КОМЕНТАРІ •

  • @emmanueltom2891
    @emmanueltom2891 3 місяці тому +1

    Amazing, worship. This is the greatest times of spiritual experience

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 2 місяці тому

      @emmanueltom2891 Zuva richadzoka Kristu ndipo pauchabata shuwa,ipapo mwazha anenge arikumberi kwenyu mose achibvunzwa mibvunzo yaasingagoni kupindura,pamunozvonzwa Kristu achiti ibva kwandiri iwe muiti wokusarurama,ipapo kuchava nokugedageda kwameno...............aika anenge wobvunzwa kuti wakambowanepi munhu anozviti ndiri ngirozi iwe? Jesu achiti nhai iwe mwazha hauzive kuti ngirozi chisikwa chakatosikwa chiringirozi here munhu munhu anoberekwa ari munhu saka izvi zvokunyepera vanhu uchiti uri seraphim iwe wakazviwana pa verse ani? Wonzi ko hauna kunzwa zvandakataura ndirimuna Pauro weTarso pana Galatians 1:6-9 kuti kukawanikwa ngirozi inobva kudenga kana munhu anoparidza imwe ivhangeri yakasiyana neyakaparidzwa nesu ma first apostles in the church of Christ,ngirozi iyoyo kana munhu iyeye NGAAVE WAKATUKWA,wobva anzi ndepapi ko pawakambowona Pauro weTarso achiparidzira vanhu kubvisa shangu kana vachipinda mu church? nhai iwe mwazha iverse ani inemvura ya alpha and omega? nhai mwazha ko word rokuti Archbishop wakariwanepi zvarisipo mubhaibheri rose? ko zvekuti amen vanhu vako vachikuti Daniel 7 inotaura pamsoro pako wakazvinapi? nhai iwe mwazha hauzive kuti akagwegura pamazuva ake ndini Mwari here? Ko zvino watova Mwari iwe mwazha? Ko 2 Thessalonians 2:1-11 hauna kuiverenga here? Yaitaura zvevanhu vakaita sewe ka,ko zvokuti unodzosa vanhu panyika kana kuvatendera kupinda denga pavanenge vafa wakazviwanepi? Wonzi akakuudza kuti kana vanhu vachinamata kwandiri havafaniri kusiya zita rako pamunamato ndiani?........mibvunzoiyi inenge ichibvunzwa mwazha iyi,ipapo iwewe mabvi anenge atsemuka nokurovana

  • @makanakamedia
    @makanakamedia 3 місяці тому +2

    Haaa Muroti Uyo ma1 wepa Mamelodi

  • @ConfidenceNdlovu
    @ConfidenceNdlovu 3 місяці тому +1

    Upload other videos

  • @OsmondManatsa
    @OsmondManatsa 2 місяці тому

    Vakomana vanogona ava vanondiswededza pedyo nedenga

  • @patriciatricia1188
    @patriciatricia1188 3 місяці тому

    Recreation of Africa! Recreation of Africa! Recreation of Africa! Hallelujah praise the Lord Jesus who commissioned EPMMwazha of Africa to give rest to those that believe 📖🙏🙏🙏🙏🔥🔥🔥👏❤️

  • @michaelnyamudzongwa5575
    @michaelnyamudzongwa5575 3 місяці тому +2

    church yesimba

  • @SipiweMabuto-ki3zh
    @SipiweMabuto-ki3zh 3 місяці тому +2

    Isa furu pirizi painaka apa

  • @YoemanYoe
    @YoemanYoe 3 місяці тому +1

    Send other prophecy vids🙏

    • @aaronshumba4574
      @aaronshumba4574 3 місяці тому +1

      Turn on the notifications bell ,,,you will be notified when l drop

  • @paulnezungai8636
    @paulnezungai8636 3 місяці тому +1

    Pakabatwa basa

  • @blessingtakaingofa5308
    @blessingtakaingofa5308 3 місяці тому

    Tinoda full yacho please

  • @TsitsiChisango
    @TsitsiChisango 3 місяці тому

    I hope now vakuzarurirwa zve chokwadi I still remember team iri na Mugwagwa kunditi wadzai kudya ma yought mune pamiri asi mwana musikana ndakafara semunhu ayive pa kutsvaga mbereko wanei apana chiripo after wambo fadzwa Vanogara mu Durban zvakaitikira kwa Mai Mrt sibanda

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 2 місяці тому

      Nhema nechokwadi hazvisangani,mwana wenyoka inyoka,inhema dzoga kutotangira pana mwazha chaiye,zvese ndezvenhema izvii

    • @TsitsiChisango
      @TsitsiChisango 2 місяці тому

      @@thembandlovu3344 kkkk zva Mwazha achazive but uyo unonyepesa

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 2 місяці тому

      @TsitsiChisango kkkkkk mwazha ndiye akavadzidzisa kutenderedza misoro vachideedzera mazita evanhu varimu bhaibheri zvichinzi tirikurova ndimi, wotoshaya kuti akazviwanepi izvozvo.......ndosaka izvezvi nokuparadzana kwakaita vanhu vekwamwazha ukaenda chero side ripi zvaro unowana ikoko kuchizvunzwa misoro kuchideedzerwa anaEria pachiporofitwa zvokuti dhuu,wotozvibvunza kuti mweya iwowo unoti chero vanhu vapesana kudaro woramba uchivabata ndewani? Ingadai ka tichiwona one side chete richibatwa nomweya mamwe ese zvichiramba tobva taziva kuti iri ndiro riri ryt mamwe ose akarasika nokuti hamugoni kuti musingawiririrani makadaro monzi mose kurikubatwa nomweya waMwari,azviiti unless kana uriwa antichrist, vasingawirirani vakadaro,mumwe achiti kunemumwe makarasika imi asi vose unowana vachigwinagwina vachitomuka tomuka vakabatwa nomweya,mubvunzo ndewekuti mweya wani unopesanisa vanhu woramba urimavari? nokuti Mweya Mutsvene waMwari haudaro,hakuna vanhu vanoti vachidhandiswa naMweya Mutsvene wovatendera kupesana,azviiti,zvese izvi imanifestation yokurasika kwamwazha pachake,hana kubvira ambotumwa naMwari mwazha akazvituma oga

    • @TsitsiChisango
      @TsitsiChisango 2 місяці тому

      @@thembandlovu3344 kkkk wakatsamwa ne team re nhema iri

    • @thembandlovu3344
      @thembandlovu3344 2 місяці тому

      @@TsitsiChisango Vanhu varikunyeperwa zvinorwadza mhani,kutozama kubvura maziso evasingawoni kuti chimdara chonyepesa chiya

  • @emmanuelmpofu2189
    @emmanuelmpofu2189 2 місяці тому

    Frank Sabao wakurova basa mfana wami