THE CLOSURE DNA SHOW:S10 EP20 ANODZISIRA NEXT DOOR MVURA YEKUGEZA
Вставка
- Опубліковано 30 вер 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 10 Episode #20 HATCLIFF
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/users/ch....
Ndiyaniwo aona a sad face pana maiguru after the results?😢
Vanga vakutobuda tumisodzi kkkkkk let's just say ndetwemufaro😂😂😂
Ndini😂😂
I saw it too
Kikkkk 😁 😂 😂 😂 😂
Huu makutsvaga zvisipo
Maiguru itsotsi avo pamwe wake ndiye asiri mwana wemurume ako kamurume ako kamukono ketsambarafuta chaiko katsotsi
itsotsi aita sei?
itsotsi aita sei?
Vaita sei maiguru
Unoti itsotsi pakuita sey nekuty iwe Uri wechi 2 nemurume wako waunaye Uri kuzvi farira
I feel sorry for this girl ngaende kumba arege kugarira izvo
Zvematuzvi chimereji chenhema nhema
Akamanikidzwa Nani .hanty akada ega .munoda kutanga mapihwa vana ka mozopepuka
Chokwadi mainini hawasi kudiwa apa, maiguru itsotsi vakagwarisa vaizvisimbisa nekuti pakaitwa ma DNA achabuda zvisizvo zvinobuda zvakanakisa akurwadziwa kuda kuputika neshungu
Why feel sorry for someone who doesn’t feel sorry for herself. There was reason to doubt. Why did she wait a whole four months to tell him she was pregnant? If you walked in his shoes, you’d understand. I actually think kuti she didn’t love this man saka I feel sorry for the man actually. Dai aigona kubvisa nhumbu akaibvisa
Maiguru is young but the way she thinks is so mature and is very careful with her answers
Ini hangu , i believe these two, maiguru nahubby totally believed kuti mwana haasi wavo. They resorted kungogarawo naye n be nice to her kusvika maresults abuda. Zvino abva abuda zvavanga vasiri kutarisira. Muchaitasei😊 I tell u mainini vachatsvcagirwa nyaya chete, voshushwa kusvika vaenda.
True... Its sad because her child is older than waMaiguru.
Yes taurai henyu mwana wamainini muhombe meaning ndiwo Maiguru. Zvinofamba sei muZim
Atanga kusvika pamusha ndiye maiguru zvekuti unemwana muhombe hazvishande
Like yekudziisira munhu mvura ichasimbiswa
Like yekudziisira munhu mvura ichasimbiswa
May the girl child have the wisdom to choose the best for herself, arege kupinda mumatakanana akadai.
Mahure akazara nyika yose iwe woti munhu azvidira mrume wake ssarudza matakanana
In this case none of these girls chose barika... They fell pregnant same time muchinda uyo ndiye akakonzera situation iyi. Its sad
@@JoeKan-gj6bm if you watched the show, surely you can tell ma conditions avari vana ava haasi kuita, ndiwo matakanana acho; and handioni paine mubereki angada kuona mwana wake ari pakutambudzika zvakadai. Hameno kuti zvema hure azere nyika zvamava kutaura ndezvei.
Barika ahoi,, I think yakwana nguva yekut vana vadzidziswe kana kudzivirira pamuviri
Shuwa nhai😢
Stupid guy going after young girls and going after sisters, im disgusted. I feel sorry for mainini hope one day she realizes that she deserves happiness too. Maiguru in the long run will face what mainini is going thru cz this guy mmmmmmhhhhhh😢
Uyo kana anga arimwanasikana wangu ndaitora zvese nemuzukuru wangu handisiye mwana wangu achitambura kudaro ndiri mupenyu ibarika reyi zera rake iroro😢😢
Yaa zera remwana rakanyanya at 19 atova pabarika apa vachigara muone room pakaipa
I agree
Taura zvako kana murume anoratidza ega kuti mukadzi wake maiguru unovqda vanavadoko vanoda bota veduwe kuzviparira nekuda varume veduwe zvimwe azvizode ngadzokere kumba kwavo musikana uyu wakanaka zvekuti anowana murume asinga mupe pfungwa
Gulez vabatikana zvikuru vaifunga kut achaita 0% vosara vachidya vega Bota kkkk. Bt mainn dai masuduruka henyu murume uyo haana rudo kwauri
Ndazvionawo😢
Mwana wake vanochengetwa nani????
Ndaonawo sekudaro maiguru suspect and mwana anonochengeta ega. Z
Aaaa ngayende kumusha kwake Kuda kutadziswa maiguru kufara pamurume wavo aaaaaa
Dear Men, barika rinoitwa nevane mari to give all families a decent living. To us parents, it's ok to keep your girl child kana uchiziva kuti kwaari kuenda hakuna kumira mushe. I feel sorry for the children being raised in such situations ekugara mu1 room, vanaamai vachichinjaniswa usiku. This is abuse. Kutiza nzara here kumba kwenyu that you can tolerate such inhumane circumstances? I think this man has been married before. At 36 and nemesomeso, there's probably other kids out there. I'm disgusted 😒
Very very true...kana urikutombudzika kuzvichengeta uri one, kuzoti madzimai vaviri...smh
True
Zvakaoma
Anotori nemhuri kumusha uyu
Dzidzisayai vanasikana venyu kudzimba uku please vasangovhure makumbo pese pese
So young and desperate.
Frikled girl is too pretty for barika
Waste of life
The show doesn't address issues with predatory men and hence it continues to normalize issues that shouldn't be normal at all! She's 19 and he's 36, at what point is that no an issue, to top it off, he tried to pursue her sister and then shows that's he doesn't want the child. These women are young and are now in a clearly unhappy situation because if this man.
Ndosqka ichinzi DNA show ,,basa raamugabe nderekuburitsa muridzi wemwana ,zvemaissues emamarriages hazvisisnei naye.Saka woda kut vavasungise here nhaiwe?thats not his job. Kana waona vaMugabe vakuita zvisizvo unogona kungotangawo show yako woita zvaunoda iwewe
This man kuita seiko, akapfimba akadiwa so mhosva yake ndeyei apa? No one was raped apa, by the way, both ladies were above 18, so they made their decisions ka. So, which issue do you want addressed here?
What's not normal apa? Barika ragara ririko, saka chimwe chitsva apo chii
When people go for DNA testing they are seeking the truth regarding the paternity of a child. Tinashe and his team ask questions regarding that and that alone. Anything other than that he will be overstepping his boundaries.
@@vanessamushawatu8417😮😮
Ndangofarira maturity ya maiguru she's so humble thank u gulez ne rudo rwenyu nekupindura nehungwaru family iyi inoratidza kuwirirana
Vana vadiki ava pakuva pabarika dayi ava wangu uyu ndaitora ini
Shuwa taura hako vabereki vemudiki dai vatora mwana hapana kwazvinosvika
Yeah but pabuda ma results maiguru varwadziwa. Murume had convinced her kuti mwana haasi wake so she just kept things cool hoping kuti mainn will go after ma DNA tests. Manje ma results abuda against their plans [hubby na gulez]. Ndaona mainn vaona moto
Kuti mainini vadzokere kumba hmmm kunamai vari toxic imagine zvavakataura pakaita sister yamainini mai kwakuti tutanai nezvinhu zvenyu muende ummm some parents are so toxic 😢
Well done girl child. Baba ava vane kakushusha. Vabereki vemwana uyu Dai vamutora havo, she is not happy. Yes arikufarira maresults but situation yaari nababa ava is not making her happy
Baba vano shusha avo
Exactly
Apa mkadzi mdoko akutonhorwa nechando veduwe apa maslippers kana sockshr apa murume akazvivimbidzira nescurf ndarwadziwa ini
It's sad indeed
I agree she looks like she is not well.
Bamunini hamuna yambiro yamungatipa,dzikamai🤣🤣🤣
nemahaka yeyi sazita?
@@Mbegabulawe munhu ngaadzidze kuti sorry uye kurara musame room nevakadzi 2 kunenge kubhanditisa vanhu
😂😂😂😂😂😂😂😂
Baba imi mkadzi mudiki hamumude henyu standing too close yeiko.
😂
This man is taking advantage of the age of this young lady. She can't sacrifice to stay in such a toxic and abusive relationship. If l were this lady's parents l would take back my daughter period!
Sure
I think when you ask these people please be careful with your questions. Don’t be too personal and respect their dignity. I know you want fireworks for tour program but be aware of their privacy and dignity. Every show its bota this bota that.I don’t think you will want to be asked certain intricate private bedroom details its none of anyone’s business. Its got nothing to do with your DNA show. DIGNITY AND RESPECT PLIZ. Think about these people’s lives in the community after you are gone.
Idama iroro
True...some questions are too intrusive
I agree 💯, kana paine mwana of course bota rakatodyiwa and we dont have to go into details kuti kangani this'n that. Our culture does not allow this esp nyika yese ichinzwa.
Mugabe is ryt bcz vamwe vanoramba vachit handingaite mwana naye ndakarara ka 1 chete ndosaka achizodzikisa gejo anenge achida kubata panechokwadi iri ndiri basa rake chairo and anoziva zvaanoita
@@judithamensinyoro9154 hapana need because the result will still prove kuti even if you did it once inobata mimba. Dai uri we hawayimbozvida kunzarwo. Vanhu despite their situation vanhu vanorwadziwawo.
I love maiguru, very composed,
Shuwa barika vanavadiki kudai.
Girl children should value themselves even more. Ummmm
Zvakaoma dear chero ini chambere kudai handingamboda barika
The guy is 36years- the woman is 19. Men we can do better!
Like wise women can do better as well....
True
@@craig9687she was 18. Please, that guy should have done better
Vana vanoda zviro
Tikawana nguva tikwane, tsve kushuwira mhuri iyi mufaro ne rugare moti takarasima ne makore okubarwa. These women could easily be in the streets & passed by one too many boys on the block till nobody even wants to marry them. They can still further their studies while raising their kids too. Sky is the limit as long as there is love, peace & harmony!
I honestly think its not right to try and find stupid reasons to get rid of someone wawamitisa. If you cant commit or keep them just dont play with them.... Period. This case is a prime example, the lady was innocent through and through but the guy just needed to find reasons to do partenity. This lady is very young and noone would blame her for what transpired around her pregnancy..... Soko dzikamai imi
If she was my child, ndaitora mwana wangu. Clearly Soko doesn't love this girl. Plus haachengeti mukadzi, ari kutonzwisa tsitsi hake. And looked hungry.
VanaSoko ndobasa ravo
Keep it up my specially
@@tungamirayi7656i 2nd you...vabereki ngavatore mwana wavo uyo..shz too young for barika..aaah
I’d take my child too 😢. Sure that age kugara pabarika worse still re shared bedroom!!!!! So they have been doing their intimacy mwana uyu achivanzwa 😢😢😢😢 No mhani!!!!!
Tsano nhumbu hainyoreswi nekut akuda kuzvarwa. Inonyoreswa kana pa 2mnths asi sezvo akanonoka kuuya paakangosvika dai makanonyoresa, and preparation inotengwa mbichana mbichana nt kutenga mimba yarwadza
pachizotengwa zvinganiko and imagine rough yaunoitwa nemanurse uchingonzi ava ndivo vekusanyoresa hee maivepi
Chokwadi murume uyu Ari crazy iye mwana ngaanake kutambiswa chaiko neginndagoriya
Boss Tinashe, eeehe ndimi muneyese asi tokumbirawo kuti panotanga chirongwa maResults eEpisode asabva ataurwa. All the tension which goes along with the real life drama will be gone. Keep us guessing.
Amaiguru manyama, very nice and looks more mature than ivoSoko pachavo. Soko I have a feeling yekuti if you treat the younger wife equally nice like Amaiguru she can bloom as well, she is half your age Soko imbozviedzayi muone, vanochena kuti mbuuu mainini ava.
The other thing maigumbuka dzimwe dzenguva asi hapana patanzwa kuti makambomurova mudzimayi wenyu mudiki, tozvikudza izvozvo. Handina kunzwa hangu muchimukumbira ruregerero asi nezvamakamutadzira kumupumha chipfambi. Uyezve kana moyo wenyu uchinzwa kuti hamumudi endayi muno ripa mhosva kwamakamutora, odzokera hake mwana wevanhu, anowana hake anozomutorawo.
i think result iyi inotaurwa pasong.. even maZero anongotanga nekunz 99.9%
@@PamelaTariroMidziNdazvishayawo ini pataurwa ma results of this episode than pekupedzisira
Ooohh is it, in that case the song has to be edited for sure. It's like watching a delayed match. Anyway thank you.
Well zvauri kuti aripe adzorere mukadzi ari kubva atorwa mwana wake here murume uyo??? Sekuti who will take responsibility for his child. Remarryimg is not like makare_kare.... Mazuvano stepfathers are worse than step mums. Mwana anotambudzika I hope it works between the too.
@@chiyenyumba7135 Maonero enyu asi mayi vadoko avo handina kuona hugaro hwakati tsvikiti.
I know it’s disappointing but vabereki munomboterawo vana venyu kwavanoenda here😢
I feel like hubby was trying to get rid of mainini but anyways, i hope vachapakura zviri feya. Kudos to maiguru for being so understanding. Its not easy
Maiguru veyiko,twanana utwo
Cycle of poverty continues. Hauna kana imba, mvura unodziisira pamoto, yet unoita vakadzi vaviri.
Mmm zvakaoma kani
Hapana asiri kudziisira mvura pamoto hakuna magetsi plus no mvura
And protection haidhandiswe
@@chiyenyumba7135vazhinji use gas stove zvemoto ndezvekutoshaya chaiko
@@chiyenyumba7135😂😂😂
Barika ndoziva hangu kuti ririko but vasikaana ava havasi vekwaMarange kaa ava ko vadireiko kufushwa kudaro hanzi tairara pabed pabodzi zviriko here izvi
Ehe zve threesome zve modernised polygammy
@@Mbegabulawekikkkk 😂😂😂
@@Mbegabulawe😂😂😂😂 kuseka hedu but ma1
Vabereki ngatisadaro so mistake inoitika ngatisamanikidzai vana mu marriage pasingaite. Kutaura chokwadi mainini vari munhamo chero stress anayo yakanyanya. Tarisai face yake chero ma lips ari mumoto nababa avo plus vakurusa kumwana uyo 19 yrs. Shuwa vabereki vemwana uyo kutodya makafara kuti mwana ari mu marriage, torai mwana adzokere kuchikoro hapana zve marriage apo karume kanoshusha
Both women look unhappy and havasi kutombochengetwa mushe iamgine living in 1 room, vana vedu ava sooka
Don't lay blame on parents vamwe vana havadzoreke wamutora anopamhidzazve. No easy answers.
@chiyenyumba7135 saka it's ok agare ikoko where she could be abused? Are you a parent?
@@mbizi4573aika, Inga manzwa achibheja ega kuti mwana kana ariwepano handinakwandinoenda
@mbizi4573 I'm 💯 % parent and I know how selfish a child can become asingade kutsuurwa. Ngaambogare ikoko afunde chikoro Rega zvipore akabva murutsva @experience is the best teacher. If they rush to rescue her musha unozara netwuzukuru munhu arayira bonde anonetsa. Besides murume uyo ngaachengete mwana wake once the in laws take back the girl the child is their burden till 18 and beyond. It's not a matter of being emotional about things. Nowadays ana stepdad are worse than step mums.
Praying for vakadzi ava vasiyaane neboora ngoma iti nxaa. Shuwa kupfimba vana vanyamunhu vaviri zvakaoma poor madzimai vechidiki vaviri. 😢so sad.
Ibenzi murume uyu nxaa
Plus anenge ane a looooong history. You can't be 36, not married and dating 18 year olds usina drama kumashure.
@@tungamirayi7656 very true
@@patriciamakotore5604 true
Munhu anorora munhu aanoda as long musikana Ane 18 years plus chikuru kuvirirana
Barika hakuzi kuenda kutoilet bamudiki musa netsa vana vevanhu ruchiva rwe nyoka ino ruma munhu waasingadye
The episode made me sad😢... The 19 year old looks miserable and unhappy. Inhamo here yakuita kuti tirase vana kana vakanganisa?
Taura hako
Vana vacho havadzoreke better agare ikoko kumurume wake
Yeah this is sad
Pamwe pacho unomutora odzoka osvikoita kamwe kababy keumwe mutupo futi,zvakutoda anenge anyatsodzidza kumistake yake
@@gloriamarvellousmutindivar5349 Hamurevi nhema
I think Tinashe should use wisdom with the type of questions he asks in order to build some of these already fragile relationships. Once he is gone things might get worse for some of these couples.
true
I agree 💯
Haunyepi ipapo wangu, especially pataurwa namainin kunzi kwangu havaskurova poto then maiguru pavataura nezve nhau yemarariro avarikuita paden vari 3 haaa idzo nyaya am sure dzakatosara dzichipisa idzo 😂😂😂😂😂
True so wisdom is lacking there
Yes some of it wasn't necessary itwas in bad taste
Ini hangu handina chandoyemura pabarika koz mugumo wacho ndouziva, zvingaite sezvakanaka sevanowirirana nhasi but mangwana zvinhu zvinochinja vanenge vachikura vana avaa. Kana ndiriseni once zvaitika ndotoziva kuti ndadhumira kubondera chaiko ,ndobva ndatiza neupenyu hwangu. Kutsvagirwa nyaya pausingaduwe hakusi kwenhamo haufe wakawana mufaro . Vana vanoda kudzidziswa kuti kunehupenyu kushure kwezvese izvi not kubatirira pamunhu asina hanya newe aah
Barika rine rufu mukati mmmm
Itai mega
These girls are so young it's sad, I m somehow saddened by their predicament😢
Mai guru wasn’t happy with the results😂
True😂
I was looking for this comment😂😂😂😂😂
Very true unoona😂
Very true
But her child is younger....than mainini's child
Barika rongodawo munhu ane Mari imagine uchitamba nhamo yakadai all in the name of marriage aaa mwana kana akanganisa veduwee musamanikidze kuty chero aenda this is very sad kutamba nhamo isiri yezera rako
I feel for mainini, she is unhappy. Dai zvaibvira wasiya hako you are better off uri wega
Soko havasi kuchengeta vakadzi. Mainini looks hungry and tired nebarika iri. Barika hapana munhu akamborigona.
Rinoda uine zvikwanisiro
@@chiyenyumba7135 Lol. Vanongoita maboyfriends who are their bodyguards wani. Handiti inzara yebonde.
This man is a fool bro Tinashe ,,,he is such a bullshit ,,,,He is abusing this young innocent girl ,,,
Vanin'ina dzokerai kudzimba dzenyu muite start a new life ,,,Soko ava idiot ,,,kuitira shanje munhu wavarikutadza kuchengeta ,,kuitwa mbeva zera renyu iri ,
Move on muende kubasa muwane varume kwavo
Vana varikutambiswa veduwe munyika medu barika rakunyanya 😢vabereki vamainn please torai mwana mumutsakire zvekuita achawana anomuda pake egani
Very true.
Batiks is better than small house 🏡 what is the difference. Most ZIMBABWEAN men have small houses
@@shelterndaradzi1888true
Mainini havasitori happy stress inoita kuty unge munhu anorwara havatori fit hake shem 😢
Shuwa haazi right musikana uyu
Sure. Doesn't look happy, just fake smile for the camera
Ndosaka tichida vana vaende kuchikoro. Izvi zvema 18/19 yr old pabarika hazviite. Too young mhani. Vabereki ngavachengete vana vavo nyangwe zvikadai pane kuendesa mwana kudhara iro.
Kusemesa chaiko.
Kusadzidza kwakaipA
@@margeritaanddavid4967 it’s sad. The way this man is controlling- ndezvekuti hapana chaunacho pano.. ‘the huni situation is 🚮’
Kana vadzokera it's parents responsibility again 💯 %. Unless uri kuti ops murume mwana wake iye odzekera kba kwavo.
With all due respect Tinashe I think you are too intrusive at times. Some of the questions you ask on Camera are not necessary. Before you ask those intimate questions just take yourself in their situation and reflect. You are getting too deep and most of the intimate questions you ask are irrelevant . Remember you are on camera and the whole world is watching. Just my opinion
as much as we love drama the presenter should desist from asking silly and degrading questions especially if they don't add any value to the matter at hand. Ndatenda
Very true
Say that again! Some of his questions are very insulting
Hapana chakamboshata kuda kunzwisisa nyaya
So true
@@DadiraiBridgetNyandoro try as you may apa akundikana
Apa mainini pamwe pacho urikutsvakirwa nyaya kuti muende zvese zvekupisira munhu mvura kungotsvakirwa nyaya kuti mudzokere kumba kwenyu pano hamudiwe mxm maiguru nemurume varwadziwa nema results vanga vachishuwira kuti abude asiriye baba 😢😢😢
I feel for mainini dai vabereki vake vatora mwana adzokera kuchikoro hapana chiyedza apa
Vabereki tisadaro, even mwana akamitiswa ungatodya sadza mwana achinzwai, kusvika 9months asina kunyoresa dai akafa airuza murume here or ndimi vabereki, either I wouldn't do that to my child, please endai munotora mwana uyo.
True dear
Aiwa don't blame vabereki ngaambozvionere vanozomutora pamberi apo. Mukakasika kumunzwira tsitsi anoita futi mumwe wechi2. We all learn differently.
Shuwa kutoti mwana ari kumurume pa situation yakadai weduwe ka, ndaifunga kti kuzvara kunorwadza mufunge
Vana vane nharo
@@lindahpemba7898ko akaita imwe nhumbu ari ikoko what does that solve? Better kutora achiri one muzukuru. Empower your child to be someone in life. This shouldn’t be the end of her story. We all know how this ends. Cycle of poverty continues
My heart hurt I can feel for you my little girl be strong that's how these animals called Man are
Ah hey this is bad this guy messed up the lives of these 2 young ladies Both of them are very unhappy Imagine you are that young and you are put into such a situation where you are newly married but you have to share that man the house or space with yet another young woman it's bad I know it won't be long one of these ladies is going to move out and go and suffer with his child Men must be disciplined and must be able to make decisions on what they really want in life Kwete kungoita mess up nevana vevanhu kuda wese wese wozoti ah ndinoda uyu asi watovhiringa Karen hupenyu hwemunhu it's not fair
Which is why in the past murume ayinzi torai mwana wako.... That ensured men were more responsible than now they knew the consequences consequences.
Uyu anoda kumamiswa uyu
And the point yekuti at 36 years hapana protection like munhu wait a unprotected ne Mwana wevanhu aida zviitwe sei
She's so young. I pray she escapes this barika
Hanzi na Mainini kana ariwake mwana hapana kwandiri kuenda. Heish ! Apa gulez thought Mainini varikuenda. Let’s pray for our young girls , the things that they go through ka . Chibaba ichi ayi vakashandisa condom mwana asina kubatawo nhumbu at least , she was in school.
Yoweeee nhaimi 🙌 murume uyu ko kunyenga vana vanyamunhu ishiti yomunhu
Apa vakkatobvuma kuvharirwa door murume mukuru
Kkkkk dzakadaidzwa kumba dzanga dzatoteya bota kusanyara, agara asingade mwana uyo
Murume anonetsa uyu munhu akagara anzi usataure neumwe mnhu hazviiti kt mnhu ati kumunhu ndakanzi ndsataure newe ende akazoinekwa arkuduze newe obviously unotovhunduka chte bba avo havadi mkadzi uyo chte
Go home baby girl and start over. Moyo wababa avo uripafirst wife .haana mufaro apo your face inoratidza
did I hear kuti vanogara vese mu1 room? Soko vane muchiuno ava futi😢
Somr of the questions being asked by Tinashe haasi proper anosiya vanh vachinetsana n mamwe so haastori proper
It's bad " kuzvitambira nokuti ndozviripo" vana vakadayi
Maiguru is very kind woman
This used to be a respectable family show considering Zimbabwean African culture,
You can not watch it with your family anymore, the questions asked are borderline vulgar, unnecessary and inappropriate.
As far as im concerned hapana degrading question that you asked Mr Mugabe. Your questions were relevant,they are important as they open up all that goes on in these polygamous relationships that could be a big lesson to a lot of our youngsters who are ignorant about the issues faced in such relationships.i learnt a lot, thank you so much Mr Mugabe for those deep questions, the nation is being educated🙏
That's true same questions u can't watch this with family
This is not typical polygamy the girls just happened to fall pregnant at the same time. The guy did well to take them both azviwonere ega nevana vake. It's just unfortunate that he lacks resources. On this one Mugabe was atrocious in his questions and attitude. Hazvina kunaka.
These young girls should learn from this episode.. Tinashes questions are so relavant ...these young girls dont have aunties to tell them the other side of life and the repacations of some of their decisions. Tinashe thank you for asking these dreaded issues. Ane nzeve dzekunzwa anzwa. I think the parents should take their girl. That man is commited to his first wife.
@@tamiranashemupinda-ls7ydhe humiliated the and that was unfair.
@@chiyenyumba7135 yes but kana achinzwa anzwa
I wanted to say hapana anobvuma barika asingaroye but ndazotya kuti paSosho media ndingatukwe saka rega ndingoti kumagumo kune nyaya
gulez vane nyaya premium pretender nemurume vanga vachitsvaga way yekudzika kedha
Ipapa vana ava hapana akabvisirwa fuma kungotambudza vana vevanhu
Vana vadiki ngawaende kuxl chiii chine mashura sengozi ichochi
A grown man taking stock of bathing water 😅 . Zim is a contact sport .
Mvura yacho iri kutengwa ..... However, in this case kutsvagira munhu mhosva.
Imagine
Its much better they know varipabarika unlike majority of you murimumaparika ari worse musingazive.. Sorry zvenyu nekushora vanoda zvavo barika repachena😢
Idama iroro
Baba ava havana kunyatso farira kuti baby ndewavo
I hope they get teaching on family planning after the show. Kuwedzera mhuri mu 1 room pabarika ma1 veduwe
Mr Mugabe we really appreciate your show but try avoiding questions that might create problems due to ones response. Make it your mission to reunite families and avoid some unnecessary questions. Imagine kubvunza Maiguru kuti Mwana akafana nababa here imagine in her view haazvione and she responds kuti handione kudaro Mainini will be angry with Maiguru. We love the show and hoping you will try to consider my opinion
True
Chero kudya ndoona sokuti havaguti
Thank you yellow born and amaiguru your maturity is 100% good❤❤❤❤
VABEREKI VAMAININI PLEASE TORAI MWANA MUGARE NAYE
Maigurus face after the results not happy at all😅 was told shingaanoenda soon
I also noticed.... At 1st I had concluded I had said WOW.... What a sweet young lady, but after the results I took my words back.... Life!!!
Beautiful maiguru and mature asi vane bundu muhana. At one time misodzi yange yotobuda. She is just strong, but hurting inside.
Mainini appears a bit retarded.
Both women young and don’t deserve challenges of barika. Its just an unfirtunate situation they both are in.
Soko hamuna kukwana uye munoshusha. I feel for the two women.
DNA man thanks a lot, if only the two women could get counseling and make better decisions vasati vatanga kurwa which can happen anytime
Kutambisa vana vevanhu zirume iri zidhongi risina chinhu
😂😂🎉😂😂 wapenga
Mr Tinashe, yes its your show but may you please filter some sensitive and embarrassing questions. These people are seeking closure not kuyanikwa pachena. Its a reality show but I am sure after this pachatonetsa. vachanetsa kugarisana.
Both women are humble , mature and beautiful
Mai ve19yr avo please take back your daughter and send her to school this is sad I'm traumatized I can't let my daughter go through such pain inhamo here veduwe mwana anokura uyu no need kuisa mwana mu situation yakadi
Mwana haana rugare baba ava vakuda kutwagira mudzimai nyaya 😢
Mwana wamaiguru ngaandeswewo kuma DNA
19.22 heartbreaking 💔 "saka muri kuwona sekuti rudo rwababa rwuri kupera hanty" and the girl's face 😢.... Why kubva wataurira munhu zvinorwadza kudaro.
The guy has lived more yrs after birth but still young in mind while the girl z mature like an old woman. At first the man shld hv understood kut cold shoulder yepakutanga inogona yaikonzerwa nema hormones. Chechipiri murume akatadza kuziva kut zvinhu zvinofadza kut kana asvika pamba mukadzi wake agere panze, then obva asimuka achipinda mumba mapinda murume z a sign of love and rescpect as well as appreciation of the return yababa ( wife maturity at the best of its highest level. YES I SAID BEST OF ITS HIGHEST LEVEL).
Imwe nyaya yandaona ndeyekut mainn havasi kubatwa zvakanaka pamba apa zvekut munhu ari kuratidza kugara achipomerwa coz ma allegations akati wandei. Izvozvo zvinoita kut chero akasvikirwa agere nemunhu kadzi chaiye anogona kungoratidza kuvhunduka not bcoz arikuita chakaipa but bcoz accuser wake asvika.
THE GUY ANENGE AKATOKANGANISA MAIGURU FUT COZ ANENGE AINYEYA MAINN KUNA MAIGURU ZVINOVA ZVAKONZERA KUT VASHAYE MUFARO NEKUDA KWEMA RESULTS
Imi mboko siyai boss tini tini vaite ma interviews. He is proffessionally trained.. iwe uri dofo risina occupation just buy data unyerere
Aresva hake zve.... Trained and asking zvimubvunzo zvehumboko..... He needs to go fir a refresher course.
@@chiyenyumba7135 apana paaresva. All the questions were necessary
I have noticed in most cases these well dressed check the wives it's something different.
😂hapana kufara apa chipari chakaoma veduwee vana vadiki kudai to me its a no no 😳
Tinashe, Tinashe mamwe maquestions amonobvunza ari too personal and vanhu they fee so uncomfortable
This whole thing is hurting maiguru though she appears to be fine. Mainini go and start your own life. Maiguru avo doesn’t deserve this! Bro you’re better off with your original wife. Stop these experiments.
Mawonero ako but imbwa Nyoro ndidzo mhedzi dzematovo!
Maiguru avo doesn't deserve this?????? Does Mainini deserve to be a single mother??? After all mwana waMainini was sired first ane 7/months waMaiguru ane 3/months. So who is Maiguru then? Ngavagare ipapo achengete mwana wake murume uyo otherwise murume ngaatore mwana wake Mainini wacho adzokere kuvabereki. These days stepfathers are worse than step mums. Murume uyo should look after his family both women and children.
@@chiyenyumba7135nhai saka mainini ndivo vanofanira kutambura nxaah
Thank U Lord eeish but the man doesnt love this girl. She is still young, she can go back to xul and start afresh. These marriage is toxic for her. Who noticed that maiguru was disappointed with the results vabatikane chaiko she expected negative results. I was even doubting the lady l am so happy haana kutinyadzisa. Mwana wamaiguru must be tested also
😂😂😂 haa but akaipa mface uyo. Akatora zvake black and yellow bone
Inonzi vanilla and chocolate kikkkk
@@chiyenyumba7135😂😂
But as a man, iwe uka rova nyoro, wotundira mukti... What do you expect to happen!!!??!! My fellow bros are disappointing.
Please gents out there, USAROVA NYORO kana usingadi kuroora!!!
Pfeka condom.. Or tundira panze!!!
Please guys!
Both wives are beautiful, i hope the husband looks after them properly.
Bota family help me pliz. This man at one point airara nevana ava in the same room? Or i did not get it correct from amaiguru?
Maiguru is soft with good heart❤❤❤n she is so beautiful
Yes until the results she didn't expect were announced 😂😂😂😂
Ende NdiMainini sekuti wake mwana is younger
But face ya maiguru yaratidza kutsamwa pabuda %99"9
@@mollykamonere4517true
musikana uyu kana anenjere daiadzokera kumba kwavo unomuwana murume aribhooo uyu ndezvekuvaraidza uchikwenyewa zvako unomuwana wako uyu zviripachena akude asi adikubuda pachena mufana uchadzokera kumba kwenyu wachembrdzwa nembudzi iyi mukoma munoita zvakanakisa kubvunza zvese nyangwe vanhu vachidao kubatsira vanobatsira vachiziva chokwadi
On this one Tinashe Mugabe was condescending, disrespectful, insensitive in his questions.... He also displayed misogynistic attitude towards those two women . His whole attitude was in bad taste, vanhu avo avabvumburudza muhuruva disgusting . Hazvina kunaka kushandisa chinzvimbo chako kutaura nevanhu zvisina ruremekedzo kudaro....
I believe kuti munhu wese anokwanisa kugadzira show yake oita zvaanoda nayo, there's nothing wrong in digging deeper kuti unzwisise nyaya and besides it helps teenagers nemayoung adults kuti aone kushata kwakaita kumhanyira dzimba nebarika
@@chiyenyumba7135 apa wangowanza chirungu nemadimikira but watadza kunyatsotsanangura kuti ipi mibvunzo yacho yakashata yaabvunza nokuti ini ndatoishaya.
@@OmegaChihamurehandina chekutsanangura ma "thumbs up 👍" s kureva kuti pane vazviwona vari kubvumirana neComment yangu.
@@Mumue793iwe gadzira yako show wovhara comment section.... As long as comment section yakavhurwa we shall comment..... 😁 😂 😂.
@@Mumue793😂 😂 Zvako zvesada criticism woyitira ku UA-cam channel yako..... You simply disable comments.
Maiguru she is not hppy about the results vangochinja suddenly….after ma results come out vavachida kut anzi ahasi …look inside her eyes…
Ini handibvumi kuti nhasi yombononyora kunamaiguru mangwana kwandiri hameno vanogona kuchinjana zvinyoreso
😅😅😅yambodya kumwe youyazve
varume vashoma. kubalancisa
Manje ndizvo zviripo even kwauri only kuti hausi kuziva kumwe kwairi kunyora ...
Better kusaziva than uchiziva
@@felistasmurapa7183 zvirinani kugara hedu tichiziva Kuti Kuna Mainini panekuti vanovanza
Some are busy blaming the two women for being married to this guy. PLEASE BLAME the economy irikuunza nzara neurombo muvanhu. Wakafamba here from about 6pm every night muna Robert Mugabe road, Harare. Hamufambiki vanhu vachizama kurarama nekutengesa everything. It's tough out there people ...........
Boss Tinashe, concerning intimacy I think the details you are demanding are too detailed for comfort, chagova Chakafukidza Dzimba Matenga here mukoma? Some of the questions send shivers up and down my spine, the questions are not for the faint-hearted, the shy or us of a nervous disposition, heeeeerrrr takutomazeza.
Ma details iwayo ndiwo atiri kuda kana achikubhowa tsvaga chimwe chirongwa ...terera mai chisamba
Taura hako@@mrbricks9423
Manji ini handibve Hama yangu mungatouraya henyu musare mufare. Chirongwa hachizi chako hama yangu.@@mrbricks9423
@@mrbricks9423iwe ndiwe tsvaga chimwe chirongwa chisina comment section.... Gara waziva comment section ndivo varungu vaTinashe Mugabe 😂😂😂
Ava vana vadiki pabarika hakuna kwarinosvika barika iri i think Mainini should excuse herself vachiri nemwana one cz you can see kt havasi kunyatsodiwa zvavo
Please stop mabarika and cheating. Look at the ages being made to live in a polygamy relationship
Better in barika raunoziva most are in unofficial polygamy... 😢