7 years here: Nagging girlfriend

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 14 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 127

  • @Biganeworldwide
    @Biganeworldwide 7 місяців тому +7

    Ndodzora moyo kuti ivolume here😅😅
    You two deserve each in real life

  • @engelbertmazvidza5814
    @engelbertmazvidza5814 7 місяців тому +19

    Mutemo wangu papage rinori kuliker ndisati ndawona

  • @freemanbingwa9888
    @freemanbingwa9888 7 місяців тому +6

    This is top class edutainment. 😂😂😂😂❤

  • @janetchibanda6584
    @janetchibanda6584 7 місяців тому +9

    😂😂😂 hanzi ndakazvisimudzira chipoko

  • @pammund3495
    @pammund3495 7 місяців тому +4

    Hesi, uri bhoo? riri sei basa? I like your smile, Patricia. Usarabwe ka4 nemunhu 1

  • @CollettaJongwe
    @CollettaJongwe 7 місяців тому +8

    nijo muhomwe amana hanz ndkazvisimudzira chipoko 😂😂😂

  • @norahmudambo9191
    @norahmudambo9191 7 місяців тому +11

    😂😂😂😂😂😂hanzi kurambwa ka 4 nemunhu 1😂😂😂😂😂

  • @allentafadzwa6223
    @allentafadzwa6223 7 місяців тому +1

    kkkkkk "hanzi munhu anorambwa ka4 nemunhu 1" Nijo aramba zvekudzipwa ne love 🤣🤣🤣

  • @kudakwasherangadzva5900
    @kudakwasherangadzva5900 7 місяців тому +6

    Chimboitaiwo zviri kuside kwa patty mamunyanyira amana

  • @Nyaxymozy01
    @Nyaxymozy01 7 місяців тому +9

    😂😂😂😂hanzi yagova volume here

  • @kennymakanya6201
    @kennymakanya6201 7 місяців тому +2

    Ndodzora moyo kuti ivolume here 😂😂😂
    Munhu anorambwa ka4 nemunhu 1

  • @TinotendaJipi
    @TinotendaJipi 7 місяців тому +5

    Nijo please dzora moyo amana😂😂😂😂😂

  • @schmicheal
    @schmicheal 7 місяців тому +2

    Ma jokes ne rough ya Nijo to patricia zvandisiya ndava single kwenguva refu😅

  • @tafadzwamawire
    @tafadzwamawire 7 місяців тому +3

    Haaaaa cchirega kudaro Nijo😂😂

  • @Saul1738_zw
    @Saul1738_zw 7 місяців тому +1

    Munhu anorambwa ka4 nemunhu 1 😂😂😂😂

  • @nataliechimbwanda5025
    @nataliechimbwanda5025 7 місяців тому

    Kana usina kukwana hautorina😂😂 yuwiiii imiweee

  • @tatendaleonyamaz
    @tatendaleonyamaz 7 місяців тому +3

    Nijo waku suffocater nerudoo😂

  • @LeviJonathanofficial
    @LeviJonathanofficial 7 місяців тому +1

    “Unorambwa ka4 nemunhu 1” 😂😂😂

  • @mitchellcharity
    @mitchellcharity 7 місяців тому +4

    😂😂😂😂relationship yacho kunge kufa kwekitty

    • @patriciaputsayi
      @patriciaputsayi  7 місяців тому +1

      😂😂 nine lives takaenda

    • @mitchellcharity
      @mitchellcharity 7 місяців тому

      @@patriciaputsayi 😂😂😂Nigel is patient with you kani

  • @rejoicevimbainashekadonda5176
    @rejoicevimbainashekadonda5176 7 місяців тому +5

    😢😢l feel it in my heart sorry mam Pat

  • @saymoregonzo
    @saymoregonzo 7 місяців тому

    Ini ndinongofamba ndichi like apa ndakarasa mapics angu na Patricia

    • @patriciaputsayi
      @patriciaputsayi  7 місяців тому

      Haaa sorry let’s make sure we take mamwe

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 7 місяців тому +1

    😂😂😂 hanzi kufunga zverudo chete

  • @fodreybunu6300
    @fodreybunu6300 7 місяців тому

    😂😂😂😂😂😂 aaaah ko wakazorambwa. No mhani you guys are tom and Terry you can't live without each other though you fight always

  • @tadiwanungu-xs8ki
    @tadiwanungu-xs8ki 7 місяців тому

    Well done nijo😂😂. Thanks ❤

  • @tondetanditonny802
    @tondetanditonny802 7 місяців тому

    😂😂😂😂 Trish ko kungozvisiya nhai waidii nhai ko zvawakutochema haa apa ndabatikana wakutoda kunyepa 😂😂😂

  • @Tiarra-og8nt
    @Tiarra-og8nt 7 місяців тому

    😂😂😂 makazvisimudzira chipoko here mudhara Nijo😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 7 місяців тому

    Heavo mhayiweee by force ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 7 місяців тому

    Nigel senza siyananaye Patricia ❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @proupgradebranding1719
    @proupgradebranding1719 7 місяців тому +13

    The reason I quitted watching guy I am afraid of adopting his 3rd language rough... asi ndaona ka3

    • @brettjamie
      @brettjamie 7 місяців тому

      😂😂😂😂😂

  • @tapiwanashevannessacharang1147
    @tapiwanashevannessacharang1147 7 місяців тому

    Unoda kurambwa kangani nemunhu 1😂😂😂😂😂

  • @AnasheGuvaya-kh6jm
    @AnasheGuvaya-kh6jm 7 місяців тому

    😂😂😂ndewedu hre muchato wacho😂😂

  • @mainyakudirwa5494
    @mainyakudirwa5494 7 місяців тому

    Hanzi ndiri kuda munhu vekuenda naye kumuchato kkkkkkkkkk Pat ka I love you ❤

  • @priscamazoe694
    @priscamazoe694 7 місяців тому

    😂😅😅😅 ndokuramba kangani😂😂

  • @mike_jughead
    @mike_jughead 7 місяців тому +1

    24 hours uchifunga rudo 😅😅😅

  • @blessingnyathi3751
    @blessingnyathi3751 7 місяців тому

    What happened to House Keepers season 2?
    There’s only one episode

  • @palmerVEVO445
    @palmerVEVO445 7 місяців тому

    Causing further damage 😂😂😂🤣

  • @shelterpamire5215
    @shelterpamire5215 7 місяців тому

    Patricia mazwi ekuti giving up wakamboanzwawo here muhupenyu hwako😂😂😂😂

    • @patriciaputsayi
      @patriciaputsayi  7 місяців тому +2

      Nigel is my life😂😂😂 giving up is not an option

    • @shelterpamire5215
      @shelterpamire5215 7 місяців тому

      @@patriciaputsayi hahahaha 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @PhillimonHazviyemurwe
    @PhillimonHazviyemurwe 7 місяців тому

    Kkkkk pat hanzi ukuwanza pressure 😂

  • @EBB505
    @EBB505 7 місяців тому +1

    Patricia mhino nekuglower 😯😉 we'll wait and see

  • @jerrykabasa5986
    @jerrykabasa5986 7 місяців тому

    😂😂😅😊makorokoto………………………… emuchato 🙌 haaa pakaipa pakaipa apa 😜 haha😊

  • @takudzwadzinduwa8088
    @takudzwadzinduwa8088 7 місяців тому

    😂😂😂😂😂yaaaaah relationship yacho ma1

  • @tanyamusaidzi9911
    @tanyamusaidzi9911 7 місяців тому

    Ndikuuya kuzoenda newe hangue 😂😂

  • @Sambiri97
    @Sambiri97 7 місяців тому

    Kkkkkkk achabvuma hake manje manje ...usanete Patricia..ramba wakadzvanya

  • @sheilamuringai3769
    @sheilamuringai3769 7 місяців тому

    Kkkk hanzi ita kuti line iri rifambe😂😅😅

  • @Dr.gymbouy
    @Dr.gymbouy 7 місяців тому

    Eeeeysh pane musikana akandibvunza the same question asi wane mumwe musikana,,,,i told her yes gym is my girlfriend now😢 and she was angry kkk😅

  • @KuzivaMaunganidze
    @KuzivaMaunganidze 7 місяців тому

    Patricia hanzi hauna kutokwana😂😂😂😂😂

    • @patriciaputsayi
      @patriciaputsayi  7 місяців тому

      Veduwe 😂😂munhu wandakapa moyo iyeye

  • @SoulDeepZim
    @SoulDeepZim 7 місяців тому

    Nigel ka?! One day is one day!

  • @mazvie
    @mazvie 5 місяців тому

    Ayas😂😂😂😂

  • @VickieAdams-nc5kd
    @VickieAdams-nc5kd 7 місяців тому

    aiwa nijo rough unombodira zvako

  • @Sqwillamites
    @Sqwillamites 7 місяців тому

    Apa ndakazvisimudzira chipoko chaicho apa😅

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 7 місяців тому

    Kurambwa ka4 nemunhu 1.😂

  • @emptyyourheart9086
    @emptyyourheart9086 7 місяців тому

    Kkkk zavakaoma.Baba Ropa namai Ropaaaaa❤❤❤❤

  • @mildredzinhema1123
    @mildredzinhema1123 7 місяців тому

    Ukaona vasvika palevel rekurambwa rakadai gara vasiyana nazvoooooo 😅😅😅

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 7 місяців тому

    Nigel ka hanzi uri kundi suffocator nerudo, munhu anorambwa ka 4 nemunhu 1😂😂😂😂😂😂😂

  • @tatendambizi7594
    @tatendambizi7594 7 місяців тому +1

    nijo usadaro kani🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @shillamlambo1996
    @shillamlambo1996 7 місяців тому

    24hrs uchingofunga zverudo here Patricia

  • @drivermugadza571
    @drivermugadza571 7 місяців тому

    Kurambwa ka 4 nemunhu one 😂😂

  • @insane1038
    @insane1038 7 місяців тому

    makorokoto emuchato for me😂😂😂

  • @caromuchuz2876
    @caromuchuz2876 7 місяців тому

    Chidzora moyo kani Nijo

  • @miriraimuroiwa410
    @miriraimuroiwa410 7 місяців тому

    Veduwe kaaa

  • @florencengulube580
    @florencengulube580 12 днів тому

    Kkkkkkkk akuna mkomana akadaro

  • @nqobilenyathi7699
    @nqobilenyathi7699 7 місяців тому

    nayijewu in patricias voice kkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @chijay_05
    @chijay_05 7 місяців тому +1

    hanzi makorokoto emuchato lol

  • @TsitsiTapomwa
    @TsitsiTapomwa 7 місяців тому

    Vanhu imimi munoita kunge zvirireal apa zvinorwadza sei😢

  • @LeviJonathanofficial
    @LeviJonathanofficial 7 місяців тому

    Nijo usadaro hako😂😂

  • @mugabeviola8291
    @mugabeviola8291 7 місяців тому

    Patricia wakashinga rough Ina nijo ma1

  • @alfredmuswaka6183
    @alfredmuswaka6183 7 місяців тому +2

    ndakazvisimudzira chipoko

  • @patiencemurahwa7221
    @patiencemurahwa7221 7 місяців тому

    Haaa Nigel dzora moyo please 😢

  • @Tinah1450
    @Tinah1450 7 місяців тому +3

    Peya peya

  • @nyariegannet1
    @nyariegannet1 7 місяців тому

    Iyapovozve zvadoshata😢😂😂😂

  • @ChipoMutsvanga
    @ChipoMutsvanga 7 місяців тому

    Sorry Patricia 😂😂

  • @foxbat473
    @foxbat473 7 місяців тому

    ❤❤❤

  • @NigelpanasheNyamura
    @NigelpanasheNyamura 7 місяців тому

    Kkkk Nijo kah usarwadzisewo Patty

  • @gracedzotizei1592
    @gracedzotizei1592 7 місяців тому

    Made my day

  • @takundaharuzivishe9970
    @takundaharuzivishe9970 7 місяців тому +2

    nijo handisi kufara nemabatiro aurikuita mudikani

  • @andrewmudzvova8243
    @andrewmudzvova8243 7 місяців тому

    Hesi 😂😂😂😂😂

  • @tanakamadhure3035
    @tanakamadhure3035 7 місяців тому

    Nigel usadaro please

  • @schmicheal
    @schmicheal 7 місяців тому +1

    Patricia atanca nekutoti sorry

  • @ShumiraiMazombeZwUK
    @ShumiraiMazombeZwUK 6 місяців тому

    Kunzima sibili.

  • @trymoremukwindidza3540
    @trymoremukwindidza3540 7 місяців тому

    Nijo zvinhu unozvigona izvi

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 7 місяців тому

    Avo vadzoka 😂😂😂😂😂😂

  • @spidermanzw
    @spidermanzw 7 місяців тому

    kkkkk rough Pro-Max

  • @MunyaradziChavura-h6e
    @MunyaradziChavura-h6e 7 місяців тому

    Patricia urikuda kurambwa kangani ka4 4

  • @gondo17
    @gondo17 7 місяців тому

    😂😂😂 ibotso

  • @melaniamadhekwana2540
    @melaniamadhekwana2540 7 місяців тому

    Haaa Nigel kaa kkkkkkk

  • @tasunungurwadewah7798
    @tasunungurwadewah7798 7 місяців тому

    We are here

  • @fibionmukwati6413
    @fibionmukwati6413 7 місяців тому

    Hahahahah ava vaviri ava

  • @Tinah1450
    @Tinah1450 7 місяців тому

    Nigel kwana

  • @prospermusungwa2159
    @prospermusungwa2159 7 місяців тому

    😂😂😂😂😂

  • @nigelmakiwa2917
    @nigelmakiwa2917 7 місяців тому

    Haayas kk

  • @ElinaNango-s8r
    @ElinaNango-s8r 7 місяців тому +1

    Hanzi hauna kutokwana Nigel mwari ave newe😂😂

    • @patriciaputsayi
      @patriciaputsayi  7 місяців тому

      Anotaura mashoko anorwadza sekutamba😂

  • @Ruvarashelucia.2022
    @Ruvarashelucia.2022 7 місяців тому

    Kkkkkk nijo unodarirei Patie

  • @pmuringa1
    @pmuringa1 7 місяців тому

    Kkkkkkkk😂😂

  • @Bellarue2020
    @Bellarue2020 7 місяців тому

    🎉

  • @oleandadiso8743
    @oleandadiso8743 7 місяців тому

    Kkkkkkkk patricia

  • @daphnejena5080
    @daphnejena5080 7 місяців тому

    ko comb nhai veduwe

  • @raykaruru1144
    @raykaruru1144 7 місяців тому

    Njolo

  • @tafadzwachinyandi9464
    @tafadzwachinyandi9464 7 місяців тому

    Patricia

  • @pelagiabhebhura-qd7ds
    @pelagiabhebhura-qd7ds 7 місяців тому

    Peya peya for me kkkk

  • @nicolenyari4845
    @nicolenyari4845 7 місяців тому

    😂😂😂