Nhau iyi iri trick ,from my view mukoma ndovachabatwa nemhosva ,from the points akataurwa na Sahwira ,ummm kuchema kwemurume kwaakaita it's a point yokuti hapana chaakatadza,uye it might be mukoma ndovakatamba game remushandi kusvikira pakufa
Nanga haikwanisi kubvisa mushonga kana pasina atenda kuti ndiye akabata mushonga uye kana mukoma vakaenda nemwana kwaJengera kunorapiswa chete vanotyei kuenda pamwe nevamwe sekuenda kwavakaita kwaGonamuroyi. Zvikwambo izvo ndizvo zvaibuda sengozi nekuti mushonga yose iyi yakaiswa pamushandi uyo akafa and now manifesting as Ngozi, these spiritual things are complicated and very difficult to understand if you are just reading from the surface. There is an underlying hand which was manifesting as Ngozi yet haisi Ngozi.
Kungonongedza nongedza kwaMambo. Vanhu ngava remekedze matare. They carry the same weight as the High Court. Isai vanhu chain vanoderera. Maporofita azvigoni vakatorombawo. Girl you can't bear witness you weren't there.
Pakagumira nyaya ndepekuti mkoma vakaramba kuenda kwaJengera my question is why now yet you once went there kunorapisa mwana, why not going with others now kutya kufumurwa, pedzai nanga dzose kwakaenda uye kana munin'ina aine dzaakaendawo ega endai futi. Mishonga can manifest as Ngozi, zvikwambo mweya yavanhu vakafa inoshandiswa kuromba, so here mweya wemufudzi wemombe ndiwo waishandiswa zvekare so now wants payment, however, mishonga yaisndisa mweya uyu ichiripo haina kubva, so now they need to remove mishonga iyi and this can only be done when one admits kuti ndiye akabata mishonga iyi, so yes babmkuru should move with others kuti vawane solution kwete kuramwa why? How can you declare chekahukama nevanhu vasiri kukupa mhosva but its coming from outsiders.
Ko drewmas batai camera zvakanaka kana munhu akataurwa nezvake munofanirwa kuisa camera paari kuti timuoneka tomuziwa kwete kuti camera inenge ingori pamunhu arikutaura chete
I think nhau iya kana muchitondera kuti dambudziko raGabhu kusaziva chakanaka nechakaipa Saka akafunga kuti kubhadhara ndokupedza nhau asi haana kuziva kuti apinda mu moto
Gabu nemhuri yake vakaita kt pave nerunyararo but haana kuziva kt atozviparira. Bmkru avo vane Godo chete vakupesaniswa nemunin’ina wavo nekuda kwe mukadzi wavo uyo she is after destruction she is full of envy neruvengo
Gabhu haasi ye akabhadhara asi madzimai ake as a way to avert makakatanwa pamhuri, Gabu aitoramba but was forced by circumstances beyond himself. Chokwadi chichabuda pachena. Ini ndatowona pane nyaya
Be warned never repay evil with evil Romans 12:20-21 hukama haugezwe nesipo setsvina sesipo,akaimba muimbi. Saka please no refund hona wakakudzwa namukoma, pauri ndiye. To Eer is Human to Forgive is Divine Brothers makadzoka mopinza Madzimai enyu.
In shot vanhu ava semkoma nemunin'ina ngavabatane vabatsirwe kanachiri chikwambo chiri mumusha chakabatwa na whosoever between ivo vari 2 vacheneswe simple .vasunungure pwere. Kubatana kwakanaka uye kuma mhosva kwakabaka unokasira kuwana help than kutambisa nguva nemari vaba wachitambura .
Mukoma vakatobata mark my words imi vana vamukoma muchanyara mangwana imi zvemadzibaba siyai vapedzerane
Ok😊
Haunyepi ipapo vana ngavarege vana baba vapedze nyaya dzavo
@@OptimisticWheelbarrow-he7ezwataura ipapo
Good point vana ngavarege kupindira nyaya dzevabereki kana kutora masides
Nhau iyi iri trick ,from my view mukoma ndovachabatwa nemhosva ,from the points akataurwa na Sahwira ,ummm kuchema kwemurume kwaakaita it's a point yokuti hapana chaakatadza,uye it might be mukoma ndovakatamba game remushandi kusvikira pakufa
Ok😊
@@OphirZwasi urimwana wabamkuru if so zibaba rako muroyi
Tamirira mandi apedzerane na Bee ne syndicate yake vemutemo maporofita
Ndafara kuona sekuru wangu mambo Nyakabau, kunyamutsahuni ❤
Mukoma muroyi, akaromba iye nemukadzi wake, chiporofiti chake chaive chekuromba iyezvino chikwambo chacho ndicho chavekushandiswa nemukadzi wake kushopera hun'anga muChitungwiza umo
Ndochokwadi chaicho ndakavawona zvangu kubva patakapiwa nyaya neDrewmas
Imagine apa kwaTasvu akabuda bhobho nxa.
Musha hauna haranga here,god bless Andrew neshamba
Kuvhunduka kati kwatara...Bamkuru hokoyoi
mukomana ndovakaromba zvikupa mhuri dzavo dzitambure
Bamukuru naBee same fanana nharo vachiziva havo mhosva dzavo
Maiguru siyai jerasi
Umm zva trick izvi, zva kunge Gabhu aka rombawo futi nekuti nhume yen’anga iyo sounds like were paid by Gabhu. Then mukomawo kunge godo rino svitsa pakuzo bata bata. Then mukoma vai porofita nesimba rei? Uye murume Muporofita mukadzi in’anganya zvobva zvarega ku meka sense.
Ini ndoona Mkoma vane mhosva ini, munun'una uyu haana mhosva vakamujuta mombe ne Mari ndipo pachatandira kubata munun'una Ave kurwadziwa nezvakaitika
Mhuri iyi yose haina kuchena vose mukoma ne muni'nina
Uuuuuum nyaya yakora muto iyi parikundinetsa mkoma aiva muporofita mukadzi Ny'anga ipapo pega apana kuita mushe vakabata vanhu ava rimwe divi kuti vakaenda Kwa Tasvu akanobatiswa tsvimbo ndezvesure ere babamunini awo or igodo remhuri yekwa babamkuru
Kune vamwe vanhu vanohwanda namaface ivamwe senge ivava kana vachiti vose maporofita vangazvitadza
Iwewe mwasikana nyarara ndine hurombo nemurume akakuroora baba vako ndiwo vakakuisa chikwambo vakangwara nhema
Ndofunga kkkk
Zvakaoma zvemumafamilies
These 2 brothers pane nyaya
Matare aya akadhakwa mhani ngandi havakopiwo kunana chief mutasa nana Chigodora, munhu anotoitirana nharo nedaro kuti Mirai Mirai nditaure, mambo vakakuti zvakwana zvakwana zvino zvatinooneswa apa maone anyway, Drewmas taking us to another level,
Nyaya iripachena iyi kababamukuru ako ndiko kakaromba
Chidare chacho chakatodhakwa hacho
Ok😊
Iyo N'anga yechokwadi inombotaura zita reumwe hre kt wakaenda kwanhingi ukaenda kwakazoti ko kungonobvisa mishonga yacho pane kuti wakapihwa nangana dzimwe n'anga kunyanya dzemudhuze hadziiti
Nanga haikwanisi kubvisa mushonga kana pasina atenda kuti ndiye akabata mushonga uye kana mukoma vakaenda nemwana kwaJengera kunorapiswa chete vanotyei kuenda pamwe nevamwe sekuenda kwavakaita kwaGonamuroyi. Zvikwambo izvo ndizvo zvaibuda sengozi nekuti mushonga yose iyi yakaiswa pamushandi uyo akafa and now manifesting as Ngozi, these spiritual things are complicated and very difficult to understand if you are just reading from the surface. There is an underlying hand which was manifesting as Ngozi yet haisi Ngozi.
@@Kavhukatema okay mukoma vakazoramba havo kuenda kwavakanzi vaende but is that the perfect way yekurapa vanhu vauya vane matambudziko hre ndiwo mubvunzo wangu chete iwoyo kuti n'anga inoti wakatora mishonga kwanhingi nanhingi nanhingi inozvizivira kupi izvozvo iyo yaona kuti une mushonga zviri kudii kungoti handei kumba tinobvisa ko zvekuzodoma dzimwe n'anga mazita adzo ndiko kudiii and chimwe chinhu n'anga idzi ndedze mudhuze ko ivo bmnini vakazobvireiwo kwaTasvu kwavakazviona pagilazi sei vakatiza matare asati apera yet vakazviona pagilazi then vaona kuti vabatwa pagilazi vobva vave kutiza zvekusiya vamwe vemhuri zvinorevei chaizvo?
Mkoma muroyi sure
Mukoma hamuna kuchena henyu panyanya iyi
Problem yavepo munhu wose ane preferred munhu wemweya wanoda saka apa pakuda someone anobva kure, babamukuru is hiding something advantage yavo vane mudzima anoshopera, babamudiki mukomana wekuzvisungirira sei arikuda kuvigwa kechipiri and reason chaiyo yaakazvisungirira ndeyeyi vekukaka wire ngavanyatsotsanangura
Akaenda kwa sithole is the most dangerous one. Hapana chaanopa kunze kwezvikwambo ask Nyanga people.
Ok😊
Mukarombesa muhu shamwari
Mkoma akaromba
Ndangofarira pekuti chimbo chewa dooro matoko for real ndoku musha
Panoda chief Mutasa apa
Chigodora or Nyamaropa vane hasha
Kwahi tichaita zvinhu zvekuti tiurayane.....hayaaà
Ngavatsvagirwe N'anga kwayo ava ngavadzokere kwa sekuru Tasvu
Mkoma ipoison and kana statement dzavo dzakatodhakwa
Both brothers wakaromba
Kungonongedza nongedza kwaMambo. Vanhu ngava remekedze matare. They carry the same weight as the High Court. Isai vanhu chain vanoderera. Maporofita azvigoni vakatorombawo. Girl you can't bear witness you weren't there.
Mweya ngozi jnokuvhiringidzai pachenyu pangwarirei. Madzimai tichenjere kuparadzisa ukama honai waviri basi kutarza kuripo , zvogadziridzwa nekuumbiridzwa nemi, ndisu misana misha
Ok
Bamukuru ndimi mune nyaya yese ndakakuwonai zvangu plus kugangurudza kutaura kwamuri kuita.mungashaye mari yedare piwaika nevana venyu vasikana vaipopota chaizvo
i like the song but Shona angiyazi kahle kkkkk
Teddy Kowo uchiri mupenyu 😊
Zvakanakira kuti vana warikutambura ndewa bamukuru huku ikudya mazai ayo
Maiguru vangwarisa and mainn vane pride so pachanetsa kuziva akauraya apa
Vanhu vawo yakakura nawo ndozvaatori maiguru vakati ngwarei mainini hawataure even Gabu murume wacho kashoma kumuona akamira pane vamwe varume achitaura nyaya kazhinji anenge Ari ega nemhuri take
Iye Gabu tichikura murume aishanda zvasimba ndiye akatanga kutengesa ngoro .madoor flam window flame Aine free market Mari ichatenga kubva kare
Muma families zvakaoma kani
Vaneshamba murirudadiso
Muchatitadzisa kushanda veDrewmas 😂😂😂😂nyaya dzacho so
Ok😊
@@OphirZw😂😂😂
Iyi nyaya iyi inoda Sekuru Mukotsanjera,kana chikwambo chiri mutoilet vanopinda vega
Bamkuru muroyi
Mambo vano rwa dziwa ne makumbo🎉😢😢
Vakura ava wena
Sure akuvahwadza
Pakutodiwa kubatana zvinhu izvi zvigadzirwe nekuti zvichatambudza generations to generations yonzi generational curse😮
Bhora mberi Drewmas media Mutoko ichirikuda kucheneswa
Ok😊
Kkkkkkk i feel for bamnini and his wivies shame. Kwatasvu kwaputsa misha yakawanda uko. Muzepete unotopengesa tasvu nditsikamutanda haana matare uye. Munopera kupomera asina mhosva iye muroyi aripo hezvo kah bmkuru n'anga dzavo dzopupura dzoga kuti vaitoda kuuraya munin'ina. Ini ndinebundu hombe naye tasvu. Akasiya kuroyi mumusha aripachena akapa mhosva munhu asiriye nanhasi hapana zvakachinja tichiri munyatwa but tasvu aiti abata muroyi mhuri takugara zvakanaka. TASVU ndakaita kudumbirwa naye kutaura kudai. Mukosajera Nyangatayani Mhofu natembo ndivo vandinotoona vachiziva matare zvana tasvu ndezvekutsaga mari.
Maigiru nemwanasikana wavo vakangwarisa
Zvekuti dhuu,Maiguru suspect
VaNeshamba maita zvenyu Thomas takatamba naye zvenyu tirivadiki kwaNyamuzuwe village rekwaMwenye ari mukomana wemombe ndarwadziwa mufunge
Bamkuru zvavarikuti mukadzi wake uyu ndini heee vana vake vese ndini varikuda kuzama kuti kudiii rimwe fayera ravakuvhuraba here
Pmwe ndivo vainyengera bmnn vkadzi 😅😅😅😅 ko pavana ndivo vairara nevkdzi vse hre kkkk zviro zvcho so
Kupenga kwawo wane nyaya baba awa
Zvikwambo zva bmkr ndizvo zvaakudzoka sengozi
Plus kuburitsa mwana mwana wake achiti ingozi mkoma vane nyaya avo
Bamukuru medzai mate muchaburitsa zvisizvo pakudana zita ramai Jengera
Mkoma Mike kubva maita semuri kuimba majomana kuchurch kudaro ,ungati ibenzi riri kunamatirwa 😂😂
😂😂😂😂😂
Whats the purpose of cutting nyaya padumbu, kuti ma episodes awande here?
Tu vanhu tunenge twakaromba nharo twadzinoita so .......mombe ngadzidzoke
Baba veblue shirt vanatsotsanangura
Babamnini bhol zvekuti kusagona kutaura aisi mhosva mhani mkoma wakaromba uyooo
Ok 😊
Pakagumira nyaya ndepekuti mkoma vakaramba kuenda kwaJengera my question is why now yet you once went there kunorapisa mwana, why not going with others now kutya kufumurwa, pedzai nanga dzose kwakaenda uye kana munin'ina aine dzaakaendawo ega endai futi. Mishonga can manifest as Ngozi, zvikwambo mweya yavanhu vakafa inoshandiswa kuromba, so here mweya wemufudzi wemombe ndiwo waishandiswa zvekare so now wants payment, however, mishonga yaisndisa mweya uyu ichiripo haina kubva, so now they need to remove mishonga iyi and this can only be done when one admits kuti ndiye akabata mishonga iyi, so yes babmkuru should move with others kuti vawane solution kwete kuramwa why? How can you declare chekahukama nevanhu vasiri kukupa mhosva but its coming from outsiders.
Machief ayavo aya nyama nepfunwa zvoda kuzorora papinde vamwe
Kkkkkl
Dzoserai munhu Mari yake mukoma makabata imi musagware kunge bhinya ririkunamatirwa
😂😂😂ayikaka
Kuita keyini na abhero
Aaa mkoma pane basa zvakavaomera
Ok😊
Eish bamunn vaimbonyenga sey vakadzi vaviri vese,kusagona kunatsogona kutaura kwacho kotorwadza ,point yavo hainatsobuda.
Inga sahwira akataura wani kuti Gabhu akatokura akadaro kutaura kwake
Aaaaah rega munhu abvunze iwe usatyisidzire
Hamugoni kutonga mambo nevarikutongwa vacho varikutongwa vachohavasi kutaura zvinonzwikwa
Ngavaende kune vanogona kusvitsa ngozi itaure yega bamukuru musavanze hasha munofundukei kazhinji ukaona munhu anoita hasha ndiye akaromba
Andrew Neshamba Shumba live and direct 🎤
Mukoma ndivo vane nyaya yese kuona kwangu
Ok😊
😅😅😅@@OphirZw
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya SHUMBA
Ok😊
Mushonga haubate pasina chironda Gabhu angadai akafa kare
Ndiye Gabu here uyu
Bamukuru matsika tsika matama enzira munako katurike
Mkoma is jealous nd envied the life of his young brother, mkoma kuromba gone wrong
True
Vanhu vacho ngavawande varume ngavasvike asi dare harina kurongeka zvaro zvinhu zvacho so uyo arikuti muzukuru wagona varoyi akatengwa utsotsi chete yave nhau yekuwachisana
waiting
Ok😊
Vanhu vanokaka nenharo nekufa kweuroyi zvino ngavafambe musavanyengerera
Endai kwa Kurewa ku 21 ku mayo
Taura hako wanono pedza ma sports ese ikoko
@@patiencemunawa zvese zvinojeka
❤Drewmas Media taking you to another level
Ko drewmas batai camera zvakanaka kana munhu akataurwa nezvake munofanirwa kuisa camera paari kuti timuoneka tomuziwa kwete kuti camera inenge ingori pamunhu arikutaura chete
Dambudziko mhuri yagara ikuraramira mu n,anga
Musikana nyarara iwe wabereki wako hawana kuchena
Kamambo ako ngakape vamwe mukana aah😳
Ok😊
He must retire hes too old for this
Takaimirira pls Drewmars Media take you to another level
Ok😊
Ari kuda Sekuru Tasvu babamukuru
Vakaenda vamwe vakatiza
Vese vakabata
Mukoma akatangirwa kubata zvikwambo zvake zvakakurirwa shame ndosaka akange oda kutanga auraya mudiki wake uyu shame vese havana kuchena sevanhu vanoda zvemabizness kashoma kusabata sekana chikoro chirichishoma ummm ibasa
Pamwe mukoma Havana kubata
Ok😊
ndashaya wekuchenesa ini iye Gabu akabhadharirei achiziva haana kirayo
I think nhau iya kana muchitondera kuti dambudziko raGabhu kusaziva chakanaka nechakaipa Saka akafunga kuti kubhadhara ndokupedza nhau asi haana kuziva kuti apinda mu moto
Gabu haana kuripa ngozi aibhadhara mombe yakashandwa nemukomana inonzi yakaperera mudanga rake ndomanzwiro andaita
Gabu nemhuri yake vakaita kt pave nerunyararo but haana kuziva kt atozviparira. Bmkru avo vane Godo chete vakupesaniswa nemunin’ina wavo nekuda kwe mukadzi wavo uyo she is after destruction she is full of envy neruvengo
Gabhu haasi ye akabhadhara asi madzimai ake as a way to avert makakatanwa pamhuri, Gabu aitoramba but was forced by circumstances beyond himself. Chokwadi chichabuda pachena. Ini ndatowona pane nyaya
Ngaaende kwaChief Makoni uyu
Kunoitei kwamakoni hagoni kutonga
Ok😊
Be warned never repay evil with evil Romans 12:20-21 hukama haugezwe nesipo setsvina sesipo,akaimba muimbi. Saka please no refund hona wakakudzwa namukoma, pauri ndiye. To Eer is Human to Forgive is Divine Brothers makadzoka mopinza Madzimai enyu.
In shot vanhu ava semkoma nemunin'ina ngavabatane vabatsirwe kanachiri chikwambo chiri mumusha chakabatwa na whosoever between ivo vari 2 vacheneswe simple .vasunungure pwere. Kubatana kwakanaka uye kuma mhosva kwakabaka unokasira kuwana help than kutambisa nguva nemari vaba wachitambura .
Tiripo
Ok
KUNE MHURI INOTI HAINA MATAMBUDZIKO HERE AKADAI AYA UUUUUU
Hakuna musha usina zvawo hama
Apo
Ok😊
Aaaa bamnini ,????
Hi
Drewmas Media taking us to another level ❤
Ok😊