Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Vekugadzira muroora msati madzimai vanobatsira itai kuti Madzimai anoroyaAnd nyaya yenyu ngaisaudzwa isu chete hanti mroora namkoma vapenyu. Msati zva Maita confession pano ma matopedza
1st confession please tsvagai rubatsiro musati mauraya munhu mhepo yemunhu akauraiwa nababa venyu ndiye ari kuuya kuti muurayewo munhu kuti Ngozi I wander. Endai kwasekuru Mukosanjere vari kubatsira zve Ngozi
Ngozi endai munoripa hapana imwe nzira wangu. Hapana peace yamunayo, muchapera. Ngozi haina basa nazvo kuti muri varombo. Inotevera ropa.
Ngozi inodaidza dzimwe kuti dziwande, dzorwosa dzawanda.
Mamukawo sei mkoma Nash
1st confession mamboti makatadza kunoripa ngozi coz maive varombo Ko ikozvino maakuto afforder mabraai nedoro maakukumbira munamato wakachipa. Imika msadaro veduwee
Nyaya dzakawanda dziri kunetsa vanhu dziri kubva kuvabereki MUKASAITA SARUDZO YAKASIMBA HAZVIPERE MUDZINZA NEKUVANA VENYU.Shamu idzodzo dzinoramba dzichitenderera
Ngochani kuzvida coz hauna kuzvarwa nazvo kusiya or kuramba uchiita hungochani Kuda haumanikudzwe kuitwa zvekupenga izvozvo nxaaa
Vedare mamukawo sei mose
Wakagona my darling tsvakayi rubatsiro pachiri pedo muri kuteverwa ne mweya we gozi, iya, saka kana uchinamata urambe kuterera manzwi ayo anotaura nemurume uyo mutema tema, ini ndafariri kuti iwe brother unonzwisisa uye regera kumwa doro, kuti ungarasiki, mwari ngaakunzwe zvinamato zvako
You have to go kuchurch confess and pay God his money .
First 🎉🎉🎉🎉
Shuwa madzimai angabatdure munhu kupunza imba yake Vane Huroyi plus havasi madzimai hakuna madzimai akadaro ko muroora anovengerwei iwe hausi muroora hre zvichadzoka kwauri rimwe zuva
Rega kunwa doro ugare uri sobha otherwise try to go to church and work hard kuripa ngozi isati yakuuraisa mumwe munhu dzikawandisa. Rega kutamba nevanhu vanozo kutsamwisa.
Cesare mamukasei
Vekugadzira muroora msati madzimai vanobatsira itai kuti Madzimai anoroya
And nyaya yenyu ngaisaudzwa isu chete hanti mroora namkoma vapenyu. Msati zva Maita confession pano ma matopedza