Kuti zvityise neku belivhisa Mukotsanjera anobva akoka dzimwe n’anga ne maporofita to join him. That’s an honest offer but it will be stupid to take such an offer. Basa rakabatwa kare apa, he did his homework kudhara. Run Up and down iyo is a side show. Tsoka is an expert in managing his audience inducing fear, cohesion and compliance 👏 👏 👏 unobhilivha chete. We are now witnessing a full blown Tsikamutanda with the blessing ya Mambo. Heeeeeyyyyyyiiiiiiii 😂😂😂😂😂. Clue is in one of the guys who is already wearing latex gloves 🧤, anga achiziva zvirimberi.
BaaTaps nyaya dzehonde valley murikugona kwete kuenda bocha kuna mambo wanotonga waka pfeka flat hat munhu mukuru apa haagone kutonga regai kuendako tokimbirawo nyaya dze honde na mambo wedu Mutasa pliz
wechidiki budai muziChurch haisi church iyo kana iye wamunoti mutumwa wenyu akaromba one day zvichazobuda pachena !! ropa retuwana tunofa everyday ndiro rinoraramisa mutumwa wenyu iyeye
@@taliaxoxo8458 😆 😆 😆 Kubvuma kuti Mukotsanjera Ndi Tsikamutanda kaaaa yes. This was one of the worst shows yaaita but very entertaining. Kana wakavhara maziso unofunga kuti pabatwa basa. Matsotsi aya tell me why his assistant was wearing latex gloves from start. Kumhanya kuenda kumunda kwese uko asi vachiziva havo kuti zvikwambo zviri mutoilet.
Sekuru nyaya yamabata yekupedzisira ndakaona mhuri yacho ichitsvaga rubatsiro pa sly media but nhasi mabva maibata ndabvuma dai mhuri iyi yazviona yauya kwamuri muibatsire
ua-cam.com/video/knSD073A_js/v-deo.html Marangwanda eGandanga part 1 ( iyi nyaya irikuzotsviriridza , part 2 kumanheru , part 1 waiona ere ?
tatomirira❤
Ehe part1 taiona
Irikunakidza iyo, can't wait
Hongu taiona
Sofa rese
Kubeni hayi achibudisa maziso kudayi.....Dr Mukotsanjera to the world ❤❤❤❤❤
My Best sekuru mukotsanjera ever and ever
Aaàah ndafara weduwe Dr mkonzanjera ndi simboti 🎉🎉🎉🎉ndi sekuru vangu ❤ sekuru batsirai mzukuru wenyu🎉🎉🎉
Mukotsanjera the best traditional healer at the moment
Madzinza akatakura, kana kwenyu zvisiko usa shore kuti hee fake kudii , varidzi vemusha ndo vanomusvaga kuti achenese musha.
Vakabatwa vakabvuma kwasekuru Tasvu gogo ava
Sofa rese dheshe kunyange ndanonoka zvangu,Mukotsanjera to the world bae wenyika ❤❤❤
Pliz ve Karanganda rambai muchitipa ma episodes tikusarira ve Tichkach hvasi kugona dai maita imi chet chikumbiro ichi
Taura zvko ko iwo vakabva nepi
Karanganda kumberi
Watopedza iwe wabva nepi😅
Idiko
Idiko munhu washe
Basa remurume uyu Dai mwari akuwedzerai makore nekurarama❤🎉🎉
Tomboti sekuru Mkotsanjera mabvuma kuparikwa.munomboziva kuti munoroorwa ne99% yevakadzi here.❤❤❤❤❤❤mukugona basa tateguru
Chipositori chenyu itai mega ,mbetete mbetete muchigara nezvakadai mumisha waroyi ,mbwa dzevanhu
😂😂😂😂😂 wandinakidz
@@epiphaniamakombe40Zviriyo kwanguyo ,hanzi namatai Iwo wakatiita vakadzi wezvikwambo ,ma rubbish Aya ,wanotizira kumachurch wachiroya hawo
Vanoti namatai kuti musaenda kuna vana mukotsanjera nekuti munozovaona vasati vaguta kubeka@@ChipoMponde
Taura hako. Vanohwanda mu zvichena imomo vachiisa vana pamajana vanorwadza vanhu ava sechironda chemu mhino
Zvinoda rumamiso zvimadhara izvi mhani nxaaa
Nzvimbo ye honde valley yakanaka kunonetsa mabhinya chete
Kwakanyanya kuita green muma banana imomo ndomurikuperera vanhu
@@nyashabuwerimwe-sw6qu pakaipa.
Taura zvako
Kungoti vanhu munotenda mamiracle money kwana papa nekachirungu ne cooking oil mobva matenda nextweek wobva wanamatirwa futi wobuda demon rakamboda lastweek rikanzi buda uyende robva rati ndakuenda ndakuenda ,kungoti kana usati waita dambudziko unoti ndezvaagara akaronga
Pane vese vari against zvikuitwa apa vachiti kunyepa aiwa zvichakusvikirai one day....varoi variko hama
Basa ngaribatwe kule mukotsanjera to the fullest❤
Vanhu vepano kuti munotoshanda imi😂😂😂😂😂 sofa razara kare
😂😂😂😂😂😂😂😂 ikapinda kutomhanya mutoilet kunoona coz ringapera basa
😂😂😂😂 ndatombodawo kuvhunza
Vanhu varumhanya Shem
Aaaaaaa ndaona mukotsanjera akakkumura 😂😂😂
@@phineasmasori3540neniwo ndaona
Hi pano, kna zvisati zvasvika kwako unoti ma drama saka plz regain vanobatsirwa vapone
Kubvisa zvidhoma imari yakawanda kana usina kusimba unofa
Big up sekuru Mukotsanjera u re the best❤❤❤❤
Greatest sekuru Mukotsanjera, tochibvondora chete
Ndokunonzi kubata zvidhoma kwete zvaana tasviu nana bunzamukombe 😂😂😂 zvinhu zvavo zvinowanikwa pahembe chete 😂😂😂😂😂
Sure
Apo zvekwatasvu zvinenge zvakachena sezvabva kutengwa iye achinzi akazvitora kuma 1980 uko
@@TalentTakaindisaKkkkkk
Tasvu imbavha yakangwara iya skaasingadi vatori venhau vakawanda. Anotya kufumurwa.
@@misheckchidota6663 kwete 1
Panebasa sure,musikana ane yellow very fit
Nhasi ndasvika in time😂,kule naro basa vanhu ngaticheni ndosaka mvura isinganayi vakuru vedu vakarema chose😢
Tiri kunzwa Nhau due Volume , pane zvati zvagadzirika here ?
Volume bho, sound quality manyama
More episodes chete,zvese👌🏾👌🏾👌🏾👌🏾
Prob makatorerwa basa rese ndi tich uya mufunge ndakagumbuka uku handikwanisi kukwata mufunge
Gaigare iri APA pairi nhas❤
@@nyashabuwerimwe-sw6quhavapindure ndakapengawo chinobvira😂😂
Honde valley is beatiful 🎉
Honde ndeyemabanana chokwadi and ever green
Kuti zvityise neku belivhisa Mukotsanjera anobva akoka dzimwe n’anga ne maporofita to join him. That’s an honest offer but it will be stupid to take such an offer. Basa rakabatwa kare apa, he did his homework kudhara. Run Up and down iyo is a side show. Tsoka is an expert in managing his audience inducing fear, cohesion and compliance 👏 👏 👏 unobhilivha chete.
We are now witnessing a full blown Tsikamutanda with the blessing ya Mambo. Heeeeeyyyyyyiiiiiiii 😂😂😂😂😂. Clue is in one of the guys who is already wearing latex gloves 🧤, anga achiziva zvirimberi.
Ane mutoro ndiye anonzwa kurema kwavo
@@gladysmundembe7886 $3000 mutoro mukuru pasina chinochinja
Clue to what?
Unofarira sekuru ndosaka uchiona ma video avo every time 😂
@@allenmuyengwa4688 Kuti pachapindwa mu toilet ne kubata madhodhi.
Thank you Karanganda you are always my number 1❤❤❤❤❤
Kkkkkkkkkkkkk kuromba kunonakidza kana womhanya kudai wachembera😂😂😂😂😂😂
Tsoka my hero salute you
Thanks to cameraman nekuteera yoo pamhanyiwa apo
BaaTaps nyaya dzehonde valley murikugona kwete kuenda bocha kuna mambo wanotonga waka pfeka flat hat munhu mukuru apa haagone kutonga regai kuendako tokimbirawo nyaya dze honde na mambo wedu Mutasa pliz
Tsoka ft karanganda zvadirwa shuga kwete zvataiitirwa uku
Tete avo vakabatwa kwaTasvu futy imboko yemunhu dhemeti kamuroyi kemunhu ungauraye hanzvadzi
I like this mukotsanjera ❤
Rovai Basa sekuru Dr Mkotsa
Kuita kunzunzutira chaiko 😂😂😂zvidhoma ngazvibatwe Tsokaaa
Ndanononoka nhasi.. Thank you
One ad only munhu wechokwadi arikubatsira not nekuda mari asi kuda kusungura vanhu
my question is why n"anga dzisingapisi zvidhoma nemoto, seiko vachienda nazvo?
❤❤❤❤❤ chikara chengozi Mukotsanjera
Uyo negreen kupengeswa nezvidhoma hre aaaaah veduweee kani
I like to see sekuru
Apa ndasurrender hangu. 🛖🪖🪖🪖🪖🪖🪖🪖💯. Zvinoda ma comrade eku mweya😅😅😂. Muporofita yato shamwari yaSekuru❤.
Vivaa sekuru Mukotsanjera❤
Mukotsanjera the goat the most handsome and humble traditional healer
Mmmm sekuru vakawoma avo kugara nezvinhu zvakadaro apa face yavo yakaita kunge tsvimbo ya😂sekuru mukotsanjera
😂😂😂😂
Gd one bba taps Ummmmm morova basa namkotsa Ummmmm mambowonerera zvikwambo
Hesi tsoka .....Dr mukotsanjera....shumba yengozi ....imbwa ye gorongoza.....muri cy kule vangu
Mukoma baba joy Vanetsa asi ndozvazvinoita vanhu vakadai vanotaura chokwadi asi vanongonzi vanopenga ba joy
BabaTaps, Haa, mazuvano very busy, heish and content yakudakadza yampo❤🎉🎉!!
The best sekuru mkotsaaaa
Uyu Mkotsanjera in'anga here ini andinzwisisi anosvikirwa here or anomboshanda sei
Imbavha kkkkk ndamuonawo
Makorokoto mbuya iyo yabatwa yakachekeresa muzukuru nehanzvadzi yayo ichivatuma kunochera mushonga havakudzoka. Nhasi mafumurwa vakatuma mabhinya kundouraya hama dzavo mbuya n'anga
wechidiki budai muziChurch haisi church iyo kana iye wamunoti mutumwa wenyu akaromba one day zvichazobuda pachena !!
ropa retuwana tunofa everyday ndiro rinoraramisa mutumwa wenyu iyeye
Which mtumwa are you talking abt coz mtumwa atone abt 2yrs afa
I wish to subscribe twice
Chinonga chakandochaya ikweyo ❤❤
Tsikamutanda aripabasa 😂😂😂😂 in full flow. 🔨 🔨 🔨 🔨 🔨 muchati baba zvenyu. Hatisati taibva.
Wabvumaka nhasi been watching your comments from afar 😂 nhasi wati eke
@@taliaxoxo8458abvuma nhasi shuwa 😅😅😅 ndaimuonawo ndiri afar 😅😅😅😅
@@taliaxoxo8458 😆 😆 😆 Kubvuma kuti Mukotsanjera Ndi Tsikamutanda kaaaa yes. This was one of the worst shows yaaita but very entertaining. Kana wakavhara maziso unofunga kuti pabatwa basa. Matsotsi aya tell me why his assistant was wearing latex gloves from start. Kumhanya kuenda kumunda kwese uko asi vachiziva havo kuti zvikwambo zviri mutoilet.
@@dhavetembo7654 and also vanhu vese vatorwa kuendeswa kumunda kuti vanhu vake vasare vachiisira zvinhu kkk im no fool i know all of their tricks
@@taliaxoxo8458 mmmm anombopikisa zvekurevesa uyu..
Basa mberi Dr
Ndekupi uku kuzindi
mbuya yekuendeswa kwamambo Mutasa iya yabatwa zve apa.
Ndezve chokwadi here izvo imi vanhu
Haaaa nharaunda inoda nyaya ndapota 😅dai kurikurohwa nezvidhoma
Jee rine arikuchera zvidhoma kusatya kupukirwa nacho wachi disturber, unozoti wayiitei 😢
Shumba yegorongoza ❤
Comrade marathon 🏃
Tsoka to the world ❤
Haaaaaah sekuru sando dzenyu ❤❤❤❤❤❤❤❤
Mukotsa tô the fullest ❤
Ndafara tsoka for the first time kuchenesa dzinza renyu wasimboti wakaromba mhani
Ka bby kane white top and long skirt ndaona kakatoenda naMukotsanjere
Yooh mumatuzvi futi here
Kkkkkk
Mkonzanjera hoyéeé 🎉🎉🎉🎉
My bae Tsoka❤❤❤😊 fambai naro basa
Koko vaenzi vano gara papi 🎉🎉🎉❤.
Zvidhoma zvekwahonde kufarira kwazvoita kutizira mumadhodhi😂😂😂
Chikara che hondo ❤❤❤❤❤
🎉 chibba sekuru vedu ndatenda veduwe
Always Green Nzvimbo yakanaka zvayo iyoyi
Dstv ichavara chete nenyaya ya Tsoka ne Karanganda uyi
😮😮 kuvhunduka kwandaita ndichinzwa kut Nyasha aripi, Nyasha asvika here😅 haaa musataure mazita plizz
Yes my Netflix chero ndanonoka yes bae
Ndainge ndakaroorwa pamusha apaa,takanzwa nditwoo twirooo utwooo elooooo bate rekeee😅
Shuwa here
Chidzokai kwachena twabatwa
inee handishadii ngozi dzidosara dzidodaro apo
Hapwa dzatsoka bho ere
👏👏👏
Vamukotsa njero mabasa amurikubata makuru chenesai nyika sunungurai vanhu tanzwa nekutambura
❤❤❤❤❤❤
Matipa damba refu bataps thanks 🎉
Mukosanjera ❤❤❤❤❤❤
Saka mufesi uyo ane saga ngachingotangawo kubata nekuti haazvitye
Aa muporofita uyo aaa mufana uyo taishanda naye kuno ku dedoorns ku Capetown chokwadi chiporofita aingoporofita kkkk
Sei tunhu utu tusingapfakanyike kana kufema
Karanganda 🎉🎉
Honde valley yakatakura kurema 😭😭😭
BaTaps nyaya dzenyu dzinonakidza chayizvo but dzakarebesa mhani.
Sekuru nyaya yamabata yekupedzisira ndakaona mhuri yacho ichitsvaga rubatsiro pa sly media but nhasi mabva maibata ndabvuma dai mhuri iyi yazviona yauya kwamuri muibatsire
Handichatogoni kugara ndisingaoni izvii😅
Mazuvano ndirikuona zvimunya hangu nebasa
Tsoka❤
Ba taps ini ndafarira hangubsekuru ndipei number, vakaroora here😂 15:01
Sekuru fambai naro bsa tiripo ❤
Inzvimbo inogarika ASI hurobwa,nehubhinya,