....... pakayipa chose ......kutadza kuramba wakamira pana loveness ,hutsotsi Ryan wamupedzira....... happiness ya Loveness yayitwa a cool down papinda Nikol.....
@@kingryan_Official l agree with you bt remember you promise airtime so th person wl be playing th game focusing on wht you promised as well not based with truthhe wl also not want to loose data things are tough in zim
Wakachimaster chigame ichi Ryan certified
Hoyo thank you so much 🎉
Musandiona kunonoka ndangandichiuya mukoma Ryan
Ndini nani va search Delan njiri
Musikana akapusa zvinokwana uyu anotoda Jesu mbune vauye kuzovhura maziso ake nekuti ummm hapana chiedza apa
Don’t forget to subscribe 🎉
Keep it up king ryan nimi mega kuzim ukoo😅 ndikauyako ndombokutsvagai 😅 hatidi kutambisirwa nguva😅 isu , watching from Liverpool
Woow thank you for the support
😂😂😂2months wakutouya kuDNA munhu wangu 😅
Vakuda kuziva pavamire before they go any further
Hatina zera nemjolo 😢
Zvakaoma😂
Watching you from Dublin Ireland King Ryan. Keep moving mpfana
𝐒𝐨𝐮𝐧𝐝 𝐲𝐚𝐭𝐢𝐮𝐫𝐚𝐲𝐚 𝐚𝐩𝐚😢😢
Anga ari pane noise
@@kingryan_Official 𝐨𝐤 𝐦𝐚𝐧
Kanongozvidawo ako😂😂😂😂wakabepiko ako😂😂😂😂😂😂
😂😂😂 ma1
Uyoo muska akadya mupusoo ,,ryan ita uchibatsira vana 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂
Watching from South Africa 💥💢
You highly appreciated 🎉
Kuchine rudo here kunze uko😂😂😂😂
Aaaa mukomn uyu arikuda kukuzungaidzai 😢💔💔
....... pakayipa chose ......kutadza kuramba wakamira pana loveness ,hutsotsi Ryan wamupedzira....... happiness ya Loveness yayitwa a cool down papinda Nikol.....
Hoyoooo 😂mjolo pandemic ❤
😂😂
Zvanga zvamboda kubuda mushe wani 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂
Mujolo mahora ndati regai tigare Tiri ma single kudai
Taura hako vachatijoina kumbanje
Ndikauya kuDNA ukanditi handidi munhu akapusa tikumamisana Ryan 😂😂😂😂😂😂😅
Kk hoyo😂😂🎉🎉
😂😂😂😂
It's about to go down 👎 lol watching from Russia!!!!
😂😂
Apa wanyanya kudhipisa apa
4mins conversation 😂😂😂😂panotsva munhu
Akuda kurova reverse psychology mface uyu😂😂😂😂he is trying to play smart but zvaendwa
😂😂😂
Vasikan vachafa riiniko tzorore😢
Ryan ndikuya June ikoko ndikuda kutsvaga now ndiku South Africa hatidi zbekupedzerwa nguva
Ndinoda babe rakadya mupuso kunge iro 😂😂😂
😂😂😂
Vanhu mukurara hr imie aaaah
😂😂😂😂 tikushanda
Aaa mukuru ko ep 4 the getto love I ichauya hr
😂😂😂😂 tichaita plan
Ndinoshaya zveku ita nambwa dzakadai idzi hanzi Hello Bby tikwanire iwe
Ende uri kuvabata. Ko wakadii kuita detective chamangwiza.
Zororo toriwana mudenga shuwa ,mo love kuvanhu vazhinji kkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😅😅😅
Kkk ma1😂
Botswana 🇧🇼 takachiller hedu 😂
Watching from zambia 🇿🇲 gadzirisai ma relationship emu zim .manyanya chihure nekuda kwenzara
Munoendereiko muchiziva kuti muri desparate huye hamuna decision
Zvakaoma
Uyu anogwara chete uyu
Humwe humbwa hunevasikana so hanz hana yangu irikurova nonsense ichirovera pa 3 months idzodzo hanz ati ma friends aaak anopenga uyu
Ma1
Watching you from Canada keep it up the good work
Aiwa Ryan munhu akataura munhu ataura chokwadi iwe wotsvaka
Watching from Malaysia, keep it up, we enjoy watching your program.
Thank you so much 🎉you highly appreciated
Wasiyawo ini xaaa ndiri paJoza apo ndaseka hangu wakurara nebhutsu awo@@kingryan_Official
Watching from South Africa 🇿🇦 plokwane
Am watching from a USA, Maryland
Sistas dzakadhidha hope dzakawandisa muka iwe
😂😂😂
Keep it up bruh
Watching u from underground platinim mine
Ryan munhu ataura babie rake iwe hauite
Ayehwa hanty ataura mumwe 😂
Watching from Durban
Thank you so much 🎉
Where are you watching from??
İstanbul 😊
Capetown
Dubai UAE
Watching from Johannesburg Soweto bro.🎉🎉
Germiston SA
😂😂 bhora mberi ❤
Thank you
watching from Windhoek Namibia
I'm also watching from rehoboth namibia 😊
I'm also in Windhoek
Capetown
Thank you so much
But , guys, how can you go for a test to a relationship with just 2 months, unofunga kuti mukomana uyu was already broke up newaaidanana naye
Saka chamunoda kusvira chete
Ryan denga uchaita reku googler 🤣🤣🤣🤣
😂😂😂
Outer Durban
Saka number yako yekuTV sales is fake ka?
Ryan unokonzeresa
Hoyo😂
Haaa pakaipaaa
Mufana iwe wakutsva ma fuse why uchimanikidza munhu kana buda bob woramba uchipinda pinda
Ipapo idhakwaz l agree with you
Zvekutozoti aa iii drama iri ramur8 kaundiitira chii chiia hazviz professional
Tinenge tichida kuti chokwadi chese chibude munhu azive Zva afambira….. zvinobatsirei kuti munhu afare nenhema ayende kumba achiti ndiye ega ivo vakawanda 💔💔
@@kingryan_Official l agree with you bt remember you promise airtime so th person wl be playing th game focusing on wht you promised as well not based with truthhe wl also not want to loose data things are tough in zim
Uuuuum dununu,,,kkkkk
😂😂😂 confused cockroaches
😂😂😂
😂😂😂😂😂😂heheeede
Kkkkkk
😂😂
😂😂😂😂😂
Muskana uyo after anzwa kuti loveness ndiye mskana wangu opihwa phone oti hello baby😂😂😂🥹🥹
😂😂😂