa imba yake achingoreverera mai vake
Baba regedzai doro handina hangu mashoko akawanda.Ukasiya doro life yako inochinja.Senge ipapa calculate mari yawanwa for the past 2 days wadzoka.Inotokwana kubhadharira mwana fees
Well done to the lady for knowing her worth and refusing to be treated like this 👏murume hausikuchengeta vana kuti arwadzise mukadzi playing with the children's life but hupenyu ivhiri mdara
Akuna mwana mudiki ane 37,imi baba imi murichironda sei muchirwadzisa mhuri yenyu,imi mai musadzokere kumukono wetsambarafuta uyo,imi baba imi chengetai vana uko
Hakuna mwana mudiki ane 37 years
Amai makashupika zvedi huye zvinorwadza kti out of 7 only 3 vana ndivo vapenyu. Amai muri chipo chemukadzi murume ndiye makashaya amai vangu, muri bodzi rakawira kusina hari. Nway itai plan murume wenyu agadziriswe coz prob iripaari vabereki vake. Pane chivanhu chinozivikamwa ne vabereki vake, he seems a man kna akabviswa zviripo paari huye zvaanodya kuma gf kwake ikoko.
😂😂😂😂😂Zvakurwadzai chokwadi
Gogo mai vemurume nemwana wavo ndivo varikudya vana
Vanhu ava ngavaendese kwa Tasvu vano Tasvurwa
Veduwe musadaro 😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂
Saka kna muni'na we murume akasiyanawo nemukadzi wake seizvezvi zvinokonzereswa nemukadzi uyu sei baba imi mukai siyai chibharanzi mhani tseki
MURI ROMBE BABA IMI UYE VABEREKI VENYU VANOROYA MODA KUENDA KWAKOTSANJERE VAFUMURWE
Vabereki vakagadzira mwana wavo kuti muroora asaonekwa
Kkkkk I like pekukweretesana mabakayawa Kkkkk.This shows vanhu ava vanodanana baba Tapusi.Mukavasiya apa vanotogumisira varara vese.This woman needs to be empowered munhu anoshanda chose...beans, fodya, nyemba, magwere...kushanda kwese uko.Baba ava mdhara we37 years anoona marriage semafunnies...chihure chikapinda munhu anoita sebenzi. Munhu angaramba mhuri ngekuda kweJoki reshabeen. Chaparadza mhuri kushaya hanya kwemurume uyu pakufa kwevana nechihure.Ndaida vadzokerana but murume uyu kamukono ketsambarafuta ako kanofurirwa namai ako.Zvino mukadzi haachadi......manje uchaita sei.Siya chihure Wofamba nemukadzi wako.
Pane zviripo mkoma. Baba tapusi. Itai vaende kwa tasvu ava chokwadi chibude
Tasvu ziConman.
Ngavende kwa mutasa
Ndibatsireiwo kunzwisisa kuti uyo anoti mwana mudiki pachii asi mai vake vanoziva zvirikuitika pavana varikufa nekuda kwei vachikwanisa kufamba iye namai vake chete we need more ladies like her to stand their ground and worth caz unozo pepuka wavapama ARV
I love dogs, imbwa iri kuchengetwa nekufeedwa zvakanaka here mvura iri kunwa here.
I can donate dog toys
Uri benzi , ungarambire mukadzi mubereki here zvine future here izvi , 😮😮
Tamburayi nevana venyu Amai munosira Vana nhamo
Chigodora arikuvhura dare rake musi wa 3 March
Taivepo pangara🎉nda
Ba Taps nhasi ndimi 4 corner here😂😂
😂😂😂😂😂😂
Baba hamunakukwanaimi
Taiyepo
It's toxic better kusiyana plus yoh not easy kufirwa nevana😢
Ngamboenda kwatasvu mwana mudiki Wei ipapo rume rakura Iro usingaite Basa nevana vako
Gavaende kwa Tasvu vanhu avo
Tasvu is a conman. Anobata same zvikwambo nenyoka kwese kwaanoenda. Kana paine old people obviously avati ndhoo varoyi.
Tipei mazita makambarami medu here musatitsverudza anhu yoyee
Mambo Chigodora zvirikufamba sei
Mombeyararan yekuBuhera here iyi
Nhai Va Mombeyarara matova munhu mkuru hamusi mwana mdki imi kuva ne mudzimai zvoreva kt makura saka rengai kt ndiri mwana mdki plus amai venyu ini zvangu ndatadza kuvachenesa vari kuziva zviri kuitika pauri ne mudzimai wako uri kushandiswa iwe mdzimai wako anotoziva chivanhu kukunda iwe
Mwana mudiki? Murume mukuru akugona kuzvarisa
Haaa usina Mari ndima yacho inoreba. Mumba mukashaya Mari mitauro haiperi
Vanozivana nemurume wavo
Bamnin muchiri mdiki kuita cey 36 yrs uchabvuma wauraiwa newabereki
Baba Mazita please 😂😂😂😂
Unoroorera mukadzi vabereki here
Bvunzawo… dzakavharwa maziso idzi
Baba imi mune very big problem vabereki vanyu vanoroya shem endai kwa Sekuru tasvu
True vabereki vemurume vanoroya sei vasingadi kufamba nemuroora
Ba taps chigodora howfar
37years ausichari mudoko shamwari
Tapindirawo pano padongo ramai babra
Saka baba vakatenga
Cement imi amai motengesa toti kudii manje. Mai ava vane shanje chete
Mai ava havana support from murume apa vari kuti vana havasi kuenda kuchikoro
vakanobhadharira vana ku school
Uuuuum fambai sandinyore kufirwa nemwana ane only 13years zvorwadza
Vatori vana 4 vafa so far. Not normal
BaTaps 😂😂😂😂😂😂
Murume iwewe vabereki vako vakachena here
🤣🤣🤣🤣Kuchena havana havo
@@silentmutsikamahwe6906 havana kuchena mai vake 😂
Kusiya mukadzi uchiyenda kune umwe mukadzi ndoo kutomuramba kwacho.anogarirei.iwe wakurwadziwa nekuti iye aane umwe murume asi iwe une umwe mukadzi iye ngaachigara iwe uchidya bota kwauri ikoko😂😂😂😂
20 dollars inokwaneiko iwe bhangu
Matauriro yenyu ayo Bba imi anoratidza kuty magara muri rombe kudhara
Baba taps takamirirawo haedman chigodoro tayepo
Akomanaereee Waiyepoereeeee 😂
Karanganda woyee
Aikakaaa maKambarami medu umu kkkkkkkkkk
Tatsveruka
Zvinotsverudza zvedi
Thanks ba Taps, ndiri kuda kubvunza kt Chipikiri kubva kudare ra headman Chigodora how far tamira nguva yareba
Sure tamirira taneta
Kwave kare
Diko kani..paane nguwa
Hamunyepi tanguri tamirira
Wayivepo here. Usasoshora ba.
Muri sei baTaps
Taapo❤❤❤
Karanganda 🎉🎉🎉
Kkkkk ngatibudane
Kugara rudzii baba ava
So sad yoooo
Kkkk inenge yakararao shuwa mombe yarara 😂😂
Karangandaaaaaa 🎉🎉🎉🎉
Iyaaa bab Taps ndauyaaaa
Baba taps musakanganwa kutipawo dzekwa chigodora
Mukadzi uyo ane kadzungu soo
😢😢😢😢 guys dzungu manhu afirwa nevana 4 achingoshingirira musadarooo
Ndimwi type yemurume wamai avo imwi ana victor ncxaaa
@@nyashabuwerimwe-sw6qu kkkkkk ndaiva ndisati ndapedza kuterera guys very sorry
Tavepano baba 🎤
Ndasvika ba taps magona
Rambanai imi ko ndimi matanga kuita izvozvo hre baba awo chengetai vana imi chinyi
Garepo garepo
Always ready fo Karanganda Tv...maswera ere baTaps
hallo hallo ndaswera
Tapooooo
Uuuum makorokoza hayas🙌🙌🙌🙌pahubhinya ndaibvaaa
Baba ava vakarombera chikorokoza hakuna hama dzinoramba kufambira kufa kurikuitwa vana baba avo vakarombera Kuchera goridhe
Haana kuromba asi vabereki vake ndivo varikudya vazukuru.
Ndochokwadi ichi
@@Olcoolzvinodzisa tsitsi veduwe vabereki varikuitei chaizvo
Vaendesei kwachigodora vaende kwatasvu .vamwene ndomuroyi arikudya vana
Kudhirika kweguva remwana mogadzira mai vake mwana asingazive yoooooooo kana achida imba muface
Uyu ngaaafambire dambudziko nemukadzi wake coz mai vake varikuputsa imba yake achingoreverera mai vake
Paguva hapasvikwi mai vemufi vasipo havazivi shona
Baba imi itai mushe imi mai venyu baba imi vanoroya
Haiwawo maporofita anonyepa, BaTaps vaendesei kwasekuru Tasvu.
Mukomana uyo unorwara, ndichimwana mudoko munhu ane vana 7 4vari muvhu 3 varikurarama ngachengete vana vake uye arikurambirei kufamba nemukadzi vake
Baba regedzai doro handina hangu mashoko akawanda.Ukasiya doro life yako inochinja.Senge ipapa calculate mari yawanwa for the past 2 days wadzoka.Inotokwana kubhadharira mwana fees
Murume uyu anedambudziko rehurombe .
Kudai ndirini ndaigara naye kana asikachadi mukadzi inini ndomuda hangu wakanaka mukadzi uyu❤
😂
Tsvaka wako
Kkkkkkkkkk wandipedza mutore hama baba awo wakadhakwa hama mukadzi anoratidza kuti anoshanda murume ndiye asipo,unoti mukadzi ari kuti toda kufamba anoramba futi murume
Ndizvo zvaiita vamwene vanguard nemurume izvi
Seyi usina wako utoriwo dambudziko
Amai vemurume vanorara nemwanakomana wavo
37 yrs ndichiri mudoko dhemeti roshandiswa namai waro,mai vemurume wanoziva zvkuitika pavana wari kufa nxaaaaaa ngaaende kwa Tasvu vachateramira zvawo
Vaendesei kwaTasvu zvipere baba vakazingaira ava surrend
Haaa andisati ndamboone murume wakapusa kudai hei ndinotonzwa hasha changamukai imi baba imi
Murume uyu anenge akatopiwa mukadzi wechikwambo
Ko vana varikufa nei kana ariwechikwambo nhaimi?
Vamwene ndivo muroyi mukomana uyu arikuvharwa nemushonga
Kkkk kwanzi ndinotodya bota arikumba kwavo kkkk,vanhu vakazvarirana vana 🤔havarambani shuwa
Kamukono ketsambara futa kanechihure itwo twurombe utwu hatwubviri kuda madress
Ngaafambe mkomana uyo mafiro arkuita vana Haana kunaka, ko iwewe unoti urimwana mudiki Iwe une mhuri yako cy.
Murume uyu ngaaripe mkdz vadzokerane pfambi haisiirwi mhuri. Wapedza tsvagai chri kudya vana muri 2 kwete namai. Zivakuti mai havasi muridzi wevana. Ida mmkdz kwete kufurirwa namai
Hurombwa huri pachena makorokoza anetsa aya nekuromba aaah Tasvu ngaatasvure munhu
Iwe unodini kufambira kufa kwevana vako haurwadziwivo hr mwoyo wako
Kudaiiri hatsvadzi yangu ndakumamisawo😮
Maiguru musaroorwe plz mukaroorwa munochembedzwa zvishandirei
Hmmmmm zvinobuda here ropa rinoda kumikisiwa iri😂
Chokwadi ngazvishandire hake
Baba Taps musamanikidza mukadzi uyo muchinda uyo irombe arikurara namai vake chete
Mai mai shuva vanobva kumusha kwako.kuuya kuzotonga mumusha mevanhu uuummm vanhu kadzi ndokutyai
Mai vemurume uyo ndavabude munyaya ye muroora nemwana wavo
Ngawagare vanhu awa rudo ruripo asi vanongoda wombiridzo
Voice rega rababa awo arina kuti twasa
Ndichitaura kudai hope wao iri kutonga akadhakwa
Mudumbu mwamai awo amuna chendinoona
Baba Tap's ngava ende kwasekuru tatsvu vabatsireke
Summon:
Date: 27/02/24
Time: 8:00 sharp
To: Baba Taps
From: Inini
Mhosva: Muri kudeedzwa kudare raChief Chigodora nekuda kwekuti matadza kutipa coverage yaChief wedu nekukasira.
Mukasataura chokwadi muchabatwa nemhosva.
Senguwa yese order order mudare.
Baba Taps makachena ere imu?
Sanganayi nemuvhunzo wangu.
Eeeehe teramirai , mazwa.
Musha wemurume uyo wakachena hre.endai kwaHeadman chigodora
Iiiiiii pakaipa from 2008 kusvika 2024 panga patoitwa vana 7 ma1 apa munhu arikuti ndiri mwana mudoko
Ehe that’s 16years kaa nyangwe pasina kuita rufu that’s good wani
But ati akapiwa gupuro 2001 then mwana mukuru ane 14years aaah hameno
Bandaranaike vese.Hirombwa kwa Tasvu
Baba Taps muri kudzifambira 😂😂😂😂 apa makuti buritsira divorce couples kkkkk .hakusisina couple connections mazuvano 😂😂😂
Baba Taps, itai vaende kwaChigodora, karume ako kanojairira chaiko.
Ini ndakambosangana nazvoo izviii murume achitadza kuziva kt mwana anoda zap rekuchikoro varume munorwadzisa veduweee
Kwai ndiri mwana mudoko 37 years malastborn ayakkkkkk
😂😂😂😂😂😂😂
Murume uyu arikushandiswa namai vake mai vake murume uyu anoziva kufa kwevana ngavafambe vese semhuri mai vemurume uyu vakasatanga vabvisva huroyi hwavainahwo.hapana kana vakàdzokerana hapana kugarisana apo anopedzerwa vana Ngavatange vabatsirwa
Uhhh pane nyaya why chokwadi kugadzira guva remwana mai vacho vasingazivi mbuya vanoroya chete