My CC ve social connection, prayer can review anything that might be hidden, so remove all emotions and PRAY kuti Mwari vakuzarurire to see if that hubby to be is a real person and have right intentions, these days the world 🌎 is connected you can meet your partner on social media, what's important is to do a thorough DUE DILIGANCE
Havasi vese vane lucky rekuroorwa zvakanaka through social media.....munhu anokuda will find a way yekuuya kuzokuona. Naiye zvivindi anozviwana kupi kukuti huya musati madzidzana
Hamenoo zvzvako kuramba rupineso uchida kushandira sata hanti unoziva hako gehena awaits wafii hako ku ndeuka since yo mum vachiri vape nyu so that she can can help kuti uve delivered kkuramba hako kubatsorwa sure there are lots of pple varikutadza kusiya uroyi asi iwe oramba zvako
Mmm uyo wemurume wepa social media ngwarira,unochekereswa kana achikuda ngaauye azokuroora achionekwa nehama dzako newe uchinoona hama dzake,nyika yashata dia
Imi pastor munozvizova seyi chakauraya murume semukadzi uyu zvida mukadzi wengozi imi munoitawo next munotorea nayo Ngozi iyoyo ko kana Aine sari rinouraya varume be careful
First confession it seems uri kuzvifarira zvehuroyi you're choosing your evil mother-in-law over your prayer full mom gara wakadaro mubayiro uchauwana zvako.
Vanhu vepa social media ava. Tangai madzidzana. SA ine vakadzi vakanakisa, atikushaya ikoko achida kutora iwe urikure. Becareful imboyenda unoona usat wagara naye
Uyo wekuda kuenda SA uri kabenzi kemunhu fighting God's warnings all in the name of marriage, already your instincts are ⚠️ you besides wanyanyonaka zvakadiiko kuti a Zimbabwean man anosiya all these south african women coming for you worse ane Mari, be careful wangu SA is very dangerous. I have been kuno for more than 16 years but l don't joke with my life like that, wangu unoitwa sacrificed Let him come to zimbabwe and you had to meet his family too
Vamufundisi, it's understandable, you are human. Pane maPills anonwiwa nemaChinese anoita kuti sikarudzi isamire wgen they are away from their wives for long. Tsvagai that pill and take it each time you meet that lady, ofunga kuti you are now impotent, hapasisina reason yekugarira affair yacho.
Hidey akawana mukomana thru social media … ita kuti iye atange auya kwauri fst . Vamwe zvinovaitira asi zvinoenderana n lucky rako iwe tsika pekuti auye kna uri kutya
You might be lucky but kana achiti anokuda ngaakupe mari yekutora passport yetransport iye than kut amai vaite stress again what will you do akazokudzimira phone kunyika yausingazive nekut iye haana loss if mari ikatsvagwa kumba kwenyu
Cc vemurume arikuku shedzayi ari Joni chekutanga wati muno zvitamburira manje hamusi kuona kuti makuno zviwedzera nhamo here yekunouya mava mu box marriage I grace we're all running a different race in life so don't ever compare your life with someone' else.zviri paviri kudzimirwa phone or kuchekereswa .let him cater for everything if he says he loves you why mai vako vari ivo vakuda kuzvipinza muma expense sekuno nzi zva muri kuita zvine guarantee , nhamo hayibvi pane imwe muporofita mukuru moyo wako.hama dzake hamudzizivi uhmm ndasvora ini.

Mukoma Nashe pane zera rekuti munhu wese anofanira kuzvi mirira nemunamato wake nekuti kudenga hakutongwe mhuri kuno tongwa munhu pachake.Family grace tinongo dzinzwa nema kereke amazuva ano asi shoko zvaro rinongo kurudzira kunamatirana.Sisi vekuroya masarudza henyu kuyita hondo naMWARI wedenga
Nhamo yeZimbabwe is leading people to sin
Nhai vanhu veZimbabwe nekuromba...Ahhh Lord have mercy😢
My CC ve social connection, prayer can review anything that might be hidden, so remove all emotions and PRAY kuti Mwari vakuzarurire to see if that hubby to be is a real person and have right intentions, these days the world 🌎 is connected you can meet your partner on social media, what's important is to do a thorough DUE DILIGANCE
Uyo muroyi uyo agara aitozvidawo.
Enda unororwa but imbono vhunza ve mweya
Havasi vese vane lucky rekuroorwa zvakanaka through social media.....munhu anokuda will find a way yekuuya kuzokuona. Naiye zvivindi anozviwana kupi kukuti huya musati madzidzana
Very true and it's very dangerous futi Ari kuti I will be busy hasi kuda kuzikanwa muporofita mukuru moyo wako already Ari kuti ndiri kunzwa kutya
Hamenoo zvzvako kuramba rupineso uchida kushandira sata hanti unoziva hako gehena awaits wafii hako ku ndeuka since yo mum vachiri vape nyu so that she can can help kuti uve delivered kkuramba hako kubatsorwa sure there are lots of pple varikutadza kusiya uroyi asi iwe oramba zvako
Pachipamwe vedare namkoma Nash
Yowee
Pastor upombwe chivi, muchanotongwa mukasatendeuka...repent while you still have the chance
Confession yavamufundisi avovanorara ne Vana vesangano 💔💔💔💔 hasi Mufundisi wa Mwari urikushandiswa Na Satan 👹👹👹👹👈 iwe
Kamudzi kachkwambisto
Kana moyo wako usingadi usamanikidza
Vanhu havafanane friend yako haisi iwewe wadii waenda kune vanobatsira ubvunze usati waenda kune murume
Morning every1❤
Mrng guys
Good morning vedare❤
Morning
To the Second Confession iii-i Pastor ndimwi mwakauraya Murume veMukadzi vesangano uyo ndapedza nemwi 😢😢
Uyo anoroya navamwene tendeuka Mwari vanokuda asi iwewe wakabvima kudyiswa nyama dzevanhu namwene tanga wanamata namama vako kusvika dhimoni rabuda iro kudenga maone kana uchitombotya prayer yepano pasi ko kana wazofa ndopaye patinenge takuina chipoko kudenga unenge uchidzingwa
Mmm uyo wemurume wepa social media ngwarira,unochekereswa kana achikuda ngaauye azokuroora achionekwa nehama dzako newe uchinoona hama dzake,nyika yashata dia
Imi pastor munozvizova seyi chakauraya murume semukadzi uyu zvida mukadzi wengozi imi munoitawo next munotorea nayo Ngozi iyoyo ko kana Aine sari rinouraya varume be careful
First confession it seems uri kuzvifarira zvehuroyi you're choosing your evil mother-in-law over your prayer full mom gara wakadaro mubayiro uchauwana zvako.
Vanhu vepa social media ava. Tangai madzidzana. SA ine vakadzi vakanakisa, atikushaya ikoko achida kutora iwe urikure. Becareful imboyenda unoona usat wagara naye
Chokwadi
Uyo wekuda kuenda SA uri kabenzi kemunhu fighting God's warnings all in the name of marriage, already your instincts are ⚠️ you besides wanyanyonaka zvakadiiko kuti a Zimbabwean man anosiya all these south african women coming for you worse ane Mari, be careful wangu SA is very dangerous. I have been kuno for more than 16 years but l don't joke with my life like that, wangu unoitwa sacrificed
Let him come to zimbabwe and you had to meet his family too
Very good sound advice hama yangu. Her sixth sense is already telling her something. But she's busy day dreaming ka life kaacha gara ku SA.
Well said.
Satani haana chemahara kuromba kwakashata.
Vamufundisi, it's understandable, you are human.
Pane maPills anonwiwa nemaChinese anoita kuti sikarudzi isamire wgen they are away from their wives for long. Tsvagai that pill and take it each time you meet that lady, ofunga kuti you are now impotent, hapasisina reason yekugarira affair yacho.
ZvaSatan zvine Museredzero yhooooo
umm uyo akuda kuuya ku SA gara waziwa kuti midzimu haifanani .
uye unaziwa kudzimirwa fone
Chokwadi munhu ano kudzimira phone ndo pachaona kuti nhamo hayibvi pane imwe
Hidey akawana mukomana thru social media … ita kuti iye atange auya kwauri fst . Vamwe zvinovaitira asi zvinoenderana n lucky rako iwe tsika pekuti auye kna uri kutya
Makatndadza kumumbambata vamfundisi tell the laid to go for coseling now it's no easy but just tell and stop
You might be lucky but kana achiti anokuda ngaakupe mari yekutora passport yetransport iye than kut amai vaite stress again what will you do akazokudzimira phone kunyika yausingazive nekut iye haana loss if mari ikatsvagwa kumba kwenyu
Very true
Comforting her nekuita hupfeve hre stop it pastor 😢
They will never stop these pastors
@@Edinah-y8n taurayi zvenyu