MUTOKO... VAITORA NHUMBI DZEVAKADZI DZEMUKATI VOBATWA (PART 1)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 28 вер 2024
  • WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

КОМЕНТАРІ • 48

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 3 місяці тому +3

    Vanhu vanosekerereiko mapenzi vanoita manyemwe nxaaaa,

  • @FungaiWapendama
    @FungaiWapendama 3 місяці тому +4

    Waiyepo hereeee😊

  • @kurrenkashesha9750
    @kurrenkashesha9750 3 місяці тому +1

    ZveNanga itai mega zvenyu Nanga dzacho dzakurombesa futi

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 3 місяці тому +3

    Aiwaba hwiiiiii mdirikuzvionaba zvagarihwa pasi nowanhuwa .Aiwa kutatambisira nguwa yedu

    • @ELLENMukwada
      @ELLENMukwada 3 місяці тому

      Kkkk mandifungisa shamwari yangu yekwamutoko language nowanhu kkk bus rakanyoriwa pamimba kkk my friend where are you? K Makwengura miss you so much

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 3 місяці тому +2

    Hapana zviripo apa munhu Anogona haaswere chibvunzai mibvunzo rovai vanhu ava chamboko chaicho

  • @ntandokhayesumcnganashawa4329
    @ntandokhayesumcnganashawa4329 3 місяці тому +1

    Drewmas Munotigonera Muri Rudadiso, Your Sacrifice & your Team God Bless & put Him (God Almighty) as you help families learn zvirikuitika Munyika ,Rudzidziso Sema Shona, for life is Spiritual & Spiritual Control the Physical but stay away from all appearances of evil 1 Thessalonians 5:22

  • @IdaKamunjoma
    @IdaKamunjoma 3 місяці тому

    Waiting

  • @ELLENMukwada
    @ELLENMukwada 3 місяці тому +2

    Mkoma Neshamba nyaya iya yambuya vaya vekubudisa vanhu murwizi vakange vakatorwa nenzuju for 42yrs nemumwe 11yrs yakazoperera papi.uye mbuya Matavire vakazowanawo here rubatsiro???

    • @liniencelazarus812
      @liniencelazarus812 3 місяці тому

      Vskadzoserwa mumvura

    • @ELLENMukwada
      @ELLENMukwada 3 місяці тому +1

      @@liniencelazarus812 Aa nemhaka yei iwo vakambenge vabuda. Chii chikonzero. Thank you very much nekundiudzawo

    • @faraimasuka1275
      @faraimasuka1275 3 місяці тому

      Kkk hahaha hakuna kuya fake

  • @elliotmukozhojaravaza7508
    @elliotmukozhojaravaza7508 3 місяці тому

    Drewmas woooo pakunyeba sekwayedzaaaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂muchatidzinga mega chiiiii ichocho last time akapiswa nhasi zvave zvimwe

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 3 місяці тому

    Kkkkkkkkkkkk veduwee hapana zvandiri kuona apa unobvunzirei tumubvunzo nhando 😅

  • @bernardkhumalo
    @bernardkhumalo 3 місяці тому +1

    hapana zvirikuitwa matoko aimbwa chaiwo. nokuti pane kuudza munhu zvaaka ita yamaridzo mweya wayenda kupi ko? aya ndiwo matoko aimbwa chaiwo.

  • @panaliam
    @panaliam 3 місяці тому

    Why van n'anga verse ndaana sekuru. Even a young n'anga anobva aita sekuru

  • @georgesmagaso174
    @georgesmagaso174 3 місяці тому +1

    Poooooo rikity bvuuuu

  • @CliffTshaka
    @CliffTshaka 3 місяці тому

    Batayi vanhu sekuru

  • @MapurangaBravo-vk5hh
    @MapurangaBravo-vk5hh 3 місяці тому

    Kkkkkkk takaimiririra

  • @lorrainenembaware4606
    @lorrainenembaware4606 3 місяці тому

    Ko mutswi akapotsa unononanga pai musaita dambe nehupenyu kurarama torarama kamwe chete

  • @tafadzwatsiga3675
    @tafadzwatsiga3675 3 місяці тому

    Kombai murove vanhu avo

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 3 місяці тому

    😂avo varikutomwa tumbwa

  • @rashenry-mb9wc
    @rashenry-mb9wc 3 місяці тому

    tipeiwo zita rekambo kembira vedrummas

    • @NyashaMhandiwa
      @NyashaMhandiwa 3 місяці тому

      Kweduyo kwai kanonzvi pamusha Pano hapana hari

  • @NyashaMhandiwa
    @NyashaMhandiwa 3 місяці тому +4

    Sei masekuru acho ese kuparidza kunge pasowe
    ......Ndewepiko wan'anga waaaaaa.Idihwi shuwa mabuja idihwi

  • @hildasanyika1173
    @hildasanyika1173 3 місяці тому +1

    Drewmas Media you need to change your ways nenanga dzenyu idzi dzininyepa senge sekuru Hungwe vamuri kuita promote its very wrong tichibhadhara mazimari kutokumbira number tinenge tichida kubatsirwa for $20 then votivhara

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 3 місяці тому +4

    Drewmas hoyoooo 🕺🕺💃🏻💃🏻

  • @bernardkhumalo
    @bernardkhumalo 3 місяці тому +2

    there is vitually nothing that is happening there rubbish rubbish.

    • @NyashaMhandiwa
      @NyashaMhandiwa 3 місяці тому

      😅😅😅😅😅😅😅😅😅

    • @NyashaMhandiwa
      @NyashaMhandiwa 3 місяці тому

      😅😅😅😅😅😅😅😅😅

    • @NyashaMhandiwa
      @NyashaMhandiwa 3 місяці тому

      😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @LivisonChimoni
    @LivisonChimoni 3 місяці тому +2

    Ko inga akambopiswa wani nen'anga dzekutanga koaya abvepi mabhurukwa drewmas mukuitisa vanhu imi

  • @Prince1Mwayera
    @Prince1Mwayera 3 місяці тому

    😂😂😂 machinda ana chanoonaba awo vakutsva munhu 😂😂😂 ngabvepo

  • @McDonaldParura
    @McDonaldParura Місяць тому

    Ko nhai wedremas ko pamakatanga kuuya sei musina kubuditsa part iyoyo

  • @NelsonDaily337
    @NelsonDaily337 3 місяці тому

    Shame

  • @Userchiri
    @Userchiri 3 місяці тому +1

    Haaa ukaona munhu onyanya kutaura, zvatodhakwa... Uye zve haasiye aive chief mdara uyo

  • @tafadzwatsiga3675
    @tafadzwatsiga3675 3 місяці тому +1

    Nonsense

  • @CleverSande-j5k
    @CleverSande-j5k 3 місяці тому +1

    Kkkk 😂😂😂

  • @motionmufisha4316
    @motionmufisha4316 3 місяці тому

    Batai munhu vasekuru 🤣🤣🤣

  • @Prince1Mwayera
    @Prince1Mwayera 3 місяці тому

    😂😂😂 teku teku yakutambs

  • @mc_martie
    @mc_martie 3 місяці тому

    Zvatinenge tapa ndaza futi. Sekuru.garai pasi mupande matare makaterama

  • @ChipoNyatsine-p7b
    @ChipoNyatsine-p7b 3 місяці тому

    Saka chibage ndichochabata munhu wacho here

  • @mc_martie
    @mc_martie 3 місяці тому

    Zvamucharova munhu nhami

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 3 місяці тому

    Anobatwa hr apo aiita mabasa iwayo.

  • @TamareMakwavarara
    @TamareMakwavarara 3 місяці тому

    😅

  • @zimzimm-qe5in
    @zimzimm-qe5in 3 місяці тому

    Dzana gwenya mbira