@@ChipoMponde ivo sa headman why asina ku correcter that? Problem munoumbiridza zvakaipa semutungamiriri wevanhu vangadai vagadzirisa not kutotaura 3tymes, apo chinongopopota hapana kana1 chine musoro
So boring, now. Zvakungova zvemashavi chete chete. You started well, but you've lost focus. Maybe kushandiswa nekuitiswa. Allen is now the worst assessor!
Headman chigodora vanotigonera but we need more videos from your court
Headman Chigodora, Chief Mutasa nasekuru Mukotsanjera vanondigonera hanguu mumatare avoo
Kkkk sekuru mukotsanjera ukanzwa vati toko
matiregerera headman chigodora isu tave adicted ne court yenyu we need more videos everyday
Headman Chigodora kuti rasa zvavo nemadiro atinoita nyaya dzamunotonga musadaro tiri vana venyu
Tanga tasuwa this channel headman 1 anorema muzimbabwe
Murume ane Adidas uyo anotaura chokwadi ❤
Taura hako very confident
Uyo ane adidas uyo kana apedza nyaya dzerudzi rwake ngaashande ari mupurisa wenyu abatsirane namagada uyo anogona basa
Manga marova shuwa Headman Chigodora. Munodzidzisa zvukuti 👏🏾👏🏾👏🏾. Batsirayi vana veZimbabwe.
Herdman Chigodora and team mukutiregerera pliz
The best Headman so far i did not know u got such powers over everything
I was worried, when you're not posting your court sessions
Welcome back headman Chigodora
I'm in Cape town S.A
Zveshuwa ini hangu ndinobva bikita but uyu headman ndiye one anoziva kugadzirisa dzimba dzevanhu
Chigodora great job gadzirisai mishaaa
I’m first Ashe eJindwi here, we love you Babamunini Chigodora and crew!!
The best Head man
Kurova Kani Ishe Chigodora.Ndoda kukuonai zuva nezuva purizi
Guci aripi please
Power to our headman
Where is Guci and secretary?
Wakaenda kumabasa
Vaipapa maningi
Varikumabasa
He went to look for a job
Aripi sure arume aya
Headmen team yenyu munotonga zvenyu hamutori side munogadzirisa dunhu renyu🎉
Mutserendende/nhanzwa
Headman munombopota muchiti kangamwa musatiregerera pliz
Headman Chigodora hatidi nemi magara pamakagadzikwa haa munechiremerera ndabvuma hangu
Batai basa headman ndini mune yese nemapurisa enyu
Ndofamily yekwa Nikisi yaive naMujochanjera here
Hapagoni kuitwa ka petition here headman vadzoke mu game
headman munotonga zvinofadza chokwadi
Musavasiye Headman vanhu vanoshereketa havabvume vanotoda kubvuma vabatwa
Vanhu vekwanikisi ngavaripe mhosva yavo,mkadzi akafa akafira mumusha mavo uye anechigumbu mufi uyo.kana varipa mufi achaenda kune vakamuuraya wondoripiwa ikoko mushure mekunge varipa dzavo
Ndanga ndakusuwai mose padare re headman Chigodora
Secretary wenyu arip headman neuya aishNda namaglaz arip
Cc othi usukumile iqiniso yilo abazali bakhohlakele
Tinokudai chigodora
Makadii Headman Chigodora
Mukotsanjera ndiye anogona kukusanganisayi nekufumurayi nekubvisa zvinhu
Chinyamunzore vakaendepi
Muripi mazuva ano head man
Ko mupurisa waheadman asinga chinje t-shirt ye orange
Uniform yebasa
Ndoyega yaainayo mutengereka vagona mune dzakawanda
Headman Daidzai Mukotsanjera anova batsira inyaya diki iyo
Mukotsanjera akapindira
Hanzi ma offals na headman😂
Ini hangu vachigodora vanogona na vamagada
Headman
Punichimendi plus muvhuu
Munhu anodonzera kumashure panhau dzemusha anobhowa ikoko kutishinga kunoratidza kuti muroyi
Dzidziso yakakosha Headman murikubata basa pachokwadi, rambai makadaro!
Taipei nyaya mudara
Tongai matare headman tinotenda
Baba vejaketi re jean chiiko kuoma musoro
Ava ñdovarikukonzeresa zvinhu ava
Ma offals 🙆🏻♂️
Ko sei video racho rikuita seriribku skipper some parts
Chigodora
Taura zvine hunhu iwe adidas usataure nemaoko
Zvinonzi mvana hre kana zvinonzi single mother Chigodora education ishoma chinozikanwa kungopopota zuva rose
Wamhanya ,Headman wadzokorodza masoko ataurwa namai awo ,Iwo ndiwo wati ndakanzi mvana ,
Musati madzidzisa nekutuka tangai mazvigadzirisa ,musamhanye
@@ChipoMpondendozvinoita munhu anoona video nechinangwa chekuda kungoona pakashata chete haaoni kuti chii chaita vadaro zvakaoma shuwa
Mvana muchishona, single mother muchirungu
@@ChipoMponde ivo sa headman why asina ku correcter that? Problem munoumbiridza zvakaipa semutungamiriri wevanhu vangadai vagadzirisa not kutotaura 3tymes, apo chinongopopota hapana kana1 chine musoro
@@RevaiChamboko semutungamiriri wevanhu vangadai vagadzirisa not kutotaura 3tymes, what kind of a leader?
Sàlibonan
Kkkk hanzi maoffals
😂😂 Vataura pachikuru (zvemukati zve)
Mukotsanjara
So boring, now. Zvakungova zvemashavi chete chete. You started well, but you've lost focus. Maybe kushandiswa nekuitiswa. Allen is now the worst assessor!
True he is the worst
Wanotonga dzauya ,harisi skit rekt watonge dzaunoda iwe,
Allen anoita zviri maari ,akaita zvatoda angachawe Allan hre
Vari kurecorder vacho ndivo vakungotora such issues asi kunotongwa nyaya dzakawanda
Headman anotonga nyaya dzauyiswa haaendi kunotsvaka nyaya
Saka dare roramba mhosva dzemashavi dzauya here.... Remember herdman havatsvage nyaya asi vanhu ndovanouya nenyaya dzavo