Mai Titi PREGNANT For Husband Gilbert Shumba , Makorototo 🎉❤️ Zvaendwa Tt & Fifi Daughter Pregnancy

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 6 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 57

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 3 місяці тому +9

    Her choice
    Her life
    Her cup of tea
    Her happiness
    People should not judge pls.

  • @Lilyanonymous-cw6vg
    @Lilyanonymous-cw6vg 3 місяці тому +4

    Vanhu vakasataura Mura havawani zvekutaura

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +6

    May God bless Yu with a baby boy mama TT in the name of jesus

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +5

    Congratulation dear ..dai Mwari akupawo mwana mukomana

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +4

    Neyi vanhu vari so obsessed namai titi ndakuwona kuti it's not her problem vanhu ndimi munovapa pressure

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +3

    Her life her rules who are we to judge , congrats Feli

  • @ethelnyathi342
    @ethelnyathi342 3 місяці тому +5

    Congratulations mura

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Bara mura vana ndevalo dai mwari vakupa vatatu chaivo nguva imwe opamhazve vamwe vatatu god bless u mura

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +3

    Aiwa imi vanhu ndimi menge muchiti kusimba inhumbu saka iye anobva atoti ehe ndiyokuti muwane nyaya

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +2

    Congratulations my darling

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +3

    Vanhu vanodanana namai Tt vanoda kumboendeswa kwaTasvu

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 3 місяці тому

      😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Congratulations Murandakadzi , wekumirira nechekumirira hapana . Hande manjenjenje

  • @tracybiriati1448
    @tracybiriati1448 3 місяці тому +1

    Congrats 🎉

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Vamwe vanhu sei muchi minder mabusiness asinei nemi yako life yataurwa naani happie life Mai titi

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Kkkkkk vanhu mungaita bp namaitt here nyeperwai makapusa atozviita achiziva pane achahakira

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +3

    Mahure ane lucky rekurorwa but very soon uchawa divorce anemhepo iri pari mukadzi uyu maramba musha chaiyo .

    • @pamelamakombe
      @pamelamakombe 3 місяці тому

      True

    • @pettiendlovu1925
      @pettiendlovu1925 3 місяці тому

      Yhooo😂😂😂 I just translated your comment to English. Is that what your comment really means or UA-cam is being dodgy😂😂😂

    • @TarieZhou
      @TarieZhou 3 місяці тому

      @@pettiendlovu1925 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Zvotendwa izvi haasiye azvitanga ega Mura nekuti zvake anoita zvoxikamwa nenyika vamwe tatove pechiseven or 9
    Zvara vans vko hakuna anokupa upfu uye hapana anofamba akanyorwa pahuma kuti uyu ndewe kuhurwa uyu akaroorwa

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +2

    Takutoziya in and out manje manje panenge pakutukana mai tt kwete kanna zva ramba chisira wanna wakura hayi

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Nyaya dzamai tit modzida kudarika nguva yenyu yemapiritsi iwe sis vako vave nevangani pamba vasina kana nap kwete pamper

  • @FaithGwenanguruwe
    @FaithGwenanguruwe 13 днів тому

    Congratulations Mai titi

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Nhai maZig ave papi

  • @sharontandi9987
    @sharontandi9987 3 місяці тому

    Congratulations 🎉❤

  • @siphathisiwemswela1549
    @siphathisiwemswela1549 3 місяці тому

    Kugeza chete Mai TT.. God is good❤

  • @NicoleMasiane-dh8fl
    @NicoleMasiane-dh8fl 3 місяці тому

    Congratulations

  • @alicemuridzo7647
    @alicemuridzo7647 3 місяці тому

    Waal congrats

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Saka zvinoshamisira ivirgin here musatisvota pano pakuudzwa nhumbu tichayiwona labour rufu saka vanhu wadzoka vachiti makorokoto

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Kuti content ifambe pazim apa ndokuti maitit

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Munhu aizvitambira hake palive yake otonzi ave nenhumbu itya nemunhu

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 3 місяці тому +1

    Idumbu resadza iro😂😂😂😂😂

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому

    Congrats Mura ita iwe zvinokuitira munhu hawumbofa wakamugona anowona pawatadza chete all the time move on with yo life makoti wangu

  • @mariamusuka9290
    @mariamusuka9290 3 місяці тому

    Chero ikaita nhumbu dzozongonyangarika tazvijaira Mura haatane kutaura zvenhumbu dzozongotadza kuzvarwa

  • @Fikile-uf7vf
    @Fikile-uf7vf 3 місяці тому

    Totenda dzanwa!!!!

  • @sdshippers9332
    @sdshippers9332 3 місяці тому +1

    Nhamo ine nharo 😂😂😂

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Numbu dzacho dzozongotiza kkk Pana Tinashe aive matwinsi , let me mind my own business

  • @scholasticmubika2892
    @scholasticmubika2892 3 місяці тому +1

    Agara anonyepa Pana Tinashe vakamboti vane nhumbu

  • @shillamasarakufa4021
    @shillamasarakufa4021 3 місяці тому

    Imimba yaGidza here.
    Feli ndewe drama.nhema hobho.

  • @PromethiusNgwenya
    @PromethiusNgwenya 3 місяці тому

    Makorokoto 🎉🎉❤

  • @cresenciangundu3288
    @cresenciangundu3288 3 місяці тому +1

    Dats good but Pana Obina vakambotozve vane nhumbu

  • @sithabisorita
    @sithabisorita 3 місяці тому

    Is that being pregnant 😢

  • @MonicaMugairi
    @MonicaMugairi 3 місяці тому

    Gilbert ane dungwe revana

  • @RuvaraShe77
    @RuvaraShe77 3 місяці тому

    I news pakuita sei

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Totenda tawona mwana wacho kwa zizo uye kwaingonzi nhumbu irikuda matumbu emuramba 😅😅😅😅

    • @BeautyMafuta
      @BeautyMafuta 3 місяці тому

      Taurai zvenyu 😂😂😂

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Nhaimi Titi mukomana here or musikana

  • @stopit8048
    @stopit8048 3 місяці тому

    Fake news. 😅😅😅😅

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity 3 місяці тому

    😅😅😅😅😅😅😅

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    vanhu vanoda zvinhu stereki..facebook ayi surrender

  • @georginarobertson8884
    @georginarobertson8884 3 місяці тому

    What nonsense that womb is rotten

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +2

    Bara mura vana ndevalo dai mwari vakupa vatatu chaivo nguva imwe opamhazve vamwe vatatu god bless u mura

  • @anonymous-xp
    @anonymous-xp 3 місяці тому +1

    Zvotendwa izvi haasiye azvitanga ega Mura nekuti zvake anoita zvoxikamwa nenyika vamwe tatove pechiseven or 9
    Zvara vans vko hakuna anokupa upfu uye hapana anofamba akanyorwa pahuma kuti uyu ndewe kuhurwa uyu akaroorwa