prophet miracle Paul _ Amai vari kuvengwa nevana hanzi muroyi

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 22 тра 2024

КОМЕНТАРІ • 120

  • @PrinceNdongwe
    @PrinceNdongwe Місяць тому +13

    Chandinofarira pamuri prophet idzidziso chete dzidziso yenyu ndinoinzwisisa rambaimakadaro munhu wamwari🙏

  • @Aunty-kh3pp
    @Aunty-kh3pp 5 днів тому

    Tinotenda prophet vangu varikupona tichasvika ikoko rimwe ramazuva Thank you so much

  • @rosechigama6562
    @rosechigama6562 Місяць тому +8

    Mumhuri matinobva munemabasa makaita makauya kuzotinunura❤❤❤

  • @angelinezim8440
    @angelinezim8440 Місяць тому +5

    Amen thank you Prophet Miracle Paul for delivering people out there.deliver us kwatinobva uku kwakatakura

  • @ChipoMarimo-do3ye
    @ChipoMarimo-do3ye Місяць тому +3

    Kurapwa nekudzidziswa same time powerful words🙏

  • @ZvichaJandura
    @ZvichaJandura Місяць тому +1

    Mwari ngaawanire vanhu vavo nyasha. Amen

  • @user-is4eb4xd3c
    @user-is4eb4xd3c Місяць тому +2

    KKKKK YES PROPHET YOUARE AN OUTSTANDING TEACHER.
    GOD PLZ KEEP YOU SAFE IN YOUR MINISTERY.
    I AM BLESSED PROFESSOR OF PROPHECY & TEACHING.
    THANK YOU BABA

  • @faithka8644
    @faithka8644 25 днів тому

    Ino ndinofarira dzidziso dzavo chete. Thank you profet

  • @JohnJonny-cv5jp
    @JohnJonny-cv5jp Місяць тому +3

    Thanks henyu prophet muri kukununura nyika Amen man of God
    Neniwo ndibetsereiwo muri kwamuri ikoko ndisashandiswa nevatumwa vasatan.

  • @Rachel-yy3zm
    @Rachel-yy3zm Місяць тому +2

    Murimubatsiri vedu prophet

  • @user-xg3rc2df7e
    @user-xg3rc2df7e Місяць тому +2

    Amen ku porofita kune uchenjeri dzidziso yakanaka thank you munhu wamwari neni ndokumbira kusunungurwa nemhuri yangu tibate zvobatika

  • @TakaiteiMazarura
    @TakaiteiMazarura Місяць тому +3

    Prophet hupenyu hwangu hausi kunyatso ndifambira ndine shuvironyekumbosvika ku church kwenyu

  • @user-bh5xu6yv5d
    @user-bh5xu6yv5d 2 дні тому

    Chandodir prophet vanedzidziso

  • @rutendochakuinga8902
    @rutendochakuinga8902 Місяць тому +1

    You are a wiseman prophet miracle Paul ,god gave you a true wisdom of god.bless you prophet.

  • @TanyaMuridzo
    @TanyaMuridzo Місяць тому +1

    Amen prophet tinotenda nedzdziso yenyu hndchatokwanise kurra ndisina kunzwa dzdziso yenyu inondikomborera mnhu wamwari 🙏🙏🙏🙏 sure mnhu kna uri padambudziko hautombonyre kuritaura nerimwe zuva ndchasvika kuchurch kwenyu prophet

  • @trymorekabanda6286
    @trymorekabanda6286 Місяць тому +1

    Good comment. Very wise words. God bless you.

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 Місяць тому +1

    Nyanzvi yechiporofita ❤❤❤❤❤❤

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Місяць тому +1

    Yaaa Neah surrender yoooo 🤗

  • @user-zd2ks6ko3l
    @user-zd2ks6ko3l Місяць тому +4

    Ndinoshuwira kuuya kuchurch kwenyu one day munogona kudzidzisa munhu wamwari

  • @FutureMakoto
    @FutureMakoto Місяць тому +2

    Imi prophet Kasi makakumbira vo nyere dzekuprofet sa mambo Solomon Kuna Mwari dzidziso yenyu ine wisdom thank you prophet

  • @vengaichigomararwa2560
    @vengaichigomararwa2560 Місяць тому +1

    Prophet muri chiedza chenyika yeZimbabwe. Chengetwai

  • @shadmandoza1168
    @shadmandoza1168 Місяць тому +1

    Amen Prophet Miracle Paul

  • @tinasonnie-samhungu5959
    @tinasonnie-samhungu5959 Місяць тому +1

    Dzidziso iyi is top notch

  • @user-wo5xd6gy8d
    @user-wo5xd6gy8d Місяць тому +2

    Nyika yakatakura kurema sure Mwari tibatsirei

  • @user-ps4ss4wc3h
    @user-ps4ss4wc3h Місяць тому +1

    Amen munhu waMwari nyika yaparara nekushaya zivo

  • @BelieveMirimi
    @BelieveMirimi Місяць тому +1

    Makatumwa zvedi Prophet endai mberi nebasa raShe

  • @EverjoyMuchesa
    @EverjoyMuchesa 27 днів тому

    Mwari vakupfuudzei mberi my Prophet🙌🙌🙏🙏

  • @user-is6je6pn7q
    @user-is6je6pn7q Місяць тому +1

    Zwimwe prophet imhepo dzatenge taiswa kut paunosangana nemrume usadzwikwa kana kuitwa mkadzi wezwikwambo kumunhu auchadzwike hodzwika kuchikwambo

  • @abigailmugwagwa662
    @abigailmugwagwa662 Місяць тому

    Amen Prophet 🙏 nditenda

  • @marianmamvura2952
    @marianmamvura2952 Місяць тому +1

    Ndadzisa chokwadi yowe

  • @kunzetale
    @kunzetale Місяць тому +2

    This is too extreme how can someone want kunaka kuvarume

  • @sevisanyika930
    @sevisanyika930 27 днів тому

    Ende zvakaoma

  • @emoyo544
    @emoyo544 Місяць тому

    Amen prophet miracle Paul ❤

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i Місяць тому

    Thank you for the word and teaching amen

  • @FranciscaZvada
    @FranciscaZvada Місяць тому

    Television ... makapiwa maziso emweya chaiwo

  • @JohnM-ui9mt
    @JohnM-ui9mt Місяць тому

    Amen baba Good work

  • @chomz-hh4pv
    @chomz-hh4pv Місяць тому

    Amen man of God

  • @nmus7658
    @nmus7658 Місяць тому

    Amen and thank you Prophet

  • @shupikaimupikiti3168
    @shupikaimupikiti3168 Місяць тому

    Amen Prophet 🙏

  • @contilidahmavheneke7201
    @contilidahmavheneke7201 Місяць тому

    Amen.prophet

  • @user-bh5xu6yv5d
    @user-bh5xu6yv5d 2 дні тому

    Unopihwa usingazive

  • @blessingmuunganirwa8717
    @blessingmuunganirwa8717 Місяць тому

    Powerful word

  • @BrutosMoyo-gr8gh
    @BrutosMoyo-gr8gh 21 день тому

    Ndibatsireio ndobata sei ava prophet i think case yamama vangu yakamira semama ava exactly

  • @TinasheGwidibira-pk9po
    @TinasheGwidibira-pk9po Місяць тому

    Thank you Prophet we love you ❤❤

  • @loicenango9745
    @loicenango9745 9 днів тому

    Imagine chuma ichi changa chichapiwa umwe futi kana amai ava vafa, 😢😢

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i Місяць тому

    Chokwadi taurai zvenyu munhu vamwari amen amen

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Місяць тому

    Kķkkķkk prophet munombonzwerira

  • @user-ys9ro3ty3g
    @user-ys9ro3ty3g Місяць тому

    Amen tibatsirei

  • @TinasheMhuka-qs6bn
    @TinasheMhuka-qs6bn 14 днів тому

    Amen thank you prophet

  • @praisemasvinge9032
    @praisemasvinge9032 Місяць тому

    Prophet misai uyo anoti televhizhan anobhowa

  • @faithfaith1748
    @faithfaith1748 Місяць тому

    True prophet vaudzei Vakadzi ava ma cancer azara

  • @siphomuchero6182
    @siphomuchero6182 Місяць тому

    Prophet you are losing weight wanai nguva yokudya veduwee. The best Prophet ever

  • @norahngwaru7762
    @norahngwaru7762 Місяць тому

    Haa zvakaoma hazvo

  • @MaryShavieri-yx8vz
    @MaryShavieri-yx8vz Місяць тому

    Prophet Miracle Paul ndibatsireyiwo spirit of delay and rejection.

  • @user-om6dl3hx3m
    @user-om6dl3hx3m Місяць тому

    Amen

  • @OrfanatocasadaBencao
    @OrfanatocasadaBencao Місяць тому

    Ndiricuuya icoco mudara wangu

  • @user-sh3wb9xh7r
    @user-sh3wb9xh7r Місяць тому

    Amen 🙏

  • @CathrineMoyo-rm7gm
    @CathrineMoyo-rm7gm Місяць тому

    Amen🙏💥💥💥💥💥💥

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i Місяць тому

    Yowe inga zvakaoma

  • @EuniceChinyoka-tb5vh
    @EuniceChinyoka-tb5vh Місяць тому

    Zvakaoma mufunge

  • @Thobskyle
    @Thobskyle Місяць тому

    Ameeeen 🙏

  • @ConniekholiyMpansi
    @ConniekholiyMpansi Місяць тому

    Inini ndakazviudza kuti, chero kofa Ani wangu, handide kugoverwa chero chii zvacho
    May God keep you my Prophet until matigadzirisawo nemhuri yekwedu

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 Місяць тому

      Ko iwewe ukafa zvako uchavigwa nazvo here mugomba

    • @PassionateMupinyuri
      @PassionateMupinyuri Місяць тому

      ​@@nomsanyika151wanted to ask the same question

    • @user-yp9kc3uw7f
      @user-yp9kc3uw7f Місяць тому

      ah iwe unofanira kutora zvinhu ko ukafawo woda zvako zvitorwe nani hatisi kut tora zvine mhiko isu asi munhu chaiye anofana kungotora wo kna pafiwa

  • @collenmatasa4156
    @collenmatasa4156 Місяць тому

    Sies ,,,,kwenyu kuri kuda kunaka

  • @user-lf8ms6tv1o
    @user-lf8ms6tv1o Місяць тому

    Amen tadzidza ndotonorasa kana ndasvika kumba

  • @user-oc4ce6yn5i
    @user-oc4ce6yn5i Місяць тому

    Ndinoshuwira kuuya kuchechi one day

  • @marianmamvura2952
    @marianmamvura2952 Місяць тому

    Kkkkkkkkk ndaseka nhamo serugare hangu

  • @user-xx6eq5ug1t
    @user-xx6eq5ug1t Місяць тому

    Kkkkk prophet makaoma kutapira kudarika sugar

  • @Christ-cq6mb
    @Christ-cq6mb 21 день тому

    Jesus

  • @deonchiurunge6304
    @deonchiurunge6304 Місяць тому

    Zvakaoma

  • @MakahManiki
    @MakahManiki Місяць тому

    ❤❤❤🙏🙏

  • @markmusidye2401
    @markmusidye2401 Місяць тому +1

    Prophet deliver me and my family spirit of delay

    • @givemorechivandaidze1423
      @givemorechivandaidze1423 Місяць тому

      Whoever told you that yu have spirit of delay is your witch.... Why do you believe in such things?? What yu believe haunts or affect you

  • @shelterKusena-ry7bs
    @shelterKusena-ry7bs Місяць тому

    Prophet you are too parabolic

  • @thandiwencube2533
    @thandiwencube2533 Місяць тому

    Kkkkkk kwakaipa

  • @OptimisticWheelbarrow-he7ez
    @OptimisticWheelbarrow-he7ez Місяць тому

    🙏🙏🙏🙏🙏🙏

  • @wonderchienza2378
    @wonderchienza2378 Місяць тому

    Property munotaura chokwadi ndinodawo kuuya ikoko

  • @nozweloncube8788
    @nozweloncube8788 Місяць тому

    Kkkk vanoda kunaka

  • @liliandamiano4792
    @liliandamiano4792 Місяць тому

    Kwatinobva kwakaoma chokwadii mwari tibatsireyi

  • @user-jh1qv8bw5x
    @user-jh1qv8bw5x Місяць тому

    😅😅😅😅zvakaoma hazvo

  • @user-rg2wj3ko2g
    @user-rg2wj3ko2g Місяць тому

    Hanzi usazvi compere ne sugar

  • @user-is6je6pn7q
    @user-is6je6pn7q Місяць тому

    Sugar yakaita shoma mwari vakat ndapedza but pasugar apo kkkkkk saka yowedzegwa

  • @WinnieTakwanhira
    @WinnieTakwanhira Місяць тому

    Deliver us prophet

  • @user-rg2wj3ko2g
    @user-rg2wj3ko2g Місяць тому

    Kkkkkk

  • @WellingtonMazivisa-nn2dx
    @WellingtonMazivisa-nn2dx Місяць тому

    Hanzi i deliver sugar kkkkkk

  • @PraiseMapfumo-jm7tr
    @PraiseMapfumo-jm7tr 26 днів тому

    😂😂😂😂😂kunaka kudarika vakadzi vese

  • @tonderaigwatsvaira5224
    @tonderaigwatsvaira5224 Місяць тому

    P50 '
    1l?

  • @user-td6pk4sf4x
    @user-td6pk4sf4x Місяць тому

    Dzidziso yenyu yakanaka

  • @Exposure511
    @Exposure511 Місяць тому

    Prophet wanovanikwa kupi

  • @emoyo544
    @emoyo544 Місяць тому

    Kkkkk hanz ndnge ndchinaka kupfuura vmwe vkadzi kkkk

  • @user-gx5rk3yg3j
    @user-gx5rk3yg3j Місяць тому

    Uuuummm prophert this woman she knows if it is for make her part to be sweetness why she take it off when she come to church

  • @VongaiKomboni
    @VongaiKomboni Місяць тому

    Vanhu vari kupfeka zvinhu kuindia uku

  • @SeleYusuf
    @SeleYusuf 22 дні тому

    Kunaka kupfuura vamwe vakadzi Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk Kkkkkkkkkkkk

  • @mercybare7307
    @mercybare7307 Місяць тому

    If i want too see prophet one on one how do i go about it

  • @GeyDotNaboom
    @GeyDotNaboom Місяць тому

    Amen Prophet Miracle Paul

  • @user-ki2op3bb3o
    @user-ki2op3bb3o Місяць тому

    Amen

  • @user-gs2qs2cr2g
    @user-gs2qs2cr2g Місяць тому

    Amen 🙏

  • @FranciscachaurayaChauraya
    @FranciscachaurayaChauraya Місяць тому

    Amen 🙏

  • @user-nj4tz7iq1p
    @user-nj4tz7iq1p Місяць тому

    Amen 🙏

  • @norahngwaru7762
    @norahngwaru7762 Місяць тому

    Amen

  • @timothymhlanga
    @timothymhlanga Місяць тому

    Amen

  • @SekaiMushumo
    @SekaiMushumo Місяць тому

    Amen