DJ Ollah ndinokumbirawo kuti kana uchitipa nhai dzakadai start uine nguva so that tinzwisise nokuti Madzibaba Sandros is no ordinary man. Nyaya dzekuromba itai zvenyu muchimhanya.
Idzo nyaya dzekufukunura zvitunha iri kumbobva nepi.Mungadyee super chitunha chiri mumba hazvisi zvave zvekuromba eree izvi.I have often seen people gathering at the late Mazibaba Nzira shrine doing things is this a new way of doing things
Iwe mutapi wenhau weku Star FM live unonyangadza. Why are you rushing her through the narration of events? If you had no time for this story you should have prioritized what is important to your channel and stopped covering this story at all. This is very poor and unprofessional. I wish another media house can pick up the story and give it the proper coverage it deserves.
❤❤❤ Respect for Amai Africa ❤️❤️❤️
Baba Sandros vaibatsira vakandibatsira 1990 kuSowe kwavo nanhsi ndikupa kutenda
Continue to rest in Peace madzibaba
Haaaa sandazi ainzwa mweya vakoman akazongonaisa mvuraaaaaaaa ndikanyatsoona kty murume aive nemwey
Dj Ollah sorry for saying this ipai Tete Tilder harisi basa renyu iri hamurigone matibhowa toda.kunzwisisa zvese not kanzwisa
Yes tete Tilda vanogona basa ravo kwete zvataitirwa apa Rest in peace baba Sandos makashanda basa rababa nemazvo
Handina kumbo ejoya nemurume wangu. Makorokoto amai baba wawe ngirozi
DJ Ollah ndinokumbirawo kuti kana uchitipa nhai dzakadai start uine nguva so that tinzwisise nokuti Madzibaba Sandros is no ordinary man. Nyaya dzekuromba itai zvenyu muchimhanya.
Great man to ever leave
Baba Sandros vanga vari muenzaniso wekuzvipira nekuzvidukupisa, mhare yebasa, chitubu cherudo neruzivo, mumvuri wevakaremerwa,chirera nherera...Baba makarwa kurwa kwakanaka ,makapedza rwendo rwenyu makachengeta kutenda. Continue to Rest in Peace.
Uyu munhu anonzi DJ olla haagoni journalism. Chero akaenda kumajeri ndizvo zvaanenge achingoita. Take your time. Don't go there if you don't have time
One of the greatest
Sanders was just good.
Idzo nyaya dzekufukunura zvitunha iri kumbobva nepi.Mungadyee super chitunha chiri mumba hazvisi zvave zvekuromba eree izvi.I have often seen people gathering at the late Mazibaba Nzira shrine doing things is this a new way of doing things
Nhai………I was just wondering too👀😳😨
Hii pasi parohwa nenyundoo shuwa zvivi dhii Saka mvura isasa Naya kwazvo zvotyisa shuwa haa chivanhu chiri kuperaa
Ukuona iwewe ukuona kufukunurwa haa kudhara ikoko rest in peace ollah hauna chaunoziva sahwira.
Nhamo yebonde vanobva Guruve ava
The great man don't die they rest .....
Very sad, Baba Sandros vakange vari Baba veAfrica, amai Sandros vari amai Africa,
Ndatya hangu nenyaya iyi.
Iwe mutapi wenhau weku Star FM live unonyangadza. Why are you rushing her through the narration of events? If you had no time for this story you should have prioritized what is important to your channel and stopped covering this story at all. This is very poor and unprofessional. I wish another media house can pick up the story and give it the proper coverage it deserves.
Akatadza chii ipapa
Iyee ndiwoo maitre ake imimi mozo itawo enyu
Sure he was rushing the lady so much
Saka chii chashamisa ipapa, thot munhu akamuka nxaa zivai kuti it takes time for a human body to fully decompose. Tadzinzwa kwakawanda nyaya idzi
Saka chii chiri kuitika Mazuva anomuka viga munhu nhasi mangwana mowana asina imwe part kana Kuti mutumbiwose musina pakaipa
Umm yaa tese tichapera kufunura Hama dzedu mukadzi wakashinga uyu
R I P
Kune Nyenyedzi yakatumwa
Ndozvamaifanira makaita pakutanga asi ndinotenda kuti makanovachengeta zvakanaka kumusha pakafa sekuru ndaive kuzvigrade 3 uku nhasi takutoverenga nhorondo yavo
Ndakatobva kuita nyaradzo yamai vangu after 21 yrs zviriko izvi
yaaa it happens coz he was sealed in cement so in such conditions chitunha hachiore chinongobuda mvura chete zvimwe zvinongogara zvakadaro
Even the type ye coffin it all contributes
Rip madzibaba
Zvinotyisa zvinokatyamadza
Madzibaba Sandra's waibatsira
Sad indeed
ah
ko akafa sei. uye ainamata chinamato chipi. sekuti kumasowe auvigwi nebhokisi
Vaiva vakatendeka havo
Saka vainge vasina kuvigwa mutonera here sekuziva kwandoita mupositori aavigwe necoffin
Inhau yandifadza chose,dzimwenguva vapositori tinganzwisise kuti chinamato ichi hachisi chemufananidzo
Kudhara ikoko olla
Saka chii chiri kuitika Mazuva anomuka viga munhu nhasi mangwana mowana asina imwe part kana Kuti mutumbiwose musina pakaipa