Ndakabatwa Chibaro Nevarume 8 Chief Mutasa Tichkach mtv

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 24 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 32

  • @cobradube3827
    @cobradube3827 2 дні тому +1

    Thanks T one, nekubvunza zvizere kutipa humbovo hwenyaya iyi uye nekutiratidza chiso chemkadzi uyu .

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 2 дні тому +2

    Vanhu kujeri ,ndoyana matutsa na chabodo kaa iyi ,nharaunda yese ku jeri

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl 3 дні тому +2

    😢😢😢nyaya iyi kufnana neyana chabodo namatutsa..ngavasungwe varume ava shit dzevanhu

    • @Ashley-up6xy
      @Ashley-up6xy 3 дні тому

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @mildretmatarauka
    @mildretmatarauka День тому

    Ndaita kukachidzwa neshungu shem
    Dai abatsirika mwana uyu mabhinya aya asungwe ncxaa
    They took advantage yepfungwa dzake dzisina kumira zvakanaka. Sorry gogo I can feel the pain yamunayo

  • @Washie_DukeOfGokwe
    @Washie_DukeOfGokwe 21 годину тому

    Matutsa na Chabodo 2.0

  • @risiasganana2040
    @risiasganana2040 12 годин тому

    Zvinotaura muroora Y zvisingabatani naamwene weya vakadimburwa padare weya zviya.
    Tim ngapazikanwe kubatwa chaiko nekusabatwa uye justice zvinongoreva hr kusungwa kwemunhu kna vanhu........ Kna paiitwe zviro izvi vakahwanda uye kakawanda haaa bodo zvimwe zvaakuda vakadzidxira iro basa rekupepeta

  • @fortunatemuchekadzese1939
    @fortunatemuchekadzese1939 2 дні тому

    Vana Chabodo part2

  • @manasschibanda
    @manasschibanda 3 дні тому

    Ma 1

  • @EuniceChaima
    @EuniceChaima 3 дні тому +2

    Ende pahu 8 hapashaiye aripachirongwa ipapa varume soo

  • @MariaMajadibodu-uq5cj
    @MariaMajadibodu-uq5cj День тому

    Shame zvinorwadza henyu vaiudzana varume ava

  • @babava2263
    @babava2263 День тому

    They should join Matutsa naChabodo kujeri. Bloody scumbags.
    Mambo Mutasa vagara vanogona havo kutonga. Should be a High Court Judge.

    • @JemimaBhobho-y1c
      @JemimaBhobho-y1c 12 годин тому

      Hezvo vaya vakazosungwa here ndakapedzisira zvichinzi mukadzi achanoongororwa pfungwa akaonekwa dzisina kuita mushe waizosungwa

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm День тому

    Ende zvakaoma vanhu so

  • @ElizabethNemaramba
    @ElizabethNemaramba 3 дні тому +1

    Zvaanenge arikutaura zvinonzwika wani

    • @cobradube3827
      @cobradube3827 2 дні тому +1

      Ehe wena but problem murume wacho anenge ayisasvitsa kumberi chaiko 😂

  • @StellaBanda-u8v
    @StellaBanda-u8v 3 дні тому

    Zimbabwe yaora 😢😢

  • @mekidhliwayo874
    @mekidhliwayo874 3 дні тому +1

    Mudzimai uyu haaana kunyanya kurasika njere uyu...inhamo chete iyi...

    • @lettymasibae6771
      @lettymasibae6771 3 дні тому

      Saka madoctors akatadza kuona here weduwe

    • @shebs2207
      @shebs2207 2 дні тому

      Plus ichi chihure haisi rape akavhunzwa nepolice achataira chokwadi zvaakataura kwamutasa nepana zvanekamutsauko Ari kuti baba marble vakandipfimba

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 День тому

      Hachisi chihure varume ava vaitoudzana kuti kwaiti village bicycle that's why vaiti mudungwe taking advantage,benzi ukarara naro rinotaura dei chiri chihure angotora Mari anyarara

    • @lettymasibae6771
      @lettymasibae6771 22 години тому

      @@muchmuleya9651 taura hako vaitozivana varume ava vaiudzana

  • @MagretNdiumbe
    @MagretNdiumbe 3 дні тому

    Tich unobvunza chaiko kkkk uri serious

  • @StellaBanda-u8v
    @StellaBanda-u8v 3 дні тому

    This level of abuse stinky😢

  • @St-G2
    @St-G2 3 дні тому

    Vaitoganza pabhawa kuti iripambudzi endai monamewo

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 День тому

      Vakataurirana kuti ndadya endawo varume vekumamisha havaite nevana sikana they are not safe nenyaya yema 2 dollars zvirwere zvega kuparadzira

  • @HazelMutumba
    @HazelMutumba 3 дні тому +1

    Asi varume ava vakataurirana kani kuti vaendere mukadzi uyu