Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Uuuuuu zvakaoma mwari woye imi hutsimye hre vasikana
Dai wayitirwa back to sender
Yoo Inga zvakawoma chokwadiMakatadza vatete makakasira kuita shungu uyehamuna dzamisa pfungwa yenyu zvakasimba Dai madzamisa pfungwa yenyu zvakasimba maidai makazviona uye nokuziva izvi zvandave kudakuita zvichaura vanhu apa imi chamava kuya ingozi iyo chete chinanhwa chenyu chakazadzikisa riva renyu rakabata kana muchida kuti zvikunakire chinamatai zvakasimba asi mutemo unoti Ngozi inoripwa chete garai pasi nehamadzenyu muvazivise zvose zvamakaita kuti Mwana asvike pakufa mozogara pasi nevabereki vemwana motaura mhosva yenyu kwavari moripiswa ndiko kuti mhepo iyoyo izorore
Idzi nyaya idzi😂😂😂😂😂uyu mukadzi wekutanga dzirimo
Chokwadi Tete hutsinye hwakadero kusvika pakupengesa vanhu Hurombwa unopinda mbichana wanike wakutodeura ropa sekutamba
To us vasingagone kuswera vasina kuuya pano kuzoona
Vatononoka vaposter😂
Taura hako@@gamuthegafa3285
Kuromba sure wako haude naye asi vavamwe😢
❤❤❤❤❤❤
Is Bicarbonate of Soda that lethal,to kill. I thought she was going to say she put Rat Poison in the food.
It caused a running tummy so i think it’s the dehydration
Zvakaoma veduwe
People don’t fear God anymore No conscience
❤❤❤🎉🎉🎉
Sorry Sisi neku ureya ngonzo
Morning tete
Zviri sei❤
Tasvikao pano atete
Sei sei my sister😍🥰🥰🥰
She is selfish ahasi kuda kusiya muromba akuda kuti vanhu varambe vachipenga vanhu vasafambe
Uuuuuu zvakaoma mwari woye imi hutsimye hre vasikana
Dai wayitirwa back to sender
Yoo Inga zvakawoma chokwadi
Makatadza vatete makakasira kuita shungu uyehamuna dzamisa pfungwa yenyu zvakasimba Dai madzamisa pfungwa yenyu zvakasimba maidai makazviona uye nokuziva izvi zvandave kudakuita zvichaura vanhu apa imi chamava kuya ingozi iyo chete chinanhwa chenyu chakazadzikisa riva renyu rakabata kana muchida kuti zvikunakire chinamatai zvakasimba asi mutemo unoti Ngozi inoripwa chete garai pasi nehamadzenyu muvazivise zvose zvamakaita kuti Mwana asvike pakufa mozogara pasi nevabereki vemwana motaura mhosva yenyu kwavari moripiswa ndiko kuti mhepo iyoyo izorore
Idzi nyaya idzi😂😂😂😂😂uyu mukadzi wekutanga dzirimo
Chokwadi Tete hutsinye hwakadero kusvika pakupengesa vanhu
Hurombwa unopinda mbichana wanike wakutodeura ropa sekutamba
To us vasingagone kuswera vasina kuuya pano kuzoona
Vatononoka vaposter😂
Taura hako@@gamuthegafa3285
Kuromba sure wako haude naye asi vavamwe😢
❤❤❤❤❤❤
Is Bicarbonate of Soda that lethal,to kill. I thought she was going to say she put Rat Poison in the food.
It caused a running tummy so i think it’s the dehydration
Zvakaoma veduwe
People don’t fear God anymore
No conscience
❤❤❤🎉🎉🎉
Sorry Sisi neku ureya ngonzo
Morning tete
Zviri sei❤
Tasvikao pano atete
Sei sei my sister😍🥰🥰🥰
She is selfish ahasi kuda kusiya muromba akuda kuti vanhu varambe vachipenga vanhu vasafambe